No evil will go unpunished God is a God of vengeance he will fight this battle for you mama. There is hope after dark. Mwari vachamira newe hama yangu kuchengeta vana vawakasiirwa
im very prouy if you mai Mike you are a strong woman imba iyo inopera nezita taJesu chengeta vana vako ufunge Mwari anewe ,utorinepfungwa dzisina vamwe. varume
Destiny tv ndokumbirawo mutaure namai avo private kuti ngavaise vanhu pamba pavo or vanoda renting ivo vatsvage kumwe kwokugara please l know vamwe mai vekwedu kumagunje mwana wavo first born akapindirwa ivo vakazopindirwawo vavaraidzwa nevanhu vamwechete ivavo second futi yakapindirwa futi please ngavanogara even muharare vopota vachienda havo kushop. kushop hakusi safe as well kugara .
Vanhu ava vaiziva mari yaivepo their insistance kuti mari ngaibude meaning vaitoziva amnt. Its sad asi ngativharei muromo. Kunyange kufarisa uchiudza shamwari
Zim haisi safe around 2000 zvakakonzera tishaye mabus kumusha kwedu uko after conductor weZupco apfurwa akatorerwa mari yese and matsotsi acho haana kubatwa
Ndipei basa rekuuraya Mhondi dzinouraya vanhu vasina mhaka muzimbabwe kana musina hangman ndipei basa iro senyika mhandu ngadzife
Very sad story... the lady presenter is very good at her job. Keep up the good work.
The presenter is worse , the stories are good
The late Baba Mike was so kind, vakandibatsira when I had a breakdown and drove e back to Harare at midnight. Mhsrip
Mungazive here Zita ramai avo ndirikuvafananidza nemusikana anonzi Sheilla aigara ku Glenview
Sad ndipo paunoona vanhu vachihwira tsitsi ma robberies arimujeri anobuda pa program iya another chance, chance yei
Zvakawoma amai stay strong matsotsi aya akatowudzwa nemunhu weku ziva auto ziva kuti mumba mune mari nekuti hakuna angapfembere kuti mumba umu mune mari.
Shuwa nokuti kwese kuri kuitwq ma armed robbers vanobva nemari kurakidza vanotoziva dzimba dzekuenda ufunge. Hmmm ngatidzidze kunyarara
Zimbabwe has turned into South Africa yakutyisa mmmm😢my condolences to the family
Sha Zimbabwe use to safe taifamba kuma am takadhakwa hapana chataiwona mu Road.
Ndozvandaidira Mugabe kwaakusina zvepfuti izvi
All these guns dzikubva south Africa this country wasn't like this
😢After varova vanhu, vatora mari dai vakazoregawo kupfura munhu. Hutsinye chaihwo. This is sad 😢
True
No evil will go unpunished God is a God of vengeance he will fight this battle for you mama. There is hope after dark. Mwari vachamira newe hama yangu kuchengeta vana vawakasiirwa
im very prouy if you mai Mike you are a strong woman imba iyo inopera nezita taJesu chengeta vana vako ufunge Mwari anewe ,utorinepfungwa dzisina vamwe. varume
May the Lord comfort you my sister ,stay strong and work for your children knowing that your husband's soul is in peace
Rest in peace baba mike. Mhamha ne vana Mwari vakunyaradzei zvinorwadza chokwadi kuurawa zvakadaro.Idzi mhondi ngadzifire mujeri
Marwadzo. Saka vakaurayira munhu kuti vagozofa ivowo nekugara mujeri nekutiza shuwa. Siyai zvakaipa mutsvage Jesu shuwa! 🙏
Destiny tv ndokumbirawo mutaure namai avo private kuti ngavaise vanhu pamba pavo or vanoda renting ivo vatsvage kumwe kwokugara please l know vamwe mai vekwedu kumagunje mwana wavo first born akapindirwa ivo vakazopindirwawo vavaraidzwa nevanhu vamwechete ivavo second futi yakapindirwa futi please ngavanogara even muharare vopota vachienda havo kushop. kushop hakusi safe as well kugara .
Iyeye wacho akadzoswa ndiye honzeri ngapinde mujeri. Sei aripanze nhai mapurisa
Vanhu vashata watora mari ,,saka kuuraya munhu ndekweyi aah iiiiiii
Continue to be comforted mama in Jesus' name
It is so heart breaking , 😢😢😢😢 stay strong my sister 🙏🙏🙏
Kurarama inyasha shuwa. Zvakaoma 😭😭😭
kumamisha l think vanhu ngavaite forum munhu wese ngaagare nepito Mumba Kuti kana angonzwa matsotsi ngaaridze pito
Zimbabwe kwatirikuyenda mawere ichange yave mzansi chaiyo ,,hapasisina musiyano wezim ne s.a
You are a strong woman my sis God bless you dear 🤗 hugs to you and the children
Chokwadi munhu anotora mari yese iyo osiya auraya futi munhu aah veduweekaa mhondi idzi dzinofanira kutongerwa rufu
Nhai ko vakadii kungotora mari voenda. Vanhu vacho vakabatwa here
I think kuzouraya kwavakaita murume vakanga vatoona kuti tazivikanwa zvinorwadza mufunge
So traumatizing eish😢😢😢😢Mwari wangu zvakaoma
This is so sad. May his soul rest in peace. Nyaradzwai nashe
Hapana utsinye hunokunda uhwu....😢😢😢😢😢😢.....its soo sad
Akange atondichajira phone yangu pamolife ndabva kuSA akanditi ndikuda phone yako ndikamuti ndokupa pandikudzoka 😢😢😢😢😢😢😢Rest in peace hanzvadzi waive nemwoyo murefu dai vana vako vawana rudo serwawaive narwo❤
Marwadzo chaiwo vanhu ngawashande
MHSRIP 💔💔💔zvinorwadza izvi.
vanhu vekuziva vakaita izvi,they knew kuti vane mari
Shem very sorry mumy nekuurairwa murume wenyu mwari ndaakunyaradzei
People dont tell people about how successful is your business or even zvemari
Mwari akunyaradzei nemhuri yenyu 😢
May his soul rest in peace kune vakaita izvi you will never have peace muhupenyu hwenyu
Ummmmmmmm zvakaoma hazvo weduweeee so sad m,ndarwadziwa ,nyika irikuendepiko 😢😢😢😢😢
Shame painful God bless u my sister and your family
Nematambudziko mommy munyaradzwe musimbiswe hugs to you
Zvakaoma veduwe kuuraya munhu kimusiisa mhuri yake
Inga Mari vanga vatora wani
Panga pane munhu anotoziva kuti mune Mari munhu wepadhuze
zvinorwadza asi shingai moyo mwari munyaradzi
Baba Mike ngavamuke vamupedzere siyai akadaro
Ko zxamange matora Mari maimuurayirei henyu
Shame zvinorwadza mkadzi achiri mudiki veduwe Mwari ngavakuchengetei nevana ndabatikana zvangu
Armed robbers must not be given bail out or amnesty
Ngavapiwe madeath penalty
Ndarwadziwa yooh
Haaa hutsinye hwacho soooo....vanhu vekutoziva ava ....😢😢😢😢😢😢
😢zvavanga vatora mari kokuuraya kwakazobvepi
Vanhu ndimi munohwira vasungwa tsitsi kana tilder achiita behind bars hezvo
Vakasungwa ngavauraiwe pamwe chete nemhondi dza Tapiwa murambatsvina yemhondi ngaiitwe munyika zvanyanya
It's sad. The guy arikuti anoziva vanhu ava ngaauye. Ndiye akakonzeresa. Ngaazivilanwe baba vapfuke.
Ko vakamuurairei inga vaive vapiwa mari wani? Kusiya mhuri yake ichiri diki kudai.Stay strong dear sis
Saka vakaurairei murume wavo veduwe vakadii kutora mari voenda hvo
Panenge pakaita kukwenyerwa nevekuziva apa
Police needs to crack down on pfuti dziri kubva kuSA uko. Because people will be killed in large number
Daivasinga urayi😢
Zvakaoma sure marwadzo
Court yeku Zimbabwe ndiyo iri kuti regerera unoona armed robber achipihwa bail kuti adini nhai.Vano fanira kufira kujeri nana Makore mhondi uko.
Matsotsi aya zvaanoita ka zvinorwadza zvekuti ini handinzwe hangu tsitsi kana vachirohwa vabatwa .
Kudhimanda mari yavasina kushandira uuum Mwari muriko here kudenga uku uum
haaa Zimbabwe yashata ,and mhondi idzodzi dzinobva kuno joni varimazimba futi ,zim police they have to be serious nenyaya dzemhondi idzodzi
Zvakaoma komazimbabwens indava nhai kuuraya
Dai vakatora havo vosiya zvekuuraya so painful
Havaimboziva from nowhere kuti mune mari mumba imomo its a set up hama yangu God of vengeance will punish these devils ...and their informant😔
Ko kungopinda wotora zvavanoda voenda
I understand you so sorry sure
😭😭😭😭😭😭😭😭 Jesus where are you 😢😢😢
Zvakaoma be strong my sister
Ko wacho akavaudza nezvepamba apa aripi anofanira kupinda mukati inhubu chaiyo
Very sad story kusiirwa vana vadiki kudaro .
Vanhu ava vaiziva mari yaivepo their insistance kuti mari ngaibude meaning vaitoziva amnt. Its sad asi ngativharei muromo. Kunyange kufarisa uchiudza shamwari
Mhondi ngadziurawe sezvaitwa vekwamakore avo
Fambai munhu azvitaurire oga
Domboshava yashata iyi
Zim haisi safe around 2000 zvakakonzera tishaye mabus kumusha kwedu uko after conductor weZupco apfurwa akatorerwa mari yese and matsotsi acho haana kubatwa
Nhai Mwari 😢😢😢
Aaah am sure vakaudzwa kuti vanhu ava vaive nemari.Ndofunga uyu wemunharaunda uyuuu aiziva vane mari.Kuurayira vanhu 2800 chaiyooo
Ko vakaziva sei kuti maiva ne mari mybe vasikana iwawo vaiziwa vakaudza vanhu
no vaiva hama dzemurume.Hanzi mumwe muarmed robbery wekumaraini kwavo ndiye akakwenyera group rake.
Vaitoziikanwa kut vane mari coz vairunner supermarket pamolife paye zvichivafambirawo zvaiwonekwa nevanhu vese
Vakapinda tsaona matha ava 😢
hmmmm Domboshava isadaro, what is happening nhai imi,,,, very sad
Vakatumwa vanhi ava or else pane ayiziva kuti vane mari
This is so heartbreaking shem zvorwadza
Vanhu dzawe mhuka.
Haaa amana Tapiwa akafa zvinorwadza weduwee mwana uyu ngaamuke kani sure here kucheka mwana sehuku apa Zi Tafadzwa iri itori mhondi chaiyo handifunge kuti kutanga kuurayaba iyi imhondi zvivindi zvekutsanangura zvese izvi anozvivanepi nekuita ma actions kudaro aine chain mumaoko sure ndarwadziwa
To be honest mazuvano vanhu avabude mudzimba chero udedzera neMike ,as long kurihusiku avabude shm😢
Ende awabudi shuwa unoda sehuku zvorwadza sham
Eish zvakaoma chokwadi
😢😢zvinorwadza
Veduwe kumusha kwangu
Ko kuzouraya munhu ndokudini ivo vanga vawana zvavaida
😭😭😭zvakaoma hazvo
Such stories mmm yaaazvakaoma
Ummm hey and zvakaoma chokwadi.Mweya wavo ngauzorore murugare.Uye ndinongoti bhudhi mukai murwe mega kune wese ane ruoko pakufa kwenyu.Hausi huku inofa ichirova.
ngavakomborerwe
Zvakaoma no comment
Presenter mati mamhatauya hezvoness 😂
Eye for eye aurata bgauraiwewo painful I ture haife yakabva ku ukadzi nevanhu I mhuka chaidzo va oda kubisa pane vanhu mhondi
Umm zvakaoma zvekuti
Zvinorwadza izvi very sorry dear
Zim yaakutyisa
So sad inga chero kuZim hakuchisiri safe
I still remember this story,it was really sad
Vanga vanzwa nani kuti kune mari
Saka team yekufira ku chardcom iya yanga yasakadza vanhu this is sad.
I blame ma Fans a ED nxaa ndidzoke mbavha futi