Sound iripo ku studio asi problem inogona iri ku area kwenyu. Neni ndaidaro kuti vavakuita in sighn language here asi vamwe vakati kwavo bho sound. Kwangu mazuvano sound ndoita yeku reducer nokuti yakawandisa volume. Musashore vana Tilder zwavo avana problem ye volume ku studio
For the Mozambique couple I think it’s nonsense to talk about spiritual husbands. It’s much more likely she is turned off by him because he is a cheater and married a child before she could decide for herself what she wants . I think those beliefs come from male egos or misconceptions about female sexuality. Male ego as in it’s unthinkable to men to know someone simply doesn’t want to have sec with you, or is turned off by you, or have hormonal issues. So its a way to protect the ego to say she has a spiritual husband which hates men rather than accepting she simply hates you. Because why would you expect someone you abuse would find you attractive or sexy? And her male energy obvious. if you are turned off by someone you will be upset if they try to rape you. You don’t get raped politely you fight off the rapist. People who have been raped before can also be that way due to trauma of the rape. Misconceptions about female sexuality by believing men and women function the same. Women can go long periods with no sex, their libido are mostly mental not physical like men. So if you are abusing a woman or cheating they are not going to feel like sex with you. All this spiritual husband is nonsense because you are describing someone who is turned off by her husband for a reason-he is a cheater whose mother torments her
Ava vanhu common sense and critical analysis havana unotonzwa hanzi ndiri Dr hameno ndi Dr ridzii apa varikutruster zvaakanoudziwa munhu nemaporofita zvavasina proof and humiliating mainin vachinz mkadzi wechikwambo. Mazidofo vanhu ava nxaaa!
Ako kamfana kekuswera kumaBoozer karikuti zvese boe kachigara mu1 room nevana ndotwuvanhu twovhotera zanu pf, coz they are thinking they are living the best life, wotoshaya kuti zvirikufambasei 😂
Ma doctors edu na tete vedu,makatikoshera❤️❤️❤️
This time Dr Nyamakawo vatombopiwawo mukana wekutaura
For once nhai
❤thanks for helping us
Kkkkkk Yaa nyaya yemafoni ini yangu ikafa ndorwara kupinda mumachira chaiko
Ini handitodye kana kutaura nemunhu kana fon yangu yaita problem
Wemabhuza ambot anosvika kumba vachibika now aiswa mukona akuti anosvika varara he is changing his story.
do sound check before airing your programme.
I agree with you. It’s frustrating when you have been looking forward to it and you end up not listening because the sound is so bad and low.
We have been mentioning this for ages. Seems they dont care
Zimbabwe yaora pese pese zvapo
Sound tete....Sound 😖.... apa imimi vanofona munonge muchingovati taurisayi...apa zvine kahasha mukati asi imimi murikutipa bad audio week in week out .... gadzirisayi ipapo ....tete .... tinoda kunatso kunzwa
Sound hapana
Dr Nyamakawo maita ku deepisa pamati vanhu varikufara nemunhu arikure naye achitadza kufara nemunhu aripedyo naye
Panyaya yechechi apa nextweek mupadzokorore cos iproblem inogona kuputsa dzimba dzakawanda.
But Ollah haaite problem nesound wani
Hanzi naDoc Nyamakawu unoda prayer yemuchiuno😂😂
Ndaseka hangu nhasi😂😂😂😂😂
Atrocious sound quality. Chimbovharai station iyi until somebody fixes these issues
1:54:23 😂😂hanzi na tete muripaiko kunge murimugaba
Zimbabwe hahumbwe chaiwo seriously national radio inoita sound quality yakadhakwa so ???
The specialists in everything, the spiritualists, the scientists, the phycologists I mean the list can go on and on😂
1:19:58 Hanzi jadel muhapwa😂😂😂😂😂😂
Varikupa advice yekusiya ma phone but avo vainawo varipabasa 😅
Ava vebhora remaboozer vanenge vachitmba under flood lights here kumusha ikoko. Plus mukaona mukadzo achinyanya kupopota bonde rinenge ririshoma
Ayiwa volume👁🙄Ayiwa saka zvaora zvitambo zvemu studio handika👁🙄🙄
STAR FM yabva yaita broke to the extent of sharing a pair of headset 😮
Kkkkkk nhamo yarova
Ma1 chaiwo
I dont understand the reason yekuita program yenyu iyi isina sound
Sound iripo ku studio asi problem inogona iri ku area kwenyu. Neni ndaidaro kuti vavakuita in sighn language here asi vamwe vakati kwavo bho sound. Kwangu mazuvano sound ndoita yeku reducer nokuti yakawandisa volume. Musashore vana Tilder zwavo avana problem ye volume ku studio
Sound quality not pleasing
They all ignored what she says and blaming her to be possesed by evil spirits vasina kana proof mahumbwe chaiwo.
For the Mozambique couple I think it’s nonsense to talk about spiritual husbands. It’s much more likely she is turned off by him because he is a cheater and married a child before she could decide for herself what she wants . I think those beliefs come from male egos or misconceptions about female sexuality. Male ego as in it’s unthinkable to men to know someone simply doesn’t want to have sec with you, or is turned off by you, or have hormonal issues. So its a way to protect the ego to say she has a spiritual husband which hates men rather than accepting she simply hates you. Because why would you expect someone you abuse would find you attractive or sexy?
And her male energy obvious. if you are turned off by someone you will be upset if they try to rape you. You don’t get raped politely you fight off the rapist. People who have been raped before can also be that way due to trauma of the rape.
Misconceptions about female sexuality by believing men and women function the same. Women can go long periods with no sex, their libido are mostly mental not physical like men. So if you are abusing a woman or cheating they are not going to feel like sex with you. All this spiritual husband is nonsense because you are describing someone who is turned off by her husband for a reason-he is a cheater whose mother torments her
Well said❤
Ava vanhu common sense and critical analysis havana unotonzwa hanzi ndiri Dr hameno ndi Dr ridzii apa varikutruster zvaakanoudziwa munhu nemaporofita zvavasina proof and humiliating mainin vachinz mkadzi wechikwambo. Mazidofo vanhu ava nxaaa!
Hanzi babamudiki munoda kubatwa muchiuno kuti dhimoni racho ribve 😂😂😂😂😂😂
Last caller akaremerwa. Zvinonzwisa tsitsi.
Volume ishoma apa chirongwa ichi chinonaka sei
Mari dzonetsa veduwe i feel srry fo that couple cz mishonga yacho inotodhura dai vawanawo anovarapisa
Nesuwo vakadzi tinazvo munhu akaroora vakadzi 5 voti unozvigona.
Ukatarisa ipapa vanhu vekumanicaland chokwadi misoro yavo inopisa varume vacho kuda vakadzi vakawanda ummmmm
I know muri busy, asi mukaita mukana kurai
Kkkkkkk nhau ye fon yakaoma tete kkkkkkk ikafa kudai unoita stress
Varume vanorwadzisa veduwe
5 akadzi 😢
Uyo murume wekuita vakadzi 5 uyo arikutopenga chete
Kana maheadphone pane1 ko sei tete musingangounze 1 doctor per week vopota vachichinjana zvavo panekuty vachonjane maheadphone during the program
Ako kamfana kekuswera kumaBoozer karikuti zvese boe kachigara mu1 room nevana ndotwuvanhu twovhotera zanu pf, coz they are thinking they are living the best life, wotoshaya kuti zvirikufambasei 😂
Handifunge kut zvaati tiri bhoo kwaaita,anga achitaurira zvedzimba nemazimari but anga achitaura kut iye nemukadzi vanowirirana zvekut kushaya havatozvione
🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk very tru
😂😂😂😂kamurume kedrip😅
😅😅😅apa arikuda mukadzi ashame mune vana
Chi program chadhwakwa ichi- why can’t you work on your sound nhai! 😢 Once again improve your sound or don’t waste our time
Kumusha varume vanonotsvaka huni nengoro not to leave the burden for a woman.
Prayer yechiuno 😂😅😂
Tinotenda nechirongwa
Souuuuuuuuuuuuuuuuund zero
U are too judgemental imi kana vachigutsikana ne life yavo zvakanaka zvine basa rei batsirai dambudzo riripo