MHONDORO...........DZIMBA DZOTSVA NEMOTO UNOSHAMISA
Вставка
- Опубліковано 5 вер 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Pane chivanhu chakakanganiswa, nevanhu ava munzvimbo iyoyi. Ndavatsvage vemweya vechivanhu
Mhondoro yatonetsa shuwa
Drewmas media taking you to another level
Pamwe i stand yemunhu akafa kudhara ,ave kupfuka ,😮
Mhondoro yangu kani mhai
Nhai Mwari nyika yedu ndiyo yega ine mhiko dzinopisa dzimba, Chii ko nhai veduweee
Inguva yokufumuka keeurombwa
Cheroviweusina chawakabata zvibatwa batwa zvakabatwa nevakuru zvoshanduka
Zvakaoma veduwee zvinorwadza
Drewmas media munogona keep it up
Mhondoro inzvimbo yemasvikiro ngavambotsvaga kuti hapana zvakaresvewa here
Zvakaoma
Kwa Masawi its between Dzumbunu and Monera or Kwa Dhidha.Its under Mashonaland West.
Not that Masawi. Uku kuchirundazi pachindiya. Ndomuvillage mangu
Ndatofunga kty iMasawi yekunana Dzapata uko@@user-nw3ng8dg1t
Maybe vaka gara pa nzvimbo inoera
Adu sei iwewe une kamwe kakuita so vanhu vano request song iyi everyday iwe haudi sei
Shumba ko Haranga dzese dzakaenda kupi. ChiVoice chenyu chavekusvota mangwana mangwana. Imbotipaiwo tumwavoice twunenge drinks kana sadza remurwere twakarehwa naMatavire
Maonero angu tsvimbo inoyera pane zvakanganisa
This issue yekutsva kwedzimba yakaitika in Samasuwo village in 1993 kumhondoro.... 4 different family houses dzakatsva..... Pakashaikwa akazviita namanje.....
Uuuuummm pakaipa wna vese ndavaziva Mai winico sahwira mukuru
Zvikwambo kana ngozi
Mhondoro kupi zvino nekuti mhondoro yakakurisa
Masawi iri kwaNyamweda
My brother murirudadiso love ❤❤
Zvakaoma 😮
Mhondoro kunoituka yese yese iiii
Tikakura tisingazvione but now yowe zvakutotyisa kuMhondoro kwanyanya unenge uchatama
Maswera sei
Mhiripiri nyoro kuvava
Drewmas media taking us to the higher level
Mkomana akanaka hake
Ngozi iyo
Vanhu musabate mishonga please, magumo acho ma1
Mhondoro papi pacho
Chindiya
Tasvikawo
Ma one chaiwo
Yhoo
Yowe😮
With drewmas we moveee
Drewmas media
Endeka
Zvakama 😢
❤❤❤
Saka chii? Asi chiiko?
Zvakaoma
Ma1 chaiwo
Mhondoro papi pacho
Imi moziva kupi hama
Neuso
Kwachindiya uko
Saka chii? Asi chiiko?
Zvakaoma
Zvakaoma