Ndakafamba Netsoka Kubva KuPolokwane Kusvika Chimanimani

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 22 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 82

  • @jacobnyamuda5661
    @jacobnyamuda5661 2 місяці тому +6

    May God bless you young man. True hakuna munhu anovimba na Mwari akakundikana

  • @TamukaKawango
    @TamukaKawango 2 місяці тому +12

    It shall not be well with that person who take him to South Africa,mwari ngawazarure madoors enyasha muupenyu hwako brother

  • @marciamhuriengwe4110
    @marciamhuriengwe4110 2 місяці тому +3

    Am just glad wakafunga kudzokera kumba ,Mwari vanenge vachitoziva mwanangu

  • @passmoremuchineripi601
    @passmoremuchineripi601 2 місяці тому +7

    Mwari vakubatsire uwane zvaurikushuwira mukurarama never give up br

  • @agnessmakuvise4556
    @agnessmakuvise4556 2 місяці тому +9

    There is a reason in every situation
    Dai wakaenda mberi pamwe dai wakaurawa

  • @simbagasva8302
    @simbagasva8302 2 місяці тому +3

    This guy is so brave

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 місяці тому +6

    Ane hutsinye why kubvisa munhu kumba kwavo uchimunyepera dai akafirako yaiva ngozi mumusha may God bless you mwanangu

    • @itaimarega1615
      @itaimarega1615 2 місяці тому

      Mwari vaivo vanoranga ......Gore dema richamukwidibirawo he was served mumaoko emuvengi

    • @esnathmaguduru3493
      @esnathmaguduru3493 2 місяці тому

      aive ne mission munhu uyu asi akakundikana zvaive pamwana uyu zvakamuvhiri ngidza

  • @ShupikayiChinembiri
    @ShupikayiChinembiri Місяць тому

    Chokwadi kubvisa munhu kumusha kunomudamper hazvinei Mwari vakatokurwira ,zvinoita mwanangu wish you thebest

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 2 місяці тому +3

    Vanhu utsinye chiikovo asi 😢. Mwari ngaakubatsire hanzvadzi

  • @iyckkandava3752
    @iyckkandava3752 2 місяці тому +3

    He's bright this guy its just background instability

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 2 місяці тому +1

    Nice presentation today Simba
    Keep it up

  • @KayceeDate-p6l
    @KayceeDate-p6l 2 місяці тому

    Yaa hupenyu hwakaoma shuwa unenge uchitiwo zvireruke wobva warasiswa newekuziva .Ini I'm a truck driver but handidi kunzwa chinonzi kushandira kunze.Ngandiwane shoma but ndiine peace of mind

  • @tarisaimack8296
    @tarisaimack8296 2 місяці тому +6

    Mwari ngavakubatsire vakupe zvaunoshuwira

  • @shongedzaimanyaradze7370
    @shongedzaimanyaradze7370 2 місяці тому +2

    I can imagine kune wakambokumbirwa rubatsiro nemwana uyu wakaramba now warumuona achitaura nyaya yake on this platform,sad story

  • @irenesibanda1185
    @irenesibanda1185 2 місяці тому

    Aaa ndakazviitirwa lzvi nomunhu wokuziva 2008 Lucky ndakawanq akazondirairawo pandakanowana basa

  • @kudzaimoyo5884
    @kudzaimoyo5884 2 місяці тому +1

    Mine ipi muno mujoni mabasa emu mine anoshanda vanhu vemuno maZimbabweans varikuita zvisiri pamutemo une lucky nevadzimu vako waifanira kungofira mujeri nenyaya dzema ellegal mining iwaya tenda mwari

  • @daglasmoyo1442
    @daglasmoyo1442 2 місяці тому

    Zvakaoma shuwa, manje ko kana munhu achida kubetsera unoita sei nokuti platform renyu haina option iyoyo, zamai kuti ivepo option yacho.

    • @SlyMediaTv
      @SlyMediaTv  2 місяці тому

      263773761800 come to WhatsApp and introduce yourself

  • @ForgivenessLMtetwa-vu3ei
    @ForgivenessLMtetwa-vu3ei 2 місяці тому +2

    Mwari variko sure

  • @kelsonmarango9642
    @kelsonmarango9642 2 місяці тому

    😢 story of my life

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 2 місяці тому +3

    Shame sry my brother mwari vakupe zvishuwo zvemoyo

  • @LovenessMosha-hi8or
    @LovenessMosha-hi8or 2 місяці тому

    Ummm so much painfull

  • @JohnKapisa
    @JohnKapisa 2 місяці тому

    Team Joni haitembeseki havasi vanhu bhoo

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 2 місяці тому +2

    Anenge aida kuchekeresa

  • @OwenMapuranga-we9vq
    @OwenMapuranga-we9vq 2 місяці тому +2

    The guy wanted to get you killed wangu akazokunzwira tsitsi... ndosaka akazokusiya. Wakaitirwa nyasha wanguda. Midzimu yako inewe.

    • @KayceeDate-p6l
      @KayceeDate-p6l 2 місяці тому

      Haurevi nhema wangu .Munhu aida kuurawa uyu

  • @samukhelisoshiri6017
    @samukhelisoshiri6017 2 місяці тому +4

    I think waida kuchekereswa iwe Mwari akakurwira

    • @Actorshito
      @Actorshito 2 місяці тому

      shuwa

    • @86Bh701
      @86Bh701 2 місяці тому

      Ichokwadi ma audio aaitonzwa iwawo ndeevanhu vaitoda vanhu vokuuraya.

  • @davidmakanani5426
    @davidmakanani5426 2 місяці тому +2

    Mwari amubatsirewo shuwa

  • @rubenshambamuto4156
    @rubenshambamuto4156 2 місяці тому

    Yaah srry bro its very sad story bro

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha9191 2 місяці тому

    Vanhu vanehutsinye sure

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 2 місяці тому

    Chokwadi kubvisa munhu pamba pake kunomuisa mudambudziko rakadai ,haaa ndatenda zvangu pasi pano pane vanhu vane moyo yakasindimara ndagutsikana,yoh we thank God vakachengetwa and uri mupenyu.

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 місяці тому +1

    Dai akakutora wamutaura nezita kuti anyare

  • @kudzaimoyo5884
    @kudzaimoyo5884 2 місяці тому +1

    Hanzvadzi muchanyepa imi distance yamuri kutaura moiziva imi makaita zvekudini chaizvo

    • @ConcilliaHadassah
      @ConcilliaHadassah 2 місяці тому

      Zvinoitika ndinaye akafamba from jorburg to bulawayo

    • @fortunatekaitano3803
      @fortunatekaitano3803 2 місяці тому

      Zvinoitika zviye..vakawanda vatoziva vakasangana nazvo

    • @86Bh701
      @86Bh701 2 місяці тому +1

      Aaah munodaro nokuti hamusati masangana nazvo. Anganyeperei

    • @WellingtonBudzi
      @WellingtonBudzi 2 місяці тому +1

      Madzibaba edu aifamba netsoka wani nguva yeWenera

    • @YvoneMahungu-j1i
      @YvoneMahungu-j1i 2 місяці тому

      Zvinoitika

  • @gladysmoyo9704
    @gladysmoyo9704 2 місяці тому +1

    Mwari ngakubatsire akupe zvishuwo zvomwoyo wako mwanangu

  • @Rhee31
    @Rhee31 2 місяці тому

    ko number dzake tipeika

  • @PascalMakwarimba
    @PascalMakwarimba 2 місяці тому

    So Sad

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 2 місяці тому

    Uuuuum so painful

  • @langtondzinovatonga8397
    @langtondzinovatonga8397 2 місяці тому

    Zita please

  • @SindisoNleya
    @SindisoNleya 2 місяці тому

    Very sad story

  • @GodknowsChikumba
    @GodknowsChikumba 2 місяці тому

    First 🎉

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 2 місяці тому +2

    Anobva kuChimanimani kupi yooh inga zvakaoma hazvo

  • @Rambi-zz1je
    @Rambi-zz1je 2 місяці тому +2

    Tenda mwari nyika yaoma

  • @TinasheMachinga
    @TinasheMachinga 2 місяці тому

    Aaaah sry shamwari ita zvechikoro

  • @EsiaMazorodze
    @EsiaMazorodze 2 місяці тому

    Mwana anofana kuenda kuchikoro uyu very sorry zvinorwadza

  • @esnathmaguduru3493
    @esnathmaguduru3493 2 місяці тому

    chakamboita kuti aburuke mu polokwane imi muchienda joburg ndichinotaura zvakawanda. ramba uchinamata mwari vanokuda.

  • @mosimosi630
    @mosimosi630 2 місяці тому +1

    Bvisai ZANU PF musarambe muchitiza munyika men of Zimbabwe rise up look at Kenya look at Bangladesh

    • @KayceeDate-p6l
      @KayceeDate-p6l 2 місяці тому

      You are right bro but makava ari kutitonga aya haana moyo .Dai ndiri Mwari ndaida kuita get rid of the entire party including wese ane chekuita nechiparty ichi

    • @mosimosi630
      @mosimosi630 2 місяці тому

      @@KayceeDate-p6l yah but if we are not willing to die who’s going to save our children from these evil people

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq 2 місяці тому

    Zvakaoma

  • @Kete-rp6sy
    @Kete-rp6sy 2 місяці тому

    Uuuuuuu pakaip mwari uchapindura zvake neumwe mutovo akazvidemba munhu iyeye

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg 2 місяці тому +1

    Vakawanda vakazviitirwa izvii hameno munhu anenge afungei uchitora munhu kumba wondomusiya munyika yevatorwa

  • @aaronnhumbe2218
    @aaronnhumbe2218 2 місяці тому +1

    Vanhu vakasangana nemukomana uyu achitsvaga rubatsiro kumabhazi , munzira pamuchasangana nenyaya yake achirondedzera muchanzwa sei ? Mari muenzi . Dzidzai kubatsirana

    • @LovenessMosha-hi8or
      @LovenessMosha-hi8or 2 місяці тому

      Mazimba wamwe tine moyo yakasindimara sure mwari ngaakuitira zvakanaka hazvadzi

  • @tambudzainyenwa4714
    @tambudzainyenwa4714 2 місяці тому

    Joni vanhu vano siya moyo paborder Ayi ngoda kukutsotsa mari yako

  • @fortunatechipfiko8781
    @fortunatechipfiko8781 2 місяці тому

    Zvakaoma hama

  • @carolinemuyambo8705
    @carolinemuyambo8705 2 місяці тому

    Sorry mwana

  • @86Bh701
    @86Bh701 2 місяці тому

    Haungadi hako here basa rokuchengeta pamba pevanhu uchiyenda kuchikoro uchibhadharwa

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 місяці тому

    Akaita hutsinye munhu uyu why kutora munhu nekuzomusiya pamhene pasina kwanoziva

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 2 місяці тому

    Yuwii zvakaoma hazvo veduwee

  • @NomoreMusiya-wo2lu
    @NomoreMusiya-wo2lu 2 місяці тому

    Zvakaoma tinotenda zvedu akazoona mukana wekudzoka kumusha

  • @tasaratogazirebwa8842
    @tasaratogazirebwa8842 2 місяці тому

    Izvi zvinoitika kuno zvakanyanyisa

  • @AbigailKundoro
    @AbigailKundoro 2 місяці тому +1

    Sorry hako mwari vachamusota ndi Satan munhu iyeyo

  • @FungaiMukundu
    @FungaiMukundu 2 місяці тому

    Mazimba vazhinji vanoti hutsinye kunyepa vamwe mai vakanyeberwa kuti mukaenda nematohwe munofa nemari botswana vakapinda chitima vabhadhara mari isingakwane vachida kuenda kugebs vakatisungisa pavakudiwa ma passport vaine ma50kgs 2 vachiti ndakanzi anotengwa

    • @RudazTinman
      @RudazTinman 2 місяці тому +1

      Kkkkkkk kkkkk hausi kunyanyisa here 😂😂😂😂 100kg yematohwe ndanakirwa nestory

    • @georgevhudzi8192
      @georgevhudzi8192 2 місяці тому

      😂😂😂😂😂

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 2 місяці тому

    Mudzimu wako wakasimba mwari vakukomborere muhupenyu wako

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 2 місяці тому

    Anonzani munhu iye

    • @anniekurewa878
      @anniekurewa878 2 місяці тому

      Munyaradzi

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 2 місяці тому

      @@anniekurewa878 munyaradzi ani

    • @anniekurewa878
      @anniekurewa878 2 місяці тому +1

      @@ropchipondamoyolity iye ndiye angoti munyaradzi Dai ndaigona kumubvunza ndaikubvunzirayi surname ndangoteererawo nyaya yake

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 2 місяці тому

      @@anniekurewa878 pamwe munhu wacho tomuziva

  • @PrinceDzebeSithole
    @PrinceDzebeSithole 2 місяці тому

    He is a great lier he is from chimanimani where we are ndau tribes

  • @LuciaMachimi
    @LuciaMachimi 2 місяці тому

    Zvakaoma hazvo,