VaMhandu mu business rents munapota muchinzwira vanhu vanenge vafirwa Tsitsi because that is what your business is about. Vafirwa vanenge vari in pain and you must show empathy.
Vanhu vekufuneral service avo vaingoda mari chete....if this man was told those amounts havaimboendesa mutumbi wemwana instead of kungonochengeta....they are abusing their power and threatening poor people!
tinokunda funeral police ndeye utsotsi iyi ini ndakabhadhara gore rese pakaita mumwe akaita same problem neiyi iri kuitika ndikatorega ndaona kuti hutsotsi ndofunga kuti vanotora maparts avanhu ini why vachiramba vachiita dambudziko irori
This is very wrong kutsvaga Mari using the wrong avenues plus an innocent child who died. Kuchengeta body yemwana all this while this is a bogus company I think which is taking advantage of people. Mari yakawandisa iyo too also post mortem inoitwa Ku hospital so why kuti bhadarai $20 kwavari , company iyi needs to be investigated.
Tete company iyi ma corn man,kutora zvitunha wasina kuwirirana uye wwasina kusainisa mapepa kuti wazo bhadharisa mari dzawaakuda.Wanorarama ne hwakumukwaku ndinodaira kuti ruzhinji rwe Zimbabwe rwaziwa kuti wasawira sawa Komichi.
Ngavape mnh mwana wavo ,Satan pasi pezuva voda kpfuma nekuda kwezvitunha zvesvava mbwa dzevanhu ,moda kukanganisa nyika yedu imi kakatanga riini kafuneral policy ikaka ,tumafuneral service twumwe hatuna kregistwa, I was working kmafuneral service as a mortician for 3 years umbwa uhwu hañdisati ndambosangana nahwo
Ngavape munhu mwana wavo havanyare here,12days makagara nemutumbi sure,chicompany chenhema
Kana nhamo yekuda marii yacho.they will never prosper thru that.
Company yacho ndeyenhema
Ngavape munhu mwana wavo
Zvakaoma sure Zimbabwe yakutyisa
Pliz funerals policy iyi ngaivharwe hatidi tsvina dzakadai muzimbabwe satanist funeral Havana matyira vakaita sei ko kungoratidza vanhu mutumbi vanobvei tarisai baba ava vave bofu ,mudzimai wavo ane dambudziko vanhu veKUKUNDA IMI MURI MA EVIL PLIZ CAMPANY IYI NGAIVARWE NDAPOTA HANGU
Zvima Funeral Homes zveSatanism hezvooo! Mwana I don't think achiripo. Kamucheche kakaenda. Mwari pindirai.
Baba avo Tete Tilda could be vakaita diabetes yestress, ngavaende kuchipatara vasafunge zvehuroyi Chete
These funeral parlours must be regulated.
Tinokunda funeral services, mhuri Mhandu chaidzo sezita remukuru wenyu. Hamunyare kuda kupfuma ne body yemwana, munonyadzisa.
Do we still have police in Zimbabwe
Police ndidzo mbavha hombe dzacho
VaMhandu mu business rents munapota muchinzwira vanhu vanenge vafirwa Tsitsi because that is what your business is about. Vafirwa vanenge vari in pain and you must show empathy.
Vakazopihwa here mutumbi wavo nembavha idzi nhai. That manager is unprofessional mmmm.
Shame kubuhlungu lokhu
This funeral service is fishy... Matsotsi chaiwo aya this company must be closed
Ende police iyo inenge ine connection nembavha idzo dzine body
Yoooweee😢
I hope this Tinokunda thing wont have any more clients
Hey so sad veduwe funeral policy yekwaSatan chaiyo .nxaa ngavape munhu mwana wake
Vanhu vekufuneral service avo vaingoda mari chete....if this man was told those amounts havaimboendesa mutumbi wemwana instead of kungonochengeta....they are abusing their power and threatening poor people!
Bogus funeral policy
Mmmmm I feel sorry for baba ava ende policy iyi imbavha chaidzo
Ko Tete tilda batsirai kuti vanhu ava vawone mwana wavo zvinorwadza izvi ivo varikuda mwana wavo . Mwana akabiwa uyu ko hamusi kuzviwana here nhai
Handifunge kuti mutumbi uyu uchiripo,wakatotengeswa for ritual purposes.
Mwana achabuda vajaira kuba zvitunha munoba wasingabiiwe
Mwana akato tengeswa navamhandu .koz hakuna zvakadaro even tho vasina mari vaifanira kuona kune mwana wavo chete mari yotsvagwa vanhu vachiziva pane mwana .mpurisa uyo akabata tinokunda arimo muma dhiri ekutengesa zvitunha izvozvo .
Ve funeral parlour matsotsi tete nyatsoitai tsvakurudzo matsotsi abatwe
mmm Company yavaMhandu matsotsi .dai zvaibvira government yaitora malicence ema companies akadaro.baba Mhandu itsotsi nevashandi vavo.nyaya ngaiongororwe nektii mangwana vachambunyikidza vamwe
Funeral parlour iyi something fishy. Vanoshandisa zvitunha kuita maritual ecompany yake nxaa
Sadly i think body yemwana mwana uyu yakatotengeserwa kuvanhu wanoita zvema PARTS
So inonzi Tinokunda...
Ko ZRP iwo mapurusa edu matoto chaiwo.....nxaaaaa
Ka company aka kanonyepa nadriver wacho
nyaya iyi yakazodii nhai ummm zvakaoma
Mbavha dzevanhu plizzz ipai baba Chikomichi mwana wavo...palar yenyu hailast mukaita zvechimbavha ..matsotsi evanhu
Amhandu munonyadzisa hamugone kutora bord yemunhu moti musatewere now 20 us drive akatambira asi akuramba bcz hamuna kupa ma recite munoita zvakashata musapfume newafi muchida mari mungati munhu mukutaurirana naye uye angakunyeperei achikurasirirai mwana wake hre I company rudziii tete Mwari akuitirei zvakanaka nebasa iri wanhu awo imbavha wakarora bord yemwana neutsotsi izvozvi zvimapepa izvo zvinenge zvrichitsotsi
Vanhu ityai mwari sure vamhandu murikuzviuraira company nehumbavha even imi muchafa muchitambura
Mbavha idzi Tilda ,,at least vanhu vari kuzviona kuti zvema policy epasi pemuti hazviite hazvina guarantee
tinokunda funeral police ndeye utsotsi iyi ini ndakabhadhara gore rese pakaita mumwe akaita same problem neiyi iri kuitika ndikatorega ndaona kuti hutsotsi ndofunga kuti vanotora maparts avanhu ini why vachiramba vachiita dambudziko irori
yhooo
Mnangagwa Hero basa kuGadzira nyika kwakukunda but iyi Pindirawo uvharise Zvinhu zvekuMama izvi kwete kungotiZiiii
Ngavasa rwadzisa munhu akafirwa munoita munyama varidzi ve combany ityai mwari ipai munhu mwana wake
Go deeper with tinokunda iyoyi
Zvinorwadza izvi iyi funeral policy yevanhu ava ngaivhariswe coz pane Hu evil doing uripo they z smthng spiritual zvavari kuita
Ngatimbodzokere patestimony yaSadza tsikamutanda vaye varimuprison
But chandoziva Mwari avadhakwe zvavo
Maonero angu hakuchina mutumbi wacho, ko kana uripo chinoramba chii kuti muratidze varidzi vemwana wavo? Wonders never end for sure😂
Mwana akabiwa uyu hamusi kuwona kuti mhandu uyu haasi straight
😭😭💔💔
To tell u the truth teteka this company is working with very very evil pple ummm ndarwadziwa ini 😥😥😥
This is very wrong kutsvaga Mari using the wrong avenues plus an innocent child who died. Kuchengeta body yemwana all this while this is a bogus company I think which is taking advantage of people. Mari yakawandisa iyo too also post mortem inoitwa Ku hospital so why kuti bhadarai $20 kwavari , company iyi needs to be investigated.
Vakabvisa maparts ava
Baba vefuneral company avo ngavasungwe
Ndosaka vakuti hamuna kutipa mari coz that 20US payment should not have happened
Ngachivharwe chi company ichochi mbavha dzevanhu ngavasungwe kusanyara varume vakuru kuba body yemwana
Vakatoroya vabereki nemwana uyo mmmmmm takunda funerals Satanists beware people beware.Varoyi varoyi something is fishy panehu satan huripo vaMhandu satanist svaaaaa satan dzosa mwana uyo haaaaaa ndanzwa hasha.
Bogus cimpany...
Tete company iyi ma corn man,kutora zvitunha wasina kuwirirana uye wwasina kusainisa mapepa kuti wazo bhadharisa mari dzawaakuda.Wanorarama ne hwakumukwaku ndinodaira kuti ruzhinji rwe Zimbabwe rwaziwa kuti wasawira sawa Komichi.
Imbavha idzo, uye vanotengesa maparts evafi. Mwana vakatotengesa, chipalour chematuzvi
Mmmhhhhh zvakaoma ipai munhu mwana avige shuwa
Umm BAA mhandu muroyi
Mbavha dzevanhu....ngavape mutumbi vanoviga.
Mhandu uri mbavha
Muridzi wecompany ari kunzwikwa kti pane zvaasiri kutaura ari kunyepa uyu
Mwana ariko asi vanhu avo vakatobvisa ma parts emwana ndosaka varikutenderedzwa mbwaa dzevanhu
Materm and condition epolour iyi ndekunyepa ngavape munhu mwana wavo
Zvakaoma zvinorwadza
You know rituals are real.if you listen to them. Vakamhanyira kuti tinopisa mutumbi. Mopihw mutumbi usiri wenyu
Satanism chaiyo policy iyi ngaivarwe ndeyefake mbava
Ngavape mnh mwana wavo ,Satan pasi pezuva voda kpfuma nekuda kwezvitunha zvesvava mbwa dzevanhu ,moda kukanganisa nyika yedu imi kakatanga riini kafuneral policy ikaka ,tumafuneral service twumwe hatuna kregistwa, I was working kmafuneral service as a mortician for 3 years umbwa uhwu hañdisati ndambosangana nahwo
Vazvisvibisira zita ravo shame
,zimbavha iro vamhandu avo havatonyare
vanhu ava masatanist chaiwo aaaaaah vanochidii chitunha nhaimi haaaa nxaa varoyi chaivo vasinganyare ngachivhariswe chicompany ichocho
Zvinorwadza 😪😪
Thanks tete
Madira Jecha chipolice chematsotsi
Zvorwadza vanhu ipai munhu Mwana wake.Yaaaa vanhu vakadya mwana Ava vakuda kutaura zvekupisa mwana sei
Veduwe munhu ari kuchemha here.tete batsirai sure mwana avigwe. Zvinorwanza sure
Ngavape munhu mwana wavo
Vakazopuwa mwana here? Akavigwa here?
Putsek chikambani chekunyepa
Tinokuda irikuda kushandisa mwana zvemushonga tete maonerewo angu, saka baba Mhadu vanoroya tete varikuda kuuraira vanhu vana vawo her
Tatoiziva funeral policy iyi hatiendeko,the hapana zviripo kuita kudira salt pamusoro perimwe ronda
Iro zirume rinonzi mhandu zi Satan chairo harinyari pamwe akatoshandisa body yemwana kuita ma rituals .chi company chenhema ngachivharwe
Hayas zvakaoma
Ummm tinokunda iyi yakutyisa maitabasa taiziva.. Ngavape munhu mwana wavo matsotsi uye ngavavhare havagone kushanda nevanhu
Havana kutaura chete vakutya kusungwa hapana munhu anoramba kutora mutumbi wake
Imbavha ngavape munhu mutumbi wake nhai
Mhandu.. Matsotsi chaiwo.. Satanism musade kupfuma nevana vevamwe....
Ngachivharwe chi company ichi hamhuna moyo imi mwana atadzei achishungurudzika mweya we mwana muri ma satanic
Va mhandu itsotsi
Ngavape vanhu mwana wavo matsotsi ayo
Imi vakatodya Mari vanhu ava
Yoooo zim ma1 vanhu vakuita mari nezvitunha last week takanzwa yekuBindura vakaviga munhu asiri hama yavo
Havachina mutumbi vanhu avo vakatotengesa
Pamwe vakatodya mwana wacho futi vanhu vanehutsinye kudai
Matsotsi shuwa nxaa ndarwadziwa😭😥
Matsotsi vanoda mari imbwa ngavape munhu mwana
Zvakaoma
Zvorwadza izvii, ndabatikana
Satanism chaiyo iri kuitwa necompany yematuzvi chaiyo
Ummmmm humwe humbavha hauite so kuda kupfuma nevafirwa hr amana musadaro so ngavape munhu mwana wake chete anodakutestwa covid yei iye mwana azvizororera
Inoda kuvharwa company yematuzvi chete chete kutamba nebody yemwana mdiki wakadai God will punish u
Imbavha idzo dzkatoba mwana
VaMhandu vane language yechitsotsi,