Huyai Munzwe Zvakazoitika Pandaka Batiswa Blambi Yeshamwari Yemurume Wangu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024
  • #Confessions #Chakafukidzadzimbamatenga #Domesticissues

КОМЕНТАРІ • 21

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 6 місяців тому +5

    Uuumm mainini muri hure shuwa kuhura ne friend yemurume makazvi regerera muri hure maizvida makadzikisira murume wenyu uye hunhu hwako wakaipa hure

    • @Edinah-y8n
      @Edinah-y8n 6 місяців тому +1

      I thought as much ayi zvida akagara achimuchiva kuti dayi arara naye.

  • @christineferewa5115
    @christineferewa5115 Місяць тому

    Uuummm munonyadzisa asikana

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 6 місяців тому +3

    Ko kana aiva nechirwere mose mobva maita chirwere vakadzi munowana kupi zvivindi zvokubvisira mumwe murume bhuruku imi makaroorwa murume wenyu anozokunakirai hre imi mabva kurara nemumwe murume zvakaoma zvose chihure ichi .

    • @Spo7017
      @Spo7017 6 місяців тому

      Zviri kwese hama, chihure chakashata ichi

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 6 місяців тому +2

    Iii kumwe kuzvi regerera shuwa, ukaona shamwari yemurume wako ichidaro kwauri unenge wamuratidza kuti wakanyanya kupombonoka shame.idzi nyaya dzamunoita murivakadzi vevanhu dzine makuva pasi .apa muchirarana pauno rara nemurume wako.

  • @kudakwashenyamande-kk3os
    @kudakwashenyamande-kk3os 6 місяців тому +2

    Ava hatina chekutaura navo mkoma Nash

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 6 місяців тому +1

    Haaaa vanhu vari kuhura shem uuuuuuuum hurai mufe zvenyu

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 12 днів тому

    Huh you have sowed mhodzi yematambudziko. Imba yako ichanetsa kumira

  • @WinnieLAJoya
    @WinnieLAJoya 6 місяців тому +1

    Uum munonyadzisa muri hure rinonyadzisa

  • @altopatraogee6630
    @altopatraogee6630 6 місяців тому +1

    Panoda comment here apa!😅

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 6 місяців тому +3

    Hurai mufe

  • @taliahdhliwayo1438
    @taliahdhliwayo1438 6 місяців тому +1

    Iiiii imi Mai imi nyoka inokwira madziro hre muri hure

  • @ishmaeltanyaradzwamanyerer8619
    @ishmaeltanyaradzwamanyerer8619 6 місяців тому +3

    Vakadzi varoyi suwa

    • @Edinah-y8n
      @Edinah-y8n 6 місяців тому +1

      Not vese

    • @natashahweru9479
      @natashahweru9479 6 місяців тому

      Not tese ini handisati ndaroorwa hnk bt ndinototya

  • @KenethPikire
    @KenethPikire 2 місяці тому

    Chisi hachieri musi wacharimwa, zvichabuda

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 5 місяців тому

    Uuuummm

  • @KenethPikire
    @KenethPikire 2 місяці тому

    Chisi hachieri musi wacharimwa, zvichabuda