Ndakaroora Murungu Ndichida Visa Huyai Munzwe Zvakazoitika
Вставка
- Опубліковано 9 лют 2025
- Ndakaroora Murungu Ndichida Visa Huyai Munzwe Zvakazoitika
Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Hanzi varungu havaroveki asi vekwedu vanorohwa. Munotidzikisira it's so sad.
Nha
1st confession i thnk thats her fantasy...maybe ukada kutozozvitsvaka u find out kut ndiye akatuma the friend kupedzisira muchizorara mese...anogona akatozviita kut agowana pekukubatira kuti awane way yekukuisa pa3some.iyi
3cof thax bamnini may the Lord bless u,wat a testimony❤❤
Mainini vekurarwa nespiritual husband namata na 9 manheru shandisa mapisarema 91 for protection,psalm 4:8,psalm 63,psalm 121,psalm 130
Midnight prayer Ezekiel 12:68,asaiah 61:7,galation6:17
Wotoshinga usadarikire
3 am pray mainini nokuti nyika yatikurara inoda Mwari muzhinji
Makuseni shandisa Romans 12:1
Mainini vekurarwa if you cant tell your father, then tell your father in heaven. Pray against that spiritual husbund. Disconect yourself from this spirit. Marriage is meant for 2 physical entities so says the Lord why then do you allow zvikwambo zvevanhu kut zvikuute mukadzi? Before you sleep read the word of God muka uchinamata midnight prayer it really helps ufunge. Kana zvichibvira ita audio bible let your bible play out the whole night kana ukashaya munhu anokibatsira pfugama uudze Mambo wedzimambo ishe wemadzishe anokurwira. I wish there was an audio button ndanyatso recoder
Thank you nema bible verses
Mainini vekurota avo ,Keep on going kuma prophets dear , tsvaga anogona kusvika wamuwana ,
1st confession the sad reality for African men who fall for varungu. It's a pandemic tizai nehupenyu baba mudiki it's a slippery slope you are fast becoming the product of your environment ndohunhu hwavo.
ummm 1st confession haisinyore zvachose kuroorana
nemurungu,hunhu hwevanhu vachena hahuenderani nehwenyu mukoma zvachose,Life is going to be difficult to you nekuti hapana chamungagona kuti mukwanise kucontroler tsika dzemukadzi wechirungu uyu,hunhu hwavo hauenderani nemiba siyai zvenyu
2nd confession ,urikutoshandiswa nababamkuru avo pachena udabvuma kurambidzwa kunobatsirwa ,nekuti uchauchatadza kana kugara nemurume muupenyu nenhau iyi ,kurumidza kubatsirwa kumaporofita zvakare uchizvinamatiravo Mwari vakubatsire
1st confession tiza nehupenyu ,you are just being used bhudhi
Ko kungomusiya, henyu murungu modzoka henyu kuzim tirikurarama wani nhayi Mukoma
facts
plus chikuru ibonde
Haaa dxoka kunyik yko vkdxi vkzar Zim umo vne unhu don't waste yr time
@DarlingtonMatandire chokwadi
@@wilsonAarony pane kuitiswa kudaro
1st confession brother vekuroora murungu divorce and live a free life.Your conscience is telling you this is not for you!Mwari vakusimbise!
So amazing to hear a testimony for a change. Thank you bamnini for turning around and realizing your mistake. Mari chitsvakwa inouya imwe and you saved your family and yourself. Mwari vakakurangarirai and may God continue to watch over you.
2nd confession you really need to pray, hope idzo hadzidi interpretation and keep on famba mumaporofita wazvinzwa.Be strong iwe pray hard and fast break all this
My sister pray 9 ,12 ,3 ......galations 3:13inoti Christ redeemed us from the curse of the law by becoming a curse for us for it is written "cursed is everyone who is hung on a pole ".
Pray vaskna declaring everything. Zviri pa verse iyo .
Revelation 12 :11inotaura kuty takakumba ne ropa re gwayana
Lamentations 3:37 who can speak and have it happen if the Lord has not decreed it? Namata bamkuru vako havasi Mwari zvose zvavakaita paura declare uchitaura hazvina nekuti imimi Mwari ndimi moga mune bvumiro to declare upon our lives
Acts 16 :16-40 Paul and Silas prayed and sang during midnight pakaita earthquake machains akadonha ma doors akavhurika pray declaring uchiudza Mwari kuty zvamakaita Paul na Silas vari mu jeri ngazviitike muipenyu hwangu sunungurai zvakaitwa newakaipa
Haaaa murungu anopopota kani mataura chokwadi mukoma ,ndoshandira varungu akatanga kupopotera murume wacho unonzwa tsitsi yooooo
1 confession 😅😅😅 waanorova ndiani musoro bhangu
Roranai vematongo vakuru vakadaro
Vethreesome avo kana zvakurwadzai muchatiza henyu
1st confession Hanzi mkadzi mutema unorova heya😂 imborohwai nyoro nemadzimai e3some. And I can imagine you can’t even express fully nemutauro usiri wako. Pane paungapopota nechirungu here isu tajaira rwaamai
Sorry my brû
#1 handiti ndiwe wakatanga here.saka mapurisa akabvuma here kuti musainirane hurombwa
Second confession namata uchitaura kuti handidi kurarwa nema spiritual husband nezita rajeso uchitaura moto kuti zvese zvinokuita mukadzi ngazviparadzwe nemoto wedenga manheru paya isa lock yeropa rajeso mumba mako pama window pese nemumagumbezi ako taura ropa rajeso ramba kuroeka 9 ,12midnight namata uchiramba zvese zvakaipa tinoda udzoke ne testimony pano uchiti wakaroorwa
Thank God and your ancestors!
Mangwanani mkoma Nash nevedare
Mangwanani akanaka.
Muchinyanya kudazvinhu mukoma hamusati
Mamuka sei mukoma Nashe
1st confession just leave mukadzi uyo mudzoke kumba and start afresh with your life musati mave obsessed nazvo. It can affect you for the rest of your life makuramba muchida izvozvo.some of the things say noo mukoma.
Mukoma Nashy muriseiko ndikuuya neyangu nyaya
Takaterera👂
Endai munobatsirwa zvakasimba ava vekurarwa nabamukuru vavo immm vanhu vakaromba svakai vakasimba kwabhozho movawana😊
Vaendereyi kwa Paul machel pliz muchabara chidhoma mmm
Namatai bamkuru venyu vakatokupai chikwambo Chavo torai baba venyu muende kwakudakwashe Jose vanonamatira Ku city sports monobatsirwa mese chikwambo chacho chinodzokera kuborova Ivo chashaya munhu prophet vanorogara nemi kumba kwavo kusvika zvikwambo iro ranovarova ITA sezvawaita uchinyora ipapa hanty waita zvivindi saka baba uende Navo usatyuswe nemadhimoni varoyi
Ngaende kuzim
😂😂😂haa hanzi malast size,dzokai kumusha tidye chakata 😂
😂😂😂
After listening to these stories there are people who still want to romba😅 vanhu tine zvivindi hedu
2nd confession, bata Robert Tapfumanei akubetsere . Anokuita interview ozokubatsira kutsvaga vanokubatsira
Uuuuuuu Sister vanorarwa ne Spiritual husband dai musina kutiza henyu muporofita uyo zvaitova nani than zvipuka izvo
Sis vekurota vachirara nabamukuru endai kwaMiracle Paul munobatsirwa
Hanzvadzi makaigochera pautsi nekuda zvinhu madii kudzoka kana musiri kuzvifarira
iwe hauzive kt varungu ndozvavari kabenzi
Sec confession shamwari zvinhu zvirikuitika kwauri zvinotyisa but itoshinga kunamata urimo mumba imomo and mwaya Salt yema godo everyday pasi pepillow ,pama window ,padoor,pasi pe matress.,uchimwaya uchinamata ,garlic pasi pe matress please ,pray everyday ,uchituka kuti iwewe chidhoma chinondiwata ndinokurwisa ne zita ra jesu ,pray.for your father as well,and if uchigona mhanya kwa Prophet Miracle Paul harare unit L chitungwiza izvezvi baba vanourawa zve chokwadi ukaita zvekutamba.
Uyo wababamukuru ngaashandise salt negarlic kugeza achirara uyengaarare akapidigura pent .....anamate agare aripedyo naMwari
Cc who is dream sleeping with your father 's brother put black pepper in four corners where you sleep then you see
Kokumusiya marriage yacho nhai kuda kunzi wakarora murungu here.. Haina kujeka marriage yenyu
2nd confession uti kurara nechikwambo
Vojurota bamkuru, musaudza baba vanourayiwa mukazviruza.
Asi musaneta kuenda kumaporofita.
Imboendai kwa Miracle Paul kwa Seke.
Kumasowe endai kwakasiyana siyana musaenda ku 1 chete. Chinhai nzvimbo dzemasowe
Chimbotenga inonzi thokoloshi oil,upisire mumba maunorara uye woizora muviri wese pamwe zvinogona kukubatsira ,yakandibatsira pakushandisa kusararwa nemurume wandisingazivi ,asi zvaisava zvakaita sezvako zvekuti unotoona munhu ,asi zvaitondikanganisa now lm okay,asi ndikasazora chete ndinotorota chinhu chiuya
Try kna muchiverenga musaite semunokakama zvobowa kuterera
I'm second 🎉❤😂🎉
Kkkk mubobo unonaka regai ndiseke tora jira re white woisa chillies ye powder wosunga mapfundo matatu wosungirira muchiuno maoko havazorare newe ft but namata my sister
Enda kwa Miracle Paul zvinopera
Sis vekurota Bamukuru torai bute ne chifumuro muchitswanya chifumuro kana ku grater chiite soft mupfekera munhengo yenyu munosungirira pakajira chidhoma ichocho chinotiza
Nanata tsanya 3 days vanouya bt vavarari newe cht
Good morning bro Nash❤
Mukoma kukusuwai weekend yose murisei
Tiza murungu uyo first confession
Hie mkoma
Endai kwaMukontsanjera kwaMutare or kuHarare kwasekuru Tasvu
Isa razor or chigero pasi pematress
Morning pano haa nyaya dze kuenda out of Africa inharo chete
3some guy ndosize yako chaiyo cauz yu even cheat on her so its pay back time enjoy
shandaisai magarlic kuisa kusika rudzi everdays masikati manheru uyu
Hello😊
Wekuitwa mukadzi na bmukuru usatyiswe na bmukuru tsvaga mukotsanjera aripo pa you tube anopedza ma sports ese
2nd confession enda unobatsirwa nokuchimbidza urikushandiswa nabamkuru avo and zvichaita kuti udaroorana neumwemunhu muupenyu
Bamkuru vako vakuku jayirira zvisingaiti vafumure ibenzi remunhu.usa vhunditsirwa iwe nezvikwambo mhanya uyende kwa prophet miracle Paul chete chinyararire.
Hanzvadzi vekurarwa shinga kufamba usanete wakatoratidzwa zvese wani. Tanga Bute rara wakaripfeka wakariisa pakachira kachena daily kusvika wawana rubatsiro or enda kune venguwo tsvuku unoita back 2 sender
N'anga tsotsi hanapa zvasekuru vako. He came to frighten you to pay 8k chete
2nd confession please get some help namatai zvakasimba muri kurwiswa.Fast and pray zvakasimba
bamukuru vaurikurota varikukushandisa nechikwambo tanga wambotsvaga vemweya vakubatsire wozoudza baba vako uchaguma wakurwara nembeu dzechikwambo dzinopinda mudumbu mako
Ibi mukadzi wako
Rarawaka shandura pant rako havana chavanoita futi nekurara unebute pese
Vakadzi vechivanhu unokwanisa kumurova, black on black hatred, that is sad
Huh bro, you are the only one holding your life down. Remember you are you ownself before you two together. Iyo nyaya yekurova vakadzi kkkk not this black girl here, huh dude haudaro, if you dont like what is happening, you have power to change it. You can not live someone's life, live your own life. Sit down with her and tell him how you feel about this, put a stop to this nonsense.
Is marriage an achievement
Yes marriage is an achievement
@LocadiaSosa you must learn to work for yourself
1st con u being used run away for your life