I hope there is a way to assist this court in building a more advanced court building. CHief Bushu is intelligent and one of the wisest Chief i have seen.
KO akadii kufonera mukadzi kwakufonera mai ndiye mukafzi wake here mai iwawo.vane rimwe namai wacho.even mukoma wacho anyepera dare akadii kufonera mainini kuti anzwe kuti aripi
I hope there is a way to assist this court in building a more advanced court building. CHief Bushu is intelligent and one of the wisest Chief i have seen.
Chief imi munebasa henyu dunhu renyu rine ngongoni dzevnhu
KKKKKK HA PAKAIPA
All content creators must pay to cover this court
Free rides CHIEF vasina chavanowana pasi nayo
Vanhu vakauya vachirambana rambanisayi chete don’t try to mend zvisipo
Mambo Bushu munogona
Mai avo ndinovafarira vanonyatso bvunza
Taura zvako
Ndinovafarira zvisingaite
Kanoda kurohwa ka mpfana ako ka benzi
Namai avo havakurumidze vanonyatsovunza munhu
Chief bushu God give yu more years cos muri pabusy chaiko mabhicho mabhicho vana John.crook sa uyo ma1 kwenyu
KO akadii kufonera mukadzi kwakufonera mai ndiye mukafzi wake here mai iwawo.vane rimwe namai wacho.even mukoma wacho anyepera dare akadii kufonera mainini kuti anzwe kuti aripi
Chief bushu wanhu wenyu wanoda mombe 10 kuti warege kuzviita
Haaa chief makudonhedza sabhuku
Hama dzangu idzi ndaziya sisi wangu
Hazvisenze Vese izvi zvekunzi endai munowirirana, vakawanda vanodzoka zvatove worse 😢
Yaaaaa
Kana murume asisade zviri nane kusiya pane kunozvinyadzisa pamberi pevanhu.vanhu dzidzai kutambira zviripo pane kumanikidzira rudo
Chief kana munhu asisadi mkadzi musamanikidza ndovarikuzoguma vakuuraya vakadzi😢
Rambanai tiwande mahure love yekumanikidza bodo
Iwe Chibanda usatinyorere zita ramambo zviri wrong,vanonzi BUSHU not BHUSHU haaaaa
Pamwe pacho dzidzai kutaurirana sevanhu vakadanana dzimwe nyaya ndedzenyu muri vaviri mopa madzimambo musengwa kkk
atezvara tangai manoraira mwana wenyu arege kunwa doro ndkty muwane pfma
Namai ayo anotaurira pasi seiko kana ati arikuda mkadzi akumuda
Mukomana uyu haasi kuda mukadzi
Ipapo manyepo mambo munhu ngaapihwe pfumayake
Wombera nhanha
Some cases dzakatonhora
This husband/boy is not mature. He has no respect refers to his mother in law as 'mai wacho'. There is no love in this union.
I don't think kuti kune murume asina barika