Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Wakazvibvumirei zvinhu zvacho waivapo here pakaromba mai vako. Unozvidawo iwe tsvaga kubatsirwa usunungure vanhu
Unehutsinye iwe kufanana na mai batsirwa usinungure ana sekuru vako avo
Nhai mwanangu rubatsiro rwaunoda nderwei bcz mapads ndiwe unobvisa pamhata yako woisa muhari wakadini kuramba kuitiswa mabasa ouroyi uri Satan wemunhu imba iyi inoda kuputsiwa .Dai zvidhoma zvako zvakuuraya Satan muroyi wemunhu .
Rega kutengesa ropa rako iwe usunungure vanhu. Kana usiri iwe wakaromba urikuzviitirei unotyei
2nd comment haaaa mkoma vanhu vane utsinye ndakabirwa mapump emajakuzi anga akasungirirwa pamatubs namalaicha handina kuzombotumira zvakare
Vakadzi zivai kuti hakuna chemahara maona zvakaitigwa mukadzi uyu
First cofe ungavuka ushoile koyeziwan ngento zikama wakho ongasekho
Kwete usataure zvino zokunetsa mangwana usachage vanhu vanoda zvekurora ava chenjera
Last ulenhliziyo embi
Last conf uyu haana kukwana
Varume vanoda vakadzi vanemari musingaziv kwaineng yabv shame
Kana usingachazvidi tsvaka rubatsiro coz hautofambe ka nenhau yeruva iroro and rikakusheedza u go back home uripama 1
Malaicha iwe uri dofo ko dai wakabatwa runyoka waizochema nani. Kumwe kurambwa bvumai and mosiya vanhu vakadaro
Havasi mai cako vaukuona zvikwambo zvamai vako zvakapfeka face yamai vako. Enda unobatsirwa iwe stop entertaining mweya yetsvina. Go ku sly media
Wakazvibvumirei zvinhu zvacho waivapo here pakaromba mai vako. Unozvidawo iwe tsvaga kubatsirwa usunungure vanhu
Unehutsinye iwe kufanana na mai batsirwa usinungure ana sekuru vako avo
Nhai mwanangu rubatsiro rwaunoda nderwei bcz mapads ndiwe unobvisa pamhata yako woisa muhari wakadini kuramba kuitiswa mabasa ouroyi uri Satan wemunhu imba iyi inoda kuputsiwa .
Dai zvidhoma zvako zvakuuraya Satan muroyi wemunhu .