Tete just some constructive criticism,i believe you have decades of broadcasting experience and you're a living legend,in all your programs munoratidza kakusarongeka soo, cutting off someone ari pakati pekutsanangura or kuti ngatisataura mazita on air is not professional,pa behind bars munoti kune munhu atsanangure zveese zvakaitika but ari pakati pekutaura munomukata moti hazvina basa,pazvinoera munoita kakushora nyaya yemunhu and u show some doubts and dis-beliefs, the other day maiseka munhu kuti ainyepa kuti mwana arikurohwa mambama,u only started believing paakarohwa mbama muripo, so in future can u please talk to your guests off air before broadcasting kuti during interview musataure mazita, musataure machurch, itai ga ga ga, off air before matanga program so than wen u start airing zvinoita professional
Just listened to everything nothing wrong Tilder did! She interacted very well with these people and asking relevant questions to clarify facts! Haters back off😅
Tete please be more polite. I know you have minimum time. These people are suffering and you need to allow them to show their feelings/emotions not just unnecessarily cutting them. Remember you are journalist not an FBI agent. This should not be more like an interrogative session.
Yeah I hv also notice that ,juss for couple of times so far, that she is so harsh when she z interviewing these people ..plz try to talk to them softly
Nyaya iyi inotyisa kudarika horror movie, wakambozviona kupi mukwasha kukurura kuita musvo pedzo oita bonde mbuyawasha vakatarisa🤦 kusvika pakuEjaculeta, vari musvo wena. This guy akashandisirwa mushonga but l also feel kuti there is more to this in addition of what has been explained
Mukadzi wake murudzii cz kana vari vemuno mujoni team rozivisa mishonga iri pane zvaakatoitwa mkomana zvihombe zvikukutu cz pressure yaakapihwa yekuenda kun'anga ndopaakashandwa
Thank you tete Tilda we know you will did it tovaziva mai vakashinga Ivava ende vanoshanda mufunge vabatsireiwa thank you gogo you made it at last only God knows you suffered enough
Kuita bonde ambhuya ne n'anga vakatarisa, n'anga ichitochemererawo uuuum zvinotyisa izvi. All in the name of kurapisa mwana zvisasa. Dai Mwari vatiwanira nyasha chokwadi
Tete Tilda, learn to be more polite when addressing your guest, e.g saying "nhayi iwe".... you could have called him "mkomana, mwana" or any other term. For you to make money it's because of their participation.. didn't you learn that at Journalism school??
Ummmm something fishy here. Pamwe mishonga yakashanda before arombeswa,if not,this guy akaedza kuromba and is not telling the truth. But wish him to be restored.
Akapusa mukomana uyu akaitiswa nemukadzi.he was supposed to use brains.kuona ega kuti izvo hazviite.ungadye bota kune munhu ana mai varipo vakamira ipapo.use brains rasta
Vanhu pavakatanga kuwona kuti there's something wrong nemukomana, akangotanga kufamba asina bhutsu, chero achiyenda long distance even kana kuchinaya kana kuchitonhora ayifamba asina bhutsu, asi ayisazotaura kuti arikuzviitireyi.
Handina kuona patadza tete ini inga ma bullet points abuditswa wani ,nyaya taziva ,nhamba vasiya chiyi chimwe chasara mybe ma pics etsoka achasendwa pa fb
Zvekushora vanhu vakashata or vakaipa kumeso hazvina kunaka.... Ini handidi hangu nokuti kwenyu wo kana kwedu variko wo. Asi kana uchirikuzvara chenjera kuzvara zvimwe wo kana zvirema zvega. Or vazukuru vese🙄🙄🙄🙄🤦♀️🤦♀️
Kunzi Mai chinhu chakaoma, be strong mother all the best
INI HANDINA KUONA CHAKASHATA PAKUTAURA KWATETE TILDER REMEMBER VANENGE VAMBOTAURA NEVANHU AVA VACHINZWA NYAYA DZACHO IMI NDIMI MUNENGE MUSINA NYAYA YAVO,INI NDOFUNGA KUTI VANENGE VACHITYISWA NENYAYA YACHO ALREADY,TETE IS A NIECE PERSON SIYANAI NAVO
Shuwa ngavasiyanavo
Exactly taura hako, vanhu ngavasiyane natete Tilder
Because you are also insensitive. No empathy at all. Tildah wako akafanana newe
She is not a nice person too much pride
Tete just some constructive criticism,i believe you have decades of broadcasting experience and you're a living legend,in all your programs munoratidza kakusarongeka soo, cutting off someone ari pakati pekutsanangura or kuti ngatisataura mazita on air is not professional,pa behind bars munoti kune munhu atsanangure zveese zvakaitika but ari pakati pekutaura munomukata moti hazvina basa,pazvinoera munoita kakushora nyaya yemunhu and u show some doubts and dis-beliefs, the other day maiseka munhu kuti ainyepa kuti mwana arikurohwa mambama,u only started believing paakarohwa mbama muripo, so in future can u please talk to your guests off air before broadcasting kuti during interview musataure mazita, musataure machurch, itai ga ga ga, off air before matanga program so than wen u start airing zvinoita professional
Musi wavacharohwa ivo ndipo pavachabeliever, vane nharo kune muridzi hwenyaya. Disbeliefs and doubts too much🙄🙄🙄
Vanozonyanya kukata munhu zvinobhohwa
Ndizvo zvavaiita futi pamwana uya wesatanism vaitoseka kwanzi idrama vakazo believer later on vakuda kuzvinyanya manje
true
Problem tete havasati vasangana nematambudziko akadai havanzwisise Kuti vanhu vanoita maproblems
Taurai mazita vanyadziswe. Mabva kwasekuru Tasvu
Just listened to everything nothing wrong Tilder did! She interacted very well with these people and asking relevant questions to clarify facts! Haters back off😅
Kana ini hapana pandaona paatadza
Oh yeah back off😜
Shuwa
Tilda is always correct
They want to control everyone
Uuum zvakaoma, gogo avo tonamata nawo mufungee 😢
Zvino Tete ivomadzisekuru aya vakaona varimu studio havazova kuvadza here 🙆♀️kubereka kunorwadza,Mom be strong mwana achapora in Jesus name 🙏
Tete please be more polite. I know you have minimum time. These people are suffering and you need to allow them to show their feelings/emotions not just unnecessarily cutting them. Remember you are journalist not an FBI agent. This should not be more like an interrogative session.
I guess she's currently working on it
Sometimes she too much harsh.vanotarisa face l think
True l hate how she treats people she should be a people's person and not to be rude
Yeah I hv also notice that ,juss for couple of times so far, that she is so harsh when she z interviewing these people ..plz try to talk to them softly
You say that coz you have never worked on broadcasting the pressure that comes with stations and time and producers
Ava vanoda Kanengo or Tasvu ndovanopedza masports
Musataura mazita😂😅 isu mazita ndiwo atirikutoda kushanda nawo😝
Tete Tilder wedzerwai nemakore azere nenyasha nebasa ramunobata
Amai vainzi muroi ndivo vaakona nhamo zvakare kuti mwana wavo aite zvakanaka 😢
That's why the Bible say the devil he came to lie,kill,steal and destroy 😊
Ambhuya muroyi zvese nemwana wavo ko ivo vakaendepi munhu achitambura kudai
Tirimumazuva ekupedzesera but mhamha tsvagai Mwari musarambe muchitsvaga n`anga nevauki tsvagai Jesu
Nyaya iyi inotyisa kudarika horror movie, wakambozviona kupi mukwasha kukurura kuita musvo pedzo oita bonde mbuyawasha vakatarisa🤦 kusvika pakuEjaculeta, vari musvo wena.
This guy akashandisirwa mushonga but l also feel kuti there is more to this in addition of what has been explained
Havana kubvumirana pakuromba here. How can you accept kuita zvese izvo wakangotarisa?
Mukadzi wake murudzii cz kana vari vemuno mujoni team rozivisa mishonga iri pane zvaakatoitwa mkomana zvihombe zvikukutu cz pressure yaakapihwa yekuenda kun'anga ndopaakashandwa
Handina kuona paitwa rude hangu ini ...thank you Auntie Tilda kubetsera vanoda kubetserwa.
That means he was married to a family inoita satanism
Thank you tete Tilda we know you will did it tovaziva mai vakashinga Ivava ende vanoshanda mufunge vabatsireiwa thank you gogo you made it at last only God knows you suffered enough
From Capetown
Endai kwaprophet Jose zvinopera
Very sorry hanzvadzi i hope muchawana rubatsiro
Asi vanhu zvivindi zvamunoitaka wonzi rara nemukadzi n'anga naambuya vachichemerera vakatarisa wega unotoona kuti kurombeswa 😢
Mukomana ngaanatse kutaura chokwadi haasikunatsa kujekesa kuti mhiko dzekusapfeka bhutsu ngedzei.. Nekuti haungangopihwi mhiko pasina chawakaita.
Vorombesa mwana wevaridzi vopota futi vachimurova umm zvakaoma hazvo.Asi vanojairira stereki nehama dzake mukadzi iyeye nxa.
Vanhu gutsikanai nezvamunazvo hupenyu hwakaomera munowese zvekuda kuzowedzeredza izvi mukutatapurana nezvamusingazokwanisa
This guy haana kuda kuwedzera anything but akanzi ngatifambe mwana arikuroiwa
Ndibateyi ndowa 😂😂😂 hanzi takaita bonde n'anga ichikuza nekuchemerera apa amai vemukadzi varipowoo vachiwokera haaaa rombing yenyu iri mberi hama ndasarenda
Zvinotyisa yowee
😂😂😂😂 Unoseka nhamo serugare shuwa😅😅😅
Zvinoshamisa wena. Izvozvo zvega kana uchifunga unotoona kut hapana chakanaka chichabuda
Pamwe ambuya vaitoitawo nen'anga at the same time.kana neni ndapera nkani
Disgusting dear yoo everything from the devil is dirty and without respect
Ngawaende kwa profte miracl Paul kuchitungwiza unit L pa hall
Nhy Mwarii muripi zvinhu zvichadai veduweee 😢😢😢 tibatsireio Jesuu
Tine challenge nevolume ne noise inongoitika mu studio aslong tete VA mu studio hey this challenge inongouya
I love you tete Tilder ❤
Ngavaende kwasekuru tasvu chero kwasekuru kanhengo
Mukomana akarombeswa nemhuri yekumukadzi wake uyo.Ndozvakauraisa baba vake.
Babakazi wenyika ❤
Nyaya idzi dzakutoda masvikiro vana Tateguru Tasvu nana sekuru Kanengo
Pakuzoti psychologist ku Pari akati zvinoda chivanhu, Im finding it hard to believe. Zviratidzo zve bipolar zviripo apa
Murderer arukutonzwisa urwere kupfuura psycologist
But kutopenga unotopengawo hako my brother uchiudzwa usapfeka bhutsu waiti ndochiii ichocho ......uchinzi rara nemudzimai .. pamberi pa mai vemukadzi waiti ndochii ichocho ..... Wakaromba hako uchiziva hako
I think unenge watanga watoputirwa nemishonga ini zvekuti ahutofunge
Ngavaende kwaSekuru Kanengo or sekuru Tasvu vasunungure murume uyo zvisarire kumukadzi
Kuita bonde ambhuya ne n'anga vakatarisa, n'anga ichitochemererawo uuuum zvinotyisa izvi. All in the name of kurapisa mwana zvisasa. Dai Mwari vatiwanira nyasha chokwadi
They went for money rituals zve mwana inhema
Endai kwa sekuru Tasvu or Kanengo or Gogo shumba.
Shame inga zvakaoma vakadzi ava zvokwadi denga hamupindi. Veduwe ka ngatinamatei tisangodhererwa nezvese zvese wena.
Inga zvinotyisa chokwadi😮
Zvinoshamisa, zvinoda kufumurwa apa moti mazita musataure saka zvinofumurwa sei???
Nhai hako iweee
Ngavamboenda kwa Apostle Paul kuChitungwiza unit L
I know blessings we are friends here in Capetown dai mwari vaita kuti zvinake takamirira kudzoka kwako chibaba geto teacher
the end is near the devil is working overtime with his legion
Ava vanhu vanofanhirwa kuuya kwa Kanengo Toda kuiona Family yakafumuka zvemhando yakadato
Zvavekuda sekuru Tasvu or sekuru Kanengo ndidzo n’anga dzechokwadi .
Tete okunye simamela ngama iearphones sisebeza so ivolume ibalulekile ubrother ukhulumela phasi kakhulu
Endai kwasekuru Tasvu ndanzwa hurombo
Tete Joni maforeigners mukarovana kana urayana hazvina basa, they don't care avo invitations nyaya kana maforeigners array maLocals
There's. Nothing wrong nematauriro atete
Hakuna munhu anoromba asingazivi
Tete ngavasadzokere kuSouth
I wonder why vanhu vachiromba haumbooni chazvaitirwa munhu wacho anenge akangosakara sakara haamboratidzi kuti anemari 😂 purpose yacho yekuromba ndeyeiko nhai
😂😂😂😂😂😂kuda mbiri yekuti ndambobatawo mari zhinji
Yowe n'anga iyi. Muroora uyu inhubu
Kuroora nekuroorwa kwatirikuda uko😢😢unosvika kwa nqeee in Ndebele
Wave kuva shandira hama dzemukadzi their personal slave
Vanhu ivavo varikuda kut ufe watamburwa. Wakashandiswa ndiwe
Iiiiio nyika yakatakura kurema ambuya nemwana vawo anozivana ngavaenda kwatasvu nakanengo zvino pera kuita. Bonde ambuya varipo shuva ngavaenda kwatasvu
Aika ndazoona kuti ndimai vakutaura ndafunga kuti murume zvee😮
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 kana neni ndachitoti komai vari kunzi vauya nomwana varipi
Yaaaaah satanism yatekeshera😢 veduwe
Ngavaende kwasekuru Tasvu or sekuru Kanengo vanozvipedza izvo
Uita mukadz sandinyore unotozorora wafa ,patadza mwana pese amai ndovanogadzirisa ,pazvatadza kunakirawo mwana vonzi muroi
Imikaaaa hanzvadzi yangu mukuwana umu kumbirai denga misha iyi
Endai kwaSekuru Tasvu
Tipeiwo number dzasekuru tasvu
Tete Tilda, learn to be more polite when addressing your guest, e.g saying "nhayi iwe".... you could have called him "mkomana, mwana" or any other term. For you to make money it's because of their participation.. didn't you learn that at Journalism school??
You are right honey, she's a bit rude at times
It's true
It's no being rude cz English and ndebele says you n ndebele wena
It's no being rude cz English and ndebele says you n ndebele wena
Wangu kwatiinobva kwakasiyana
Ummh. Inga vanhu varikuiita zvinogarazvadaro.
Imii weee
Nyika yatakura kurema
Ummmm something fishy here. Pamwe mishonga yakashanda before arombeswa,if not,this guy akaedza kuromba and is not telling the truth. But wish him to be restored.
Aaah zviriko here zvakadaro ummm nyika yakatakura kurema
Vanhu wari kushandiswa shuwa ngatitsvagei mwari time ichipo
Akapusa mukomana uyu akaitiswa nemukadzi.he was supposed to use brains.kuona ega kuti izvo hazviite.ungadye bota kune munhu ana mai varipo vakamira ipapo.use brains rasta
Vanenge vakupa nefoshoro unotoita yavanoda
Mashura chaiwo 🙌
Haana kupusa anga atosotwa kare asingazive uyo
Hamusati mashandisirwa mushonga veduwee mkadzi akatanga adzimaidza murume
Vorombesa mwana wevaridzi vpota futi vachimurova nxa vanojairira stereki mukadzi iyeye nehama dzake.Vaendesei kwaKanengo tete zvazvanzi zvinoda chivanhu.
Ngavaende kwasekuru tasvu
Linjani aunty Tilda
There was nothing wrong with the interview.. Vanhu vatema esp mazimba ruvengo too much. Tendeukai
But host interruptions are not good 😊
@@ruthchefe6857 I understand but sometimes nguva hapana.. Ivo vanenge vachitonzi cut cut
@@judx34 oo alright! Yah coz at broadcasting they deal with time zvekudaro.
Umm Pasi RINO rapinduka mwari wee
Vanhu vari kuti Tete vano cutter vanhu vanenge vaudzwa mitemo yekuti vasataura mazita evanhu. Munongoziva nyika yezanu haushandi wakasununguka please nzwisisai ipapo. Tete is trying her best
Zvinhu zvaoma
Ngavaende kwasekuru tasvu vanobatsirika fast
Hello tete Tilda
Sorry zvenyu tete Tilder ndayimbofunga kuti nyaya dzenyu ndedzekunyepa, asi pandazowona nyaya iyi ndagutsikana. Nyaya iyi ndinotoyiziva zvakanyanya, Rastah ava ndinotovaziva zvekudaro, anotori mface wangu Blessing uyu, nhasi chayiye ndatombenge ndiripaShop pake. Akatombondiudza nezvenyaya dzese idzi asati auya ikoko, zvinhu zvinotozivikanwa, haizitombori secret sekutaura kwaari kuzviita. Ayitoti ndizvo zvaakarambira mkadzi.
Vanhu pavakatanga kuwona kuti there's something wrong nemukomana, akangotanga kufamba asina bhutsu, chero achiyenda long distance even kana kuchinaya kana kuchitonhora ayifamba asina bhutsu, asi ayisazotaura kuti arikuzviitireyi.
Handina kuona patadza tete ini inga ma bullet points abuditswa wani ,nyaya taziva ,nhamba vasiya chiyi chimwe chasara mybe ma pics etsoka achasendwa pa fb
Mukomana akarombeswa hakuna mhiko dzinopiwa pakurapwa
Endai naye kwasekuru tasvu vanopedza masports
Tilda iwewe yu are rude hako 🙄
Kkkkkk n'anga dzinomboonerera
Tete how you, tete ve nyika yese zvayo
The reason why I only believe in God
Zvinotyisa kwazvo
Mazita ngataurwe nepanogara n'anga dziri kupa vanhu mishonga iri kuzotambudza
Waka roora kuva royi hama
True ryt ther . Im kinda starting to dislike her
Inonzi counter report ukatangirwa ku reporter
Hapana chandaona chirikutadza Tilder. Musanyepe veduwe
Tete wezimbabwe❤❤
Pamwe ndiye akatouraisa baba
Gogo kuita senge murume worse nejacket iro hey kutonyanya
Zvekushora vanhu vakashata or vakaipa kumeso hazvina kunaka.... Ini handidi hangu nokuti kwenyu wo kana kwedu variko wo. Asi kana uchirikuzvara chenjera kuzvara zvimwe wo kana zvirema zvega. Or vazukuru vese🙄🙄🙄🙄🤦♀️🤦♀️
When are zimbabweans stop to be deceived ne n'anga nemaporofita. Nhamo inoyita kuti mind set idhakwe.
Ummm nyaya yakaoma iyi vanhu vanobatirei zvinhu zvakadai
Tete I think a mbuya ava ndovaifurira mwana wavo
Orlover tigere huya unzwe mushamiri iya
vanhu ityai n'anga