Це відео не доступне.
Перепрошуємо.
Mashura pa Mubaira. Akavharwa muromo nevaroyi havachatauri
- Додати в
- Мій плейлист
- Переглянути пізніше
- Поділитися
Поділитися
Вставка
Розмір відео:
- Опубліковано 6 лип 2024
- Nyaya dzinoitika mu Zimbabwe
КОМЕНТАРІ • 197
Наступне
Автоматичне відтворення
MHONDORO MUBAIRA.......... AKATEMATEMA CHIKOMBA NEDEMODrewmas Media
Переглядів 52 тис.
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti AnoroorwaZimNews Beat Tv
Переглядів 30 тис.
Docu-Stories || The story behind the Mbira playing kids from Mubaira, MhondoroearGROUND AFRICA
Переглядів 765
Герасимов ЛИКВИДИРОВАН? Кто будет "СПАСАТЬ" КУРСК? ПАЧКИ ПЛЕННЫХ! Путина УНИЗИЛИ! | НОВОСТИ СЕГОДНЯУКРАИНА СЕГОДНЯ - ГРОШІ
Переглядів 678 тис.
KLAVDIA PETRIVNA, МАША КОНДРАТЕНКО - ЇДЕ ДАХ (OFFICIAL VIDEO)Klavdia Petrivna
Переглядів 774 тис.
Get 10 Mega Boxes OR 60 Starr Drops!!Brawl Stars
Переглядів 10 млн
⚡️9 ХВИЛИН ТОМУ! Оточення прийшло до путіна з ШОКУЮЧОЮ ВИМОГОЮ! Його змушують підписати…Телеканал Прямий
Переглядів 1,6 млн
Kumitisa mukadzi we munhu! Maiguru wokumbira bonde Baminini nekuti waida mwanakomanaManass-Chibanda
Переглядів 23 тис.
Murehwa : Muroora zukuru akauuraya mbuya nebadzaDestiny TV
Переглядів 18 тис.
OITISA TETE [ HANZVADZI YABABA ] PAMUVIRIDrewmas Media
Переглядів 10 тис.
MHONDORO.............MUKADZI OVHIYA MURUME NEBANGADrewmas Media
Переглядів 60 тис.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalongaTICHKACH MTV
Переглядів 29 тис.
Kukumbira, Kuchemera, Nekupira KuVadzimu Kutanga Kwegore Na Ambuya ZaruramasangoZimNews Beat Tv
Переглядів 10 тис.
CHIMHANDA........VANOTI ANENGOZI IYE ANOTI ANOSVIKIRWA...MHURI YOPESANA MUKUFUNGADrewmas Media
Переглядів 12 тис.
Ep.70| Doc Vikela 'The President' Addresses The Nation |The Denny J ShowBoyz Dze Tonaz TV
Переглядів 43 тис.
Ndakafamba Netsoka Kubva KuPolokwane Kusvika ChimanimaniSlyMediaTv
Переглядів 7 тис.
😳 Все русские уже знают итальянский?🇮🇹Super Italiano
Переглядів 5 млн
⚡❗Массовая сдача в плен российских солдат в Курской областиВОТ ТАК
Переглядів 3,2 млн
На Курщині НАСТУПАЮТЬ ПОЛЯКИ 🙈 Росіяни МАСОВО ТІКАЮТЬ З ПРИКОРДОННЯВікна-новини
Переглядів 152 тис.
ПЕТРО ЧЕРНИК ПОВЕРНУВСЯ! Про Курськ, реакцію Путіна та стратегічний переламСпецпроєкти Сергія Мамаєва
Переглядів 170 тис.
ЖИТЕЛІ Курська ЗНЕНАВИДІЛИ Путіна! Бункерного ЧЕКАЄ... | ГАРЯЧІ НОВИНИ | ТИЖНЕВИЙ ДАЙДЖЕСТФакти ICTV
Переглядів 737 тис.
SCHOOLBOY. Последняя часть🤓⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Переглядів 10 млн
«Зайшли п*дорам в тил у перший день штурму» #україна #війна #зсу #окупантиСлідство.Інфо | Розслідування, репортажі, викриття
Переглядів 723 тис.
Втрачене дитинство | GOVOR TikTok #govor #shotsGOVOR
Переглядів 385 тис.
Mai ava looks like she is too strict and havangotenda easily, munhu anogona kutofa vachiti haarware
Kana vana vasina kugona kutaura vakuru vari kuziva seyi kuti vana vakaona chembere mbiri dzisina kupfeka. Ndiyani akataura information iyi?
Handisati ndamboona mai vasina hanya vangarare koedza votadza kumukira kunoona kuti mwana anukasei
Ngavayende navo kwa Prophet Miracle Paul ku Harare ku unit L vakanamatirwa vanotawura
Mbavha paul wenyu..anobhadharisa vanhu
Ukaenda Uri musi wesvondo hamuna Mari yaunobhadhara chinobhadharwa I one on one chete ngavaende nemwana anobatsirwa
Itayi moyowekubereka vanamai
Sei vabereki musiri serious nemwana wenyu asi panezvamunoziya here endaika kwa Mambo nemachira iwayo muzowana kunozvitsvaka otherwise murikunonokera mkomana uyu
Hamuna Moyo wekubereka Amai imi
Ah mai Jose musaita semwana mudiki nexvakasangana na Jose dai ka munenge nemi muri munyaya yacho imi be a mother
Mwana mudiki pachii manje apa
mai ndovakuvhuringa mwana wavo ndovakasunga murume
Mai vakangwarisa avo Sei vasiri kupa mukana baba pamwe vaivepo pavaroyi
Moms inovharira iyi yakanyanya ummm kutaurisa 😂😂😂 too bad
Amai ava bodo kunge musimi imi makazvara mwana mungatadza kumuk uchitarisa mwana wako muri muroi chte
Mai ava kushaya hanya kwavo vakachena here ava
Ndafarira tariro inamayi, mwana uyo anechipo that's why akawoneswa ma chira akatsipikwa ayo, zvayisava nyore asi pane chinomuwonesa minana iyoyo
Chokwadi Mwana Ane chipo chiri paari
Amai ava havasi serious nemwana. Level ravo rekushaya hanya nemwana rinotyisa
Neniwo ndatya nazvo kuzvitora simple havo
Ndazvionawo
Pakaipa
Endai kwatasvu or kanengo
Mai ava vatadza kupa vamwe mukana vanenge ndivo vakaonekwa pane zvavarikuvharidzira
Ehe
Mwana baba namai pen muri moga anyore zvaaka ona
Jose atori nechipo chiri paari chisina vakawanda asi vabereki batsirai mwana uyo pliz chakamuonesa jira iro hahusi uchenjeri zviri paari ndozvinomuratidza,batsirai mwana uyo pliz
Wataura idi
Mhondoro ine zvikerema
Ende mai ava vane kakuvarairwa nekakunonoka kekuti dai asiri mwana wavo taiti hutsinye nekuti haasi mwana wavo.Ungati mwana akarara achirwara wototangirwa nevanhu vekuraini kuuya kuzoona kuti mwana arara sei.
Yeah pakaipa
Nhai hako
Yes tirikutozviona,Zimbabwe yanyanya huroyi.
Vabereki imi sumudzai musoro ,tendai midzimu yevana venyu.mai handioni hangu kuti mungaroya sekutaura kuri kuita vamwe asi kt hamusati matenda munezvechiporofita asi moda rubatsiro chaiho
Mai vanogumbura avo sei vaishaya hanya nxaaa
Mai vaJoze is boring
😂😂😂😂😂
Mai vakavhara mwana wavo kuti asavadure
endai kuna Paul miracle munoziya chokwadi baba namai siyai masowe monyeperwa
Vanhu vakuru vakadai vanofunga chipatara pazvinhu zvemusango chiii nhaim
Nhai zvako kuzungaira chaiko
Amai ava Havana Basa ne mwana wavo lik srs
Amai ipayi baba mukana heyi uuuh vanenge vano tonga murume. Hamusirimi maka onekwa nevana here.
Amai avaka ummmm vanotaurisa
Kana wasangana nezvakadai pfungwa dzinopererwa dai vawana anobatsira varoyi vafumurwe ava
Ipai baba mukana we kufamba nemwana, amai chimboendai kumushure speed yakawandisa.
Saka mazoziva sei kuti vakaziva chembere idzo kna vasina kugona kuudza vanhu
@LindaMuzenda taura hako my question as well,how did those kids communicate kuti ndizvo zvava sangana nazvo mugomo,asi varoyi ka ngava sadaro vana coz kids are innocent and y would they start kuroya maskati machena raka cheka nyika always thought kuti varoyi mabasa avo vanoita husiku murima.Hope,they get the help they need from ana sekuru or anambuya vechi vanhu or prophet Jose or prophet Miracle nevamwe vese vanobatsira matambudziko akadayi.😊
Saka mwana ofira husabhuku hwa sekuru🙆🏻♀️🙆🏻♀️ zvakaoma.
Sekuru Tasvo ka 1 zvana magaya.kwakurasika chaiko
Pamwe akaona munhu vepedyo pedyo k
Ndafarira prophecy yamama kumwana wavo. It is well.
Kumusha kwedu ma1
Mai joze vanotsvota kushaya hanya kwacho hakuite
Endai kwamiracle paul
Mai vemwana havana shungu nemwana
Regai papa vataure imwi ungati munoziva zvose semuporofita
Ngaanyore pasi.
Yooo nyika zvayashata vedu wee.ndatsanazvo mwari pindirara nai mwari
Imi vabereki vemwana makazungaira chaiko vanhu vakuru munofunga zvechipatara hamuone kuti munhu arikuzbita endai kwasekuru Amadu or kwa prophet miracle vanopedza ma sports
True
Ko vanhu vakazoziva sei kuti ndozvasangana nazvo iwo akasvika vasisataure
Zvinonzi mumwewake waaive naye ndiye akazotsanangura zvakaitika ASI aitaura nanzwi riripasipasi ASI akati pavanhu vavakaona vasina kusimira uyu asikukwanisa kutaura ndiye Ane vaakaziva pamadzimai akawonekwa Adina kupfeka aya
But mwana uyu anogona kunyora ngavamupe bepa anyore kana kutyper pafoni chiiko nhym
Endai kwa Tasvu
Pamwe ndimai
Kana makundikana kuenda kwa prophet miracle Paul endayi kwa prophet T Freddy
Mukotsanjera the best
Vakamunonokera anourawa nekuti ari kutoziva vakamuroya
Mai ava 🙌🙌🙌🙌🙌🙌 mwana uyu vanhu vaakaona anovaziva saka vakamukanganisa 😢 l think akaona mai iyoyi
Ndimai vake
@@juliadzingayi358 😮🙆
Kana mazogara chinonzi muroyi chakawoma mishonga yoshandisa vanhu kusvika pakutadza kufunga zviripachena ska kuuya kuvanhu kwakanaka chodiwa kubatsira vanhu vawirwa nedambudziko kushora kna kutuka hakushande tisinga kwanise kuuya ne chogona kupedza dambudziko rawira vamwe
Ngavaende kunaMukotsanjera
Ngaaanyore pasi
Ngavaende navo kwaprophet Miracle Paul
Haa mai iyo pane nyaya. Ungaswere zuva rose kusvika manheru. Chionayi kwaka wira mwana kure kure nekuzo kambaira kusvika Pa next door.
Amai imi hamuna hanya munenge mukadzi webarika. Chipayi baba mukana vataurewo
Kababa aka kamukono kedzambarafuta hakana action
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sabhuku wangu
Kuzungaira kwevabereki avanofunga vanezvavakabatawo mungaende kuchipatara zvunhuzviripachena
Kkkk vaiti pamwe iguka
Unozama zvese ka kuzungaira ka nekuti hausati wasangana nedambudziko racho mudikanwi
Haa imi musape mwana pressure munourayisa mwana kana asingade kutaura musiyei
Kusvotwa nyaya yese kupera ichingotaurwa nemunhu 1
Mwana anefiye akutya akavhiringika mwana Uyo ngavafambe naye baba rambai nemwana wenyu plz
Pane nyaya apa🤔🤔🤔🤔
Give the kids a pen to write down who they saw if the can see
Noted
Sei mai vajose vakamhanyira kuti maona vakadzi 3 here ummmmm mai awo varikuzviziva izvo
❤❤❤keep the spirit mama Jose is going to be someone acharangarirwa nenyika.
But amai munoziva problem yemwana chakakushingisai kusvika kwati tsvaa musingazivi kune mwana shuwa kubva kuseni kuma 6 .Zvadaro you don't even bother kumuka kutarisa kuti mwana amuka sei..Moyo wenyu wakaoma
Yaa
mai vaJose handivachenesi. ndivo vakaonekwa nemwana uyu
Kubango rondedzera amai benzi asimakaudzwa kuti chengetedzai mwana murimapedza baba namai ndasvotwa
I love this woman ,she spoke life to his son,MY SON HAS A TALENT,HE WILL BE A MP
Ndikokumusha kwangu ndinovaziva vanhuava😢
Dai vapawo baba nguva yekutaura
Umm mai yakangwarisa iyi nekushaya hanya nemwana
Mbuya imi nxaaa anotaurei iye akaona imi mai
Mai inorondedzera zvinobhowa
Kkkkk anechipo hemweya kuzvoita MP
How did you then pasina arikutaura.😢
Waroyi wariko ndatenda hangu
Yeah variko
Mhondoro yangu mhayiii
Munenyaya amai ummm moyo wenyu wakaoma
Aaaaaa makabvumirei kuti ribvarurwe zvinhu zvinotyisa kudaro
Kwedu kumusha
Zvimwe zvinhu, vabereki pepukai pfungwa dzenyu, makaona mapostori zvisingaite, zvevaroyi zvinoda kunaana godobori vanoita go back to sander,😮
Mai vanopenga ava
Haaa mhuri iyi ndoiziva yemhondoro
Mhondoro yakaoma
Murikuda kuti mwana ataure kuti kudii
Ndezvemushonga akaona varoi mwana uyu
Ending nayekuchivanhu monozvinzwira
Amai ava ngavape baba chinzwimbo Chavo,sei kuda kutonga pavanhu,vachapihwa yavo nguva yekurara.
Ngavamboite kuti aite zvekunyora
Mai vaka ngwarisa zvinotobhowa mufunge
Vadii kuita kunyora
Yaaaah hopefully vana vanoita bhoo ava.
Jose ane basa paari paropa rake asi mai wake ndombumburwi kukwanarisa kuzivisa uye anenge ane
Zvakaoma
Endai Tasvu ,Kanengo, Mkotsanjera
Kupusa here vanhu ava and Joze wacho kushereketa too much, wapora instead of going to sxul woenda mugomo. Woona jira rakadaro wobata?
If you can't help don't comment
@@BelindaMagarangoma Help how and who are you to tell me what to do?
Very true my sister cos hausi hunhu hwakanaka kutuka vanhu asi chiiko vanhu 😂 ndinonzwa kunyara nazvo hanzi kupus😂😂