Mukadzi Haachade Murume | Chief Ngezi | Publicsphere
Вставка
- Опубліковано 15 жов 2024
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official UA-cam channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
Zichief iri rinondibhowa. Imagine having a father like him. Unofira kumurume uchingonzi dzokera chivanhu.
Busstop dzidzai kuvhara vana pamedia chiiko chakadaro chinenge ngozi.
Respect inouya yega kani vedare ndochiiko chakadaro munhu haungatange uchiti imi,ava !vana ava vachiri pahoneymoon phase kani zvinopera musazodaro imi ingotongai nyaya zverespect zvinozouya
Haaa mambo ava chiiko dzidzai kubva kuna mambo Mutasa
You can say that again
Hasiye mambo uyo ,mambo havapo
Chief Mutasa ndiko kachief kekumama manje
chief Ava Havana uchenjeri . Vanhu varikuuraiwa nenyaya ye GBV havasi huzvinzwa here
This chief is wicked he must get the notes from chief Mutasa, chief Bushu Headman chigodora also chief nyamaropa
Mambo dzokerayi kuchikoro chekutonga ma marriages. Ko abuse iyo. Vanakomana vave kungotora vakadzi voruma vosiya senyoka. Tongayi mushe
Chief Tongai ne wisdom kana musingakwanise bvunzai chief nyamaropa
Akuna court yakadai ,apa mwana kufanana na daddy😊
Chief manyama, dzidziso padare iri iripo .dare iri harijaidzi munhu rinongopa mutongo sezvazvakafanira .
He’s very brutal this chief
Why mwana on footage?
Chief ndizvo,vanhu Moda mashort cuts
Mambo fambiranai nenguva. Kana munhu atizira chii chinoshamisa kuti apote achinoona amai vake?
The worst Chief ra EDiot. An abuser. I feel sorry for Ngezi villagers.
Mambo ava vanongombunyikidza kutonga havagoni, havanatsitsi nevanasikana, imboko chaiyo
Haa handione sekudaro. Mambo vanenge vatotonga nedemo. Murumee haana kuramba mukadzi uye mai vanoreverera mwana chipfambi havaifanira kutora mwana just like that mark my words musikana uyu will have another child outside marriage nekuti ane support ye poor parenting from the mother. Dai ndiriini ndaitomboramba kuti handimuzive vadzidze lesson kuti zvemariage haasi mahumbwe ekusvika pakutorega kutaura kuti kwaane mwana. Ko dai akafa or miscarriage or premature birth zvoenda nepamwe.
Age yemusika uyu is so young zvekuti akamhanyira zvake kuda kuroorwa but she is not mature to be a wife material.
From your point of view
We Should start a campaign ...uyu chief must be removed
His very stupid ,i agree with you
Mvura mumusoro!
Mambo anogona kudzidza kubva Kuna Chief....sa chiBhushu vanogona kuenzanisa nekutonga nyaya sezvazvir
Mambo is a bully
Kana maoko Romira iro
😹😹😹💔When are you going to brought one mombe 😹😹😹.
Ahhhh always contradicting himself 😅 they should make it mandatory that Chiefs should attend some sort of law school because ihhhh lol
Mambo muno abuser vanasikana
Benzi ramambo.he is a bully
‘When are you going to brought 1 mombe’
😅😅😅
Kkkkkkkkkkk😂😂😂😂
😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂
Haa hama dzangu..hatiseke kani..we teach them
Hakuna munhu asingapomoke but murume aifanirwa kutevera tsvaga vamwe vanotonga kwete ava vakadhakwa ava
Mambo haagoni kuendanisa😂😂😂😂😂
Mambo anogona uyu true
When are u going to brought one mombeeee. Hesi.mhani ishe shongiriiishiii
😂😂😂I thought I was the only one who heard that
Inga vachaja thanks mambo
Chief you are just behaving like you are not a parent .
How dare ! We observe your courts we have noticed and observed your way of handling matters is not good.
Please refrain from having the drink from the "flask" .
Hamugoni kutonga mune hudzvinyiriri imi mambo Ngezi.
Chivanhu chacho hamuchizivi bcz Mai vanodei apa ko baba vemwanasikana varipi bamunini or bamukuru
Munhu anofira muchivanhu imi Mambo vanganiko vanodzoka
Haaa Ngezi inengamo haina mambo zvachose
Haasiye mambo ,mambo havapo vakamboshanya so uyo akafanobatira mambo
Haaa vaba sorojena makundikana😢
Chief is very stupid
Chief Ngezi ma 1 vakafanana na mambo seke matongero acho ndamatadza
😅😅😅😅zvine calling
Zvine calling dear havazvigoni izvi
Vadzvanyiriri.
Haiwawo ndimambo aniko avo
Mambo ava havagone kutonga ava ngavamboteerera matare anoitwa nevamwe
Havana Wisdom at all
Muru bully mambo musadaro
Mambo muridhodhi
Idzi ndidzo dzinogonekwa naNyamaropa naBushu haaa ka1,zvemazita izvo hazvina basa kuti ndiani atumidza kana anasekuru maakubvunzwa mazita ko varidzi vemwana vozotumidzei
Munhu ari kunzi enda unoshungurudzwa, ih mazimbwa aya!!
Ndiye mambo HR uyu😢
And hapana chinhu chinobhowa sekuti nyaya inongo tongwa ne machinda mambo vasipo
Kuenda nenyaya kuna Chief ava kupedza nguva, unotobvako wava nebundu pamoyo, havagone kutonga zvachose.
Musikana enda ku maintenance Court, mwana anoda kupfeka nekudya
Kkk hanzi usaminyure minyure miromo wako uchitaura
Murisatani chief imi vanhu varikuuraiwa hamusi kuvahwa maida kuti mwana uyo araramire hunhapwa nekuti akanga atizira munevana hre or muringomwa
Musatiunzira nyaya dzamambo ava havagone kutonga nxaaa
Truee unotoshuwa
Esh zvombowa
Mambo tsvagai vanokubatsirai kutongwa kwenyu kuchiri kusaririra
DRC CONGO HERE ?
Aaah iweka hayas 😅
Chief uyu ane lack of knowledge zvakaipa
Matare echivanhu avakunge martial courts.
Yaaah ukundokunonzi kumbunyikidza
Mambo vanoda kunopinzwa chikoro nmambo Mutasa musoro hamuna zvirimo vanenge hama ya Dambudzo
Magona kutonga Chief apo kubatinidza hukama
Haiwawo kudzokerepi ndinofira kumurume kuti zvadiiiiiiiiioo haiwaaaaaawooo ndozvinodhuvira dzoka dzoka ndosaka murikuonabvanhu warikupondana violence hadzisi kupera vanhu vachitemana neiyo yekuti auya ati zvandikunda huti dzoka chete ini handidzoke ini iyaaaaaaa
Baba varikutaura kuvaka havagone zvavo
Chimambo ichi xaa chakanhongwepiko😡😡
Mukore uno ndosweroti dzokera kwawangauri kutouya kumba kureva kuti hazvisi kuitaka.
Mambo imi muri garo henyu, sorry kana ndatuka but makadhakwa
This is the WORST mambo. THE WORST .TALKS TOO MUCH AND IS FULL OF HIMSELF.
This Chief must be struck off ...CHIEF NGEZI HAS NO WISDOM AT ALL ....TSVAGAI MUMWE CHEIF PLEASE
Ndazofara panzi aripe mombe nhantu 🐂🐂🐂asi anombunyikidza
Ndokuti vafunde kugomitisa vana vevanhu
Ndo chief ngezi vandoziva here vanogerwa inenge concord or box cut
This type of talking yooooo
Kutonga kunekutsikirira munhu kadzi
Ava havasi mambo vekuteerera. Haiwavo. Mhamha torai mwana wenyu muinde kamba. Wasting time
Hapana zvamambo apa. Biased
This Mambo does not have wisdom at all vanemashoko anodzimbira
This so called chief guy talks too much........vatongwi vanowanepi nguva yekutaura. Dai nyaya iyi yangopinda pamatyorwa (damages) yopera not this nonsense this motormouth is talking about.
boring
Chief Tongai ne wisdom kana musingakwanise bvunzai chief nyamaropa
😹😹😹💔When are you going to brought one mombe 😹😹😹.