Ini I think mainini ava vane zvavayi nazvo ,vana mainini ava vanouya pa barika vazhinji vanenge vane mishonga.chasara muchanzwa vakuti hati uraye murume or hatitize murume.
Ndine imwè confesion yandakanzwa ku platform dzechi ZULU umwe murume achi confesa kuti akafambirq nyaya yekuti vakadzi vake vawirirane, vabatane vasagara vachirwa, but it turned out kut mushonga uya wakavaita ma lasbian saka aitotsvagawo help kuti avapatsanure achit iye haachawqni bonde from both sides
Sometimes mishonga yemurume ndiyo inovanzokonzeresa izvu .but iye haana chaan nge achimboziva ,anotozozivq oava paya
Murume wenu akaromba
Taura hako vakadyiswa vakadzi ava
Murume iyeye arikutozviziva akaromba
Ndofungawo neni kuti akaromba
Ini I think mainini ava vane zvavayi nazvo ,vana mainini ava vanouya pa barika vazhinji vanenge vane mishonga.chasara muchanzwa vakuti hati uraye murume or hatitize murume.
Hubby akaromba nemwi ende zvirikuita please find help
makarombeswa nemurume
Mmmh murume wenyu akaromba nemi chete
Yaaa Mukoma Nash munebasa , Murume akaromba uyu.
Murume wenyu anofana kungongoisai pa one Bed moita Bonde racho mose ka1
Baba ava vakaromba hapana chimwe
Vakadzi Mari tinoida asi ichitipinza mumatambidziko.muri kushandiswa nemrume wenyu akaromba coz hazvisi normal
Muchabatwa zvenyu
Murume namainini masatanist batsirwai vasikana
Haaa murume akaromba nemi yhoooo mari yakashata
Yowee inga zvakaoma
Zvimwe xvacho umm
Mainini vane zvavainazvo, potse nemurume anotoziva. Be careful
nguva yekupedzisira
Zviriko here izvi?
Ummmn let's hope ur husband isn't using u both
Taurai henyu it’s not normal
Ummm it's not normal at all seek deliverance 😮
😂😂😂😂hezvo
Or Maini musatanist
You are 100% correct
Zvikwambo. Zvemurume izvi
Madhuna mutuna chaiwo
Ko ndikutsvagawo mainini vekuita navo😅
😂😂😂😂 @venencialynette9137 bhoo here
😂😂😂😂munopenga IMI
Ndine imwè confesion yandakanzwa ku platform dzechi ZULU umwe murume achi confesa kuti akafambirq nyaya yekuti vakadzi vake vawirirane, vabatane vasagara vachirwa, but it turned out kut mushonga uya wakavaita ma lasbian saka aitotsvagawo help kuti avapatsanure achit iye haachawqni bonde from both sides
Hezvo
Murume akaromba so that's why akaunza Satani kumba kuti zvinhu zvake zvifambe.
Murume anozviziva akaromba
Muri ma lesbian
😂😂😂
Dananai
Kkkk
Zvakawoma end times you are both lesbians
Zvakaoma hazvo
Mungori ngochani muri2
Ummmmmm 😮 mushonga haha
Satanism 😮
Pabarika its normal coz mukushayer ka
zvinotyisa izvi
🥰🥰🥰🥰🥰
Kkkk zvakunakidza ka
Mmmm mmmmm
Murume akaromba kuti aiite mari chasara kufa mose muri2
It's not normal
Zvakaoma satanic activity
Satanism
Idivisi remurume wacho kuti mari iwande pamba. Vakadzi ava varikushandiswa nezvikwambo zve husband yavo.
So evil
Ummmmm hazvisi normal
Zviri normal izvo don't stop haihwavo. Sei vanhu muchingofunga zvokuromba chete. Corrupt minds. This my fantasy
Haaa muri ma lesbian ahhh ahhh ahhh, 🤢
Huye bodo uuumm zvakaoma
Murume akaromba kuti aiite mari chasara kufa mose muri2