Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Drewmas maida Honde Valley shuwa, back to back content. We appreciate your hard work
Honde valleyyy...my home and only home. No other!Kana usingabve kwahonde, hauna kumusha!!
🤣🤣🤣🤣🤣
Find me a place there
@@maposatich5026 huyai hamushaye
We love you guys. Muri rudadiso
vanopera vakasagadzirisa, ndosaka vakuru vakati kusaziva kwakafanana nekufa,
Uuumm zvakaoma hazvisi zvamwari izvi pane nyaya 💔💔
Vakarohwa....nezvinhu hakuna zvakadaro
Drewmas tengai drone apo channel yakura iyi, haikona kungo chema chema, zvikanetsa to donater
dai wati you are donating a drone to Drewmas!
yapakaoma maswera sei drewmas media ingozi iyi hapana chimwe chinhu varamba kubatsirwa zvavo asi ingozi iyi
Drewmas Media taking us kumusha kwedu💃💃✌️💝
big up Drewmaz Sokostina na Andrew rambai makachidzvanya
Mumusha maita ngozi kana anechikwambo ndonhau iripo
Dreams hamupindurwe masm kuwhatsapp don't know inoshanda here apa tichida so rubatsiro
It looks like the Himalayas. People lives and cultivate their crops in mountains including rice as it their staple food and maize
Andrew...pauri ipapo hauone mutarazi falls apo. Ndimuchururu uyo wauri kuona. Kkkkkk
Ngozi chaiyo iyi kune wakaita zvisizvo mumusha ☠️
Drewmas media taking another level ❤👏👏
Matifungisa kumusha drewmas...
Inenge ngozi iyi kana chikwambo
Love sokostina kaduku
Hais kutaura inga wani
dzidzisai vanhu, vazhinji vavakurasika,
Hauna ,Honde Valley
Nhasi ndanonoka maiwe zvangu 🤣
Maihwe Kani dai mapfurawo nepa DC mandimhoresawo
Vauya neko wani neroad yepa london store - bonda iyo. Asi uri kuPafiwa chaiko?
Waiting
Shame haisi ngozi asi pane mhepo dai vana vasara vawanirwa munhu anovaudza zvine gwara zvapedza hama kuitira ivo hupenyu hwavo
Ngozi imhepo wangu.
Vaneshamba munofara
Umm zvinotyisa veduwe
honde valley ndokumusha
Mareya..paMakunike hanty?
that's a funny microphone 🎤 🎤
Pamba pangu apo
Hamuna ngozi hr mumusha umo ngavaite action chimbi chimbi
Hapana Munhu asingazivi kobva Dambudziko rake asi Vanhu havazodi kutaura chokwadi chete vanhu vanobata bata
Ngavatsvage Kugadzirisa vakaramba vane pride vanopera shuwa.
@@tatendadandamangwiro6587 kuti svai vanozviziva Kani
It's so painful
Kumusha kwedu chaiko
Andrew nne ndo muvenda from South nyaya zakho zino mbata chokwadi buys venda u gazirise ne venda I love u to much
Taking us to another level
Nditsvagirewoka stand yekugara kuHonde ikoko nhai Tando veduwee. Kuno kuGuchu Valley hakuna kana mvura yekunwa.
Kkkkk.ingochinja valley yauri uuye kwahonde. Ndibate ndkupe tip yekut unopawana papi pekugara pacho. Honde is good wangu
Kkkk memo
Huya tisangane pa hauna ndikutengesere pangu urime manzaraapera
Zvakaoma
I'm here for you , mancub
Thanks 👍 drewmas media team mazuvano Murikutambira kumaraini kwedu chaiko Nyaya yamakambofambira yemunhurume a
Yemunhurume ainge akaroorwa pedyo pedyo nekumaraini kwangu kwazvakaita but nyaya ndakaizivira padrewmas thank you bhora mberi team team
Drewmas maida Honde Valley shuwa, back to back content. We appreciate your hard work
Honde valleyyy...my home and only home. No other!
Kana usingabve kwahonde, hauna kumusha!!
🤣🤣🤣🤣🤣
Find me a place there
@@maposatich5026 huyai hamushaye
We love you guys. Muri rudadiso
vanopera vakasagadzirisa, ndosaka vakuru vakati kusaziva kwakafanana nekufa,
Uuumm zvakaoma hazvisi zvamwari izvi pane nyaya 💔💔
Vakarohwa....nezvinhu hakuna zvakadaro
Drewmas tengai drone apo channel yakura iyi, haikona kungo chema chema, zvikanetsa to donater
dai wati you are donating a drone to Drewmas!
yapakaoma maswera sei drewmas media ingozi iyi hapana chimwe chinhu varamba kubatsirwa zvavo asi ingozi iyi
Drewmas Media taking us kumusha kwedu💃💃✌️💝
big up Drewmaz Sokostina na Andrew rambai makachidzvanya
Mumusha maita ngozi kana anechikwambo ndonhau iripo
Dreams hamupindurwe masm kuwhatsapp don't know inoshanda here apa tichida so rubatsiro
It looks like the Himalayas. People lives and cultivate their crops in mountains including rice as it their staple food and maize
Andrew...pauri ipapo hauone mutarazi falls apo. Ndimuchururu uyo wauri kuona. Kkkkkk
Ngozi chaiyo iyi kune wakaita zvisizvo mumusha ☠️
Drewmas media taking another level ❤👏👏
Matifungisa kumusha drewmas...
Inenge ngozi iyi kana chikwambo
Love sokostina kaduku
Hais kutaura inga wani
dzidzisai vanhu, vazhinji vavakurasika,
Hauna ,Honde Valley
Nhasi ndanonoka maiwe zvangu 🤣
Maihwe Kani dai mapfurawo nepa DC mandimhoresawo
Vauya neko wani neroad yepa london store - bonda iyo. Asi uri kuPafiwa chaiko?
Waiting
Shame haisi ngozi asi pane mhepo dai vana vasara vawanirwa munhu anovaudza zvine gwara zvapedza hama kuitira ivo hupenyu hwavo
Ngozi imhepo wangu.
Vaneshamba munofara
Umm zvinotyisa veduwe
honde valley ndokumusha
Mareya..paMakunike hanty?
that's a funny microphone 🎤 🎤
Pamba pangu apo
Hamuna ngozi hr mumusha umo ngavaite action chimbi chimbi
Hapana Munhu asingazivi kobva Dambudziko rake asi Vanhu havazodi kutaura chokwadi chete vanhu vanobata bata
Ngavatsvage Kugadzirisa vakaramba vane pride vanopera shuwa.
@@tatendadandamangwiro6587 kuti svai vanozviziva Kani
It's so painful
Kumusha kwedu chaiko
Andrew nne ndo muvenda from South nyaya zakho zino mbata chokwadi buys venda u gazirise ne venda I love u to much
Taking us to another level
Nditsvagirewoka stand yekugara kuHonde ikoko nhai Tando veduwee. Kuno kuGuchu Valley hakuna kana mvura yekunwa.
Kkkkk.ingochinja valley yauri uuye kwahonde. Ndibate ndkupe tip yekut unopawana papi pekugara pacho. Honde is good wangu
Kkkk memo
Huya tisangane pa hauna ndikutengesere pangu urime manzaraapera
Zvakaoma
Waiting
I'm here for you , mancub
Thanks 👍 drewmas media team mazuvano Murikutambira kumaraini kwedu chaiko
Nyaya yamakambofambira yemunhurume a