Ndakarara Ne NjuzuSikarudzi Yangu Ikabva Yatanga Kuora Huyai Munzwe Nyaya Yangu
Вставка
- Опубліковано 17 вер 2024
- Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
That's why zvichinzi kana wada zve revenge chera makuva maviri, 1 for you and 1 for your enemy
Zvakaoma kni nyaya yekusagutsikana iyi ine hondo kudai bamunini vakaramba vari pabasa ravo vasina kuchiva mari refu kudai zvese izvi kusina
Ummm zvinotyisa ndosaka ndisingadi kuenda kun'anga unobva wava nedambudziko 😢😢😢 ndadzidza kuti ndikaona zvinotyisa ndiudze vamwe zvimwe mukoma mungadai makabatsirika pachine nguva
Sorry broe,this is painful,,and it's a lessons to many dnt go to traditional and don't revenge just leave every situation to God with prayers
So sorry bros but life why this so painful.😢
Mangwanani mukoma Nash nevedare
Fumura gogo ivavo nokuti chokuvanzira hapana apa plus mistake yawakaita kuenda ku hospital izvo zvaiva nechivanhu mukati
Mamukawo sei mkoma Nash nevedare
Umm strange things do happen in this world 😢😢
Ummm zvinotyisa kurara nenjuzu q😢
Zvakaoma mukoma Nash please how far number for gogo I really need help
Volume nash please
Eish so painful .
Umm dzimwe nyaya dzinotyisa vedare
Hayisi njuzu ndigogo van'anga vako. Wabirwa chipo nelife zveshuwa . Yako yekuda mayellow iyi . SA girl nagogo vange varoi vese , ndiwe wakazo gadziriswa manje.
Every action has its quencequences. You were supposed to move on with your life, look what you have brought upon yourself. Witchdoctors will never tell you the whole truth.
Sorry mwana wamai l hope vamwe varikudzidzawo
Revenge ayitoiti mmmmm zvakaoma kani
Shame what a sad story
Shame sorry zvako ungadai usina kuenda kuchipatara zvaida chivanhu ungadai wakapora sorry brother