Dare riri weak, and vatongi vari kutongwa ne hooligan. The guy is rude, even his body movements tells a very negative story. Izvi zvinoda chief Nyamaropa
Chandinoziva, kana paita hukama sekutaura kwaita Mambo hapafi pakatongwa zvinekutendeka. Mambo ava evariumwe vaingofanira kiti nyaya iyi indotongwa nevamwe Mambo. Nekuti hapana paunopa ruremekedzo kumusungwa kana uri Mutongi urimudare taura nesumba kana urikudare rako unesimba pamusoro pevanhu vese vauya kwauri
Kureva kuti chihure uchinhumburisa uchisiya vana pese pese iwe Abhero ita mushe. Hauna tsika, dzokera kumusha kwako unodzidziswa tsika nemagariro. Hauna kurayirwa unoti une vakadzi vaviri asi uchiri kuenda uchinyora nyora
Nhasi Chibondo ari mudare. This girl loves Chibondo hee Chibondo ndichiri musikana all l hear is noise ya Chibondo. The sad thing from there this woman will continue naChibondo.
This Chief is outstanding judge with a good grasp of the law and procedures. I admire your humility and calm demeanor.
Uyu mkwasha anoda chief Nyamaropa
Taura hako mmmm anodheerera. Apo ndiye aitotonga dare. Pamwe makurukota akapihwa mari apo cz they were hard panababa vemukadzi but soft kumukwasha
Hapadiivi mombe yehumai
True. KwaNyamaropa aibudamo apeta muswe.
Yes, but tezvara nemwana wavo havagone kutaura. Their messaging / case presentation is poor.
Udzai vanhu avo vauye nenyaya yavo Kwa Nyamaropa
Mface uyo bhoo here kakono kedzambarafuta nxaaaaa
Well Done Mambo Dotito apa mabaya dede
Thumbs up Chief Dotito,you are a wise leader,vaona kuti muchinda uyo inguruve chaiyo pahunhu hwake that's why vari calm havo,kwaNyamaropa ,Makoni or Mutasa muchinda aichezurwa uyoo
Mambo vazopendere nyaya iyi kwazo cos mukuwasha uyu anojairira haana respect zvake
Well-done Chief, you showed an outstanding stance.
Chief Dotito munhu uyu anodherera mhani anorwadzisa haana hunhu pavanhu. Please 🙏 mugadzirirei size yaanokwana kana mwana abuda ariwake even asiri wake hé must pay kani ndapota hangu airara nedanda hre
Tezvara is very humble and cultured he knows that even if wakatadzirwa you must show humility and respect for the chief
Yowe Chibondo uri Zisascum rakajaidzwa. Nhai vanasikana hamuone here 😮😢
Chief Dotito is a Gentleman.Wise like Shumba vangu Mutasa from the East
Mutasa akadhakwa ndakaona nyaya yaMufundisi
Well done Chief Takaz for the DNA decision 😊. Ndozvakanakira kutongwa negendurumeni
Uyo anga achida Chief Nyamaropa uyo anga a chiita right haana respect zvschose
Well done Chief Dotito…musatanyangwa na Chibondo…ungati chihure pamberi pedare…hutsinye hwa Chibondo uhwo…makakosha Chief…mave kuda kutevera matsimba a Chief Mutasa,Bushu na Nyamaropa
Mukuwasha uyu anodheerera.anoda chief Nyamaropa.
Chibondo ngaende anobviswa dzungu rese nachief Nyamaropa
Anodà shamhu uyo
Anoda Nyamaropa for sure or Seke
Mkwasha ngaagare zvakanaka uyo..Dare rakadhakwa big tym iro
Nhai veduwee..ko ivo vanasikana vedu chiiko...vanomitisirweiwo zvakapusa kudai nhai!
Chiona manje dambudziko riye raa newe wega zirumebonga rako raakukutsapfura!
Ndorwadziwa mhani.
Protection dzakawanda wani!
Unoita bonde nemunhu asina kuroora usina kudzivirira seiko!!?
Mukuwasha uyo anojairira vanhu. Mambo ngavaratidze masimba avo
Dzodherera dziblaz idzo
Dare riri weak, and vatongi vari kutongwa ne hooligan. The guy is rude, even his body movements tells a very negative story. Izvi zvinoda chief Nyamaropa
Mambo Dotito is very good man and soft, dai kuri kwa Busho and Nyamaropa that guy with his stinking disrespectful attitude amama aitwa bvanzubvanzu.
Dai atonzi stupid na nyamaropa
Mkwasha imhata
Saka watoshaya rimwe vara rekushandisa?
Masiyanei nachibondo wacho?
Wataura dàma chairo. Mukuwasha imhata!
@@shingiraitrevormboto2105zvimba 😂
Mambo ava has wisdom,very humble. 🙌
Chandinoziva, kana paita hukama sekutaura kwaita Mambo hapafi pakatongwa zvinekutendeka. Mambo ava evariumwe vaingofanira kiti nyaya iyi indotongwa nevamwe Mambo. Nekuti hapana paunopa ruremekedzo kumusungwa kana uri Mutongi urimudare taura nesumba kana urikudare rako unesimba pamusoro pevanhu vese vauya kwauri
Kamukono ketsambarafuta aka kanoda chief nyamaropa havaitirwe dzungu
Tezvara vaifanira kuenda kuna Nyamaropa
😂mambo apo mandidadisa zvamatonga ndizvo chaizvo, Chobondo is very rude ndivo vanhu varikufamba vachingoita vana vachiramba 😮
Yaaa mboko iyo inonzi chibondo inoda chief Nyamaropa kana Chief Mutasa ,, dzungu rese rinopera
Chief musaite soft zvekusvika pakudhererwa nevanhu venyu tarisai zvinoita mamwe ma chief uyo maifanirwa kumuripisa mbudzi mbiri dzekuzvidza Dare
Well done Chief mazogona basa apa
This is the best judgement mambo.
Sevarume chibondo anotidzikisra imbwa yemnhu nxxa😢
Thank you Chief mazongosiya nemombe yekudheerera dare
Achibondo ummmm🙌🙌🙌🙌mhoro Prichard Gomba
Mukwasha uyu ibenzi anoda chief nyamaropa or chief mutasa
Ayipetwa
Chief's favourite quote kupeta muramba uri munyoro
Gud chief usebenzile lomfana uyadelala strong
Uyadhelelela khakhulu umfana lo umthakhati
💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕well done mambo munogona kutonga. Mukwasha uyu ane mukonyo well done 💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕
Anomboita nezvei chibodo uyu arikutopihwa respect na chief chief vakazungaira ava
Ndanzwa hasha imi mambo kutadza kuratidza mukomana uyu simba renyu dai chief Nyaparopa muripiko paita nhubu pano
Uyu murume anoda chief Busu
Uyu anongoda chief Mutasa chete vundunye hwese hunopera
Haa mambo muri very soft
Mkwasha imboko..uyu anoda rumamiso chte...nesuwi vakdzi ngatisiyei kuteeerana nemhepo idzi nxaaa
Chief Nyamaropa kana Chief Mutasa vaimuisa pakanaka mkwasha uyu.
Nyamaropa haatongi nyaya, anongozvikudza nekuwanza hasha chete
Nyamaropa anokupedzera zvausati wakamboona .....karume aka kane dzungu
@@TheChekasthe best chief manje anogona kutonga kungoti dziri short tempered chete
@@nomsanyika151 anoviga kusagona kwake muhasha imomo
Aaah munhu anonzi chibodo uyu akaoma musoro. Haana respect kuna mambo and haana respect kune mubereki wemukadzi wavo
Vanasikana vedu ava kudanana zvake nebenzi rinodya mubin kusvika baba vakadai vagara pasi munhu achitaura zvinosemesa kudai nhasi chihure pawairara naye waisaziva kt une vakadzi unoda size yaunokwana kuripiswa chete kwete kuda kufamba uchizvarisa vana vevanhu
Vakadzi ngatitariseiwo type dzekudanana nadzo munhu asina respect kudai
Good judgment mufana anodherera
Mukwasha uyu anodherera chief anojairira mukwasha Uyo Chief mukwasha Uyo anoda kungwara nhema
Dotito chazoramba kudheererwa😂 Chibondo anga atishorera dare re Dharuweni but Dotito paatibudeyi panze anenge amunwira doro
Nyamaropa aimuisa chain
hiya mutongero wamaita apa magona chief uye hamu mbunyikidzi munhu ngaitwe akawanikwa ariiye mhosva yawedzera
Mamho Dotito magona mboko iyo nxaaa
Kutowana atezvara vakanaka kudaroso
Mukuwasha.ari stubborn zvakanyanya muchitaura imi mambo iye arikutoti aaaaa ndamutyawo ini
Asi mukuwasha ndewe mutoriro anodheerera plus haagarisike anoda Nyamaropa aimugadzika pakanaka.
Good Mambo magonesa
Varume vanotsvinya veduweee ,Ana musoro bhangu 😮
DNA ikati mwana ndewake ngaachibhadhara punchment plus good move
Why ari ne ANGER THIS GUY?DZAMBARAFUTAAAAAAA😂
Mambo wangu ndinoona muri kunyengetedza Chibondo nekuti ihama yenyu haasi kugona kupindura mambo wangu musanyengerere vanhu mhani mambo tongai nyaya senyaya kwete kutonga pahukama
Well done chief
Ma chief munofanira kupota muchiendawo kunonzwa vamwe kutonga nyaya purizi
Chief munodherereka honai zvakaiifa
Uyu mukuwasha haasi mupfanha wamavery very here Amana. Kubvunzawo zvangu
Haaa iwewe futi😂
Ndazvionawo
Mubhurugwa umo bhoo here mukwasha kufuta kudaro?
Kkkk😂😂😂😂🤭
Dai Chibondo akaitisa mwana wangu mimba ndaimuroya munhu uyu kwete dzungu raari kuita ndaimutsvagira chikwambo uyu mambo wangu
Anodheerera mfana uyu nxaa,anotoda boys dzinombomubata dzoro iyoyo
Vana Chabodo vagara vanonetsa, even kwaheadman Chigodoravakasiya mbiri 😂😂
😂😂😂😂😂😂 hino vako kujeri vana chabodo
Ichi chidare chakadhakwa uyu mubharanzi anga achida chief Nyamaropa
Mukuwasha mboko
Jah man avo vanoshota shamhu
Chief Nyamaropa ndivo vaikwanisa kupeta muramba uyu
Hakuna chapter yechihure chibondo ita mushe usade kudzingaira
MA advert enyu akubhowa
Chief uyu akazungaira ibenzi haagone kutonga
Kureva kuti chihure uchinhumburisa uchisiya vana pese pese iwe Abhero ita mushe. Hauna tsika, dzokera kumusha kwako unodzidziswa tsika nemagariro. Hauna kurayirwa unoti une vakadzi vaviri asi uchiri kuenda uchinyora nyora
Àaaah murume uyu ka,ko kugara zvaanoda hake
Pashayawo here vakuru vanodzisisa chibondo unhu here
aiwa dare rashorwa iro pliz
kdzikisirwa nemunhu wamuri ktonga??
hazviko never ever,,ngaaende kwaNyamaropa anomamiswa
Kokusanyara zishatroniki kuipa kutaura kunamambolike thet muise kwaa na Alan na headman vaimushandura serineserisengomayezion😢😢😢😢
I can imagine kwaanonzi mukwasha kwacho vanototi tine mkwasha kureva munhu asina hunhu kudai
Mukwasha uyu haana respect
Nhasi Chibondo ari mudare. This girl loves Chibondo hee Chibondo ndichiri musikana all l hear is noise ya Chibondo. The sad thing from there this woman will continue naChibondo.
Vakadzi zvivindi tozvihodhepi kudanana nemunhu ane hunhu hwwakadai
Mukuwasha uyu muri kumujaidza nekuti haaremekedzi dare.Chief muri weak kana kuti chibondo ihama yenyu.
Uyu anodherera anoda Bushu
Dai vari vakomana vekumba kwedu varova chibondo mudare imomo achito zhamba bcz anodherera
😂😂😂😂😂
Rikungo shama shama chief achitaura very stubborn
newe waida chidhoma chinevakadz vacho
Aah uyu muchinda akajaidzwa mhani chief nyamaropa ndopamnodiwa apa
True aida kwa chief Nyamaropa aidzikama chete
Yooh uyu anenzungu uyo anoderera nxaa
Asi Mambo uyu ihama yenyu hre.
Mukuwasha oti huma yakabakwa nemugwaku wesadza very rude
Asi ungadananawo nemunhu ane two wives here.vakadziwo ummmm .hayasi. kupusa here
Mwana sikana ngaaite unhu akarongeka uyoo
Mukuwasha uyu akachenama haagone kupindura
Dzungu nekupusa zvikutotadzisa chibondo kugarisika akazviregerera uyu
😂😂😂😂ko kufanana kwakaita mwana na chibondo apa hanzi haasi wangu
Tag me on part 2 pliz
Haa Brian ngaasadaro,,,bt inin mhosva ndnopa vatonga avo ,,Nzou mave kdzikisira dunhu ..its an obvious case pakutonga panoda chiHARD mnh anotongwa zvine an extra force kutobata mnh maParts chaiko kwete kutyisidzirwa pliz
Mufana anodheerera uyo, rangai munhu mambo
Musungisei uyo ngapinde mukati