Mambo Mutasa i salute you, dai zvainzi zvinoita maingabva matonga nekwedu kuBocha Marange , hakuna mambo kana chironzo hapana chake chanoziva chete ndechekuripisa munhu mombe 3 zvakaoma zvirikwedu😢
I love you Shumba. Makatikoshera. Weldon and keep it up🎉🎉🎉🎉🎉🎉 congratulations on being elected. You deserve it 1 million percent. Your wisdom super superceeds every expertitions. Vakudzwe mhondoro dzekwamutasa. 🎉🎉🎉❤❤❤
Chero ini ndobva muMidlands hatina nyaya dzakawanda dzakadai the reason is most yevanhu vekuManicaland vanobva kuMoza apa Moza inozivikanwa nenyaya dzemishonga isina kunana. Zvingarambika hazvo kunevamwe asi ndoochokwadi
Mambo mutasa is a good mambo we need more like him in Zimbabwe yakayita madzimambo anofanana na mambo mutasa nyika yedu inobudirira
Makorokoto Changamire James Ndorikanda Mutasa for being elected into the Senate of Chiefs. Long live Shumba!
Makorokoto Shumba yema chokwadi ndafara semwana waChingaira Makoni. Zvinodadisa izvi ❤🎉
Nyathi❤@@elphuselvisnyangombe383
mambo mutasa chibaba chezvibaba kutonga zviri fair haaa mudhara uyu anongoda kungoonekwa kungomuona nekupa mbudzi kungoti makakosha vashe haa vanokupa nzeve voterera chizonzwa votonga haaa i salute mambo ava mhani
Thank you Mambo Mutasa nekuvaonesa vashashungudze ma Fide yet ndiye ane nhamo dzese idzi.May you live long Shumba
Mambo Mutasa i salute you, dai zvainzi zvinoita maingabva matonga nekwedu kuBocha Marange , hakuna mambo kana chironzo hapana chake chanoziva chete ndechekuripisa munhu mombe 3 zvakaoma zvirikwedu😢
My Chief and brother!
I salute you mutongi Gava maenzanise. Gentleman and scholar, wise and honourable. Gentle and very powerful❤
Mambo Mutasa our father you are a star we are proud of you.
Mambo mutasa ndivo number one
Vanenge vachiziva munhu arikukonzera but vanototyawo kuroyiwa 🤣🤣
I love you Shumba. Makatikoshera. Weldon and keep it up🎉🎉🎉🎉🎉🎉 congratulations on being elected. You deserve it 1 million percent. Your wisdom super superceeds every expertitions. Vakudzwe mhondoro dzekwamutasa. 🎉🎉🎉❤❤❤
Makorokoto Shumba for the election to Senate.Long live wise King from the East.May you continue to scale greater heights.
Aiwa gogo vanogona chingezi tinoisa maoko👊.
Mambo potai muchipawo gurukota renyu iro mukana wekutaura nekuti aneshungu chaizvo
Ndarwadziwa amai vachitaura zvakaoma hazvo veduwe kuudzwa kuti uri muroyi nevamwe vatorwa sewe mumusha mawakarorwa zvakaoma
Zvinorwadza kani ,kwa chitembwe kwakafa Wifred classmate yangu ,akafa achiri mwana mudiki weduweeee ngadziririsai chapedza mhuri azvisi normal 3 vanhu kuzvisunga ,weduweee ndarwadziva .Givy akazvisunga futi here ndirikutozvinzwa nhasi yoweeeeee.Mai fide shame kuonda kudaro kushungurudzika nenyaya idzi shame Mwari vakuchengetei murandakadzi rambai makamira nevana wenyu.
Mambo wevanhu akatumwa kuyananisa uye kutonga nyaya zviri pachena and havamhanyire mari dze vanhu zvandinomboona kune mamwe madzimambo
Idofo muface uyu. Vafana varikuita madrugs votsomwa, iye oti mamhepo.
Kusiyana kwemhosva ndiko kunoburitsisa Mari Saka unoda vabhadharise Mari panyaya dzengozi nedzehurombwa here nemiganhu yeminda here,teerera pavanotonga dzechihure unzwe macharges avo
@@nomsanyika151 zimusana panyo pako urichigamira padenga chebe regwavava Satan ibva kwandiri
Kutoshungurudzawo gogo avo veduwe ummmm zvakaoma
Kwana Mutasa kunoti mhondi nevaroyi ummmm havana tsitsi
@@collentshuma2032 hukuna kwazvisiri Asi hungwaru hwa chief vedu ndokwaita zviputike kudai mambo vedu musarurwa kubva kuvadzimu vedzimbahwe chaivo
I have lived in rural areas (Midlands) - we never had cases of spiritual drama as we see in Manicaland. I salendi
Sak murikuti zvirikumanicaland basi..
Uku zvakanyanya yooh fanika mabhinya
Uko zvakanyanya taura hako, iniwo handisati ndambozvinzwa kwandinobvawo
Chaita zviite sezvakanyanyira kuManicaland I think imhondoro or midzimu yenzvimbo iyi iri kusimudza mweya yese isina kufa zvakanaka
Chero ini ndobva muMidlands hatina nyaya dzakawanda dzakadai the reason is most yevanhu vekuManicaland vanobva kuMoza apa Moza inozivikanwa nenyaya dzemishonga isina kunana. Zvingarambika hazvo kunevamwe asi ndoochokwadi
So nice job changamire wedu ❤
But gogo ava vacharipwa zvavo nyaya yekupumwa huroyi yakangooma ungapumhiwe huroyi pavanhu varikuzvisungirira nekubudirwa iwe urimuroorwa mumusha ndozvakaipa kuita shirikadzi unoitwa bin remarara ese,mumusha umu mune ngozi but vanonzi vanababa vacho zvidzetse nekuti hazvisati zvavasvikira mudzimba dzavo or ndidzo mhondi dzirikutsipika mhepo dzevafi.
Chief Mutasa mugona kutonga. Misha yese ndizvozvairi ichingo hwanda, fumurai dunhu rinake
Pfeee pamanicabridge zvokwadi pakaipa ndakarwadzwa pandakanzwa kuti sekuru Givie azvisungirira vanhu ava ngavaende pana doctor Mukotsanjera
Isu vana wasu tinofanirwa kuisa kachirungu kuti zviendeke
Tiri kuzvinzwa kuti ka chirungu kanoburitsa ka that 😅😅😅😅😅
Kuhouse
@@nomsanyika151 kkkkkkkkk ku away
Well done mambo
Hanzi kurutsa ropa chi chi chi😢yohweee 😢😢
Mbuya ngavaripwe
Haaa nzvimbo iyiii inotora mukombe shame kubata bata tooo much
@@MarvisMukwiri kwenyuyo zviriyowo kundoti hamuzii maitirwo azvo
Iyii inotoda party two
Zvimadhara zvakapata izvi😂😂😂😂
Matonga mambo Solomon
Yaa mambo mutasa ishasha iyi
Tikuda kuseri kwekombi😢
Makwikwi muraramo umu
Part 2 please 🙏🏼
Mambo muno pinzwa busy yhoooo
Mbuya dzekwedu chirungu musadheerera,asi kuona kwangu mambo hamuna kupedza nyaya iyi ,
Nyaya yekupumha munhu pamwe asina zvakaita inorwadza ,wanhu wakatuka mbya awo must ripa
,😂😂😂😂😂 mbuya vaiva away
Kkkkkkk chirungu ungachidii
Vanozoripwa chokwadi or nyaya yabuda pachena
Haina kupera ichaperera pavachaita zvaDoctor Mukotsanjera
Kuva shirikadzi kwakaoma hako zvese unosairirwa vnhu vanokuita chikorobho chemumusha nemhuri yako💔💔💔
Kwakaoma vanhu vanoita zvavanoda newe ivo vane varume vapenyu vanotsvinya sekuti ivo nevarume vavo vachagara nekusingaperi
@@FaithKamutsungira havazive pasi pano idandaro.
Vana vanoitwa bin
Zvakaoma kanii
Manje ingozi yavakuzvipa chokwadi
Chifu mutasa munogona ngavaende kwamukosa njera
True Manicaland yakanyanya
@@TauraiSveto kwenyuyo zviriyo
Katizivei kunamata wee
Paseri pekombi
Hatimbomira kana tiri kutodzidza zvakawanda
Turaburu iripo
Zvakaoma hazvo ihama dzangu idzi😢
Shem very sorry apaa Gogo avo vanongopomerwawo
Mai fidhe 😮
Ukaona munhu wacho anenge achinzi mwana namoms ava ndibaba vane 51 turning 52 this year
Fide wacho e
Iyazve ndanga ndichifunga kuti mwana arikurehwa mwana mudiki
Even me am from Midlands we don't have these spiritual cases maybe they don't believe in those things
Dziriko hamusati masangana nadzo, ende matare enyu haasati akubuda pasocial media chete.
Mumusha menyu kana zvisati zvabvondoka munofunga kuti madrama.
Recently maive nechitunha chemukorokoza chaitaura chichiramba kuvigwa, rimwe gore maive nechitunha chakaita 2 years mumortuary chichibuda ropa everyday paGokwe, ndozvimwe chete ende hazvina kuitikira kumanicaland.
Shepard
Bushiri
Mai fide😢
👏👏👏
At any minute😂😂😂
Anopenga Jemusi, haanzwisisi kuti suicide i mental health issue.
musha uyu hauna munhu mukuru , kana varume chaivo vanogona kuronga madzetse chete
Varume vacho ndidzo mhondi kunge vekwaMuranganwa