Hey, the couple ye20years, there is still bitterness. I hope mai havana kuita mahead injuries or maybe yatoveblood pressure. Please follow up Tete. Imwe mweya yetsvina, yevanhu vasingadi kuona vanhu vachibudirira. Munhu abva kumba kunovaka and this happens. Ngavagare pamunyengetero.
Doc Choga vanga vachidikanwa kuti vabate bhachi pa couple ye 20yrs in marriage baba avo itori mhondi chaiyo ungarove mkadzi kusvika ave nema health issues.
The bible teaches us to be sober at all times.and in all things as christains our example is Jesus. The bible says we are to be like Jesus.or like christ.christain means...christ like. nt denomination like or ur own opinion like.
@@tmaktmak1464 if u are nt christain do wat u like or wat agrees with wat u think is right. if u are a christain u follow christ and wat he says.u bring ur opinions and thoughts to the bible.wat doesnt agree with the bible becomes a LIE. assumin u are askin a pastor about mbanje he will gve u christs position after all a christain pastor teaches about Jesus.
That’s not true! Jesus made water into wine if he wanted people sober at all times he wouldn’t have. The Bible says to drink but not to get drunk. Maakunyora ma Bible Enyu mega kumapostori
It's high time you create a program for premarital relations.
Time to Revamp your show & help all types or relationships. Primarital help is scarce in the diaspora, so dont cut off callers
Pastor May God enlarge your territory and wisdom. You’re a blessing. I am definitely coming for marriage counselling. When the time is right
Khkuu
I like the fact that the whole team is bilingual
Tete Tildah naPastor Motowashe makadii 🙏
Hey, the couple ye20years, there is still bitterness. I hope mai havana kuita mahead injuries or maybe yatoveblood pressure. Please follow up Tete. Imwe mweya yetsvina, yevanhu vasingadi kuona vanhu vachibudirira. Munhu abva kumba kunovaka and this happens. Ngavagare pamunyengetero.
ll
ll
l
ll
l
l
l
Pastor ava ndizvo vane mweya wamwari chaiwo
Doc Choga vanga vachidikanwa kuti vabate bhachi pa couple ye 20yrs in marriage baba avo itori mhondi chaiyo ungarove mkadzi kusvika ave nema health issues.
Ve 20 yrs avo muzukuru ngaabude muupenyu henyu ndiye ava kutokanganisa imba yevanhu plz
You know wher the danger is...the danger is being lied to and fake promises.Second caller wake up and smell the coffee
Pastor munokhuluma futi 🙏🙏
Amana we can't download naiyo loadshedding ma1
Iwe kunge wandiona ndichiedzawo. Hapana kwairi kuenda SA😂😂😂😂
Mai vechi 2 avo vanotaurisa kkk apa vanenge vachitaura kazeve zeve
Pastor kuvanhu...amai ava vekutera murume mudhanduru vachinowedzera hasha dzake
Ini ne99 other bachelors tikdzidza zvakawanda
Mukadzi wekuroorwa muno uyo haachangodi murume chete pamwe wava kuda weku Zim
Kurohwa kunonakidza kwabababa, kwaamai kunodzima moto......
Murume wekurova mukadz anonyaraa or haazive here🤣🤣🤣
Pastor Motowashe and Tete Tilda how are you?
Ipai mundau uyo rubber anoitwa baba Penzura vaite ma corrections
Pastor vatotio that's were the danger is🤣🤣🤣🤣
Ndavepano.. Goodmorning
Umfaz oshade um South Africa ulistotsi wayezifunela amaphepha kuphela awalapha cz ayikho into esrc ayikhulumayo futhi ukulobolile ngabe ngowase Zim ngabe uzalile engakhuphanga lutho ukhuluma kakhulu cc why ubhalisa istend senu umntwana wakho oze laye haaa usile wena
Ummmm marriage ye 20 years iyo murume uyo akasara akahura so chihure icho chakamuita kuti aite kudaro.lhure remurume benzi chairo.Kuda kukuvadza vana chokwadi kuti vazvikurire zvakanaka.
Hi tete na pastor
Tete napastor makadii
🤣😂😂saka mina ngyacela pastor you trying kodwa 👏
Haasi y2k compliant, kkk. Go for whites or Nigerians. They are not protectors macho yacho iri pachihure.
Yaitwa zuva ripi..D.C ..tiudzeio tiziwe
Saturdays but I don't know the exact time on Facebook
Pastor makazotii nenhau yambanje, itai mubatike munhu wamwari tionesane
mbanje kuputwa kwayo here?
The bible teaches us to be sober at all times.and in all things as christains our example is Jesus.
The bible says we are to be like Jesus.or like christ.christain means...christ like.
nt denomination like or ur own opinion like.
@@keithmatswimbo7083 Ati ndiri Christian ndiani?
@@tmaktmak1464 if u are nt christain do wat u like or wat agrees with wat u think is right.
if u are a christain u follow christ and wat he says.u bring ur opinions and thoughts to the bible.wat doesnt agree with the bible becomes a LIE.
assumin u are askin a pastor about mbanje he will gve u christs position after all a christain pastor teaches about Jesus.
That’s not true! Jesus made water into wine if he wanted people sober at all times he wouldn’t have. The Bible says to drink but not to get drunk. Maakunyora ma Bible Enyu mega kumapostori