@@SpencerNenzhou Who released him kuita kusaidzira bere. Rotten system matrices emhondi ED Mnangagwa. Why would murderers be released out kuti vana veZimbabwe vapere.
Yes we can blame the government with this Amnesty program in this situation but lets look again to the side of the family. Nyaya iri kunzi iri kutaurwa NaKnowldge ine chekuita nehurombwa. Pane nyaya apa pamwe mwana uyu pfungwa dzake dzitori boo asi nekuti akaona hurombwa hwababa vake vakabva vamusota.
I don't blame amnesty munhu uyu akaonekwa kuti haana kunatsokwana amnesty inorobuda vatarisa marecords the reason why it worked for him inyaya yekuti akanga aine mental case
Hezvo umwe akabuda achiti ED Huchi a serial rapist is now being praised for that statement whilst the victims suffer. This amnesty stuff is just a sh@t show chaiwo. Tine urombo kumhuri iyi as well as the victims of the Huchi rapist who was also released on amnesty!
Ivo vanhu vanobudiswa ne amnisty vanongodzoka vachiuraya futi. Vakomana 2 vaye vakasvikouraya futi bmkr vavo vainzi kidney Saka mmmm this amnisty thing has to end kuisa hupenyu wevanhu panjodzi
Stella Muusha you made me follow this Destiny TV ....you are the best of the creamy tata
😂 8:55 😂i 9:20 9:21 9:21 9:22 😮 9:36 9:37 9:39
Munhu auraya anobudureiko kuJeri zvinobatana papi kuchagadzika muurayi nevanhu vasvinu. Muurayi ngaagare kuJeri kana kuuraiwawo
Hurumende ngaiise mutongo kuvaurai Kani. Mwari batsirai Zimbabwe huurayana kwanyanya kani
Will always watch Destiny TV because of you Sisy Stellà. Munogonesa basa
Kune Vanhu vakasungiswa mhosva dzavasina kupara asi amnesty inovarega varimo ichiburitsa mhondi nemvavha
Sei zvichidaro 😭😭😭😭😭
Because vanoburitsa vacho imbavha nemhondi unofunga nyika inotongwa nemhondi dzakaita Samantha naChiwenga pane chakanaka chinobuda
Haunyepi unotoshaya kuti chinyi chaicho
Spirit of a person who is leading the nation wazara muvanhu (murderer)
Wapedza
Amen haurewi nhema
stella unogona 👏👏
Ini hangu chiamnesty ichi handichinzwiaisi zvachose. Why mhondi dzichibudiswa nhaimi😢😢
Kuti vawane space yekuisa ma opposition
Benzi harinyanyi kunyepa zvaro ndinoona sekuti baba ava vane zvavanga vakamuita saka mumaziso ake aitoona muroy wakei
Ko saka mwana waakambouraya aive muroyi futi here
Ko mwana waakauraya aive muroyi futi here
One of the best News Reporters ,, mondifungisa makare kare nguva yaana the Late Judith Makwanya
Sisi Stella you're the best God bless you abundantly
Zvava kuitika zimbabwe zvakaoma . Nguva yamugabe taiziva kuti kune mupurisa kunemusoja kune ma courts . Iko zvino wese apara mhosva kungo deedzera kuti Munangagwa Huchi akutonzi ngaabude haana mhosva. Zvakaoma nyika yese rangova ropa chete.
ED muroyi chete
@talithadube6468 💯 😅😅. 😊
Nyaya yekut munhu akarepota kuti munhu ati ndokuuraya kana ndichakukuvadza mapurisa anoti hatikwanisi kumusunga nekut haana kuita panoda kugadziriswa.
Sisi ava reporter she is very good at her job 🤜🏽🤛🏾😍
Zvakaoma,kuMudzi Takudzwa akauraya baba achiti arikuona njuzu,apa Knowlegde aurayazve baba,
murder ne rape Dai zvaibvira amnesty yarega kuvabuditsa vanhu ivava nxaaaa😢😢
Chokwadii ipapo ahurevi nhema
Mmmmmm amnesty yethis time ka yakaoma
Manje ndivo vanotanga kubudiswa zvenyu
Zvakaoma shuva mhondi ngadziraramire ikoko ndosaka vanhu vasisina matyira ekuuraya
Taurisa ipapo vanhu ivavo havatendeuke zvachose vatori burden kuvanhu
Vanhu avo ngavasangoti Jere ngarichengete munhu ngavafambe vazvigadzirise imhepo Ngozi chaiyo Chero iye akafa mweya iyoyo uchagara paneumwe munhu ngavazvifambire
Wataura chokwadi iwewe zvako
If you commit a crime you should go to jail even in the bible criminals are to be locked up kufamba kwekuita sei Zimbabweans are now all brainwashed
@@mosimosi630 he did wani?
@@SpencerNenzhou and then your idiot government released him he should be locked up forever
@@SpencerNenzhou Who released him kuita kusaidzira bere. Rotten system matrices emhondi ED Mnangagwa. Why would murderers be released out kuti vana veZimbabwe vapere.
Why mhondi dzichipuwa amnesty
Mukupenga kwaaiiita kuseri kwacho kune Zviriko nekut aitaura line up yevaar kuda kuuraya...Rest in piece baba
Mhuri dzakatakura muti wengozi kuiripa kana asiri madrug mmmm mhuri ngaifambe even akaenda kujeri hazvibetseri vasarafambai baba vashaya iye chero akaenda kujeri zvinofanana
Yes we can blame the government with this Amnesty program in this situation but lets look again to the side of the family. Nyaya iri kunzi iri kutaurwa NaKnowldge ine chekuita nehurombwa. Pane nyaya apa pamwe mwana uyu pfungwa dzake dzitori boo asi nekuti akaona hurombwa hwababa vake vakabva vamusota.
Mumusha munogona muine ngozi .ngozi inotsvaga imwe ngozi kutii muzvitsvage 😢😢
Mumusha umu mune ngozi kana akaromba.hazvisi zvega maurairo aya.ngavazvifambire vaone kuti chiii
Musha uyu pane zvikuda kugadziriswa ngozi or chikwambo
Munuu uyu arikup3ngeswa nengozi Stella. Those are clear symptoms dze avenging spirit mumusha. Vaifanira kuzvitsvaga paakauraya mwana so brutally before apindira baba. Achatouraya futy achipiwa amnesty.
😢Mwari rangarirai Zimbabwe ne vanhu vayo, mhepo yacho hatichaigona.
Marondera yanyanya uuu😢😢😢😢
Amnesty kurape and Mudder ngazvibhanwe coz vawanda vanhu vafa nevanhu vanoburitswa neamnesty
Tete Stella mhuri iyi ngaifambe iyi baba ava vaive vakaromba theÿ need help
Amnesty iyi Ina Satan mukati basa remumwe munhu ririkutofamba neropa ririkudeuka
@lydiachibaya absolutely 💯. 😊
Saka amnesty haina mhosva spa, kna aka diagnoswa kurwara pfungwa, makadii kubva magadzirisa dambudziko iroro, hamuchengeterwe mwana nehurumende soldier up semhuri mugadzirise ngozi iyooo
Inga hanzi vakaenda ku police, bt nothing happened.
@@SibusisiweBusi-be4hjkupolice kunoitei? Ndokunorapwa varwere here?
Dai makafambira nyaya iyi kunana sekuru tasvu ndovanopedza nyaya idzi hurombwa hwenyu vabereki
Zvakaoma hazvo 💔 kuurayiwa nemwana wako wawakabara😢Apa NGOZI yevanhu 2,aparira dzinza
Mapurisa Havana zvaanoita chero tikamazivisa saka sometimes kuzivisa mapurisa kutambisa nguva
Ma cases evanhu varikubudiswa ne Aminersty vanourayazve awandisa .ummm please dai ipapo pagadziriswa se nyika.izvi zvinorwadza izvi
Pamwe pane munhu ari kumushandisa kana kti ngozi ummmmm zvakaoma ropa rori kudeuka zvakaoma munyika ye Zimbabwe
Mhuri ine ngozi chete iyi hazvisi zvega
Aah shame nazvo, iyo zanu pf yacho kubudisa mhondi mujeri, chitarisayi zvakazoitika, hupenyu hwrmunhu zvapfura.
Mwana akatanga kupenga vabereki ngavafambe vatareise chikonzeri
Same nevakomana 2 vekuGokwe vokuuraya babamudiki vavo apa vabuda neAmnesty
Mapurisa anouya mangwana apo takarara ne bhinya husiku hwose😮mxm.....mapurisa aŕikushandiswa ne zanu asi asingaise service kuvanhu
Apa ngaapiwe zita kwaro kti Knowledge oita mabiribobi kudai
@tsungaimukarati9737😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Yatova ngozi hombe iyi
Ed anobudisa mhondi achisiya vasina mhosva nxaa zvinosvota mhani
Enda unobuditsa vasinamhosva vacho
@@SpencerNenzhou asi ndiwe wedzimwe mhondi kani wakabudiswa mhondi moshupa mhani
Ku Marondera chii chaizvo
I don't blame amnesty munhu uyu akaonekwa kuti haana kunatsokwana amnesty inorobuda vatarisa marecords the reason why it worked for him inyaya yekuti akanga aine mental case
Iwe vanhu ve rape varikungonuditswa mumajeri chi chakadaro
Nyika irikutongwa nemunhu aneropa mumaoko
Yasviba ropa rega pasi apa
Mai vacho ngavatobve pamusha apa vanouraiwa vese
Inga zvakaoma vafa zvinorwadza
Iyo Amnesty yacho inoitirweiko kana zvichidai hazvibatsiri. Iye president wacho anotikudini achinzwa zvakadai
Mumusha umu hamuna ngozi here
Kana uchitsigira ZANU PF ukashandiswa kuuraya vanhu unobudiswa mujeri. Asi ngozi dziya dzevawakauraya hadziregi dzinotanga kuti muurayane mega. NdezveZANU izvi akambenge abudirei mujeri
Vakaramba Baba vakaurayiwa saka mwana airwadziwa neburombwa Hwa baba vake gadzirisai musha uyu une zvirimo chete
😢😢yaah Zvakaoma vafa rufu rwunorwadza
MHONDI for ED dzatanga
Kodwa ukhulu waye qinisa umthetho ngezingebengu umnangwangwa lowu laye yimonde manje amaceo ayabulala yena zw amasosha ayabulala zw amapholisa same manje Abantu bazahawula ngezanu
Ripai Ngozi dziri mumisha yenyu zvichakanaka.
Mental health irikwese dear even , it's worse kune other countries
Chiii chakadaro nhaimi😭😭😭😭😭😭😭😭
Shaam nematambudziko
Shame urwere wepfungwa uriko
Vana varikubyanya kuuraya vabereki what is going on tirikuendepi senyika
Mhondi mujeri dzino uritsirweiko aaaaah
Mapurisa aigoitei anenge achiziva kuti vanhu VeZANU havabatwi. Saka mupote muchirega kuimbira mhondi kana dzichirova vamwe mangwana ngozi inokwapura imimi
Mhondi ngadziuraiwewo ,mutemo uyu wakabvisirweyi shuwa ,vanhu vakungiitwa kunge huku inonzi ngaife tidye nyama ,zvinorwadza mufunge
Noledge ndewababa here ava zvinowanza kuitwa nemwana asiri wepamusha kutaurawo zvatakamboona
Stella Musha urisei .
Nodza ahana kuuraya umwe munhu here b4 auraya mwana mybe ingozi😢😢
Ini I think baba vane hurombwa zvekuti dai vakafamba paye pakaauya mukoma waKnoledge vangadai vakasunungurwa
Yea mhepo dzinosimuka shame mwari pindirai
Hunhu hwake nezita rake hazvienderani😢😢😢
Noreji akomana😢😅
Vabereki vopedzwa nevana vavakabara zvinoitawo here izvozvo zvakaoma hazvo but Zimbabwe haichina mutemo chokwadi
Tave mu mazuva ekunoguma kwenyika
Mapurisa hayamuri vanhu zvachose
Marondera chiiko chaizvo mhepo iyi yanyanya😢
Vanhu varukubuda ne amnesty yavo iyi vakubudira kungouraya vanhu zvakoama mhondi ngadzigarire kujeri zvachose
Zvakaoma hazvo weduwee vamwe vanopara mhosva ne kusaziva zvoita kut wawane wo another chance nhas umwe munhu adzokorora mhosva imwe chete, zvaakuomesera vamwe vanonenge vatendeuka waakutidawo another chance, zvakaoma weduwee, pamwe mumhuri umu mune ngozi ndawambozvifambire
Hama dzake hadzina kuda kufambira mwana uyu and anogona kutobuda futi bkoz are kupenda
Hezvo umwe akabuda achiti ED Huchi a serial rapist is now being praised for that statement whilst the victims suffer. This amnesty stuff is just a sh@t show chaiwo. Tine urombo kumhuri iyi as well as the victims of the Huchi rapist who was also released on amnesty!
Hesi Liza ❤❤❤
Uuuuuum inga zvakaoma nhai
Why Marondera ??
Haaaaaaa zvakaoma veduweee 💔
I Ngozi fambai
Jeri haricgengete vanhu munhu uyu akanzi arikupenga instead of kufamba nedemo baba was supposed kufambira mwana wavo varwari vepfungwa zvisina ngozi vari mumadhorobha umo asi Knowledge zvine kahurombwa im afraid mhepo inogona kuenda pane umwe munhu 😢
Ma One
Yowee inga zvakaoma
Kana kuromba chaiko miti iyi yapedza madzinza shame inopandukira mhuri
Ko ndanzwa sekunge mkomana uyu ati from 2015 kusvika now ndokudzoka chii ichocho hamheno kana ndatadza kunzwa
Caster Kapesa ndrikukutsvakai ,ndinesurname inenge Yako but ndobva kuhurungwe
Haaa akabudisirweiko sure
Bkoz murwere wepfungwa
Kumagumo ndokwatava
Ummmmmm zvinorwadza mwari wangu😢😢
Marondera 😭😭😥😭😭
2015 kuzodzoka now pamusha apo panotoda kufabwa
Munhu auraya abata chibharo please vanoburitsirwei muusungwa it's so painful and sod
Ko Amnesty inobudisirei mhondi?
Police munyika yedu haisi kuita basa nomazvo. Zvavakaziviswa kuti murwere wepfungwa arikuda zvokuuraya vanhu vakatadza kumuendesa kunogara mapenzi seiko. Nhasi zvadai voti kudini.
GRUDGE RA KNOWLEDGE NABABA ITS JUST TIP OF THE ICE BAG VAIFANIRA KUBVISA ZVINHU ZVAVAKAMUISA
Akomana kubudisa mhondi mujeri nekuda mavotes here zvinorwadza
Ivo vanhu vanobudiswa ne amnisty vanongodzoka vachiuraya futi. Vakomana 2 vaye vakasvikouraya futi bmkr vavo vainzi kidney Saka mmmm this amnisty thing has to end kuisa hupenyu wevanhu panjodzi
Hupenyu mutoro baba ava vakafa zvorwadza
Hino ngozi idzi dzinoripwa kunaani zvairi mhuriimwe