There is something I'm not fully understanding - How can this family not call police after this apostole and clan visited and did what they did kumushakabvu? Also funeral parlour how can they not request proof that these people are related to the deceased especially the one who said was mother to Givie? You cannot bury the body that has the evidence of tempering nemutumbi wacho? Anyway, sungisai apostole ivava and crew.
The guy suffered myocardial infaction or heart attack. This is a medical emergency condition that can unblock the blocked heart vessel. The patient needs to be taken straight to the Cath Lab for an emergency angiogram.
inga zvinoshamisa zveshuwa but hah the whole family was too soft for this kind haiwaa ndiriini zvangu ndairuma munhu mhino madziSekuru enyu hama dzangu vanhu vane rudo vekwedu hah kungaitwa mass burial zveshuwa
It's not his fault,but mfana uyu akadanwa ku funeral parlour,haana chaaziva kt akudanirwei,to his surprise is the one akafonera vanhu varikumba,I don't think so kt mfana uyu aripo munyaya,dai mufana aive mu deal dai asina kufonera mai.
Guys don't be deceived, mai ava na apostle were on a mission, vainge vakaudzwa kuti vaifanira kunotora munhu achangofa so that their powers will work. Vakarombesa mutumbi wemufi. These people are witches and were just finishing their mhiko . Ndivo vakamuwuraya. Please open your eyes and see.
Uuum hapana zvekuripisana apa, vanoda kusungiswa ma rituals ayo, hakuna kunamata kwakadaro , ko kusano bata mawoko ivo vari apostle chii? Inga bhaibheri ndiro rinoti chemai nevanochema wani
Even munhu akasvika kuNyaradzo Akati hama yangu inonzi givy vanobva vanobva vanzi pindai here hapana identification here inodiwa hameno ndaita mudiki but so many things doesn't add up
Vanhu veku pala vaizivana na apostle ungabvunza munhu relationship yake nemufi nemuromo here or munhu anofanirwa kubudisa ma documents simple vanhu vane nyaya ndeku funeral pala mutemo vanouziva kuti hapana munhu anouya kuzoona chitunha asina ma correct or matching documents
Musashore mhamha pakuti mwana asataure zita re parlor vanenge vaudzwa ku studio kuti vasataure mazita 1 they will be advertising for them 2 parlor inogona kuvasungisa kuti murikusvibisa zita ravo, bcz iro is they side of story ndosaka kazhinji vachiti musataure mazita evanhu
Aaa Family iyika ummm Ende Makapusa mose Nxa-a,Zvinongova Tete aa Tete Nxa-a 😈 Devil 😔that is Satanism idzo puu-u . Tete vacho makazungaira fani imimi.
This people had the right to sue the parlour for giving the deceased to strangers. Also they have the ryt kusungisa also prophet.uyezve hamufanire kutovawandiridza you need to name and shame porofiti renhema.also mwanakomana wenyu Misheck anofanira kubvunziswa shuwa zvivindi zvekuvimba nevanhu vasina ukama newe unovawanepi without contacting vakuru vako.
There r two things involved,,, it's either mai vakauraya mwana wavo so apostle vaida kundomumutsa mai vasingazive kana kt apostle contributed pakufa kwake
Ummm family iyi hongu irikurwadziwa but dai vakasendeka zvekuviga munhu vombofamba kuvanhu vemweya kunzwa kuty chii chauraya mwana but umm,zvoita sekuty vakabatwa
Movement ya Mishek is not adding up.i suppose ndiye aidriver mota when they were seeking help kusvika Givy ashaya.aivepo namama natete and they left together kuenda kumba.tete says mishek akazoshaika pamba im sure that was shortly vaenda kumba uku same namai vekunobata maoko .mubvunzo woti mishek akazodzokera kupalor kunoitei ?zvakapa kuti vanhu vange vamboshaya ma whereabouts ake n he only asked them to cme after being called.anotamba nemwana wa apostle...apostle vakanonyepa kuti ndivo mai vemufi zviwindi vakazvihodhepi zvokubata chitunha chisina ropa navo
Is it just me that skips the ads and goes straight to the story 😂
Me too😊
😂neniwo
Even me handidi zvema access forex ini aagh
Me too
Me too
I am told vanotora mvura inogezeswa zvitunha for rituals. Apostle needs to be interrogated akatoromba
Kutomusungisa chaiko chii chakadaro
Kana kumuroya iye apostle zvinogoneka futi
@@nancyncube2656😂😂😂😂
Correct mvura yechitunha ine luck
Vanhu ava vanenge vakavharwa na the so called apostle kuti vasaende kupolice
Munin'ina aigoenda ku Nyaradzo sei ,vakuru vasiri kuzviziva ,team Imwechete na Apostole venhema avo
True anenge akapindawo mugame sezvo achitamba nemwana waApostle
True anozivana na apostle avo
Str vane brown musatambise chair 🪑..it’s making me uncomfortable
Ndambozvifunga it's actualy bad manners vanhu vazhinji lack etiquette
Thanks i was waiting for this comment, she is too comfortable nhai
Havana kuijaira😂
Vanoda kupiwa ma chair e plastic vanhu vakadai hako
😂😂😂😂
There is something I'm not fully understanding - How can this family not call police after this apostole and clan visited and did what they did kumushakabvu? Also funeral parlour how can they not request proof that these people are related to the deceased especially the one who said was mother to Givie? You cannot bury the body that has the evidence of tempering nemutumbi wacho? Anyway, sungisai apostole ivava and crew.
Tilder unovhiringidza vanhu iwe
Ichokwadi ichocho Sahwira . Neniwo ndakazviona kbva Kare . Munhu ngaapihwe nguva anyatsopfekenura nyaya yake . Isu toda kunzwa zvese .
Kana vachiitira time ngavawedzere ne 30 mins than kuserver nyaya isina kukwana
Anobhowa zvokuti anenge achingovhiringa Haa anobhowa
@@marblejori3569😂😂😂😂
Tilder not good at interviewing people with problems
Apostle ngavataurwe zita ravo nesvondo yavanopinda
Taura hako
The guy suffered myocardial infaction or heart attack. This is a medical emergency condition that can unblock the blocked heart vessel. The patient needs to be taken straight to the Cath Lab for an emergency angiogram.
In Zim ?
muchanyepa
My thoughts exactly
@@tendaihbkmasendu1698taura hako nhaiwe. In Zim manje. Hodo!
Mu comment section unorapwa ukaswera wotomanya zveshuwa
Tilder ipa vanhu nguva vataure nd usavhiringe vachitaura aaa zvobhowa learn from stella muusha
😂😂😂😂,
Stella Muusha is an excellent interviewer with lots of respect and empathy for guests. Tilda ummm haa zvakaoma
Hiiiii😢😢nyika yakaoma iyi ..apostle nemuvakidzani vakadya Give
Ndovanhu vanofanira kusungwa Ivo varikunzi Apostle kana vachigona kumutsa vanhu vakadii kunamatira mabody ese avemo
Tete Tilder dai muchimbonyarara munovhiringidza munhu achitaura
true zvinondibhohwa sei
She always interrupts chero kuvasungwa chaiko anokundwa neveNSTV vanopa munhu mukana
Tonzwa sei Siya vanhu vataure u r interrupting zvobowa
Tete l love all your stories lm a good follower how far Sembraishs stroy the one that's in prison
Meaning kuti ndovakauraya so kutonomuzora zora mafuta ikoko vaitomutsipika kuti asavamukire
That was a heart attack!
Exactly my thoughts
Hmm ini ndoona Misheck uyu ane chekuziva nezvekufa kwemkoma wake
Apostle manyama 😢😢 apostle vanenyaya
How does a mortury allow strangers to view a body that’s not theirs 😢
Like they said Pastor said its my son to mortuary
@@tawandamuzinda8427 you have to show proof kuti mwana wako,
Unprofessional
Yes Apostle said mwana Wavo but as a big company do you just take that by word of mouth or you ask they produce their identity documents?
They could ask for documents to prove that.@@tawandamuzinda8427
Micheck uyu ane nyaya hombe panyaya iyi vangatotsvaga muroi mwana uyu akaurayisa mkoma vake ne satanism
Ndotenderana newe hama ipapo
Mmm munin'ina i think akutofungirao moms vake that's why akatsvaga apostle...moms vanoita zvechivanhu mwana anonamata...mfana haana kufara nekufa kwablaz and suspected moms vake
Mun'ina wa Give akarombesa mukoma wake😊
inga zvinoshamisa zveshuwa but hah the whole family was too soft for this kind haiwaa ndiriini zvangu ndairuma munhu mhino madziSekuru enyu hama dzangu vanhu vane rudo vekwedu hah kungaitwa mass burial zveshuwa
RIP Bamnin Give, makanika wemhuri, we ALL dearly miss you Givie makanika
There are a lot of things hiden anyway may his soul rest in peace
Akarohwa nezvinhu murume uyu ndakambo uyita urwere wakadai but ndaka mhanyiswa straight kumasowe Dai ndakaenda kuchipatara ndakafa
Apostle ava ndivo vakabayisa mwana nenyanga yavo vakaromba
Who else got irritated by the rocking chair yasisi avo.
Pandazongonzwa kuti amai vanoita zvemanjuzu ha nyaya yacho yatova tricky
Misheck akarombesa mukoma wake😢
Misheck knows something i tell you. Haana kumira mushe Mishek uyu
Nyaradzo yakadhakwa why yakasiya vanhu vasireri veukama vachisvika panechitunha
Apostle ava ngavataurwe pajekerere
Gogo manjuzu mmmm bhoo hr hope hamumo mukati
Iii Inga zvakaoma nhai ,Dai vakanosiya chitunha ichocho Pamba Pavo ,vamunamatire ka pakazara vanhu amuke ,vanhu vakushinhwa mazuvano
Mhuri iyi inondishamisa,kosei kunonoka kufungA...hanti maifanira kuenda kupolice same time....chiii chaizvo....kupusa here ...chiiii mhani
Misheck played a role on the death of his brother
my thinking as well dai aive mukoma wemufi zvai maker sense mudiki uyu aifanira kumirira madzisekuru otungamira as Nyaradzo isadaro futi
It's not his fault,but mfana uyu akadanwa ku funeral parlour,haana chaaziva kt akudanirwei,to his surprise is the one akafonera vanhu varikumba,I don't think so kt mfana uyu aripo munyaya,dai mufana aive mu deal dai asina kufonera mai.
@@rhoynemrwidzai4566 very true nyaradzi its a big and well recognised brand, hatidi zvemarara ava
Guys don't be deceived, mai ava na apostle were on a mission, vainge vakaudzwa kuti vaifanira kunotora munhu achangofa so that their powers will work. Vakarombesa mutumbi wemufi.
These people are witches and were just finishing their mhiko .
Ndivo vakamuwuraya.
Please open your eyes and see.
Umm,vanotyisa vanhu avo.
Uuum hapana zvekuripisana apa, vanoda kusungiswa ma rituals ayo, hakuna kunamata kwakadaro , ko kusano bata mawoko ivo vari apostle chii? Inga bhaibheri ndiro rinoti chemai nevanochema wani
Tete tilder ipai munhu mukana atsanangure mukamudimurira dimurira ano vhiringira pakutsanangura kwake
Even munhu akasvika kuNyaradzo Akati hama yangu inonzi givy vanobva vanobva vanzi pindai here hapana identification here inodiwa hameno ndaita mudiki but so many things doesn't add up
Taura hako funeral pala ine hand apa
Parlor iyi haisi professional sue them
Huum apstole ava vane nyaya.asii ndiwoo vakaroya.kanii wee nhaii ungangoenda kumotuary wonoda kumutsa munhu asiri hama yako yboo vane zviwindi wee😢
Ve nyaradzo vane deal na apostle
Ndoona kunge tava kunanaira kuenda kumagumo.Nekti mashura mashiripiti zvmanyongori nemapisha pisha zvanyanya munyika yeZimbabwe.Kana mvura inganayewo nepai
It's a point why vanhu veku mortuary vakavabvumira apostle vane zvavanoziva
Vanhu veku pala vaizivana na apostle ungabvunza munhu relationship yake nemufi nemuromo here or munhu anofanirwa kubudisa ma documents simple vanhu vane nyaya ndeku funeral pala mutemo vanouziva kuti hapana munhu anouya kuzoona chitunha asina ma correct or matching documents
Musashore mhamha pakuti mwana asataure zita re parlor vanenge vaudzwa ku studio kuti vasataure mazita 1 they will be advertising for them 2 parlor inogona kuvasungisa kuti murikusvibisa zita ravo, bcz iro is they side of story ndosaka kazhinji vachiti musataure mazita evanhu
Why did Nyaradzo let those people in??? Extremely unprofessional
Bvunzai mwana mudiki uyu anoziva zvese
Ngavasungise apostle kwamambo
Only Jesus ndovakakwanisa kumutsa munu zvimwr zvese ave marituals
In the bible elisha did it poul did it saka pamunenge muchiti only jesus menenge muchirevei
Shoulda called the police right away
Tilder unedzungu siya vanhu vapedze kutaura kwete kuvakata kata
Kkkkk anokambira ah nhaimi
That’s how she conduct her interviews kana iwewe usingafarire the way she does her job go and listen to someone you like
@@kelvinbero3452 zidhodhi rako
Anoshanda netime
@@victormukucha182😂😂
Ma apostle musadaro mufunge ityai Mwari
Aaah this is Nyaradzo's doing. Vanozivana na Apostle. I dont know why Tilda is protecting them
Sis avo vatowana chekutambisa vane brown
Pluz handisi kunyarara kwakaita muroora uyo she has a lot to say 😢😢
😢
VekuMortury vane ruoko futi.sei vakaratidza vanhu vavasina umbowo navo kuti vabereki or Hama
Vakabhadharwa kuti mai ava vatore mvura yechitunha
This family is only talking vana sekuru vemufi , sekuru vamai but never mentioned vana baba vemunhu there's something fishy there😢
Ndahwa mai vachiti vakarambana nababa iri nhumbu
Kusvika size yakoiyo hauzive kuti kunevanhu vasina anababa here
Iwe ita mushe baba vacho havapo saka chii chinoshamisa ipapa kushaya baba kuri fishy here?
Aaa Family iyika ummm Ende Makapusa mose Nxa-a,Zvinongova Tete aa Tete Nxa-a 😈 Devil 😔that is Satanism idzo puu-u . Tete vacho makazungaira fani imimi.
Maadvets akuwandisa
This people had the right to sue the parlour for giving the deceased to strangers. Also they have the ryt kusungisa also prophet.uyezve hamufanire kutovawandiridza you need to name and shame porofiti renhema.also mwanakomana wenyu Misheck anofanira kubvunziswa shuwa zvivindi zvekuvimba nevanhu vasina ukama newe unovawanepi without contacting vakuru vako.
Tete itai kuti vanhu ava vainde kwaapostle miracle kwatiri kuonavo
Hello aunt venyika yedu 😊
There r two things involved,,, it's either mai vakauraya mwana wavo so apostle vaida kundomumutsa mai vasingazive kana kt apostle contributed pakufa kwake
Yup, maybe Misheck suspected the mother so he got apostle nerweseri 🤷🏾♀️
Iwewe Tilda usa kate munhu achitaura siya vapedze
Yoooo young brother iyo ndiyo ine nyaya yose why asina kuphonera family kuti ndizvo zvakuita apostle 😢
Apostle ngavasungwe avo
Apostle vakanyatsorohwa vanotaura nyaya yavo mushe kuti vaida kuitasei chaizvo
So nyaya iyi ichaita valid here cause zvakatopfuura am just asking and i feel pain cause this was the hand of the brother and Apostle
Ko mother vanoita zvemanjuzu😮😮
Momz murikutsunyira mwana kt asataure nemhaka yeyi regai ataure zvese
Angaataura Zita reParlour yet it's not allowed
Zvakaoma veduwe
Chero Ivo vanasekuru Havana kukwana chokwadi in pachezvangu handaiviga body iyoyo until further notice.handisiye mwana vangu achinzarwo pamotuary aaah
mhomz payangoti ndobhilivha zvechikaranga nyaya yabva yareruka.
Ummm family iyi hongu irikurwadziwa but dai vakasendeka zvekuviga munhu vombofamba kuvanhu vemweya kunzwa kuty chii chauraya mwana but umm,zvoita sekuty vakabatwa
Apostle vakaromba .vanozozora mafuta sei kumunhu asiri hama yako
Misheck ngaabatwe
Nematambudziko hamawee,maonero angu patanga kutaura mai Give vaka ignowa call yemuroora mushure vanzwa kuti mwana adonha, kutsika dzedu ukanzwa kuti munhu adonha unotorohwa nehana, kunze kwekuti zvikanzi adonha mumuti unombodzikamira. Sei ivo vasina kuvhunduka, varondedzera zvekufa kwemwana wavo sevanorondedzera muchato wake. Nezvazobuda izvi kuti vane zvavanoziva mmm panoda kuongororwa.
Apostle ngavasungwe, asi zvinoita sevanozivana namai Give ava sei vasina kuvasungisa now vakuuya kuradio nepressure yabva kuvanhu.
Sei mai give vakaenda kunobvunza apostle vachisiya vanasekuru?
Apostle avo muSatanist akakwana ndiye akauraya Give ende nyaya iyo hapana kwainoenda hama dzaGive dzakaneteswa kare plus kuganza kwavari kuita varikuziva pavakatsika zvemutemo ngavasiyane nazvo vangomutse give wavo arwe nevakamuuraya
Next time ndokumbira vanhu vasatambisa machair,vagare zvakanaka please,
Lil bro yaGive ,Apostle neteam rake vaneruoko apo sei vakumhanyira kuda kuripa
Jump to 8:40
Misheck , Apostle ne former muroja vakarohwa vanotaura kwazvo .Izvo zvekuseka vanhu vatikudarika kushota shamhu chaiko aaa
Mmmmm hazvinzwisisike
Apostle ngavasung
Slip of the toung ya sister yemufi, twice vachingoti Nyaradzo.
Ngavafumurwe apostle ava toda zita ravo.
Apostle Nhapata
Ko ooh yellow iyi bho here we hope hamuna ndivi ramakarerekera our lovely aunt tete
Movement ya Mishek is not adding up.i suppose ndiye aidriver mota when they were seeking help kusvika Givy ashaya.aivepo namama natete and they left together kuenda kumba.tete says mishek akazoshaika pamba im sure that was shortly vaenda kumba uku same namai vekunobata maoko .mubvunzo woti mishek akazodzokera kupalor kunoitei ?zvakapa kuti vanhu vange vamboshaya ma whereabouts ake n he only asked them to cme after being called.anotamba nemwana wa apostle...apostle vakanonyepa kuti ndivo mai vemufi zviwindi vakazvihodhepi zvokubata chitunha chisina ropa navo
Ngavayende kwa tasvu
Misheck anogona kunge akatotanga afonyorwawo pfungwa kuti angobvuma zvese.or atoriwo muboka raApostle avaaa
Umm ndakaona kunge zvasangana apa pazonzi ndobeleiver zvechivanhuapo
Mama vachonya mwana kuti asataura Zita re Parlor
Kutamba ne chair kunobvumidzwa hre tete vanenge vakutonakirwa nekutenderedza chair 😂😂
Lol
Hwunhu hwakashata chose
Etiquette negeneral grooming havana sisi avo
@@Rumbie87 wapedza
Zvinhu izvi zvakaitikira kupi nhaimi...hmm apostle ava vane zvavakuziva.
Nyaya iyi ndakamboiverenga zvichinzi apostle vakasungw wani munaOctober
Ndi Appstole aniko ava zita ravo, kt vanhu vazive ma Appstole anoita zvakadai
My two sense tell me that vanhu vose in this whole ordeal vakatovharwa nemishonga kuti vashaye simba rekutora matanho huye Misheck uyo kuita kwake kwose aitogona kunge aivhiringidza nemishonga yaApostle avo. But hey man..... .zvinonetsa kunzwisisa. Amai vanoitawo zvemanjuzu, vosekwa kuti vakachekeresa mwana.
Haaa nyaya yekudonongodza mazita vanhu vanokanganwa chokwadi tetez dzakuita zvekuzobata muromo dzatopedza kutaura
Kana mune ma videos endai ku police naiyo nyaradzo yacho ngaimbosungwa imwi rongekai
Givie akaitwa sacrifice nemuningina wake achibatsirwa na apostle . Nyika yasakara varume. Givie akachekereswa na Meshack 😅
Givy handisi kumuchenesa