Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Haaa vanhuwee
Wadzifambira 😂Andrew thank you
Yowee that's scary 😨 kuruma mbudzi kusvika yatandadza Mukanya
Ndiroro Soko Mukanya you put Us to the Upper level ❤❤❤
Namuhla ngibone engizijayelanga big up dreams
tinotenda sekuru mabetsera zvekuti..🙏🏾🙏🏾🙏🏾
Zvinhu zvacho sooka
Ndochii ichi ooh
N'anga dzenyu idzika murikudzionepi.
Sure ini skuru ava handivachenisi
@@Kudzanai-w3 plus hapana zvavagadzira vatouya kuita drama rekuruma mbudzi pahuro kusvika yafa kkkkkk.
Kkk kkkk zvinhu zvacho futi 😅😅😅😅😅😅
😅😅😅😅😅😅😅
@@SelinaTangai sure Uuuu koda kuva bata worova tumurch
Zvii izvi drewmas siyana ne n'anga idzi olz
The faces dze vanhu kkk so astonished.
😅😅😅😅😅😅
Pamwe sekuru ava ibere muchiti munhu pamwe imhiko dzake 😮😮😮😮ndatya
Kkkkkk ndofarira hangu zvechivanhu but apa hapana kundijekera hausi hwahuroi hre uyu😢
Mukoma Andrew n,anga idzi muri kudziwanepi nyika yashata
Connection yekutsvaga marii iyo,kutii zvityise pambudzii apo😅
Ooh haisi ya cult here iyi
What is a cult
Yanga atochinja kuita gudo ka n'anga iyi uuuuuum mwarii huyai
Umm hapana zvirikuitwa mukoma Andrew n'anga yenhema iyi
Zvakamboyitikepi izvi nhai veduwe
Ummm ndazviramba zvataurwa nasekuru ava
Chikoro chomwaiwa ropa anzi chaitasei
Iiiii ndatya nazvo
Vari kuita mupururu ndewei nhai machembere kkkk
Vanhu ka munonyepera kuziva zvamusingazive imi😂😂,vanhu vazhinji vane zviri pavari pakaurawa mombe kana mbudzi vanomwa ropa,nhaika😂😂😂
Huroi hwawanda kudarika vanhu
Ummm nhasi zvangu chii ichi asi vane mudzimu wegudo yowee
Munhu wese angova muroi mhondi hapachisina mutsvene
Maswera sei vabereki
Uyu anenge Shasha
Hausi huroi hre uyu😅😅😅
Eh!!!! Munhu here uyu????
Ummm n,Anga dzenyu idzi dzichationesa zvimwe
Imika uuuuuu
Murisei
Iiiiii ini kutotya kuruma mbudzi nekuruma
Anzii pano
Sekuru vane mudzimu wegudo here? Ndatenda ndanzwa kuti ndisekuru mukanya.
Ummmmm ko nyama yacho ichadyiwa nani
Marwdzo
Iri sei sabata
Chihomuhomu
Means wako chaiye anomuka akakucheka
vaneshamba ndirikuda music yenyu
ufunge ini ndaneta nekuitsvaga handisati ndaiwana
@@simbadexterganyo5722yekuti chiyi
Uuuuuuuu idzi n'ang imwe type kuuraya mbudzi nemazino
Xaaa 😅😅
Ummm what am l watching
Mmmm kunyangwe hazvo pari kuitwa chivanhu. Iyo level ye cruelty to animals yanyanya veduwee. Zvinotyisa izvi. 😢
Ummmm idzi n'anga dzinonwa ropa mukumbodzitorepi nhai
N'anga inonwa ropa wangu
Helo guys vane Shamba makadii
Sekuru vari kuiteiko kambudzi ako nhai uuuu
Kkkkk
Am i the only one asingachenese sekuru ava chiii chakadaro nhai haasi mafirimi here 🤔 😕 😐
Hakuna zvakadai uuuu izvi zvinotyisa izvi. Nhema dzega dzega
Kkk kkkk hurombwa uyu kkk
Mufundisi vakatouraiwawo nezvinhu zvepachokoro ipapo
😅😅😅😅😅 😢😢😢😢