Idzo inyanya chaidzo, dziri kutapirirana zvekuti heeeeeki. And hawasi kuzomira kusvipana. Kuenda kuEconet or Netone tsvagai communication between sis and baba then sis and mai awo.
The inability to let the facts unveil the true facts ,inability of an intense cross examination makes some of these courts a mockery ,an urgent to emulate from Chief Mutasa, he is capable to let facts crucify each & every evil doers ,let facts ,not stories, stories,
Aya madhonza mahombe Wacha tisei zvitsarukane inonzi love Muri kuonekwa inga waremerwa nmubzunzo😊 achimbodzidirei ipo pane upombwe kaaa ka hure kuda kunyisa mambo
pafoni apo panosungisa baba vanovharirwa fon its private property kana mupolice station u can report thats depriving someone of his or her rights don't force to take someone's fone even ana mambo or ishe they can not force to see my fone come whwt may
Team iri haaaa rakangwarira chaizvo. They made an agreement kuti their receptionist aiwa sister waamai awo. Kana wachida kutaura vese they will be connected naSis wekuHeadlands.
Amana nyika yaparara ne mjolo. ko phone yako munhu ine mutemo here kuti unofanira kuita save contact zvinofadza ngana here.Mapostory varikupisa kuti pii
mai iyi chifeve vanonyadzisa kufeva nehama... muridzi wemkadzi idako akuramba achigara nechifeve
Musadaro kkkkkk
Pamwe atori mubhodhoro so
Musazodaro ,😂😂😂😂
Baba, siyayi hire iro riende. Musapedza nguva nezve mate izvi. You will never change this woman.
Yadzokazve nyaya iyi ine part 2 posted today 🙄 mahure aya
Chanda & YYU to the fullest
Humble mambo munotonga muri humble munofanira kt dzvanyey vanhu mbijana
You are a real chief
Aiwa!!! Vanodanana avo & vabatwa zviri pachena
hanzi mahure ndovanopfeka mitrousers ko ava nedhuku chena😮
Kkkkk bvunzawo
😂😂😂😂Pakayipa
I watched this yesterday on TichTV and now it's live, am I living in the future?
Hais live
Kkkkk
Kkkkkkk yes😂😂😂.
TichTv inokurumidza😅😅😅
Chief ne team yenyu makachena jealous down ❤
Team chief makageza
Idzo inyanya chaidzo, dziri kutapirirana zvekuti heeeeeki. And hawasi kuzomira kusvipana.
Kuenda kuEconet or Netone tsvagai communication between sis and baba then sis and mai awo.
Mother very clever ngavabvise havo dhuku jena
I think u r very rit.
Ngavagare nedhuku ravo jena ndiko kwavo chaiko ende hunhu hwavo ndehwe ikoko
Mwana mudhara kudarika baba isimbe. Anoda Mupfumi kubukiridza nemukadzi. Haana kutofutana nemukadzi wacho a hardworker kunaricho
Akangotsonga chete asi Baba imhombwe huru inotogona kuuraya mwana nekuda muroora
No ppl ukama chete btwn baba nemwana not kuti baba avo ndivo biological father. Mwana anogona kuva acne makore akatodarika baba
Mwana looks older than the father oooooh
mapostori live like that
Bamunini ndibaba even vakaita mudiki kwauri
Munin'ina wababa ndibaba ...
Chero ndichisimbonzwa nyaya dzinotongwa apa Mambo makatonga nyaya. Ka mai ako katsotsi hakatorina nyadzi kutozosungawu dhuku re white nxaaa...
Madzimai mhombwe naatezvara, ndosaka vasingapindi church nemurume wavo # YYU❤CHANDA
Coding is a sign of hiding something and they failed to justify it
The inability to let the facts unveil the true facts ,inability of an intense cross examination makes some of these courts a mockery ,an urgent to emulate from Chief Mutasa, he is capable to let facts crucify each & every evil doers ,let facts ,not stories, stories,
New name for Mjolo= YYU😂 Chanda
😅😅😅😅😅
Madzimambo aya akangwarira, big up! Yyu zvarewei???
Iyi yaperera pana Chanda na YYU. Mahure aya
Mambo zvinyadzi kudiiko tinovhura nyaya dzenyu qpa volume iripqmusoro pane vana imimi Mambo mongoti zvinyadxi bhoooooo.Kudiniko mambo woye.
Uyu mambo uyu idhodho
Ini handichatovaone patv ndovaonera pafoni ndakaisa maearphones asi ndega ndinotonyara futi kkkkkkk
Uyu kana uchimuona enda pakahwanda
Siyai ataure sezvazviri nekuti kutaura chiwande wande mudare waste a lot of time . Mboro inopedza pfuma
Ndomutemo kudare kunotaurwa sezvazviri,hakudi kuenda nevanyarikani unosvoda ukazvirega
Imi mambo ma charges enyu ndirini handibhadhare better kutodanana nababa vacho because uku hakusi kutonga uku mambo dzidzai kutonga nyaya not kushandisa ruvengo ndirini bhechuuu handirege kuhura Haku a mukadzi anongotanga kuhura pasina reason
Mahure manyama 🎉🎉😂😂😂😂😂😂 26:33
Chaiwo
Aya madhonza mahombe
Wacha tisei zvitsarukane inonzi love
Muri kuonekwa inga waremerwa nmubzunzo😊 achimbodzidirei ipo pane upombwe kaaa ka hure kuda kunyisa mambo
Ummm ndanyara hangu... Vanhu ngatisiyeyi hunhu hunosemesa kudai
Zihure manyama madzimai vemasowee
Aaaa iwee kana vari baba atezvara vako woisa another name .itya Mwari iweee
SMTV ndiudzeiwo kuti inyaya dzechokwadi here or vari kuactor?
Kumasowe tinotungamirirwa nemweya mutsvene imi yenyu madzibaba masowe enyu ndeapi musatipedzere nguva kumasowe hakubhabharidzwi team renyu rakandakwa mese hamuna nyaya
Amai vakangwarisa awa
Kkkkk iyo ndiyo pfambi chaiyo hanzi ini ndinoitwa forget chandawengerwa kkkkk kuchenjeresa chaiko apa chidhuku kuvhara vanhu kunge munhu kwaye ngaridzokere kwaro ropihwa dombo regupuro
YYU meaning yuwii yuwiiiii unonaka ndapedza nemi 😂😂😂
😂😂😂😂
Very good 😂😂😂
Hera hera kkkkk
Kelly game dzamai yyu unenge unodzinzwisisa, murume wako aripama1 😅😅😅
😂😂😂😂
Kanamazogara zivai kuti foni inobatisa,musadherere...ma phone codes awo anotima kunyumwa kuti panezvichirikuitika pakati pevaviri..
4n yangu ine code but ndiri single. 4n yangu ukaiba unofanira kutomboida cost kuti utange kuishandisa
Kkkkkk haaaa chief wanotonga zvakangwara awoooo
Dzifambire sly❤❤❤❤
Ndiatezvara as in baba verumure here imiwee Rega Chanda aende kuna YYU cos murume achembera kudarika baba
Haaa mukadzi ibhishu but rakada kuita kakungwarira
Vanhu vekumusha kwangu ava , saka mujolo hauna zera apa muroora na baba tezvara. Zvonyadzisa izvi , Marova vabura hombe
Baba vanodyireiko zvinhu zvomwana,baba musadaro chokwadi,makunakuna chaiwo,you&chanda,matsotsi zvawo ayo😅
Eish 🙈🙈🙈🙈 vese vdanakadzidza navo huyai tinyare kani classmate yedu iyo 🙈🙈
Wait you know them.
Hamuna shamhu here guys rovai mbwa idzo havanyare
Baba looks younger than Mwana wavo
Bamunin young brother yabiological father
Kkkkk nhasi ndazoseka yyu ana Chanda mmm makaoma
Mama inotaura hayo iyi aaah hapana imba apa kudefender both sides
Mai ava kaaa vakadzi tisazodaro weduwee😢, ivowo atezvara ft😂😂😂🙌 zvakaoma
😂😂chii chakadaro chinenge ngozi baba kulaza muroora
Wayi wayi yhu kkkk. code yaramba kutsanangurika zvakutoda team re Information Technology izvi kk
Vanu ava vanodanana kani ngavati bvire ava mhani nyaya dzavo varikuti pamunondo pamusasa varikutaura vese sei vakachija mazita pama number varikuto ita lulalula natezvara benzi remukadzi kudanana nababa vemurume pamwe akatombo danana nababa vke saka chinomutadzisa kudanana naTezvara
Part 2plz
Kkkkkk aaaaa veduweee Adam achiedza kurambira Mwari mhosva yake. Baba vari kudyira mwana muchero. Hazvibvumike hazvo
Mai wakudzosera murume akuhura naye .....this days Shiri yakabvuta rekeni
pafoni apo panosungisa baba vanovharirwa fon its private property kana mupolice station u can report thats depriving someone of his or her rights don't force to take someone's fone even ana mambo or ishe they can not force to see my fone come whwt may
Kuzodongorera phone manje mom's iyo
Kunyepera kuzungaira
😢Atezvara avo isasikamu chairo pamukadzi wemwana here
Vana votoda DNA
They know each other
Mai iyi ibhishu rine matricks😂
YYU yaramba kutsanangurika😂😂😂😂😂😂
Haha mufunge
Haaa yaramba. Vana vacho vanenhamo
Zvekuti number dza sevhewa chanda kana yyu hazvina humbowo hwekuti vanhu vanodanana
This traditional court has wisemen kkkkkkkkkkkkkkk
Ndeapi ma message arikupa humbowo hwekuti varikudanana dare rakarerekera duvi rimwe
Heyi sei vamwe vanhu muchisarira kudai ngadzishande pfungwa
Team iri haaaa rakangwarira chaizvo. They made an agreement kuti their receptionist aiwa sister waamai awo. Kana wachida kutaura vese they will be connected naSis wekuHeadlands.
Mai ava ngavaripe mombe
Mwana Tambo haisi kusvika ku parafini 😂😂😂😂
Kkkkkkkkk vanhu soo kkkk
Excellent varume vanogona kutonga ava
Mai nechikomba matsotsi chaiwo and havapi respect kudare and vanenharo chaidzo
My home village makoni district
Vanhu ngavadzidze kutaura zvishoma vowandira kuteerera. Baba nemuroora vanotaura zvinovaroverera.
Team rekumusha kwangu manyadzisa, Madzibaba Ebiton Garai masiyana nemunhu uyo
Kana neni ndakanyara kushaya pekupinda vaitondieresa kwamasvosva uko heyyyy
Haisi mhosva kusaver number zvandoda
Bt murume muridzi vemukadzi sei Ari kuramba achigara ne bi shu kuda hupfumi hr thruu kubhadharwa ?
Mai iyi ihure chairo yabatwa😂
Mombe 6 ndiko kurwara. Wakapedza roora kwaTezvara here. Bishop you want to give mombe dzawaripisa kubhadhara roora
mdara ainyenga Muroora.
Baba avo vodyirwa mukadzi nokuty havashandi ungateera mukadzi kumaricho kuno kanganisa munhu basa xaa uku vachembera musana hauchina kusimba
Why Why You ,,I would get away with it???
Please balance me ko Baba ndevapi?
Babamnini ndi baba ndochivanhu
@@samanthamkono5076 Thanks dear
Ummm haa vana pamasubjects ose bonde vakaripasa chaizvo
Mambo vabva vataura direct 22:16 hanzi sei waka server YYU iwe uchiziva "mune nyaya yekuti muri 2, makange muchisv*rana"
Nyati doesn't beat about the bushes vanobva vangoti dyoo!!😂😂
Mai ava itsotsi havabvume asi vaine mhosva yechihure ngavanohurira kumba kwavo kana murume avainaye asingavaitire
Chief ndokumbirawo mu4nere chief wangu Ziki anonzi june akupei mbhoma chiranga mapenzi anodhota nekurohwa ayo
Yyu airport code yeku Canada 😂😂😂😂😂😂😂😂 aaah pakaipa
Yaaaa zvemujolo muchazvirega izviii.. Zvinoda Vanoziva technology yakakwana asi uzalinyisa khuphela
Chanda it's short cut for surname yemukadzi ...chandavengerwa😅
😂😂😂
Chandagwinyira handirege kikiki
Vazvidhuku ava ndomahure last number🤣🤣🤣yyu yaramba ne meaning yacho🤣🤣
Haunyepi inyaya dzakawanda dzevakadzi vemadhuku machena dzechihure dzendaona
Imi munoziva kuti muri 2 ma kanga muchisvirana kkkkk pakaipa mambo vataura Nemo nemo
Atezvara ndovarikudzi MUDHARA😢😢😢😢
Amana nyika yaparara ne mjolo. ko phone yako munhu ine mutemo here kuti unofanira kuita save contact zvinofadza ngana here.Mapostory varikupisa kuti pii
Kana uri straight unozosaver zvisinganzwisisike kuti zvidii
Mambo munobvuma kutenderedzwa musoro nenyaya dziripachena
Madam veChanel avo chihure
Imi muri madofo mese varikutonga nyaya mukasaver # dzemunhu dzinoburitsa zita raakasaver pa#dzake please
Murikutiiko imi murishasha kaa
Mambo nedare racho makadhakwa hakuna kutonga kwakadai nyaya yakabva ku high court haidzoke kudare repasi uye phone haina kugadzirwa nemi zvekuti mungati seiko isina kudzima number yemunhu murimbavha zveshuwa
😂😂😂😂 traditional Court ndovaridzi venyaya idzi
😂😂😂Mabhishu manyama
This woman is too defensive meaning she is hiding something
Defensive isina value
Baba wobvisa mombe shuwa, bhechi hairarame kumba kwangu.
Kkkkk mai awo hawachatodzoreki.
Mukadzi uyu ihure ummmmm
Number yemudiwa inobatwa nemusoro musazvishupa 😂😂😂😂😂😂😂😂 chanda 😅😅😅😅YYU
Language ya mambo surrender
Ndaitadzawo hangu huye nikisi wena
I agree. Very colourful language 😂😅
Chanda means Chandakanakirwanacho .YYU yummy yummy uuum
Mai iyi imhara patsetse inodisa zvinhu iko kutowanda nechechi kutopfeka dhuku apo kutovhara mabasa avo echihure
Vanokwaturana avo ,, simple question both of them not answering zvakanaka ,, mabishu manyama bvisai dhuku rewhite amai
Wink akati XYZ mai Chanda vakati regaiwo nditi YYU😂😂😂😂