SlyMedia Your titles are misleading and unprofessional. You started well and but you are now going off the rails, please correct this so that its family friendly.
Regai mjolo vadiki.Iyezvino wave mvana burdened with an unwanted child and its difficult to juggle parenthood and progress in life.Chete life is cruel unenge uchiti ndawanawo anondida.4 mombe chief ishoma this guy should be made to work and pay more.He ruined her prospects in life!
Both are to blame though. She wasn't coerced to sleep around. The girl child should be responsible and not play the victim card always, they dont listen and they will learn the hard way unfortunately
Ndiri wecuMozabique, ndinofarira zwicuru chirongua chenhu checugadzirissa bzimba. Asi gadzirisai mudare menhu muri cuita noizz sterek, mune vanhu vanoita noizz zwecuti hatizozuwi zwacanaca nhaya dzemunengue muchigadzirisa, vamwe vana vanongochema vanamai vacho havabude cunze vanoramba varimo mucati imomo
SlyMedia Your titles are misleading and unprofessional. You started well and but you are now going off the rails, please correct this so that its family friendly.
Aah chief ava ka 💔
Best Chief ever
Both the girl and boy very cute but musoro hapana chirimo. At such age vaiti vanochengeta sei vana 😀😀😀😀😀
The girl is so cute
Chief anogadzirisa mbwende dzose👏👏👏👏✌️
KKK aiwa mambo ava vanotonga nehungwaru chaihwo, remekedzwai mambo
What a girl she is very beautiful
One and only chief anoziva zvaanoita sando kwamuri chief Bushu
King Solomon wisdom.
Chief Bushu u have wisdom ....you must teach negomo and other s
If all chiefs are like this man
Feel sad when I looked at the girl's face after the verdict of 4 cow 🐮🐄. So sad.
Chief muno gona zvenyu, musikana ini zvangu ndamuchiva itsvarakadenga chaiyo. Ndichabva zvangu kuno kunze kwenyika ndimutsvage mwana ndamuda zvangu ♥️♥️♥️
Ahhhhhhh ko ini
Kkkk
Huya ndiudze kwaanogara akanaka zvesure
Vanhu havafaniri kuita noise mudare ,vanovhiringidza zvikutaurwa
musikana akanaka hake
ende yanga iri perfect match
Zvakaoma hazvo kutorambwa kauku mwana wevanhu so sad😟
Best chief
But kuti simuka muite zvamaiita bhoo here mune vanyarikani surely
Apa mambo wandiremera nice
Chief Bushu muno fanira kuita president wenyika kwete zvemakava zviri kutonga nyika.
Chivanhu chedu chiiko nenyaya yekuda kutyisidzira pakutaura, iwewe wauya nenyaya unotoita kunge musungwa uchivhiringidzwa vhiringidzwa
Noise kn chatombonzwa gadzirisayi pa noise
Havataurisi ndoproblem.mokurirwa nachief chigodora vanhu vacha havatauri zvonzwika
chero arambwa hake but pfuma yapinda mumba n'ombe 4 dzese chief uyu akanyanya dai ndinenyika ndaimupa munda
Zvino dai angotora zvake zvasinei nekuroora kkk apa mwana unenge uchisungirwa kuchengeta Zvinhu zvachoso
Iiii sly upote uchinyora mushe heading.
Chief munotonga zvenyu wedzerwai makore
Best for ever cheaf Bushu
Chief vakagonawo apa👏👏
The gal is beautiful
wangu chinyarara hako achiitiswa kudai ndonzwa hasha wangu
The beautiful ones are not yet born.It is just fragments.Tusikana twemazuva ano.....????Uuuuuuuh tunoda zvinhu too much.Nyoka ukaigofa inokuruma!!!!
Vana vanoparira chokwadi
Ndipei number dzebbie
Yet she is going on a man she knows has a wife. Stupid girl..dai akarambwa. Kahure
Hmmmmm
Regai mjolo vadiki.Iyezvino wave mvana burdened with an unwanted child and its difficult to juggle parenthood and progress in life.Chete life is cruel unenge uchiti ndawanawo anondida.4 mombe chief ishoma this guy should be made to work and pay more.He ruined her prospects in life!
Both are to blame though. She wasn't coerced to sleep around. The girl child should be responsible and not play the victim card always, they dont listen and they will learn the hard way unfortunately
Chief vanobata basa
My chief
King 👑 Solomon
Chief to the chiefest
Aah KO kana mwana asiri wake ummm ama 2k haatembewe aya
Yooooooo ama 2000 iiiiii zvakaoma hazvo iiiiii Chief vanopedza masports manje
Best chief ever for sure. Mwari vaku wedzerei mazuva enyu panyika
Akutambisa mwana akanaka mfana uyo asi agonekwa hake atongwa zvakanaka zvinoenderana nemashandiro anoita chinhu chake
Vanotonga pa fair Chief
big up chief, mapedza masports fair
Dunhu rina chief uyo hariitwe yese yese unonyura
Komborerwai namwari chief. Dai madzishe ose available soo dai zvinhu zvaifamba mushe mumatunhu umu
Chief 👏👏no1
Waiting
Sando dzenyu chief iwevo musikana uchinyanya futi.🤣🤣🤣🤣
Bby akanakisa uyo
Chief vanoda mari ava
ndipeiwo number dzemusikana uyo
Bby iro ndipei hangu ndichengete nenhumbu yacho
My favourite chief ever ❤️
No order
Chief ngavadzoke
Ini hangu pekuti itai zvamaiita kaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂
Chief bushu vanopedza ma sports
Munogona Chief murambe makadero
Saka zvenhengo hombe zvapinda papi apa
Kana ndiwewo
Mambo vanogona kutonga havo avo very intelligent.sando dzenyu mambo
18 ne 19 arghhh vapfana ava soo kahhh😅
Kkkkk yaa ndioma chief anofanira kunge akadaio ku police yedu yemuno
Mwanasikana ngaanake zvakaoma chokwadi
Chero mjaya ari hand pedzisai ikoko kkk
this chief's IQ is commendable....itai zvamaiita muri vairi tione, kkkkkk,
Ama 2k ayars
Mambo vane huchenjeri ava kwete ava deadman chigodora anoda mari in 2weeks time
Kkkkkk he reigns over my village kwaMutare haaa pamari apo anonyanyawo.
Hazvisi kunzwika plus poor quality
chief kumberi, itai zvamaiita.
Yar dai vana vedu vachidzidza vaifanira kudzidza chokwadi uku kuomesera vabereki
Sly kumatare kune nyaya dzakawanda bt noizi
Ngaabhadhare roora rese kutamba nemwana wevanhu
Miriraii tinashe mugabe
Ngauye kuno ndimu chengete nemwana wake money is not a problem.
Ndiye ega here wawatanga kuona nhai mukomana kkkkk
musiye nyaya yekusa ma caption asingaenderani nenyaya
Ama 2000 vane drama mkomana 18 girlz dzacho 18 mahumbwe ayo yooooooh
Iweee
chief manyama
Solomon chaiye
Kkkkkkkkk aaaaaa chief soo hanzi uchingwara ngwarawo iwe kuda zvinhu kkkkkkkkk yaa chokwadi kuda zvinhu nxaaa
Saka mombe idzi dzinopiwa mambo or mhuri yemwana sikana
Mhuri
Kkkkkkkk Haa Chief vandiuraya nekuseka
Kkkk chimoko isimbi kk ndikuuyako
Musikana wakanaka uyo vese nemurume wacho asi pakuzonyangadza vana vevanhu hazvina kunaka
Uchenjeri uhwo ndahuda kkkkkk
Ndezvekumma izvi
Ngavataurise
Shuwa angaramba tsvarakadenga
Saka title yenyaya maiwana kupi apa nhaimi? Kwanai Slymedia kkkkkk
Kkkkkkkkkkk
Mufana iwee urikuramba simba yakanaka kudai
kababe bho
Munhu ngabatwe size inokwana
kuitisa munhu pamuviri haisi nyaya inotyisa saka atorambwa uyu nxaaaa
zvakaoma azvoo zvopisa tsitsi mupfanha usaite yawakaita iyii unopinzisa vabereki Kako busy
chief ava chibaba
ndekupi uku kunoitika izvi
Simbi kuna chief haa motonga zvisina dzungu vaposa vabatana vana
🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi newe uchingwarawo kids zvinhu . Truth be told Chief Sando dzenyu tokupai..
Kutonga kwenyu munotonga zvine hungwaru
Kutambisa mwana munaku soo
Makanyanya Mambo pamberi nemi 👏👏👏👏
Musikana akanaka shame