@@chiherachashe8208 matadza kunzwa parikutaurwa. Even papondwa munhu, dare rechivanhu rinoita zvekuripa ngozi, then vecriminal vozouya voita yavowo. Ndozvirikutaurwa naZisengwe kuti nyaya inotongwa nematare maviri. Haana kumboti ngaisaende kumapurisa. Remember the lady concerned is an adult, therefore she has to report her own case. Chief can not call the police unless the woman herself reports a case of rape. The woman is still free to report a case of rape if she was forced.
panoti netsei ipapo because the lady akamitiswa never claimed she was raped, and she happens to be an adult with full mental capacity. The police won't do anything until she reports
Asi pari trik ukada kupaonapachivanhu chedu, why mwana we hanzvadzi rume Achibvumidza kuroorwa asi wemuninina kana mukoma achirambidzwa, seiyi nyaya Dai akatora mwana wehanzvadzi yemukadzi wake hapana makunakuna asi muninina kana mukoma makunakuna, mmmmm chivanhu chedu hachimeke sense sometimes
Mambo imi pakurai zviri fair dai arimwana wenyu mainzwa sey baba avo ngavaripe mai vemwana uyu musatsigira chihure mudunhu renyu baba Ava mukaramba kuchivasekerera vachabata muzukuru futi nxaaaaaaaa
Vakaripa mai zvinoita sevaroora which will make it even worse of a taboo. Vanotongoda jeri ava and if our country was fair voripa iye wavakazvarisa wacho not mai vake.
Mambo muridofo,what age was this woman when she got pregnant??If she was under age he should be arrested.Murume you imhubu, Mambo hamugone kutonga zvachose.
While I agree kuti if she was under age this would be a case of rape, I diagree pakuzoti mambo idofo based on information ythat is not available. Based on what he was told, hapana case yerape. Only the lady akamitiswa can raise a case of rape not mambo.
mambo atonga kwese uku tavirirana and ndokutendai asi Mombe imwechete ishoma ipapo pandibata kupara mhosva kwakadai, ko dai aive mukomana aizotii dzinza rake aienda kupi um in tears 😢😢😢 pakatadzwa apa
Mambo chekutanga panyaya iyi you have to tress kuti murume uyu akarepa mwana ari under age.muchipedza kuripisa makunakuna munhu ku police.this case it's a police case.mhosva hairowi mudhara uyu ngausungwe
Madzimambo hamunawo hre dzimwe nzira dzekuranga nhubu dzakaita seidzi baba ava indururani chaiyo vanoda kugurwa chinovapa zviwindi zvekurara nemwana apa tichitaura nyobvo padara
Baba ava nemukadzi wavo vari kuziva zvavakazviitira mushonga dai mukoma wavo ari mupenyu havaimbozviita vakadhererera ngavasunge vese nemukadzi amwavo ari kuziva nyaya
You have a lot of anger to wish someone to be penalized for more than the actual law permit. You are the type of people who would take the law in to your hands and commit body harm to individuals in the name of self justice. She was found guilty and was charged. That's enough, now move on
Va Nyadawa, Mambo. Firstly, I would like to say congratulations on showcasing your tribunals; what a breakthrough. However, I would like to air positive criticism. Indeed, King, You could make a more informed judgment that aims to stop such lunacy practices in our land. Furthermore, it's essential to explore additional issues such as domestic abuse, mental health concerns, and the well-being of women. Please refer the case to the child protection agency and advise the mother to seek child support. The traumatised family should be encouraged to pursue compensation. Establish a panel of assessors to ask relevant questions and reference the traditional court's code of conduct for guidance. I oppose the advice to allow "Sekuru to roodza mwana asiri wedzinza rawo". As a Uzumbarian, I hope to see more attention given to cases like these in the future.
Baba ava vakarepa, tanzwa zvekuripiswa naMambo, ko mapurisa munoti kudii na baba.ava,.plz do something vana vedu vangapera nemapenzi akaita sa baba ava
Mambo vakatadza kutonga ava big time, mudhara uyu aifanira kubhadhara heavy damage nyangwe ainge asingagone kumutora semukadzi wake nekuti mwana wemuramu wake. Asi dai ainge ari biological daughter wake, aingobisa makunakuna chete kunamambo but mwana weumwe paukama hwavo. Mai vake vaitotarisira pfuma but zvose mudondo nezimudhara iri. Damage rinotodiwa chaizvo apa mambo vakataika muInyangani chaimo. Ngavaende vanotora maNotes kubva kune zvibaba pakutonga, Chief Makoni naChief Mutasa.
Baba ava itsotsi ini ndoera moyo iyi ishumba iyi nxaaa baba ava ndavanzwíra hasha ini ndozvavakaita vachiti hatina hukàna saka vaida kuroora mukadzi wavamemutupo umwe here nxaa vanonzwisa hasha mhani baba ava
You are very right. I think any reasonable man would take measures to try and appease both mothers. This is expected to be done at family level to ameliorate their families relationship. On a lighter note I think parents should keep their strikingly beautiful daughters safe and not allow them to go live with relatives 😂😂😂 Temptation people! Temptation 😂
This is a criminal case! This man should be reported to the police. When that is done then the cultural aspect of it ozororeswa. This is painful!!! 😢😢😢
@@EvansHappyKatsande munhu anenyadzi unongomuona nenharo dzake idzodzo dzisina zvadzinoreva how can you say mwana wemunin'ina wemukadzi wako hauna ukama naye nekut haandivige ndikafa kkkkkkkk does that mean munhu wausina mutupo naye haisi hama
Mambo ava vakadhakwa. Nyaya iyi yaida Headman Chigodora vanogadzika imbwa dzakadai mudhishi sezvakaita pana chaboda nemumwe vake vakupikira as we speak. Havasi kuramb a kubata mwana uyu. Vari kuto zvi justifaya zvisina babsa.
Mai vemwana havana kuwana closure dai vaenda manicaland nenyaya dzakadai idzi mashonaland east hameno kuti madzimambo acho akadzidzidzirepi humambo hwakadai ndarwadziwa ini rume rekurepa iro just like that zigoritoto chairo nxaa💔💔
No Mambo modirei tikutukei imi muri munyoro kudai baba . No No Apaa mabiridzira nyayaa apaaa hatingaite nyaya dzakadero munyika motanga kutoti haaangabhadhari saka imi ndimi mopiwa muripo wei haaaaa Murimbwaa yemunhu Mambo imi nxaaaa
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Babaa benziiii wanonyadzisaaa puuuu kuzoda kunyepedzera kungwara nhema
Mwana wavo vakatadza baba avo hazviite izvo
Kuramba hukama nekuda kurara nevana nxaa
𝐾𝑜 𝑎𝑡𝑖𝑐𝑜𝑚𝑒𝑛𝑡𝑒 𝑚𝑢𝑔𝑟𝑜𝑢𝑝?
Please tapota Mukoma Robert potaiwo muchitipawo nhawu dzakwa chief Njerere
😢 zibhinya iro ....mambo vanobvunza zvokurevesa❤❤
Chiefs should know that criminal cases are beyond their jurisdiction and learn to foward them to relevant authorities.
Was it a rape case, from what I see it's incest and these two agreed to have intercourse
Dai arimambo mutasa atodana mapurisa kare
Handizvo wena, nyaya iyi inotongwa nematare maviri. Ive urikuda kuti itongwe nemapurisa chete , ko mhondoro dzepasi dzinozoripirwa nemapurisa here.
@@ZisengweChimutsaunongonzwa neanswer kuti uri bhinya
@@chiherachashe8208 matadza kunzwa parikutaurwa. Even papondwa munhu, dare rechivanhu rinoita zvekuripa ngozi, then vecriminal vozouya voita yavowo. Ndozvirikutaurwa naZisengwe kuti nyaya inotongwa nematare maviri. Haana kumboti ngaisaende kumapurisa. Remember the lady concerned is an adult, therefore she has to report her own case. Chief can not call the police unless the woman herself reports a case of rape. The woman is still free to report a case of rape if she was forced.
Baba ava kunyepedzera kudzungaira I like how the chief is so patient to explain
Iduzvi
Kungoti vane tsitsi dzisingaite dai ndanga ndiripo murume uyo aibva padare akatakurwa mubhara
Iyi nyaya yaida chief Nyamaropa, zidhara rinonyepedzera kudzungaira kunobhowa iri ndabatikana 😢
Atadza kutonga mudhara paida Nyamaropa
Ok kana akafa mwana iyeye anovigwa nani and ko kana dai ari mukomana paitwa sei anofanira kuenda kuropa rake saka odii manje
Kaña chief mutasa Dai vatori hatidi kupedzérwa nguva matosungwa mapurisa arikuuya
Kana chigodora
𝐵𝑎𝑏𝑎 𝑣𝑎𝑘𝑎𝑖𝑝𝑎 𝑚𝑜𝑦𝑜 𝑎𝑣𝑎...
I have no words for this man. Muroyi uyu
Sazita mhoro❤
Betrayal of the girlchild , abuse of child custody, hapanai zvababa apa...nxaa🥺🏃🏿
Thnx mukoma
Chief wangu avo, ndokumusha
Mambo musadererwe murume uyu muroyi mukuru zvinorwadza mhani chiii chakadaro ichocho chinenge ngozi and arikutodherera it's so sad 😞 eish
Munhu akabatwa chibharo nababa vake asiwo mudhara anonga akatorq advantage yekuti anenge asina pfungwa dzakakwana
That man is dangerous to the community, he should get arrest ASAP
Vanoda shamhu baba avo
Sure
panoti netsei ipapo because the lady akamitiswa never claimed she was raped, and she happens to be an adult with full mental capacity. The police won't do anything until she reports
Asi pari trik ukada kupaonapachivanhu chedu, why mwana we hanzvadzi rume Achibvumidza kuroorwa asi wemuninina kana mukoma achirambidzwa, seiyi nyaya Dai akatora mwana wehanzvadzi yemukadzi wake hapana makunakuna asi muninina kana mukoma makunakuna, mmmmm chivanhu chedu hachimeke sense sometimes
Mwana wehazvanzi muramu.Anotonoita chimutsa mapfihwa kana tete vafa.Ndotsika yedu
Mambo imi pakurai zviri fair dai arimwana wenyu mainzwa sey baba avo ngavaripe mai vemwana uyu musatsigira chihure mudunhu renyu baba Ava mukaramba kuchivasekerera vachabata muzukuru futi nxaaaaaaaa
True
Vakaripa mai zvinoita sevaroora which will make it even worse of a taboo. Vanotongoda jeri ava and if our country was fair voripa iye wavakazvarisa wacho not mai vake.
Mambooo iduzvi all the cost dzaitwa nevanhu ava kuti iyee avane mombr
Kunyepera Kudzungayira dzimwe nyaya adzidi madzishe ku police straight baba ava so Ka ngavAsungwe
Taura hako nyaya dzakadai dzinotoda police , vanenge vakabata mwana chibharo.
@@beatricechinyemba1130ko kana mwana akabvumawo kuita bonde
Nyaya haina kutongwa kwazvo iyi baba ava vaifanira kuripiswa zvinorwadza voti
1. Makunakuna
2.kubvisa mwana humhandara
3.kumumitisa
True
True Havana kuitonga mushe and it's rape.mambo mutasa ndodzavanogona idzi
Makunakuna eiko iye asiri mwana wake? Ko kubvisa humhandara munhu apfuura 18 imhosva here?
Rapist iro. Ndipei number dzaChief tivafonere vaite nyaya iiite police case
Hapana zvavatonga haroorwi asi ngaaripe Kuna Mai vemunhu,saka that'srape case ngaaende ku jeri
Dzenga baba avo nhundiramatsime anodherera anoziva mhosva yale
😂😂😂😂😂😂😂😂
Mambo muridofo,what age was this woman when she got pregnant??If she was under age he should be arrested.Murume you imhubu, Mambo hamugone kutonga zvachose.
i really agree newe
Panoda mambo Chigora apa,hakasekerere izvo
Vanoda mombe dzavo,so ukasungwa hazvibude😂😂
No mhani chief endai munozorora hsmina kubata nyaya iyi chaizvo very unfair apa motosiya nhubu iyi ichisekerera nonsense
While I agree kuti if she was under age this would be a case of rape, I diagree pakuzoti mambo idofo based on information ythat is not available. Based on what he was told, hapana case yerape. Only the lady akamitiswa can raise a case of rape not mambo.
Munhu uyu ngavharirwe muJail for life
mambo atonga kwese uku tavirirana and ndokutendai asi Mombe imwechete ishoma ipapo pandibata kupara mhosva kwakadai, ko dai aive mukomana aizotii dzinza rake aienda kupi um in tears 😢😢😢 pakatadzwa apa
Mambo chekutanga panyaya iyi you have to tress kuti murume uyu akarepa mwana ari under age.muchipedza kuripisa makunakuna munhu ku police.this case it's a police case.mhosva hairowi mudhara uyu ngausungwe
Madzimambo hamunawo hre dzimwe nzira dzekuranga nhubu dzakaita seidzi baba ava indururani chaiyo vanoda kugurwa chinovapa zviwindi zvekurara nemwana apa tichitaura nyobvo padara
Baba ava vane hutsinye chaihwo
Fathers SHLD be protecting their kids.... instead they are now the trouble causers... it's so so painful
Chief baba avo vanoda kupuwa mbama chaiyo varikunyepera kuzungaira kuzviita vanoziva kuda kuvanda ne bible nxaaaa
Our culture also. This guy went with a light sentence. Really
Angotsiurwa kunge angoita kalittle something 😢
Baba ava nemukadzi wavo vari kuziva zvavakazviitira mushonga dai mukoma wavo ari mupenyu havaimbozviita vakadhererera ngavasunge vese nemukadzi amwavo ari kuziva nyaya
Kukumbira mwana wekukanganisa
That man should be arrested and prosecuted for incest.
She is not related to him by blood therefore not incest.
Incest leads to deformity in offsprings and this pair will not have such offsprings.
Incest is not criminal panobviswa cheka ukama
Musasekerere mhondi munharaunda idzi rovai munhu achanonhumburisa umwe
Zibaba iri zimbwa chairo zimuurayi nxiii ndanzwa hasha fani
Dzimwe nyaya hadzidi kutipiswa dzinoda mapurisa baba avo ngavasungwe.Madzimambo nekuda pfuma chete votoripwa kunge ndivo vakatadzirwa
Aaaaababa satani wemunhu chaiye kurara ne mwana muroyi ngaaende ku Jeri uyo hatina tsitsi naye mutakati
Uyo munhu ngaiende kujeri coz pakapa mwana mumba anga achiri madiki
Saka chief mwana uyo haasi wake makunahuna
Uyu anoda chief Nyamaropa
Taura hako kungwara nhema kwese kunopera uku.
You have a lot of anger to wish someone to be penalized for more than the actual law permit.
You are the type of people who would take the law in to your hands and commit body harm to individuals in the name of self justice.
She was found guilty and was charged. That's enough, now move on
Iyo inoda va Mtasa vekwa Mutare.
Kkkkkk chokwadii kkk mutasa anopedza ma sports.
Izvi zvinopera kwa chief Mutasa izvi zvinopera vadaidza havo police futi
Spot on
Anoda Chief Makoni, havana fani
Ini I respect my father pandakatanga kubuda mazamu vakati andichakurove futi zororai murugare baba vangu ndokuremekedzai chero kwamuri
Ngavasungwe avoo zisascum remurume nxaaa fokoro ndanzwa hasha
Zvinorwadza mufunge apa riri kutoseka zibhinya rababa 😢😢😢
Hapana zvavatonga apa kuregerera zimondi rakadai zvinobhowa izvi dai aenda kujeri chaiko sheti
Pls put him in jail
Shuwa
Kuda kunyepera kuzungaira hanzi hasi mwana wangu ndinoda kutsanangura ngasungwe jail
Fakalapho ejeli pliz
Put in jail under what charge?
She isn't a minor or considered incest under the criminal code.
You think with your emotions.
Jail for what?
She's adult who partook in the sexual activities willingly and got pregnant.
Murume zibenzi chairo iro ngaaende ku Jeri. Kunyepera kudzungaira
Munonyepera kuzungaira baba imi kapedzi kemunhu ..
Baba ava hanzi hatina ukama ndosaka vakamitisa mwana uyu. Zvakaoma hazvo
Chief myamaropa is the best panyaya iyi
Mwana musikana uyu achangomuita mukadzi futi hadzitore mushe baba ava
Mwana uyu akutoti baba kunevaanofanira kuti sekuru shuwa agoti mai kuna gogo here
Va Nyadawa, Mambo. Firstly, I would like to say congratulations on showcasing your tribunals; what a breakthrough.
However, I would like to air positive criticism.
Indeed, King, You could make a more informed judgment that aims to stop such lunacy practices in our land.
Furthermore, it's essential to explore additional issues such as domestic abuse, mental health concerns, and the well-being of women. Please refer the case to the child protection agency and advise the mother to seek child support. The traumatised family should be encouraged to pursue compensation. Establish a panel of assessors to ask relevant questions and reference the traditional court's code of conduct for guidance.
I oppose the advice to allow "Sekuru to roodza mwana asiri wedzinza rawo". As a Uzumbarian, I hope to see more attention given to cases like these in the future.
Correct code of conduct ...some of these issues need relevant authorities for further assistance after traditional leaders play there part
Mambo varikudheererwa nemurume uyu ngavamuripise zvekuitwa senge vasingazive, baba vanodheerera mambo zvinobhowa ava
Baba avo havagoni kuroora but akaparadza hupenyu hwemusikana above mwana wake saka anosungirwa kuripa kumhuri yemusikana uyu.
Baba avo vakazviitira mushonga,Pane zvavakamuita. Hazvishamise akasaroorwa, atoo mukadzi wezvinhu zvavo.(zvikwambo,nyoka etc)
Baba ava vakarepa, tanzwa zvekuripiswa naMambo, ko mapurisa munoti kudii na baba.ava,.plz do something vana vedu vangapera nemapenzi akaita sa baba ava
Mapurisa hero basa
Mwana wavo here biologically? The informant is not clear kuti Mwana waani , vanopindanda pai , the dad looks same age na informant mmm
Aaaaah baba vanopenga ava shuwa vangati mwana wemunin'ina wemukadzi haasi hama yangu zvamoshura nhai .kujeri chaiko kunyepera kuzungaira .chief avoo vanoziva kubvunza nhumbu dzakaita seidzi
After this court press charges of rape please,he belongs to be in prison,
That's very true ipapo hama.
Mambo vakatadza kutonga ava big time, mudhara uyu aifanira kubhadhara heavy damage nyangwe ainge asingagone kumutora semukadzi wake nekuti mwana wemuramu wake. Asi dai ainge ari biological daughter wake, aingobisa makunakuna chete kunamambo but mwana weumwe paukama hwavo. Mai vake vaitotarisira pfuma but zvose mudondo nezimudhara iri. Damage rinotodiwa chaizvo apa mambo vakataika muInyangani chaimo. Ngavaende vanotora maNotes kubva kune zvibaba pakutonga, Chief Makoni naChief Mutasa.
Yohweee😢,imwe mishonga iyi ka,after that havasungwe,he's evil father he mst rot in prison
Zvimwe zvacho hazvina mishonga, vanotoita vachiziva awa, problem hakuna mutemo, mhondi dzakadayi hadzina zvadzinoitwa, dai kune mutemo wakasimba dai zvisiri kuitika izvi,
This man is a Predator, if he can abuse his own Daughter, whats to say he hasn't been abusing other Women?.
Apa mhinduro dzacho dzekupata
Thumbs up chief,mubvunzo munonyatso rova chaiko
Baba ava vanoda Chief Nyamaropa nxaaa
Chief Nyamaropa vaye vaye vanognesesa. Ava Baba ava vanoda kunyatsorohwa zvekutsanangura kwavo izvi zvinopera.
Kkkkkk. Yaa aivapedzera
Exactly chief Nyamaropa isimbi yebasa chaiyo
@@farirayimadhafi5048akanzi shut up aiita mushe
Shedzai Chief Nyamaropa
Musapedzerwa nguva nenhundira matsime iyo nywanya. Nhunzvatunzva. Sungai zviende kujeri
Ava baba vanoshota shamhu
Kuzvambaradza chaiko roti zikumhino
Kukwaturwa chaiko he's dangerous
Ngavasungwe baba ava
Mambo mukudhrererwa nechimudhara ichi, ngachiende kuchikurubhi
Ngavarase hurombwa baba avo vanopedza nzinza rese. Vabvunzei kuti mushonga wavo wavakaromba ndewei. Zvinorwadza mhani
Besides muUzumba pachivanhu chedu chese mwana kuda kunzvenga nyaya mudhara uyo
Baba ava itsotsi ini ndoera moyo iyi ishumba iyi nxaaa baba ava ndavanzwíra hasha ini ndozvavakaita vachiti hatina hukàna saka vaida kuroora mukadzi wavamemutupo umwe here nxaa vanonzwisa hasha mhani baba ava
True
Baba imi muri rombe chairo saskamu benzi imbwa ndatii ndashaya kuti ndingatuke kusvika papi.Munoreva kuti hukama ndehweropa nemutupo chete.Nfatsamwa zvekuti fai muri padhuze ndakurovai.Inga mataura kuti vane hukama nemkadzi wenyu wani.Mambo endesai munhu kujeri.
Wotoona kuti nyika yakataura maduzununu chaiwo baba ava vanoshatirisa mufunge
Nhaimi ko iye musikana kana.akabatwa.asingadi aive nemakore mangani. Ko sei.asinawo kumbosimudza musoro.Aitodawo.baba vake uyu
Baba ava vanodheerera mambo ngavaripiswe vobva vaendazve kujeri . Kunyepera kuzungaira benzi rababa
Unfair on part of mai vemwana wekumitiswa vaifanirwa kupihwa something
You are very right. I think any reasonable man would take measures to try and appease both mothers. This is expected to be done at family level to ameliorate their families relationship. On a lighter note I think parents should keep their strikingly beautiful daughters safe and not allow them to go live with relatives 😂😂😂 Temptation people! Temptation 😂
Baba avo ibenzi ...munhu usaramba hama noruchiva nxaaa risungei zibaba iro
Mambo munhu uyo anodherera
Sungai munhu mambo
Anongorotomoka senge hama yamadzibaba Ishmael
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
Baba ava varikutsvaga pekutiza napo mhoswa,vakapusa siteki,mambo nyatsovaripisayi chaizvo vakanzungaira.
Aaaà Sungai murume Uyo imhondi chaiyo hatonyari
Munonyadzisa mwana, mwana, apa unotoona chief sabhururu wako
Dare iri ngarivharwe, vatongi vakaota
disrespect, kura
camera inovhundutsa king ...inoda vajaira
Kuota ndokuita sei?
@@shingiraitrevormboto2105 kusachangamuka
@@shingiraitrevormboto2105too weak
Ngavasungwe demetiii yemunhu....vakanyenga mwana nekti vaiti havasi wavo....kuramba chivanhu chedu nekti vakuziva kti vakakanganisa tseeeeeqqq mhani vanotipa hasha ava☹️☹️
Munoyera moyo kudiiko,ava baba vanoda jeri mhani nxa
Unotoshaya kuti dzirimo here
@@RachealChikukwa Nhai kusakwana,hee moyo kuzenge kuzenge zvenhando kunyebera kungwara zvenhema.
Uuuuuu moroodza pasina baba vake zvodzokera mwana mangwan imi
Baba imi murimbwa chaiyo mashaya vakadzi hre kurara nemwana
This is a criminal case! This man should be reported to the police. When that is done then the cultural aspect of it ozororeswa. This is painful!!! 😢😢😢
Nyadzi dzinokunda wafa baba varikunyara zvavo ava
Hawana nyadzi awa dai wasiri kuita nharo imboko
@@EvansHappyKatsande munhu anenyadzi unongomuona nenharo dzake idzodzo dzisina zvadzinoreva how can you say mwana wemunin'ina wemukadzi wako hauna ukama naye nekut haandivige ndikafa kkkkkkkk does that mean munhu wausina mutupo naye haisi hama
Chief murimboko, gudo iro ngariripe kurudzi rwemwana uyo Kuna baba nyakutumbura
Pamhata pako karume iwe urimbwa dai vakakumamisa vozoripa kukumamisa
Aaaa ngaroore kukwira mwana wemunhu mahara baba makuna ndeekwamambo ngaabvise danga murume uyo bhssteti
Nyadawa munhu ngaapinde mutirongo uyo
Munhu mukati
Nyaya iyi ykaitwa kwachief vamwe asikuti vkanzi endai kwachief vake anoripa makunakuna
Mambo ava vakadhakwa. Nyaya iyi yaida Headman Chigodora vanogadzika imbwa dzakadai mudhishi sezvakaita pana chaboda nemumwe vake vakupikira as we speak. Havasi kuramb a kubata mwana uyu. Vari kuto zvi justifaya zvisina babsa.
Asivnaiyevo mwana aivhuriravo baba makumbo haa zvimwe zvinhusoo vose mapenzi
Ko kana akarepwa akambunyikidzwa
karegerei kuudza mubereki ipapo yakaripotiwa handiti manzwa kuti vakatombogarisana naye
She was very young
@@NomsaNyamaakadii kutauravo nhai veduwee
Hatisati tanzwa side remwana veduwee. Tisatange tasvora mwana aiva mwana mudiki.
Hoooo mombe yadzima then zvongopera zvakadaro haaaa pafeya mambo vanozivana nemurume uyo vakadiii kumuripisa kamombe kanoitei makaita rough apa mambo aifanira kuripa uyu 😭😭😭
Vanotopa hasha baba vanoda demo chairo muroyi wemunhu kuedza kunzvenga nyaya iri pachena mbwa
Neni ndafa nehasha ufunge imbwa chaiyo
Mai vemwana havana kuwana closure dai vaenda manicaland nenyaya dzakadai idzi mashonaland east hameno kuti madzimambo acho akadzidzidzirepi humambo hwakadai ndarwadziwa ini rume rekurepa iro just like that zigoritoto chairo nxaa💔💔
Mhuka iyo inonzi Nyakutira ngaadzingwe mudunhu raNyajina, hazviite kuti arambe achigara mudunhu maakaita mukunakuna anokanganisa mhondoro dzenyika.
Ndapererwa mwana haana justice
Ndivo vanhu vanofanira kuuraiwaava
Please endai mberi nenyaya iyi Tete Tilda , Mambo Mutasa huyai mutonge nyaya 😢😢😢iyi
Chief matongera pachotororo Baba Ava vaifanirwa kubvisa damage
Vakarepa baba ngaienda kumapurisa aaah.. Chivanhu chodzvinyirira futi.
Mkoma wangu Robbie madzifambira aiwa ndapa kutenda munyika mune nhubu dzevanhu chii ichochi.
Haaaaaaaaaaaaaa kosei Mambo avaa vachitonyengerera Zibenzi irii naivowoo vakomana avooooo ngavarove Baba kusvika vazotaura chokwadi kuti munodaa kurohwa zvekuti dhemeti nxaaaa
Ndirini mwana iyeye handiite baba ava never ndingatogara ndisina kumuona zvachose
Chief vanopihwa mombe yekuti vadii, zimbavha remunhu. Mombe inofanirwa kuenda kumwana akabatwa
Ndayidzayi chief mutasa please vapedze nyaya baba awo vakabata mwana chibharo ibenzi ngawasungwe lief in jail rabhishi 😮😮😮😮😮
Baba ava vanoda Jeri straight away bcz zvavari kutaura hazviiti mwana we munin'ina or mukoma wemkadzi wako mwana kwauri avo baba avo Havana kana kukwana ngaayende kujeri zibenzi rababa kusakwana chaiko
Baba ava vakatozungayira ndivo vakapa Mwana pamuviri Havana hunhu kutaura chokwadi
Asi munhuakarepa these Dez haachasungwe nxaa
Chief ava idununu, nxaaa. Hakuna Mambo vakadai. Ngavabve apa.
Bba ava vanodherera dare ,zitsotsi chairo ava ndovarume vanofanira kudamburwa chombo ichocho nxaaaa
Ngasungwe baba avo nyaya iyi inoda Nyamaropa
Kuvhiyiswa mbudzi vamwe varume varipadare ava
Muri chaiye baba ava,vanenge vakaita zvemishonga ndokupedzisira vamitisa mwana uyu,vanoda kutohwa Havana mkanwa futi
Baba ava indururani last number, ngavavharirwe mujeri uye vasabuditswa mo zvachose. Mbwa yababa.
No Mambo modirei tikutukei imi muri munyoro kudai baba .
No
No
Apaa mabiridzira nyayaa apaaa hatingaite nyaya dzakadero munyika motanga kutoti haaangabhadhari saka imi ndimi mopiwa muripo wei haaaaa Murimbwaa yemunhu Mambo imi nxaaaa