Mambo chinonzi kusvibiswa zita kana kuti deformation of character anochiziva here? Haha dunhu iro rine mapofu oga.....kune munhu angada kubhadharwa aine mhosva here? Kana Mambo necrew rake vari kuita calculated confusion vachida kuvharidzira Ishe ari implicated munyaya iyi.....why vasiri kuda kuti Ishe aendewo kumaDNA tests
Makoni haana chaanoziva anongogona kuripisa mombe unnecessarily nekuendesa vanhu kuseri kwechuru. I don't know which criteria they use in choosing these chiefs but if it were up to me i wouldn't appoint makoni as a chief. Why can't he just send them naIshe to go and do a dna test.
The probability of paternity is 99.99 percent 😢😢
Mambo vari kuprotector ishe apa
Haaa apa pane nyaya...Mambo don't cover Zengeni
Sure mm pane nyaya apa👌
This mambo he doesn't know maybe it's because I've been watching chief mutasa
He's a wise man hangafananindzwe ne, zvimwe zvimambo
He knows nothing all he knows is to fine people mombe nekuendesa kuseri kwechuru.
Kuteera chikwereti kwaakuita 5 hrs her
Dare iri amana makuda kuzonyengana nekamai kemakuhwa ako
Chief tongai kwazvo .makuhwa haana pindutso .amai avo vanotaurisa .ko akaita negative muchaita sei
Mambo chinonzi kusvibiswa zita kana kuti deformation of character anochiziva here? Haha dunhu iro rine mapofu oga.....kune munhu angada kubhadharwa aine mhosva here? Kana Mambo necrew rake vari kuita calculated confusion vachida kuvharidzira Ishe ari implicated munyaya iyi.....why vasiri kuda kuti Ishe aendewo kumaDNA tests
Ngavaende Kuma DNA test na Is he zve favor atizvide,tongayi nyaya senyaya.
Speed bafaz
Pfutseki mhani vedare mambo mambo chiiko
Ko murisei wemukadzi akamutema ,ndiani anosekerera kunzi ane mwana nomukadzi wemunhu.
Makoni haana chaanoziva anongogona kuripisa mombe unnecessarily nekuendesa vanhu kuseri kwechuru. I don't know which criteria they use in choosing these chiefs but if it were up to me i wouldn't appoint makoni as a chief. Why can't he just send them naIshe to go and do a dna test.
Mambo uyu I dofo
Iyo its defemation of character
Tichkach siyanai nekunotora nyaya kwamambo avo havagoni kotonga nyaya this is nonsense nxaa
Pane ka turikwa apa
Makuhwa haatongwe mudare
Makuhwa here or zvakaitika
Zvakataurika