Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Modzifambira❤❤❤❤❤
Drewmas this song hainakidziba.zvinoda ya Tonderai dzoka nehari
I stand with you
Vabereki vake ngavabhadhare Mari yayibiwa nevana vavo
Yea zvakaoma
Mvurwi ikuvhara diki ichivhura hombe vana vari Kuba chembere dzichinofukunura vana kumakuva Mvurwi Mvurwi Mvurwi
Zvakaoma mugoni wepwere ndeasina shuwa
it's so sad may God remember Zimbabwe
Vakadzi tisazvara vana vatisingagoni kuchengeta
Mwari ngaabatsire mwana uyu asazoita mbavha inoponda vanhu nekuti zera rachoo rinotyisa
❤❤❤😊❤😊❤❤❤😊❤😊😊❤😊❤😊😊❤😊❤😊❤😊❤❤😊❤❤😊😊❤❤😊😊❤❤😊❤😊❤😊😊❤❤❤😊❤😊😊❤😊❤😊❤😊❤😊❤😊❤😊😊❤😊
❤❤❤❤❤❤❤❤❤😊😊
Veduwee zvakaoma mufunge ❤❤❤
Morning drewmas
Hanzi ndangohorerawo haa veduwee
Mvurwi yanetsawo kunge Chegutu 😂
Zvakaoma shuwa
Zvakaoma hzvo...vabereki endai kuzvikoro mukumbire vana vanyorwe ku Beam kna musina mari honai zvakuita vana vedu
Haaa zvinosiririsawo hazvo...vana vanofanigwa kuenda kuchikoro shuwa kudzivirira zvese izvi...
Vana ava ngavamboenda kumajeri evana vanodzoka vabatsirika....
Dai muchitotenga henyu shuga kunopa vabereki better.......woba wotenga mazepe nemabhisvo shuwa....😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Zvakaoma. Pasi ramera ziso
Hanzi mabhisvooo
Whats the name of the song ino ridzwa pakupedzisira
Dai. Mambotikomborera
Zvakaoma hazvo,vana ngavaende kuzvikoro
Ndangohorera
Vabereki vanemhosva yekusaendesa vana kuchikoro
Zvakaoma veduwee
Zvakaoma shuwa, vabereki endesai vana kuchikoro, mwana ogumira grade 2 akuita zve kuba
Munangagwa ita action vana dzambavha vari vadiki
Mvurwi ikuvhura hombe😅
Vanoda kungorangwa Chete vana avo havatombobi zvembiri asi vanongoda kurangwa voinda kuzvikoro
Anoda shamhu mwana uyo
Ukhula lamanono ayo
Zvakaoma
Haaaa handina kumboverenga ndangohorera😂😂😂😂😂😂
*Shuwa nyika inoda vabereki titarise vana vedu vasaba*
koavo varikunwa tumbwa boe hre.
Vana vedu sooo zinorwadza
So ktaura zita rake hakna kvhara kwamaita
President wedu honai zvaku ita vana venyu vapei mabasa
Nhamo nemhepo dzemadzinza hazvisiyane zvakaoma hazvo
Apa vakadzi vacho vazhinji vane tuvana tucheche, zvakaoma
Vari apa ndivo vasingashande, vanoshanda vaenda kumabasa. Mumatare munowanikwa mahousewives
😂😂😂😂
MP WENZVIMBO YACHO VARIPO HAVO 😅😅😅😅😅
How did Drewmas media show up on time. Sounds like a drama to me
Shame ndanzwa tsitsi dai mwari mawanira vana vedu nyasha
Ndokwandobva muMvurwi mutown ipurazi ripi iri
Ndokwedu iplot number chii iyi imikaa
Tiri kumuona hamuvhare zvakanaka
Zvinonzwisa tsitsi😢
UA-cam ratova basa chokwadi. Tatovapo kuseni kwakadai nhaimi kkk
Resign 🙄