It’s so sad , Nematambudziko Hongu chivanhu chiriko but it’s very important to seek medical treatment kana zvichikwanisika. Baba delayed seeking treatment as narrated mari yakanonoka kuwanikwa. But , yes matuzu anouraya. He could have developed what’s called cellulitis from the narrative given by muroora. Ngatitarisei kuti this was an injury , havana kubaiwa injection retetanus which was very necessary. Gumbo ranga rave kuzvimba that’s infection yaigona kunge yakarapwa . All we probably need to do is try our best to seek medical attention early , rufu hongu runongouya but tamboedzawo.
Ini chivanhu ndi nochitenda zvikuru kuti chiriko. Chandadzidza mukufamba ndechekuti mhepo yerufu kana yasimuka vanhu musinganamate chaizvo whether kuchivanhu kana kukereke, unokupfekai mukazungaira kusvika munhu afa. Kufa kwakachena, munhu anofanira kufa kuburikidza nekukwegura. You are very right kuti baba ava vakafa ne cellulitis asi firo yavo ndiyo inozounza gahadzo. Unonzwa varoi vachitaura kuti ndakaitisa munhu musikanzwa kuti aite HIV. Remember hurwe hausi hwamwari asi kuti kuta kwemuvengi. Lots of scripture attests to this .
Apa paidiwa medical examination sezvo munhu akanga aita tsaona maybe vakakuvarira mkati sezvo vaizarirwa that is kushomeka kwemweya wekufema in English thus asphyxiation so Pa tsaona he may have suffered traumatic asphyxiation zvichida vakarovera nesimba muchest /rib cage blood Rika clotter / ropa rikadunduvira şaka poor blood circulation that’s why vaipera simba nekuzarirwa . M a blisters kutsva ne exhaust pipe ye bike. Bleeding iyo yavaizoita was due to poor blood circulation from the internal injuries saka ropa paraiwana pekubuda napo raibva rabuda zvekurevesa. That’s how I have medically examined this but I’m not ruling out hangu zvekuti vanogona vakaroyewa varidzi vemufi know better .
I think as a nation we need to be educated about seeking medical help 1st before relying on chivanhu nemapostori. I think zvekufamba should be the last option after trying medical attention. As the bible says my people have perished because of lack of knowledge. We can't be loosing lives daily because of ignorance.
Kana uine sugar its possible kuti ukakuvara karonda chero kaduku kakasaitwa proper care kanoita infection ende due to diabetes karona kaduku unogona kuona kokura zvekuto dimburwa or kufa
I think the guy developed blood clots pagumbo dvt,deep vain thrombosis those clots ndiwo aka blocker tsinga or kunogara mumalungs zvinokonzeresa kuzarirwa kana kuneta,unozongo donha wofa kana pasina kurapwa
Possible died of blood clot. It can take weeks or days, hours or minutes to travel from legs( point of trauma) to the lungs. Then cardiac arrest. He should have sought medical aid following accident. It can be a small injury but with fatal consequences. So sorry for your loss.
Thank you muroora wakagona kuchengeta vatezvera vako be blessed
Manzwiro nemaonero angu ,baba awa wanga wasina mkadzi ,Saka Mwari wanogona wakada kuwatora hawo zviri nyore ,dai wakazviitira waizopa mroora uyu basa,Thanks Makhoti
It’s so sad , Nematambudziko
Hongu chivanhu chiriko but it’s very important to seek medical treatment kana zvichikwanisika. Baba delayed seeking treatment as narrated mari yakanonoka kuwanikwa. But , yes matuzu anouraya. He could have developed what’s called cellulitis from the narrative given by muroora. Ngatitarisei kuti this was an injury , havana kubaiwa injection retetanus which was very necessary. Gumbo ranga rave kuzvimba that’s infection yaigona kunge yakarapwa . All we probably need to do is try our best to seek medical attention early , rufu hongu runongouya but tamboedzawo.
Ndinombozamawo kuudza vanhu vanenge vachingoti hee chivanhu zvinhu zvinemushonga, ipapa vanogona kutouya vachiti hee hamusati maona varoi, its sad
Vanhu vave kungofunga kuti huroyi nezvinhu zvinoda medical attention
Vanhu vofa nekushaya zivo
Ini chivanhu ndi nochitenda zvikuru kuti chiriko. Chandadzidza mukufamba ndechekuti mhepo yerufu kana yasimuka vanhu musinganamate chaizvo whether kuchivanhu kana kukereke, unokupfekai mukazungaira kusvika munhu afa. Kufa kwakachena, munhu anofanira kufa kuburikidza nekukwegura. You are very right kuti baba ava vakafa ne cellulitis asi firo yavo ndiyo inozounza gahadzo. Unonzwa varoi vachitaura kuti ndakaitisa munhu musikanzwa kuti aite HIV. Remember hurwe hausi hwamwari asi kuti kuta kwemuvengi. Lots of scripture attests to this .
Opening songs deserves an award.
Mwana wemufi kuzvinda kudaro
Hapana chivanhu apa he needed medical attention and more likely he had sepsis due to his injuries
Baba vanosvikirwa havana kumira mushe.Mukadzi haana mhosva family vanoziva zvakauraya hama yavo
Handeyi kwa prophet Paul Miracle/prophet t frendy
God bless muroora.Imi vanoda kurwa hamurwadziwi tarisai basa rakaita muroora shuwa
Uyo mwana atori nepamuromo chingakunakidza kupupura zvawakanzwa here chakakuonesa kuzoona baba vako vachirwara chii?? Fambai baba kuuraiwa uku.uyo munin'ina ndiye akauraya pafeyaaa
Huroi huroko pliz ,pane akatowagadzira baba awa ,
Nenhamo hama baba vaifanira kuenda kuchipatara panguva yavakasangana netsaona hapana uroyi apa
Varikusvikirwa suspect nmbr one inongoita chivanhu wega koiye muroora nhai imi wotobatira chivanhu chevanhu uchiombera suwa kkkkkk ndaseka hangu hakusi kuzvipawo matambudziko ikok
Apa paidiwa medical examination sezvo munhu akanga aita tsaona maybe vakakuvarira mkati sezvo vaizarirwa that is kushomeka kwemweya wekufema in English thus asphyxiation so Pa tsaona he may have suffered traumatic asphyxiation zvichida vakarovera nesimba muchest /rib cage blood Rika clotter / ropa rikadunduvira şaka poor blood circulation that’s why vaipera simba nekuzarirwa . M a blisters kutsva ne exhaust pipe ye bike. Bleeding iyo yavaizoita was due to poor blood circulation from the internal injuries saka ropa paraiwana pekubuda napo raibva rabuda zvekurevesa. That’s how I have medically examined this but I’m not ruling out hangu zvekuti vanogona vakaroyewa varidzi vemufi know better .
Tete matadza siyai Mwana ataure kni
Courage une pamuromo iwe
Hameno mwari ndiye anoziva nyika yacho yakurema nyaradzwai nedenga hama dzangu
Havana kurumwa nenyoka here
Baba wakaurayiwa onai sekuru Nyangatayani
Courage rapopotera kutaura kikkkkkkk.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Katete ako kanozivana nabamnini kanga kachiziva kty mukomana achataura dhiri rese
Ndiye muroi
Mudhara asapenga uyo anoti akazviuraya papi❤❤❤❤❤❤❤
Zvinobhohwera nyaya idzi unosara uri pa pending nyaya dzacho hauzozive kuti zvakazopera sey
Uno saver motoring Wenhau kugogle for example drewmas media wopota uchimutevera
@@medina3002 thank you
Tete have been rude, dai warega mwana ataura wo maziwiro nemanzwiro wo ake... wane problem naye
❤❤❤ Saka Tete vaivharidzira kuti asataura mmmmmmmmmm rituals mmmmmmmm munin'ina akauraya mukoma❤❤❤❤❤
Tete kuchenjeresa kaaa chero akaita kuudzwa anorambidzwa sei kutaura parufu rwababa vake 😢😢😢😢munenjurukira tete imi
I think as a nation we need to be educated about seeking medical help 1st before relying on chivanhu nemapostori. I think zvekufamba should be the last option after trying medical attention. As the bible says my people have perished because of lack of knowledge. We can't be loosing lives daily because of ignorance.
😢ℎ𝑎𝑎𝑎𝑎 𝑖𝑧𝑣𝑖𝑖 𝑧𝑣𝑖𝑛𝑜𝑟𝑤𝑎𝑑𝑧𝑎
Vainge vakateyewa vakapunyuka rufu,muroyi abva atumira maduzu.vakateyewa ava.
Haikona kungtema Miti Imi baba mushakabvu
😂😂😂😂iwewesooo
Tete ndimi makauraya mzukuru err.wy muchida kuita ngee mrume muchinyararidza vamwe mxxy😮
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya..
Ndakamaka tete avo vanechitsinha vachadero vaine zvavatya kuti mwana anozofumura kamukoni koni katete😢😢😢
Kana uine sugar its possible kuti ukakuvara karonda chero kaduku kakasaitwa proper care kanoita infection ende due to diabetes karona kaduku unogona kuona kokura zvekuto dimburwa or kufa
Uyo anozviti i n'nga ndiye akauraya munhu
Nhai mukoma Andrew ...vekudyiswaadhongi vachir right here ukui
Kkk vangawamike neyi vakatonakirwa zvikapfuura
😅😅😅Botswana vanoadya havafi obvious vatori fit😅😅😅😅
So sad baba wangu wakafawo negumbo saizvozvi wamariwa mucomb
Sorry dear
Madzimai varipo avo ❤❤❤
Internal injury but Vanhu vakuda kushifter nyaya kuisa kuUroyi
Tete musarambidze mwana kutauura indava muchidaro
He suffered internal injuries from the minor accident
It’s likely. Another thing pamwe Deep Vein Thrombosis , clot from internal bleeding, since vanga vari kuzaridzwa.
True
Imi vanhu get to hospital quick kwete zvekungogara
Pepo need to learn about sympotoms of BP n.sugar diebitic alaso
I think the guy developed blood clots pagumbo dvt,deep vain thrombosis those clots ndiwo aka blocker tsinga or kunogara mumalungs zvinokonzeresa kuzarirwa kana kuneta,unozongo donha wofa kana pasina kurapwa
Vanhu vanomhanya kufunga huroyi
Wounds can be infected vakaenda chipatara here just my thought.tisangoti zvese zvese chivanhu
Vanhu kuroya uuuuummmm sando dzenyu
Batai Tiger murove anenge anoita zvedombo
Thank you Andrew 🙏🙏
Vakaudzwa asi vaisawirirana na baba vako nxaaa
Vaka kuwarira mukati or sugar chiyo
Kasong aka ndotombokaimba nhym ndega kkkk
Kkkk ini ndoimba kekudhara kavaimboisa soo kudhara vari kunana mwenezi
Maduzu ma blisters
Drewmas mavoresa vatobhadharisa kupihwa number dzevabatsiri haaa hazviki. Pamberi neSly Madia unozodei iyi yana Andrew maTuzvi engwena
Hiiii muroora mudiki akasangana nezvinorema
Andrew guhwa anorida
Ndozvandomudira aneguhwa echidzifambira😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 muzvina guhwa
Chirudzii chiri kutaurwa nevanhu ava
😅😅😅 Kwazi achauya baba awa wanedrama chairo 😂😂😂
Uka donha unogona kuita maduzu ndakambo zviona
Maswera sei❤❤❤
Munhu wese angova muroyi hakusisina vatsvene
Nematambudziko iniwo sekufungawo anogona akuvarira mukati anogona aive nechiveve haazvinzwi kuti akuvara muunongana mahara pasina huroyi Dai akangoendeswa kuchipatara paakaita tsaona
Ndoona sekut vakakuvarira mukat pakudonha ne tudhubike
Mupfana akapfeka zvitema anorohwa nedombo zvake
Tiger iwe kwana siya tumbwa ukutuwanza steki wako
Idzo dzakabereka satchel dzoda nyaya
Nematambudziko vadikani
Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya Neshamba sahwira
Vaifanira kurapwa renge richidya mukati ronda and unofa zveshuwa
Mmm bmdk ava ndovakauraya mukoma vaivepi pairwara munhu sezvo vaive nemota akadiii kuuya akatakura mukoma paairwara akanomurapisa ozouya munhu afa sei ? Panenyaya apa mhuri iyi ngaizvitsvage vaite back to sender.
Ummm zvakaoma wani nhym...RIP
Kna vaive nesugar kungoita karonda inogona kutokuitisa zvimwe
Siyanai nekupa vanhu sauti b4 checking bp
Kumeso kwakatobhenda nedombo
Vemudzimu vanenyaya vachapedza vanhu
Tete imika chitaurai zve
Maswera sei Drewmas family
Swollow arikutaura chokwadi
maduzu chaiwo kuuraya munhu hre
Nematambudziko zvakaoma
Sad story rest in peace baba
Kune nzou heee ndiei kunzwa kuchema ,,, im sorry mhuri nyaradzwai nedenga pamwe vakakuvariria mukati kati zvinoitika
Usaone kunonoka ndanga ndichiuya
Uyo arikutaurisa chiyiko pane pamwe pasingade nharo mhani vanhu varipakuchema asi busy kuita nharo zvichadzosa mufi her
Nenhamo veduwe
Vanogona kunge vangavakuvarira mukati pavakadoñha nemudhudhudhu
Mmmmmmmmmmm apa panodamabhuru anodhonza heiii ❤❤❤❤❤ Chokwadi rikiti bvuuuuuuuuuuuuu ❤❤❤❤ Baba munini vakaromba nemukoma heiiiiiiiiiiiiiiiiiii ❤❤❤ Tochibvondora ❤❤❤❤❤
Vakakuvarira mukati baba avo
Maduzu pagumbo kutsva ne exhaust yemotor bike
This sounds like septicaemia caused by an infection in the wound. It’s very fatal and rapid
Possible died of blood clot. It can take weeks or days, hours or minutes to travel from legs( point of trauma) to the lungs. Then cardiac arrest. He should have sought medical aid following accident. It can be a small injury but with fatal consequences. So sorry for your loss.
Rinogona raive nechiveve rakakuwarira mukati
Shumba
Ummm baba mauya kodini apo musina kudainzwa endai komwa mhamba uko
Haaaa uyu wemudximu natete avo something wrong
eish Saka hapana chisingaurayi😞
Mudhara uyu akaita pulmonary embolism chete
Zvakaoma suspecting vehun'anga avo
Zviri pachena
Apa paida chipatara chete
It's better to remain silent and every thing you say is going to be used against you in a court of low Baba siyayi chirungu ichi