HARARE--MT HAMPDEN.... KUPWANYWA KWEMAKUVA KOVASHAISA HOPE
Вставка
- Опубліковано 5 бер 2024
- DZIMBA DZICHAZOPWANYIWAWO
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica - Розваги
And I wonder there are still people vanoti pamberi neZanu mmmm zvakaona
Tonderai atova muceleb
Mwari huyai vana venyu tatambudzwa
Mwari haana time yeku tambisa nenyaya yeguva.Iwe paugere panotove neguva rekarekare,zvino Mwari akauya akakubvisa.Use your brains you.
@@ktm9853ndiwe usitorina brain dai makuva asina basa munodiii kukanda vanhu vakafa muma toilet
Uuuumm munangagwa iduzvi chairo uuuumm zvakaoma
Zvakaoma hazvo😢God remember Zimbabwe and it’s people 🙏
Taurirai vashakabvu kuti Itai action varumwe nenyoka
Ngavarumwe nenyika idzodzo cz why Bengal fance leyondawo
Bayadelela no respect
Cyber city irikuda kutangana nezvimwe ngausiye makuva ayo aripo because hona 1972 pakasvika vanhu avo pakange paane makuva kare
Mark my words havapavake apo
zvakaoma izvi mvura inganaya pakadayi here ngatityei mwari
Isu tinehama dzedu kuChitungwiza ne St Mary's kumatombo aya kwakaperera St Mary's mai vambuya vangu vakaberekwa kuma1860 sekutsanangurwa kwandakaitwa nambuya vangu vasati vashaika vekwa Shambare zita rekwavakaberekwa vakashaika vaane100 neanorwudzira 1990 vakandiratidza pakavigwa mai vavo ndiine 5yrs pandakazoyenda ndave ne30yrs panzvimbo pacho bako racho paive pakati pematombo ku St Mary's pakange pasisina chinhu wekubvunza pakange pasina .Shambare clan vaNaMukanya vanozviziva vamwe vakange vasara kuya kwainzi kuCORN Textiles vakazodzingwa kechipiri Haa zvinorwadza
Yes makuva here ngaaite nyoka dzirume vanhu ava vari kuuya basa
Madzimambo dai vaisa fodya pasi, vese aendako aite bofo
Drewmas media ngilithanda ngothando luka love❤futhi ngiyaziqhenya ngani
Nyika hedu yacho hatina chedu chokwadi
Kutotadza kuziva kuti unoendepi nemabhonzo evanhu 5 or more
Mmmmm felt sorry mai Kalanzi my mom ndarwadziwa chaizvo pachigomo apo ndopaziva watch the space uko hakuna kumira mushe mweya iri munzvimbo umo l witnessed it with my eyes😢😢😢
Dai vakamuka chibhebhenene
Zvakaoma veduwee musacheme amai itii mwari pindirai nekuti tega hatigoni iii izvi zvakaoma.
Zanu pf or Munangarwa must respect the dead, regai vakafa vazorore, development irikuda kuitwa ipapo ndeyeyi hurumende inotiudza kuti hapana here kumwe kunoda kuitwa development besides pamakuva ipapo, Handisati ndamboona zvakadaro, kwakawanda kunoda development not pa cemetery, makiriniki nezvipatara vatopedza kuita development here iyo hurumende yechinhema nhema iyi, vamwe vachapenga chete, shuwa kuchemedza vanhu kangani, respect ndiyo yatinoda, dai varumwa nenyuchi dzacho
Taura zvako zveZanu tazvishairwa pazvo.development rudzii inoda kuitwa pamakuva
@@ethelsawadye4023 can you imagine
Hazvipere mushe nemweya yevafi apo
Munangagwa chitsere chiya chinosurira mumwena nyuchi dzotiza kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Mugabe akanga akanaka aikoshesa Chivanhu kwete zimunangagwa iri rinonhuwa madhoti.
Kwachiyadzwa vakange vopenga siyaizvakadaro
Maziviro angu hongu guva rinogona kusimudzwa kuenda kuneimwe nzimbo, isu tine guva ravaatete vedu vakanga vakavigwa pazovakirwa Chibuku Brewery ku Chitungwiza, baba vangu, mukoma wavo nemwana watete vakaenda after a lot of consultations with the village head, sabuku and the chief together with the families. Vakazopiwa coffin six meters of white material and money to compensate the families. Chibuku provided everything including the transportation. Vakazovigwa kwaMakanya Zingwa pedyo nekuWadlove kwakazotamira ana baba mukuru vangu, it is not an overnight event, there have to be proper consultations and mettings before anything is done, otherwise people are going to get into trouble, especially with people from Malawi, Zambia and Mozambique.
Zanu yotambudza vapenyu nevakafa kkkkk yaakudenha zvirere iregei muone kwoyonanga
Aleken azaona chamawa alunyandula chooma. Yima musarlie
Mvura hainaye
This guy with a red T/shirts he has wisdom, mature words
Yohwe zvakaoma
Kana dziri nyuchi dzinoruma ngadzirume wese anobata nzvimbo iyoyo😊
Makuva anobviswa sey chaizvo mmm zvirikuitwa nevakuru ava ka kurwadzisa vanhu pese pese
Haaa zvakaoma
Zvino kana Zanu yenyu yaku shungurudza vafi ko kuzoti vapenyu... zvivindi zvavo ndezvei shuwa. Road inofambika here
Tiri pama I tine hama dziripo
Uuh ihurumende rudziiko inondeerera vashakabvu
Maswera sei family
Munangagwa ari kushaiswa peace vevashakabvu ari kunzi abve pahutungamiriri zvino akutoda kurwa nemhepo. Anofanira kuremekedza vashakabvu. Moti kurwadzisa vapenyu nevashakabvu futi 😢eish changamuka Zimbabwe 🇿🇼 let's unite hapana kwatiri kuenda senyika.. cry Zimbabwe 😢😢
Mwari uyai munangagwa uyaatangafuti guys munhuuyu atishungurudza mazimbabwe mukai zvanyanyamhani
Ùummm 😢😢zvakaoma sure mnhu kuvenga nevanhu vakafa kusvika pakufukunura 💔
Zvakaoma izvi
Munhu uyu ngaachidzokera kuZambia zvaaita so far zvakwana. Kuchemedza vana veZimbabwe everyday
Ummmm izvi kutanga kuzvinzwa 🙌l surrender ,hanzi ivhu rose ndera ed 😢😢🤔ndokwazvakuenda uku, ngavanobvisa kuHeroes acre zvee tione
Daivamugabe vamuka varume hurumende yezimbabwe this time around tirikutanda botso senyika 😢😢
Things Fall Apart
Drewmas media life is not easy
Zimbabwe is now a play ground anything u think of doing is possible, as long une kazanu mkati chete nothing is impossible, may the lord deliver us from the insider evil
Br Shumba
Mount Hampton rovai gore mikuru a very pavhigaro muratidzei kuti muri bahombe vekuromba simudzai zvikwambo zvenyu 😊zvi zvambaradze vanhu
Yaa nyika yaoma Mwari pindirai
Hallo hallo team
Tirimuno Shumba
mmmm taboo wonder if what ever shall be built will stand firm without the spirits of the dead haunting them? it was wise to seek traditional healers to seek first permission from the dead this can take time though. spirituality is real wait and watch
Tine makuva paRufaro stadium apo ema India akagadzirwa zvakanakai ko iwayo madii mapagadzirawo zvakanakai chete hongu munogona kushandisa nyembe Guruva ramuno simudza apa rinoomera nyika fungai mushe varume
Kana Paine vanogona ngavaendese nyuchi nenyoka dzacho kuvanhu vese vamuMunangarwa varumwe.
Pane zvaari kudhura musharukwa uyu zvakambotika zvadaro manje marudzi aripo Ayo hameno
Am so sorry for this 60% of pple in Zimbabwe are original from Zimbabwe 🇿🇼, but after all we are Africans.
Uyo ED wenyu uyo munhu rudzii chaizvo asi tsitsi nevanhu
Mapurazi ese akatenderedza Harare arikuvakwa dzimba inga city council iri kumafukura vachinoviga patsva,asi kt hazvishambadzwe chete,remember maAlian ndovane makuva ari mumapurazi havana simba nezvinenge zvataurwa nevarikutonga
Atuma ngaaone chimoto
Taking you to another level. Zvino marudzi avakuda kufukunura ayo hameno havo
Machief vaipa chero Malawi pekugara chero mumoza vanhu avo dai vakatsvaga misha kare vakutora ham
Zvakaoma anobviswa sei manje
Tiri muguta guru here😂
😂😂😂😂 ndaseka nhamo serugare. Mwari honai vanhu venyu
Nyika inotongwa nevene vayo
Kwasara vapenyu ipapo, hokoyo, muchapadzingwa ipapo pachivakwa something.
Aaa ndarwadziwa madarirei va Munangagwa chokwadi kuputsa makuva evanhu.😢😢😢😢
Pazvinonzwai pavakafa ko kuzoti isu tirivapenyu Mwari pindirai
Zanu ndiyo yakuvhisisa makuva varungu vaiti viganai ipapo saka independence yacho iri papi😢
"Unanditengeranji" mweya womufi waibvunza avigwa kusiriiko achiuya ari chipoko
Uuuum chiii chakumbonatsa kuitika munyika umu chiii chaizvo
Haaaa hurumende yeZimbabwe ine drama
Makuva ese iwaya anobviswa akanoiswa kupi nhaimi Zvakawoma chokwadi
Kasong kakanyanya aka ndandakutopfichuka
Haaaaa kwave kuda kutamba nematope pasina mvura apa vanhu vasatambe nevafi
Tooedza tochema kuti sei mvura isirikunaya. Vakatumwa naani vanoita zvakadaro. Eveything is going upside down chiiko chakadaro, vanhu vakazvizororera hawo.
Zvakaoma ini ndina Baba varipo pamakuva ipapo. Takavaviga 20 years ago .ma 1
Mavakuda vakamuzbhanda vekumalawi
Murikufamba chokwadi
Mmmm ndabatikana nazvo ndina mbuya vangu mai vababa vakavigwa kuma 60s pa snake park alongside railway line papurazi futi😢😢. Dai zvarega kuitikawo ikoko
Aaaa regai muone Siyai, zvichaita vafi vari kugara matare tarisa zvenyu
Ndo misvodzi inoshungurudza nyika. Amphakathi ungakhaliswa ngabakhokheli, kuyazila
Ummm nyika ikutongwa nemhondi iyi kusvika pakushungurudza vafi coz tikuona kuti vanoona vanonzwa kana zvakudai ummm
Even the dead are nolonger resting in peace kovapenyu
Zimbabwe chiiko chiri kuitika nhai Mwari Ko iye munhu anotenga nepanzvimbo pane makuva chirudzii,,nyika ndeye vanhu,hurumende vanhu,,hazviko zvekufukura mapfupa vanhu vodii panyika,kutenga musha opazirwa futi pamusha wacho haaaa regai mvura isanaye
Dai varurwa vafe
Mmmmm pakaipa vavakuda kugara nezvipoko mudzimba
drewmas thx this is a catastrophe that's why mvura isikanai bcoz of China EDka ane zimoyo imi pakaipa Andrew go and tell government ah nyika ino plz help Shumba ma Ma Ndlovu
Varikushanda ipapo vakatadza dai vakaramba vose zvavo vanogara munharaunda imomo,vatsvage kune dzimwe nzvimbo zvopedzerane imomo
Nhai mukurovera musaga this is coming from were
Vakuva ane basa reyiko anongoitwa reburial Cyber haingamiswe nemakuva sekuti ane production
Pakaip apo.ko nyaya ya sabhuku Madziva yakapererepi
Hanzi nyika ndeye ropa nyika yavo ru zhinji amuna basa regai baberekane nemhepo dze akafa vamwe vachapenga bedzi
Ndoo zvacho zvaita mvura isanaye kuputsa makomo anoyera mune wadzimu wenyika zvimwe zvacho so hazvipere mushe Zimbabwe
Inham9
Chasara kumhanyiswa muzimbabwe saka tichanogarepi nhaimi nhaimi 😢
Tum8rai nyoka ne nyuxhi idzo kune Akuma vanhu
Hazviperi mushe
ko zvazvinonzi vakafa vakazorora...ndoo kuzorora kwacho here mapfupa achitambudzwa kudai
Very painful
Dai vakarumwa nenyuchi idzodzo
Mmm pachigomo pava kuparara zvinorwadza shuwa but hazvipere mushe pachigomo ndopaziva zvangu
What's that old dusty car doing at that house. That is death trap for innocent kids
It so painful, Dai vakangotanga kutemwa nemagaka eminzwa kumakuva ikoko
Drewmas nyaya yemakuwa inosiririsa ko hei kasi wanoda kupa ma China kasi aED so
Yaaa unozvishaya mumisha tirikudzingwa makuva arikubviswa hayii
Platinum panezviripo
mbocho idzo
I hope the spirits of the dead will haunt them. Where is our humility and forget to respect the dead. Dai nyoka idzodzo nenyuchi dzikavaruma left right and center. Nyika yedu yavanehuwori too much.
E D pfeee😢
Haaa munangarwa ashungurudza vanhu shem
Dai angomuka akafa akutisvota
Asi Mnangagwa imbwa here kana kuti Chimpanzee anobvumira zvakadai shuwa haaa zvakaoma hazvo