zvakaoma takashakirwa navamukoma wedu ne food poison kuchigwenja 😢 nyaya yacho iri kutaurwa ichinzii vakadya sadza vasina kugeza maoko vabva kuno bata MA CHEMICALS avanoshandisa pakubata GOLD here kudiiko apo zviri kunzi vanga vakadhakwa ne doro IIIIII zvakaoma hama weduwe dzapera kuno ku joni😢 MHSRIP both of them😢🌱🕊️🕊️🌱
South Africa is the upcoming DRC
akaona achiiswa mubut ndian
Vaida munhu kwete mota😅
zvakaoma takashakirwa navamukoma wedu ne food poison kuchigwenja 😢
nyaya yacho iri kutaurwa ichinzii vakadya sadza vasina kugeza maoko vabva kuno bata MA CHEMICALS avanoshandisa pakubata GOLD here kudiiko apo zviri kunzi vanga vakadhakwa ne doro
IIIIII zvakaoma hama weduwe dzapera kuno ku joni😢
MHSRIP both of them😢🌱🕊️🕊️🌱
Can you contact me with over that news if you don't mind?
Mmm pakaipa
Vaida munhu kwete motor
Don't talk to murch
Sorry