Can l help that couple vane mukadzi ane problem ye bleeding, this is a problem caused by contraception, l had it when l used different types of contraception and when l stopped the problem stopped, it may take a couple of month before bleeding settles, hapana spiritual kutaura chokwadi I contraception please please.
Thats yeast infection ndaimbizviita there are so many home remedies ngavazore plain yogurt kana kuzora garlic pa pant uye ngavaone kuti paint ravo rinoyanikwa pazuva
First caller - I’m glad tete and Dr vamupa attention despite not being a “domestic issue” per se. Thank you for your kind hearts team. May God heal the wife 🙏🙏
That couple with the guy who gets cracks and rash who didn’t get help at clinic and the woman getting irritation too their intimacy maybe too dry and causing friction and irritation. They need to try lube for friction. Dryness could be hormones or inadequate foreplay.
I don't think its good ideas kufonera ex after a year pamwe iye akatozcikanganwa akaita move on kungodawo kuchera nyoka zvimwe zvacho nhai imi mai avo vaifanira kungoita let it goo coz gore zvaitika imika makawanepi vanhu vekuitisa zvekudaro
Bamunini vekuhurirwa nemukadzi handizive kuti kudyiswa hre or kupusa.mukuitiswa munhu uyu achiri ne ex yake muri kutoda help yakasimba.Mwana endesai kuma DNA
Ndaivepoo pakufadza mutengi apa after 3yrs ndakazoita simba rokuudza munhu kuti shamwari ini hangu hapana chandiri kunzwa. Munhu akapererwa asi akazonyatsondidzisa ega
Rimwe gore hama yangu yarwara yakaita zvekuudzwa numerical Profesional kuti enda undobatsirwa hazvidi chipatara iye aitokakavidza akazongoenda because family members dzaivapo dzakamumanikidza, akabva andopora kwaakaenda kwacho. Ndakatomboona muchinda aiva nembiri yechiporofita but iye ari qualified medical doctor zvakare so zvinowanikwa depending on people's belief systems.
Mkadzi wekuabusewa uyo 😢. Bamnini vemkadzi akaabusewa avo, thank you for being patient with her. Mwari vakuitirei zvakanaka.
Can l help that couple vane mukadzi ane problem ye bleeding, this is a problem caused by contraception, l had it when l used different types of contraception and when l stopped the problem stopped, it may take a couple of month before bleeding settles, hapana spiritual kutaura chokwadi I contraception please please.
True kana jadel chairo rinoendesa non stop kungorara nemurume chete ropa rototanga or vakagadzirwa nemunhu kutorerwa chipfeko chavo vasingazivi or hama chaiyo
First caller God will see u thru, i just liked that he is a very caring husband❤
Thank you thank you
Thats yeast infection ndaimbizviita there are so many home remedies ngavazore plain yogurt kana kuzora garlic pa pant uye ngavaone kuti paint ravo rinoyanikwa pazuva
Tetë tilder just do the entire show alone...... Dr Nyamakawo cant even speak with a couple for 30 seconds vasina kupindira.
Musiwa wauchabatwa hako nevarume vevakadzi vaurikudanana navoo uchaona kuti nyika inotenderera hkoo mufunge
First caller - I’m glad tete and Dr vamupa attention despite not being a “domestic issue” per se. Thank you for your kind hearts team.
May God heal the wife 🙏🙏
With respect tete needs to stop interjecting when the doctor is exploring and trying to do it his own
Vanoti Dr Nyama kawo..... 10 seconds later vakutopindira. Saka ndava ngoita show yacho vega.
That couple with the guy who gets cracks and rash who didn’t get help at clinic and the woman getting irritation too their intimacy maybe too dry and causing friction and irritation. They need to try lube for friction. Dryness could be hormones or inadequate foreplay.
I don't think its good ideas kufonera ex after a year pamwe iye akatozcikanganwa akaita move on kungodawo kuchera nyoka zvimwe zvacho nhai imi mai avo vaifanira kungoita let it goo coz gore zvaitika imika makawanepi vanhu vekuitisa zvekudaro
Hey ende vakadzi ka Saka varudei pamurume uyu nhai Imi Saka murudii kumusiya nhai Mai imwi number 4
Uyuu wekusanzwa anything pakubatwa hastiodi murume wake simple
First caller it could be fibroids some are too small to spot they nee ultrasound scan maybe you get help
3 months vakutot taedza zvese zvaramba vanopengawo ava.
Uye ngaachecke family planning methods yaari kushandisa inogona iriyo ini ndakasangana nazvo bt ndaisanzwa hangu pain pasi peguvhu
Inonzi yeast infection, endai munopiwa macreams munoita rite,avo vanoswinywa kunhengo yavo
ladies were prepared vachinzi varume imbwa dzevanhu
Bamnini vemukadzi wekuCheater uyo mukudanana mega
How are you tete Tilda
Venhengo yekutsemuka isick mishonga yechirungu yaramba tsvakai mushonga wechibhoyi
Pakuda chibhoyi apoo isick chaioo
Uyo murume wekukwirirwa mukadzi neX uyo haazvione kuti kumaporofita kwaari kuendeswa ndiko kwaari kupfuhwirwa nako nemukadzi wake and ndofunga maporofita iwayao ari kutorova bota futi kumukadzi wavo
1: 03:05 Tilder: Hello pa domestic issue bamunini makadini claer: aiwa ndi mainini
😂😂😂
😂😂😂
Yeahhhhh full body massage this Tuesday 😂😮😊🎉
😂 Unogomupa Mwana seiko iwe urikurutsira pese pese ozonopa mkadzi mvura dzega dzega
Bamunini vekuhurirwa nemukadzi handizive kuti kudyiswa hre or kupusa.mukuitiswa munhu uyu achiri ne ex yake muri kutoda help yakasimba.Mwana endesai kuma DNA
Ende futi makasungirirwa here
Bamnini vekudyirwa mukadzi ne ex siya pfambi iyo unourayiswa..
46:24 shuwa vanhu ngavakure vasati vada kuita zvemba.
Uyu wekusanzwa chinhu ndanga ndati haasi munhu wenyama asi we cabbage till tazobata zi babamkuru rakashaisha. Musabate vana please ndapota
Ko imii munoti haasi munhu wenyamana munhu wecabbage ndokutiii asi kumusha kwenyu kune vanhu vecabbage
@@sekaichipika3865 kana vetsunga kwedu variko
@@sekaichipika3865😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂I didn`t get the sequence
Ini ndini mumwe wacho asina zvaainzwa ndakazitanga kunzwa kuti bnde rinonakidza ndaa 28years kumashure kose uko kwaingova kufadza mutengi
Ndaivepoo pakufadza mutengi apa after 3yrs ndakazoita simba rokuudza munhu kuti shamwari ini hangu hapana chandiri kunzwa. Munhu akapererwa asi akazonyatsondidzisa ega
Ndakazonzwawo after 4 years chaidzo
Mkadzi arikuda kufonera hure uyo you're wasting your time.wrong advice there.munhu akasoenda kudhara anotsvagirwei.ende muchatukwa kupfuura zvelast time hamumazive mahure aya.kana Uchida imba forget n move on
Doc pa 1:.38:00 vapinzwa biz na TT kkkkkkkkkkk
How are you Tete
Multitask 😂😂😂
Please dont put Dr Makawo on the spot by bringing medical challenges here. Both our experts are not medically trained
Uyu mukadzi wekucheater uyu haana kuforcer nebf nkti iye ndiye akavinga lodge
Musarambe mainini wenyu tete
Tete izvo Vikutaurika nemurume uyo anemkadzi arikubleeder zvakaitika kufrend yangu akazviita arikuno kusouh vachishaya kuti chii asi aiitwa mayest e cancer achibuda kuti hapana chiripo paakazouya kuzimbabwe ndopaakazobatwa kuti aanecancer akabva abiswa chibereko cancer inovanda aiitawo izvozvo zvokuti akadangana nemurume oblider m sure zvoitika pavanosangana vanonotokonya tht woud blood robuda
Thanks for the info 🙏🏼
Tete ,. Hapana chamunotombonzwa
Caller .. hapana chandinotombonzwa 😂😂😂😂😂😂😂😂 ende futi
Doctor are u Bishop Nyamakawu vanonamata church inonzi Evangelical church kana muriimi muriri Bishop vangu ndinofara kukunzwai muchiita basa rakanaka
What does the identity of his church have to do with this program.Just appreciate him and like the program without getting into private matters!!!
😂😂😂 iye munhu asingazive bishop vake munhu hwai??
Kana muriimi ndafara😅 iyi church iyi munoipinda zvedi?
Hokoyo bamkuru chabvondoka nasi kumarange uko
Medical doctor chokwadi kuita believe
spiritual things.Ndaramba.
Havasi doctor ndiPastor
Rimwe gore hama yangu yarwara yakaita zvekuudzwa numerical Profesional kuti enda undobatsirwa hazvidi chipatara iye aitokakavidza akazongoenda because family members dzaivapo dzakamumanikidza, akabva andopora kwaakaenda kwacho. Ndakatomboona muchinda aiva nembiri yechiporofita but iye ari qualified medical doctor zvakare so zvinowanikwa depending on people's belief systems.
Bamnini vekuhura avo vanga vachida kubatwa bhachi
😂😂😂
She might have fibroids.