@@acmfirst5481but that's what is called abuse of power there is power imbalances ko ukaramba ukadzingwa muraini unoita sei. Inonzi sexual abuse yakaitwa na sabhuku he is supposed to be a gate keeper in the community but he is abusing the people he is supposed to protect
This panel is better than yeku Karanganda uko. Those sabhukus are at Karanganda are clueless. Thanks to both the Slymedia and Karanganda crews for beaming the courts as are
no the wife corrected that chikoma aida kuuya kunzungu bva ati no usauya kuzungu wozouya kuchibage ,itmakes sense kuti kuchibage atleast kuno vandika than kunzungu kkkkkkk.
People like that Sabhuku are a disgrace to the world of leaders. God bless our Chiefs and God bless Zimbabwe, and save it from people like Sabhuku avo.
Despite the loose morals and shenanigans I'm stuck on the 10 dollars charge!? How are these men funding their habits on top of the alcohol and tobacco money😅😅😅
Muno Gona chief Muri kugadzirwa nyika pakaita vanhu rume 3 .Vakadai tinoona kwatiri kuenda senyika❤❤❤
Manicaland nyaya ndedzemakona, ngozi nezvikwambo, Mash central inyaya dzehupombwe chete, what a contrast😂😂😂😂
Taura hako
Kwakawanda manyasarandi ndosaka
Shem mukadzi uyu anotora advantage yemurume wake kuti mnhu akanyarara 😢😢
My question is the minister announced this after when we already applied for waiver. So how would we also register all the minor
Sabhuka anofanirwa kutorerwa husabhuku haungatungamira vanhu uchinyenga vakadzi vavo 😢
Haana kubata chibharo. Akatoendesa mari mberi kureva kuti mukadzi ihure sabhuku i client.
Ichokwadi ichocho. Vanhu havangatongwe nenhubu yakadaro.
@@acmfirst5481 uno kecha mukadzi wemnhu ?
@@acmfirst5481but that's what is called abuse of power there is power imbalances ko ukaramba ukadzingwa muraini unoita sei. Inonzi sexual abuse yakaitwa na sabhuku he is supposed to be a gate keeper in the community but he is abusing the people he is supposed to protect
Sabhuku zihure 😂😂😂
Vamwe vakadzi vanosemesa aaaa nezvakaita sabhuku izvozvo
Kutonga kwakanaka uku
Wangu chief Madziwa paDarwin mutongi wejekerere mudzidzisi zvekare kuchikoro so education iritii ipapa twabamu! Mkadzi wemunhu haanyengwe!
Hmmm ndiko kunonzi kutonga nyaya uku...ma questions are on point
Mukadzi wese aita chihure ngaabhadhariswe ,varikunyanya vakadzi ava
Munhu wese imhombwe , Hatisati tabatwa chete. Asi vakadzi vevanhu mazuva ano chiiiii chaizvo
Vakutumwa nevarume vavo kuti vawane pfuma
Sure zvee, cuz ummmm.
Mukadzi akatora advantage yekunyarara kwakaita murume wake
Shuwa yvon
Vakadzi varikupomba vari mudzimba ngavaripiswewo.
Shuwa zvako zvanyanya zvevakadzi mhombwe kana vasina mari ngavaitiswe community service Xaa
Excellent chief madziva munotonga nyaya amutonge munhu sabhuku uyu ngaabviswe usabhuku vatungamiriri vanotora advantage chief action nemasabhuku akadai
This panel is better than yeku Karanganda uko. Those sabhukus are at Karanganda are clueless. Thanks to both the Slymedia and Karanganda crews for beaming the courts as are
First chimbomira zvekushora Netflix yedu Ishe Chigodora, zvekuti masabhuku ari clueless zvitete izvo hakuna hu clueless hunopfura kunyenga mkadzi vemunhu apa ari sabhuku dzatoita shoma mombe idzo huya pedu paMarange tinokupa mutongo vekuti hauzode kuona mkadzi vemunhu zvakare
Panel iyi kuserii
Asi une nyaya kwachigodora here he's the best usarwadziwe iwe
Ummmm umwe akagona hazvirevi kuti wamwe watadza
I prefer chigodora shame
The chief has wisdom of Solomon. Well done .
Vakadzi vevanhu vanobvumirei kunyengwa vakangotangawo kuripiswa ndokupera kuchaita chihure mudunhu iri
Ekizekiri
Mkadzi wemunhu wacho akabvumireyi kunyengwa naSabhuku .Murume wese anonyenga Mkadzi wemunhu ngaazvibate
Asi muridzi wemukadzi anekakupusa hake kkkk
😂😂😂😂😂
akadyiswa ne bhara😂
Ava Sabhuku vatori nehuori inhubu chaiyo nyaya dzavo dzawandisa
If smne's wife and smne's husband fall in love why is punishment only given to men?
Pachivanhu chedu Murume ndiye anoroora, dunhu rese roziviswa kuti uyu mukadzi wanhingi. Kuti azodana nemunhu anoziva murume wake zovreva kuti murume adana nemukadzi uyu ashora roora rakabiswa nemumwe wake zvaanoziva. Mukadzi anoripiswa kana pakanzi imba yave kupfudzwa, nekuti kumuripisa achidzokerana nemurume wake zvinoreva kuti nyakubirwa ave kutora chipfuwo mudanga make kuzviripa.
Nekuti murume anenge aka approacher mukadzi wemunhu achiziva kuti mukadzi wemumhu. Kunyenga mukadzi wemumhu imhoswa.
Imbulu kamakasani umfazi lo wen Aman proposes better say hey Intel my husband yu like me
Mukadzi wemunhu haabatwe. Varume havagone kuita vaviri pamukadzi 1 bt vakadzi vanogona kuwanda pamurume 1.
Pachokwadi hakuna murume anonyenga mukadzi wemunhu asina chokwadi kuti mukadzi anobvuma. Kuzooona onyenga anenga apiwa saini yokuti ukandinyenga ndinobvuma. Bvunzai isu tinoita nyaya dzacho pachedu. Musaudzana nhema kuti murume ndiye anotanga nyaya.
3 years muri mubutiro zvokwadi 😂😂😂 amana kaaa
U are soft munhu wechirume changamu changamu aaaa
Notice kumadzimambo ese muzimbabwe yese zvayo siyai tsika yekutongera mhosva dzenyu dzehupombwe muzvikoro plz.vakai ma community court enyu musiyane nehunhu hwenyu ihoho.murikusvibidza zvikoro munodzidzira Vana..munosara marikunuhwa hurume muzvikoro imomo.
hama dzako dzirimo imomo maurikuti munosara mchinhuhwa
Asi modzidzira vasikana nematicha echirume chete? Ko pamwe pachikoro zvapanopindirwa dzisvondo. Vorega futi?
Murinyanzvi Mambo munogona kutonga .Sabhuku vanofanira kubviswa havakodzeri kutungamirira musha avo
Mombe 2????and sabhuku anobviswa husabhuku kana achiita zvakadai
😂😂😂😂😂 ndaseka kunzungu...kune mabasa
no the wife corrected that chikoma aida kuuya kunzungu bva ati no usauya kuzungu wozouya kuchibage ,itmakes sense kuti kuchibage atleast kuno vandika than kunzungu kkkkkkk.
😂😂😂
Every court mukadzi we cap anenge aripo with same clothe😂😂😂 same caps
😂 it’s multiple court sessions over one day uploaded at different times
Tongai henyu Chief neshamhu inorwadza
Masabhuku siyanai nevakadzi vevana vamunotungamirira
Chief is specific like a catalyst 😅😅
Munhu ane mhosva anongooneka kani kutenderera zvake
Mombe 2 ishoma mhani......munhu anokwira vakadzi vevamwe
Ini ndanga ndafarira chaizvo mombe 5m nembudzi 4. Aifanirwa kubva asiya futi mukadzi uyu. Mukadzi uyu achamuurayisa.
mai i bhishu chairo kusiya murume wenyu musvinu warume imbwa wanoedza ngativharei makumbo kt tisaparadze dzimba dzedu sabhuku muri mboko dzidzai kuvhara zipi vana wamotungamira m villager wanodzidzei mambo mupisei sabhuku uyo nhubu
Mukadzi uyu ritori bhishu
Brazil all the way
Sabhuku vakanyenga ngavamure nyaya dzenzungu
Zvakaoma vakadxi kana usina kuguta mumba mako bika rimwe sadza mukutinyadzisa please 😢
Kkk vakadzi ndovarikurasika manje
Key word "Kunzungu"😂😂😂
Kkkkkkkkkkkiest
Chief Madziva 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Let the person talk....mudara akagara na chief anotaurusa
Chekutanga ndiri kunzwa hasha kugumbuka uye kusvotwa nenyya iyi Sabhuku anomirira wanhu ndiye ziso nekuchengeta zvichemo nekuranga wanhu omiswa pamberi pedare kutotanga kuzvinzwa zvinoshamisa zvakadai,kurewa kt wakadzi wangani waakanyora nebhoropoindi yake iyi?kushandisa hake chisimba chechigaro chake ,ko iye mukadzi wacho kana kusanyara kutosekerera achiti ndakarara naye kahwani,nyika yakuenda kupi iyi?mukadzi zvaaiziwa kt ane murume sei akabvuma anyengwa naSabhuku kurewa kt inhubu mkadzi uyu nekuda kwe$10 ,Changamire ripisai mukadzi uyo mhani nyangwe akaripa mukadzi igedhi rebhora uyo
Iye mukadziwe munhu ngaadzidze kuramba sekuru ivo aivadii😊
Ummm sabhuku ava zita ravo chete ndi Tapasuwa Pamutumbo.
Sando kuna Mambo Madziwa makachenjera mukuru
Masabhuku ukaramba unonyimwa mainputs
kkkkk vanoita put in vokupa ma inputs
@@rogerchanda 😂😂😂😂
Unonyinwa big time, unoshaya fertilizer ukaishandisa manure
Chihure chanyanya munyika medu vakadzi mapindwa nei
Asi sabhuku vakadhurisirwa avaaaa , $10 yakawanda 1 round ....kuma Avenues unogona kuwana $3 chino chine dako
surbook avo vanoda kuripisiwa vobva vasiya chigaro chavo ndotenda mukomana akazvibata nyakutorerwa mukadzi
Dzifambire sly❤❤
Akadzungaira saka atorerwa mukadzi
Well done chief and associates
People like that Sabhuku are a disgrace to the world of leaders.
God bless our Chiefs and God bless Zimbabwe, and save it from people like Sabhuku avo.
Improve on sound quality
haaa imi ndezvekunyepa izvi.. vanhu ava varikufurirana kuita profit nechihure
Kkkkk haa vakadzi vakawanda vanosvirwa kutozvibata iLuck coz vamwe varume mofiramo musina chamabata
Sabhuku ngavabviswe pachigara ichocho kana vachitora vakadzi vevanhu mutungamiri ngaave ne respect kune vaanotungamira
Vakadzi vevanhu chihure hamusi makunyanya here
Ava ndovanonzi mambo. Pakamuka hondo vanenge vari mberi
Apana zve mukadzi apo case closed...
Vanodherera sabhuku uyu
Statement ramambo rondipedza manje 😂😂😂😂. Hanzi munhu wese imhombwee hausati wabatwa chete.
😂chokwadi
Iyo iri chokwadi
Tru
Iwe utori mhombwe so😅
Aaaaa naye mkadzi I jocho ingaita izvi kumba kune murume
Ndati ndaida kuzotaura naye kunzungu kkkkkk sabhuku soo😂😂😂😂
Ko sei pachitongwa anyenga Ko nyakunyengwa haanawo mhosva here
Especially atozobvuma
Pachivanhu haana. Haasiye futi mumhangarirwi.
Mai iyo ivhaya vhaya chaiyo
Despite the loose morals and shenanigans I'm stuck on the 10 dollars charge!? How are these men funding their habits on top of the alcohol and tobacco money😅😅😅
Sex alcohol and drugs are a priority 😂
Murume anombo rasa musoro kana awona keke remvere
Kajawaya power😂😂😂
Bonde ka1 in 3 years kikkkko hazviko sabhuku vaidya, mukadzi uyo aingoinda kubasa chete chaitsva
Well done
Kkkkk hande kunzungu, hande kunzungu. But semutungamiriri unofanirwa ku leader by example. Usabhaku unofanirwa.
Sabhuku kubhadhara $10??? Inga vane mazimari,, 10 nozh haibude zvekudaro
Zvawakaita na John wick ari mukati 😂
Thnx
I like hu cool hwenyu Mambo, masiyana nevaye vanotonga vachituka
Haaa murume wacho anorwara uyooo kuita chinyarira mukadzi akabviswa bhurugwa nasekuru wake aaah sabhuku akaoma
Changamire bvisai sabhuku pachigaro, hunhu hwavo hwakawora. Mutungamiri unotora vakadzi vevanhu.
Ndafarira Mambo nemakurukota avo vanoziva basa ravo
Hakuna zvakadaro 4 years muchidanana bonde ka1 kunyeba mai vakadamburwa beans avo kkkk kudarika muridzi
Madzishe ngavamirire munhu ataure side rake , kwete kumupotera aaa
True.
Hezvo nhaimi inga chihure hachisekanwe. 😂😂😂
Kkkk
Love don't cost are thing
Huku inodya mazai inofanira kupiswa muromo, Murume uyo haana kodzero yekuramba aine chigaro chehusabhuku
😂😂😂kkkkk hanzi wakutanga kutsvaga tsumo nhasi 🤣
Sabhuku ngaabviswe pahusabhuku imbwende kuputsa imba yeumwe
Kunzungu uko 🤣🤣🤣
Mombe 5 mbudzi 4😂
Improve on your audio please very poor
Yaaaa true
Mai ava isvinu chaiyo
this sabhuku is very stubborn. he is taking advantage of women, anofanirwa kubviswa pahusabhuku wopihwa mumwe. pamberi nekuchenesa nyika
Uyu muridzi wemukadzi regai mukadzi atorwe ibenzi iri
😂😂😂 musadaro veduwe
@@monnietaah9583 rakanyanyopusa kkkk
@@monnietaah9583 kupusa kunge zibaba remasvosve kudaro
😂kunzungu kkk kunoita zverudo
Hameno ma stupid man vanotora vakadzi vanenge vasvirisa disgrace
Mabhishu 😂😂😂😂
Tirimasabhuku nesuwo ,makutinyadzisawo changamire
Kkkkkk kunzungu waidakunoitey???
Kunokonza😂
Sabhuku vanoda zvinhu
Nice
Sabhuku vane nyaya
😂 ndazova wona
Kana ISU vakadzi hatichatya kurarwa nemurume asiriwedu
Sabhuku mharapatsetsetse kkkk kuenzera mukadzi wamubiyake
😂😂😂😂 tsumo nemadimikira 😂😂😂😂
Vanhu ngavangonyengana random sembwa zvonetsa izvi
😂😂😂😂😂
Mukadzi ngaarambwe uyu
Sabhuku ane zvaainazvo pakati pemakumbo ake zvinosimuka😅