Wicknell Chivayo NEW LEAKED CHATS Achinyenga Vakadzi Vema Prophet Makandiwa Branson Shashl Holy Ten
Вставка
- Опубліковано 13 жов 2024
- Sir Wicknell DM OF TERROR : LEAKED CHATS SAGA FLIRTING WITH EDD BRANSON ‘s Wife Maxine Heart Of Hadassah , Prophet Emmanuel Makandiwa ‘s Son Evidence Chari ‘s Wife Anesu Chari , Shashl & Levels , Madam Boss & Kikky Badass Scandal , El Gringo , Passion Java , Shadaya ,
Now kwalikiswa mamwe ma chats wiki achinyenga Tariro Gezi na Beverly Sibanda
Noone is safe in Sir Wicknell Chivayo ‘s DM , Everyone is still waiting for Mai Tt ‘s Chat as promised … Question is , ndiyani ariku leakisa ma chats aya uye who hacked Sir Wicknell’s instagram account ?
Anyway grab your popcorn 🍿 & fanta …. Let’s jump into the
video and gossip a little bit 😂 ,
Please don’t forget to like , comment, SUBSCRIBE & share this video , zvinotibatsirawo kuti video redu rienderere mberi
Ngatisanganei Mu Comment section !!
Little did we know ma socialite enyu mmahure anenge achingotipa pressure
Imagine apa isu busy blaming ourselves kuti why zvinhu zvedi zvisingafaye😂
@@TalentJambo-y7u do you think kuti zvinhu zvino fire ne chihure
Aita basa Winknell, these prophets could not use their gifts to see kuti things are happening saka what good are they?
Maporofita enhema ayo ,ma porofita anoroora mahure
Its easy to say wen you are not the one on the pulpit
Imari zvayo but body yemurume haifanire kuita kunge ye mvuwu iripa Auction.
@@anonymous-xp 🤣🤣🤣🤣🤣
@@anonymous-xp handi hangu mari kunge ya madzibaba wikinero,nor am I fat but that diss hurt me so bad that was a good mvuwu iripa auction yaas,that was deep and profound shot fired at wikinero Chivharo
😂😂😂haurevi nhema 🙌🙌
@@anonymous-xp 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma shuwa mmmkkkkkk haaa makaoma kikikikikikikiki
Violence kaiyi
It's the lady's voice for me kkkkk
Regai avadye vanobhadharwa pa kuru.
@@alicemateko5369 🤣🤣🤣🤣
Maprophets u Zimbabwe akadhakwa regayi wicknell avanyengere vakadzi ,Problem these prophets are fake so Mwari haafari navo saka regayi avashandire vakadzi vavo
Plus varume vachinyanya kuda kurora vakadzi vakanaka kumeso rorai zvibage muone kuti mogarisana sei iyo nyaya yekuti toda type inouraisa
Vakanaka here vakadzi ivava vakanakiswa ne mari
Im disappointed, we needed more soup to leak coz haaa panga pakaipa. But the hacker obvious has more screenshots so we still have a good week😁😂
@@anonymous-xp 😅😅😅srs you talking right pane something srs chakatorwa mu ma inbox umu
Hapana hacker apa. Wicknell varikungovhurika
Hei vakadzi soo if you compare dhunda and that prophet mmmmm vakadzi titye Mwari shuwa nekungoizvipawo value hei
Chingoma chikaririsa changechakudakudimbuka now chakubvondoka aftr kubvondoka sakaregai vasvirirwe vakapiwa vacho vese nyamai
Ed Likes Slay queens so he has to know what comes with them. Last time he was with Moana. After he got a divorce i was like 😶🌫️
Hanzi heee work hard muhupenyu kkkkkkkk chibhishu chinobhadara tetelicious said it,,,,
Klkkkkl i like the way you present your news
That's why asina shape chihure ozvitii mutendi ft imi mwari harisi benzi ka
Haaa mfanami dai paine degree reguhwa chete apana anokutorera trophy. Its the voice changing for me😂😂😂😂. Ukasvika 1million subs timbokuonao haiwa unokomborera
Maita basa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Iye ndiye adii cos chero vana veIsirari vakaita hupombe Wani vachibva Egypt vachienda kuKenani. Naiye munhu wenyama.
I like your analysis, ndaseka pama chats apo 😂😂
😂😂😂😂😂😂hayaa the way you read those chats ka
reururai madzibaba munonopihwa muteuro mugeze katatu pazuva
Saka mari haina bada boyz kkk mkadzi anongohliwa
Its the voice racc avoo mhani.......inii zvangu...
🤫🤐😪
Hei saka Dhafu dhunda arikudhedha twese tunorasa miswe,Mari yekuba yakaipa unogoma wakuba vakadzi wevanhu shuwa-Tinashe Mugabe hero basa,uchanzwa maO% kuvaridzi wevana.Nyika inovakwa nevene😮😮😮😮😮😮😮
Sir vemudhoto ndewemushonga the more yaanoisa Mari yowanda
Baba Branson mukadzi murungu akaenda nw uyu oenda nachivhayo haa pakaipa rambai muchinamata Moana akafa muri pama1 papa
Nhaiiiiii , zvakaoma hazvo
Saka vakadzi ava vanenge vachimbodei nhaimi varume vavo zvavanenge vane mariwo haaa wickie vanemidzi bvaaa
My question is why wakanyora kuti Prophet Makandiwa ?
So these women are after Wicknell BBL Chivharo.
Bt pana Tariro ndarwadziwa last😢😢🙌🙌
Maakunyepera Sir Wicknell vanonyenga sei vakasimba kudaro. Ndovarambira havana kumbozviita avo
😂😂😂
Hayaa 😂😂😂😂😂😂
Wiknel ndeweku mama
Mazihure ekumasowe 🤣🤣🤣🤣🤣
Apa uchiseka vamwe woona wako aripaList iyoyi
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😮
Kkkkkkkkkk pakaipa
Plaz futi anehombee😂 iyee anekadora😂😂😂😂😂
@@evernicebizari1665 well apparently it has come clear to us men that you ladies well at least some of you don't really care if a guy has kadora just as long as he has bhegi to compensate for his short fall you are more than willing kurarwa netwu dora itwoto,so big win for sir madzidaddy wikinero 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 😂 😹.But ex wifey Sonja used to say that madzibaba ihure and we just thought she was just a bitter wife and later ex wife but ma socialites enyu ayo anenge achiwandira kuma inbox ava Chivharo
prophets, pastors wives and anamadzibaba, Kunamata kwacho mahumbwe chaiwo
Rohura zvekurevesa team irori🙌
Ko prophetEdd Havana kuona pamweya😀
Sean Kingston of Zimbabwe
vakadzi vaenda nembavha imi muchingoparidza
Ukuona ma prophets enyu nderekumama 🤣🤣🤣🤣😂😂😂
Ngavachekwe varume vavo vanocheka vevamwe ,nxaaaaj
Ndi Baba wangu ka Branson uyu😢
Clear evidence!!!!!
ummm can wickness win all these womans heart just by money. guys yangovawo satanism iyi
Don't mess with the Prophet asi
😂😂😂😂voice changing manje
Rikuchunwa
UUUHH MASOCIALITES AYA TAITI MURIKUITA MARI NEKUDZIDZA OR KUGONA KURONGA BUT HEY CHIHURE
Voice ma1
Asi takuziva kuti vanosanganisa 🌎 world
Harare South Africa 🇿🇦 🇺🇸 kwese
And America 🇺🇸😅
MACELEBS geto youth learn to eat cheziya musada zvemahara kunge shiri munokaura nedyigwa mahure enyu naDafu Duda
Serious mission for real😅
Ummm vanhu musadaro mexine muzukuru wangu
CHIKASIRA TICHIRI PAMAWIFI EVARUNGU KKKK,
😅😅 kanyika kedu kanonaka
Ukaona mupositori unomuziva iwe.
Wicknel akaenda kumasowe rini?
Tsika dzemasowe unodziziva here?
Wicknel anoteedzera zvingani zvemasowe?
taurai kwamaswera taura zvaWicknel not zvemasowe
Yah😅😅kunzima shame
Anorara navo how iye asina chaanacho mubrugwa nxaaa? Anyaya yemari here?.
Iri tingaseka but ratove bhishu . But mhmh somehow am jealous of his line up, lineup yake huchi 🍯.
1. Sonia
2. Shashi
3. Tariro gezi
4. Madam boss
5. Soft madam
6. Natasha
Ndazoseka zvangu aahh
Its "fat boom boom" for me 😂😂😂
😂😂😂😂
Harisi drama hr iri?...
Ndinotokumbirawo hanku kuti Dai wiknel Asia hake zvekuti ndimadzibaba wekumasowe aita zvake zvechihure chake arikusvibisa chinamato😢 chedu
Mfana iwewe this is the only content yandafarira.
Machinda ese ukangonzwa kuti Dhunda arikudya madam wako,enda unogadzira mukadzi wako toda kuona kadora kachiparidzirwa shoko mukati meChurch.
😂😂
😅😅😅😅 problem muno truster Mahure stereki 😅😅😅 Muchamma henyu
We gonna have a good weekend 😍
@@anonymous-xp 🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌
Main actor akatombofenda tikapinda mu room make saka information boe dzokai henyu kuvapenyu prophet havana zvavarikuziva varara kugomo 😂🙌
😂😂😂
haaa munyori ndiwe une yese,voice rako rakaoma rinonakidza mhani iweee😅😅😅😅
Siyanai nehupenyu hwemunhu imi makuhwa too much
Ndoatinodaa madot com......iwee enda kumasowe
😂😂😂😂😂most of maprophets vanotora vakadzi vevamwe muma church saka skweeeeeeeya
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 I don't know how can I unZim myself
@Wekukomenta taura hako 💯 pamwe pacho zvinto nyadzisa kunzi zvinhu zvaka dayi zvino itika in our teapot nation pakaipa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂wazondipedza
Kanyika kanonaka ikakaa
Apa hanzi ndirimadzibaba mapositori varoyi vese
zvineyiii newe zvekutii akunyenga vakadzi ita life yako unotofa urirombe uchingoita makuhwa
Ummm urbert Angel adii guys👀💔ummm
Haaa nhyiwe chivharo ko ukutasei nhy
Yowee pakaipa vanapapa madzimai oenda newetsvimbo
Ivo Vakadzi ava imfambi Saka mhoswa yake ndeyeyi
Ko apo holy ten aisirwei?
Wicknell rimwe gore runyoka ruchakurova nenyaya yekunyenga married mahure
@@AssaNgara-hj7dh chii chinonzi runyoka
😂😂😂😂😂 ndange ndaane 4 mnths ndisikuuya pa You Tube
Mama munogona ku spreader 😂😂😂😂😂
Hadassah wacho zvairi pombi akavaonepiko
ko kuchinja voice uchimboita rechirume woita futi rechikadzi😅😅😅😅😅😅😅😅
Sir venyu zvavaro matuzvi
Mirai muone shamhu yamwari ichauya zvinopera zvese izvi
Usatamba nesoshari media inokuisa pamhene
Kiki anodyiwa na Ubert Angels
Rakukunyepera sowe rako kuti humambo awuperi dzokera mu bible unoverenga zvekare
@@anonymous-xp Kkkk kumasowe havaravi bhaibheri ava hanzi munya
Dunda anetsa uyu
Ma slay queen mahure full stop 😅
Love is in the air 😂
Umm ha Ndiwo maprophet enyu aya.
Hanzi tariro gezi aita sei balance me please
😂😂😂hoyoo
VARIKUDA sir ava
😂😂😂😂vanhu venyu vaiyamwa tsvimbo yemudzimu yema dhafu
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
What else does he spend his money on he’s insecure and wants attention buying married women vehicles he’s a lost character poor guy why not just find five wives pay lobola and do what you want 😂😂😂
Zva datya futi, kungoda kudyiwa mari chete kkkkkkkk nema hure awo
Bev &Tari yuwii🙌😅
Zwa Dzwi Michellin tyre amana😢
Mambo dhuterere once said?
Hanzii naDhuts deae
This presenter anogonesa basa😂😂😂😂
mahure ese ayo kkkk
The problem is people of Zimbabwe are jealous of this guy called Wickneĺl😂😂😂😂 bring vidz