HONDE VALLEY.........MAMHEPO OTANDIRWA MUPUNGWE RIVER

Поділитися
Вставка

КОМЕНТАРІ • 66

  • @trymoremutasa8398
    @trymoremutasa8398 2 роки тому +8

    Mukoma Andrew murikugona zvakare mainini vamofamba navo vanogona kubvubza mibvunzo zvandinofarira keep up the good work

  • @tmutunamithulani
    @tmutunamithulani 2 роки тому +3

    Kuchurch kwangu mai hwee pungwe branch pakabva nyasha dzangu

  • @rumbymungofa463
    @rumbymungofa463 2 роки тому +3

    Makazodii na gogo Shumbayaonda

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 2 роки тому +3

    Shumba maswerawo sei namainin Sokostina pamberi nekudzifambira taking us to another level

  • @rednostawanda6144
    @rednostawanda6144 2 роки тому +6

    Mumwe nemumwe anotenda pane zvaanotenda saka kushora kupedza nguva chete

  • @hazvineidambaza7752
    @hazvineidambaza7752 2 роки тому +9

    Vanonyepa amai ava
    Akavaudza kt mudzimu madhimoni ndiyani

    • @malinideviya534
      @malinideviya534 2 роки тому +2

      Ngavakwane kna mudzimu uri dhimoni sei vane surname nekuti surname ndedzevadzimu

    • @rejoicechihona322
      @rejoicechihona322 2 роки тому +1

      Mudzimu mademon coz zvemidzimu bdezvekudhara izvo not nowadays kwana Jesu so Jesus conquers everything

    • @malinideviya534
      @malinideviya534 2 роки тому +2

      @@rejoicechihona322 mudzimu haasi madimon my sister chivanhu chiriko tose taiitombofungawo kudaro tichinyeperwa kumachurch ivo vanoenda kumatare

    • @TainosMrashiki
      @TainosMrashiki 4 місяці тому

      Ko kare Jesu akanga asiko hr​@@rejoicechihona322

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 2 роки тому +5

    True chinamato chenyu chakanaka kuziva zvauri munhu rimwe dambudziko haridi church zvimwe zvinoda dzinza rako munhu

  • @busybeebusybee6336
    @busybeebusybee6336 2 роки тому +4

    Mwari huyai mapositori aye atanga futi

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 2 роки тому +6

    Hope kuti vamwe havatorwe nenjuzu

  • @brightmawoko4875
    @brightmawoko4875 2 роки тому +3

    Auraya shiri nekuikanda zvinesimba . Aifanirwa kuisiya yobhuruka yega

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 2 роки тому +2

    Zvakaoma hanzi mweya musvene ndo unoti amen kana munhu achiporofita ane mudzimu ndo chokwadi

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 2 роки тому +6

    Honde valley ndizvo ndokuti kumusha

  • @Hudastade
    @Hudastade 2 роки тому +3

    Now I understand why sokositina ariku Drewmas ah ah ah ah anogona munhu uyo pakubvunza chete ndakufarira

  • @roots44
    @roots44 2 роки тому +3

    Please don't diss him this guy he is of faith bless your kids mupostori

  • @hazvineidambaza7752
    @hazvineidambaza7752 2 роки тому +9

    Hapana munhu anotiza mumvuri wake musanyepe
    Kana une mudzimu haufe wakabva muchautsvaga zvenyu kana nguva yakwana

    • @gloriamapokotera1940
      @gloriamapokotera1940 2 роки тому +2

      Kkkkkkkk taura hako hanzi tinozvonamatira ndotype inokutsipikira mudzimu

    • @zimbabwe_entertainment
      @zimbabwe_entertainment 2 роки тому

      Zvakafanana nekuti tinonamata kuti Mwari abvise chipo chemaziso tiite mapofu.
      Mudzimu chipo uye hauna kusviba, harisi dhimoni wakachena.
      Tichaona kunowira tsvimbo ne dohwe.

  • @charitymareya255
    @charitymareya255 2 роки тому +3

    Hauna , Mparutsa, Matondora, Zindi ndokumarayini. please musatambire muna Pungwe umo. i heard kuti maanema karwe muna pungwe umo.

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 2 роки тому

      Hesi homi kwangu Ku sagambe

  • @zeinakilango8926
    @zeinakilango8926 2 роки тому +2

    Ini mvura ndoitya gys

  • @lilianmaponga1110
    @lilianmaponga1110 2 роки тому

    Ndongozviita chete kana ndotandadza .pasina izvozvo hai jorodhanai mega henyu

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 2 роки тому

    Keep it up drewmas media

  • @margaretsibanda8212
    @margaretsibanda8212 2 роки тому +1

    So you mean kuthi umuntu olenjuzi ulomoya omubi na?

  • @roots44
    @roots44 2 роки тому +1

    Di mon he got faith and i nless u tenda zvaunotends can i have his number wamt to bless him

  • @mikemuteliso103
    @mikemuteliso103 2 роки тому +5

    Sokostina can interrogate 😂😂😂😂

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 2 роки тому +2

    One day is one day rambai muchiinyikira vanhu imomo one day is one day mark my words

  • @lilianmaponga1110
    @lilianmaponga1110 2 роки тому

    Ini ndakaona gogo vaya vekuchiredzi vekutorwa nenjuzu for 46 years live Sokostina kwaNyika kubikita

  • @charehwa6845
    @charehwa6845 2 роки тому

    Vanhuwe musarasire tsvina dzenyu murwizi mvura yapungwe inomwiwa nevanhu vakawanda.

  • @monicamatambiko3710
    @monicamatambiko3710 2 роки тому +3

    Tasvikawo pano
    Maswera sei

  • @ckm6139
    @ckm6139 2 роки тому

    Ndichochokwadi muvhangeri chivanhu chiriko 100% ndinobvumirana nemi

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 2 роки тому +1

    Do they read bible?

  • @clivemunetsi9674
    @clivemunetsi9674 Рік тому

    Ava ndosaka vachizonyura

  • @bodymanfobo1422
    @bodymanfobo1422 2 роки тому +1

    Shumba murisei
    Number idzo hadziite kufona

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 роки тому +1

    Ndosaka vachiwira mumvura

  • @tendaidete4583
    @tendaidete4583 2 роки тому +1

    Honde valley ndokumusha

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey 2 роки тому +1

    Chinonzi chivanhu chinotangira pakuera zvemutupo kuimba yamwari hakuna chinonzi kuera mutupo saka church iyi ndeyasatan

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey 2 роки тому +1

    Pungwe haasi munhu wamwari no in'anga iyi muroyi chaiye

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 2 роки тому

      Pungwe is just a major river in manicaland

  • @magazo135
    @magazo135 2 роки тому +1

    Ngavadze zvirikuitika vanhu varikufira mumvura zvekare vanoramba vachifarira mvura why

  • @kumbulanimudubi4956
    @kumbulanimudubi4956 2 роки тому +1

    munongowona zvakaipa chete why? kunyepera vanhu ndozvamunogona.kungoudzwa nhamo chete

  • @moreblessingmashizha9699
    @moreblessingmashizha9699 2 роки тому +1

    Haaa Rwizi runotyisa urwu haaa

  • @mbauramurangiwa6745
    @mbauramurangiwa6745 2 роки тому +1

    Honde valley kumusha chaiko um ndotya hangu ndakambo sangana nemurabaraba wenyoka um dai vaenda kunanyamhingura or nyamukombe not kwavakutambira uko hokoyo kkkkk

  • @camestosh
    @camestosh 2 роки тому +1

    Soko mibvunzo yenyu ndeyrmunhu ane 90 years kkkkk

  • @patriciachikwekwete4064
    @patriciachikwekwete4064 2 роки тому

    tukanyura voti manjuzu mapositori nharo

  • @edmafiie
    @edmafiie 2 роки тому +1

    mudai mumvura umo. Hakuna zvokunyikana izvo mukunamata

  • @langtonmumvuri774
    @langtonmumvuri774 2 роки тому +1

    Shumba

  • @shiyelia
    @shiyelia 2 роки тому +1

    At least apana akuvara zvemvura zvotyisa

  • @forwardchinyerere
    @forwardchinyerere 2 роки тому +3

    Be safe there hatidi kuramba tichirasikirwa nezvimwe zvizvarwa zve Dzimbahwe nekudai kwe mvura

  • @eddykahari9924
    @eddykahari9924 2 роки тому

    matanga kutambira mumvura futi hamunzwe neiko

  • @piliraniyosofatipiliraniyo2940
    @piliraniyosofatipiliraniyo2940 2 роки тому +1

    Kkkk

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 2 роки тому +1

    Muvhangeri vataura havo chokwadi. Uye ndafara hangu kuti vanoteerera vatungamiri venyika. Nekuti iro Bible rinodzidzisa kudaro.

  • @onismochasara6397
    @onismochasara6397 2 роки тому +1

    Parukubuda madhimoni kkkk

  • @everestsimau4950
    @everestsimau4950 2 роки тому +1

    Kumusha uko hauna muparutsa zindi

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa Рік тому

    Taiyapo .Tiripo tiripo.Ahoi comment section

  • @edmafiie
    @edmafiie 2 роки тому +1

    mudai mumvura umo. Hakuna zvokunyikana izvo mukunamata

    • @portiamagwenzi9907
      @portiamagwenzi9907 2 роки тому +1

      kkkkkk haa taura zvako inotyisa mvura iyi

    • @vimbaigijima1656
      @vimbaigijima1656 2 роки тому

      Kwedu kunyika hausi mutauro wakareruka kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk kkkkkkkkkkkklk

    • @edmafiie
      @edmafiie 2 роки тому

      @@vimbaigijima1656 urisvinu