Masvosva ndinomuziva nemakore akawandisa. Takazivirana ku Gweru. Aive shamwari yababa vangu. Ini ndaiva mwana muduku nhasi ndave ne 62 years. This man is very very innocent chero vakaenda kwa sekuru Tasvu hapana chavanowana. He is very innocent
Vabva vandifungisa song ya System Tazvida (Vaforomani ndimi maondonga Purazi) mushandi ndimambo hama iwe,Chipatara ndi Nurse"""Bus ndi Driver na Conductor"""""".😂😂😂😂😂
Mr Tapfumaneyi this man Mr Masvosva is sounding open and loves his family. The son’s wife could be a problem in thinking that the father of her husband could be wanting a share. You have acted well
Its very painful kuna baba ava asi muroora arikuparadzanisa baba nevana vavo vangu mai vakatizoshaika ne Bp nekuda kwemuroora zvakaoma nditori nebundu mumoyo mangu
Only God can judge but yes sekuru looks innocent but panyaya yavo iyi its more of An attack on the son and wife coz 50 minutes dzese Havana kana pavanyatsotaura kuti ndepapi pavakanzi vakaromba zvekuti zvazovatambuda to the point yekuuya pano kutsvaga rubatsiro He doesn't have a problem with daughters, at the same time arikuti vana vacho havas kuvachengeta mudiki uyu ndiye arikuvararamisa Varikuti pakanzi pakainekwq nyoka mkomana akatora madzibaba akaenda navo paside Saka ivo chaipo pavarikunzi baba makaromba nevana ndepapi Story yavo hais kubatana I hope hez innocent otherwise muroora uyu aripama1
It turns out itori attack cz muroora akaleakisa info yeurombwa hwavo.... Thumbs to muroora akagona kuudza murume wake..... He is the Biggest problem pamhuri yake mudhara uyu
Yes ini baba avo kuona kwangu he is innocent but pane pandanzwa pakaBhotoro kakaiswa pakati pemusha,unogona kunge urimushonga waakaisirwa asingaziwi then w time zvoita zvimwe zvinhu zvinomutevera usingaoni.Mwana mukomana according nekutaura kwaBaba awo uuuuuuum mukomana wake nemuroora wakaromba-panenyaya apa regai tigoona kuti zvinopera sei sei
There is urgent mee to legislate the activities of n'angas andss faith healers and prophets to save socciety fom breaking down and families falling apart.You and baba va Tapson have done enogh research to move this agenda through parliament.
Kune vamwe varoora vanouya unotofunga kuti pamwe vakabva kuna satani ndarwadziwa chokwadi kuita zvemakuva anaambuya kana kuudza baba worse kutodzokera kwa Gutu asina kuona baba ipapo ndopanopinda mukadzi apa achidzora murume manje kana asingadzori murume ndoupenzi why kufamba mega ko kuudzawo baba kuti baba hatifambei pane zviriekunetsa
Toziva nezvazvo kumhuri iyi baba mwana akakura asingangonzwane nababa mroora akawana zvakadaro baba vakabata zvavo tobva kumwe chete . That is my sister anonyeba baba avo
Why does this man want to blame muroora too much. As a father, you are a unifier not dishing out blame. He needs to sort things out with his son. His son is a grown man unless vakazvara dununu. Zvekuchengeta vana vavo izvo that's his duty vaida kuchengeterwa naani vana vavo. When it comes to upbringing yevana vabo this man shouldn't speak on behalf of his son, mwana ndiye angototaura kuti akakurira hupenyu hwakaita sei. Imagine vana vanonzi vakazoziva kuti mai vavo vakafa vatokura, that is not normal. Mwana anonzi haafambidzani nehama dzaamai vake kusvika aakuda kuroorwa baba ndivo vonotsvaga hama dziya😂. This man is a joke. He also appears to be too controlling kumwana wake, maybe zvaishanda mwanakomana achiri mudiki but now haachadi izvozvo. The son is a grown man with a wife and 4 children. Now this madhala kuuya kwaMukoma Robert kuzonyadzisa muroora wake, how is he going to mend the relationship achidero... l guess by ginya with an iron fist😢Baba stop being a control freak we are in 2024 vana vemazuvaano havadi zvekumbunyikidzwa they will just love you from afar kana manetsa
I suspect the son or evn the wife to ne the ones vakatoromba coz this rombaring has become famous coz young generation haichada kushanda too much and they want riches badly, madhara aingoda kudiwa nemurungu but vachishanda
He is such a loving father only that satan haadi vanodanana
Handisi n'anga hangu asi Baba Ava varilnnocent
Kana usiri nanga kokunyarara
@Gee3011 kkkkkk l will respect myself and you hangu....u might be having a bad day unogona washaya kwekupedzera shungu
That's very true hama.
Hama dzangu wee zvechiporofita ngatisiyane nazvo hama wee ndapota Midzimu yedzinza ndiyo inoziwa chipuka nemhandu dzapinda mumusha.Misha ndeyewaridzi wayo
Hapana munhu anobvuma kt ndakaromba munhu wese anongoti ndakachena
Apa it turns out kuti ndivo honzeri imagine ende ushingi hwacho hwevanhu vakaromba sooo
This man is a genius at his age pane one mwana ane zvaanoziva
Masvosva ndinomuziva nemakore akawandisa. Takazivirana ku Gweru. Aive shamwari yababa vangu. Ini ndaiva mwana muduku nhasi ndave ne 62 years. This man is very very innocent chero vakaenda kwa sekuru Tasvu hapana chavanowana. He is very innocent
Uri dofo remakoko
Bless step Mother, she is a good mother.
Dai ukafa
Kana zimbabwe ikaitavanhu wakangwara vaneruzivo sasekuru Vamasvosva ava hatibve takadyirwa mari nemaporofita enhemha pamwe ne nanga dzenhema sando dzenyu sekuru makafamba kushandiswa nemaporofita enhema
Next door yedu such a loving father vaMasvosva .
Zvikazodii😂
Sekuru is a gd story teller 😊
Endai kwa bunzamukombe the boss 🎉
Mr Masvosva wish u good lucky I know your children love u so much. Greet Tanya for me
Vana ngatimbomirai kungovenga vabereki tichiti vanoroya vakaropafadzwa vachine vabereki vavo vapenyu
akabatwa mudhara uyu muroyi
Ndoramba ndichikutsigirai mkoma Robert pamberi nebasa 🎉enyu ayo
For some reason i believe this man.i hope vakachena
Even face inokuudza Kuti vakachena
Ndaaende kwaTasvu handiva chenese
Well done Mukanya but your 'departure' seems to have disabled SMTV!! Rambai muchiti tsvagira nyaya dziri objective
Vabva vandifungisa song ya System Tazvida (Vaforomani ndimi maondonga Purazi) mushandi ndimambo hama iwe,Chipatara ndi Nurse"""Bus ndi Driver na Conductor"""""".😂😂😂😂😂
Kwakudzokorodzwa nyaya vochinja caption😢
Vabereki vakaroya pane mafambisirwo enyaya, kutaura navo zvamuri kunzwa, kana varamba kufamba, munofamba, voshevedzwa nevabatsiri. Hatirambe kuti kune vabereki vanobata, tinovaona every day. 😮
Ndo zvavari vana vemazuva ano ukango Va nemuzukuru watove muroyi
Vana mapenzi ava vachazosvinura mudhara ayenda
Mwana arikurasika big time
Mr Tapfumaneyi this man Mr Masvosva is sounding open and loves his family. The son’s wife could be a problem in thinking that the father of her husband could be wanting a share. You have acted well
Chokwadi, she's one of those ofvtype of women who's probably up yo no good and doesn't want tezvara near by so she gets all the money 🙄
Its very painful kuna baba ava asi muroora arikuparadzanisa baba nevana vavo vangu mai vakatizoshaika ne Bp nekuda kwemuroora zvakaoma nditori nebundu mumoyo mangu
Zvikazobuda musarudzo hazvo Kuti asina kururama ndiyani@@TeclaFrankson-lh6zh
Haagh sekuru vakaoma kupenda vamwe idzo dzichiziva, hadzo mudhara akaoma moyo uyu
Mhofu zvaita cey
I think muroora akatsvaga zvekutsigisa musha myb akaputsa mhiko
Muroora akaadza kuchengeta secret yaTezvara kkkkk baba vakaoma moyo ava
Yaah kuonakwangu mukomana ndiye akabata mushonga nemukadzi wake vakaresva mhiko zvino zvavekufumuka asi avekudakuzvichenura nekupomera baba vake
Yoh people are so gullible zvaari kutaura zviriko here mdara uyu😅
tisadaro vana mubereki mubereki ,baba varikubatikana awo may God wipe away his tears.
Only God can judge but yes sekuru looks innocent but panyaya yavo iyi its more of An attack on the son and wife coz 50 minutes dzese Havana kana pavanyatsotaura kuti ndepapi pavakanzi vakaromba zvekuti zvazovatambuda to the point yekuuya pano kutsvaga rubatsiro
He doesn't have a problem with daughters, at the same time arikuti vana vacho havas kuvachengeta mudiki uyu ndiye arikuvararamisa
Varikuti pakanzi pakainekwq nyoka mkomana akatora madzibaba akaenda navo paside
Saka ivo chaipo pavarikunzi baba makaromba nevana ndepapi
Story yavo hais kubatana
I hope hez innocent otherwise muroora uyu aripama1
It turns out itori attack cz muroora akaleakisa info yeurombwa hwavo.... Thumbs to muroora akagona kuudza murume wake..... He is the Biggest problem pamhuri yake mudhara uyu
The daughter in law is another Vivian in Mark's movie, she's exposing her cruelty, but father in law very loving and intelligent
Chokwadi muchazochinzwa zvenyu tovaziva kubva kumusha
Ndizvo zvavakatovengerwa izvozvo, if she was good she'd be the glue kuti vawirirane
And who are you to have aa say in this
@Gee3011shamwari yangu ndirimugarisani nemhuri iyi kumusha chaiko ndokwanditori
@@Chinemukutundevepapi wezhira chiso chavo very familiar
Mmm zvakaoma tezvara vangu Mwari akubatsirei
Muroora uyo akabva kunzara akuda kuparadza baba nevana vavo
Chokwadi chose tochiziva anonyeba mdhara uyo
Muroora mirapa nzvimbo uvake musha
@@Chinemukutuakadii mudhara
@@godwinchiutsi9183 akabatwa huipi hwake
@@Chinemukutu aika Hoo. Vaira shava vane kakuzungaira vachinyepera kungwara
Mudhara vanoratidza varibho zvekuti😢😢😢😢😢😢😢😢
Agh kunopiswa kuMozambique, cross country, cross boarder maporofita kuda mari, zvinofambwa nazvo sei, vakadini kupisira ikoko kwavazvibatira. Kurowa 10-0. Vatorwa apa vane zvinhu zvinoda kupiswa? Ndizvo zvinhu zvavanofambisa mudzimba dzevanhu. Yooooo
Zvichadzoka kwaari aaaaaa nyararai henyu Baba. Iiiiiiii unotaura uchifunga kuti zvichaperera ipapo,kutaura zvisizvo ,magwana zvirikwauri nemuroora vakowo.
My neighbour Sekuru Masvosva ,we also go to SDA church with his wife
Murora murora murora ndakudrdza kanganiiiii usabuda uriwe wakabata ndingakunyarira hangu
Yes ini baba avo kuona kwangu he is innocent but pane pandanzwa pakaBhotoro kakaiswa pakati pemusha,unogona kunge urimushonga waakaisirwa asingaziwi then w time zvoita zvimwe zvinhu zvinomutevera usingaoni.Mwana mukomana according nekutaura kwaBaba awo uuuuuuum mukomana wake nemuroora wakaromba-panenyaya apa regai tigoona kuti zvinopera sei sei
This man is very innocent. Muroora ndo problem. This man loves his family
Muroora ndaita hurombo newe
There is urgent mee to legislate the activities of n'angas andss faith healers and prophets to save socciety fom breaking down and families falling apart.You and baba va Tapson have done enogh research to move this agenda through parliament.
Mwana komana anekubata bata zvichabuda hazvo
Pamwe pacho varoora futi vagara vane mweya wekuti vamwene, vatezvara vakashata, asi havasi vose vakashata, hongu vakashata variko, handirambe. Vakatoshatisisa chaizvo. Uye vanokanganwa kuti murume kana mukadzi akazvarwa sekuzvarwa nevabereki, hakuna akadonha kudenga.
Mwana ndiye akabata achida kusimbisa company yake
Nyaya iyi iriSimilar to nyaya yanaAdmire, uye ayinzi ayiita zvesatanism kuSouth Africa.
Baba kuwona kwangu havana chavakabata but vana vane dambudziko since baba ava vakafirwa vakaroira mumwe vave kufungira mukadzi wavainaye
vakomana havadi kuseenza kuromba tiri kukuwanza team rangu
Endainavo kunatete guru tasvu
Asi baba ndinoona sekuti makanonoka kuudza mwana kuti ava havasi mai vake. Mwana saka akatenga zvepa guva pamai vake asingazivi kuti ndimai vake?
Mdara ndamuchenesa uyo
Kune vamwe varoora vanouya unotofunga kuti pamwe vakabva kuna satani ndarwadziwa chokwadi kuita zvemakuva anaambuya kana kuudza baba worse kutodzokera kwa Gutu asina kuona baba ipapo ndopanopinda mukadzi apa achidzora murume manje kana asingadzori murume ndoupenzi why kufamba mega ko kuudzawo baba kuti baba hatifambei pane zviriekunetsa
Nhoroondo yemusha wavo toiziva mdhara uyo akapedza vamwe ndezvekuti murikunzwa side 1
Tiudzei tinzwee zvee chibaba
@@darlingto-np1hk mroora arikurebwa ihanzvadzi yangu same father and mother handitika . Sis vangu vachiwanikwa ikoko vakasvika baba nemwana vasingatowirirane nechakare Ivo tezvara vakatoudza mroora Kuti pamwe ndiwe unggachinzwisiswa nemurume wako taura naye Tigone kutaudzana Sababa nemwana akataura naye akatomudaira Kuti handinzwananae nekuita kwavo. Ok pakaipa madzitete Kuti vagone vakone kuvayananisa baba votaura zvavo mwana achitaura zvake zvoonekwa Kuti baba ndovane nyaya. Madzitete ototi imi baba ndimi musirikuitira mwana zvakanaka zvekuti kazhinji kacho vaitobva voita zvekudzingwa pamba pacho Kuti sei muchiri ndini ndisiri ryt kumwana . Haaa zvakawanda handingadedemuri pano asi ndongoti kumagumo ndokunenyaya takamirira kunzwa zvizere pavachaenda
Ummh baba ava havaridzi kuve munhu anobatabata. Dzimwe nguva vanhu vanonyeperwa.
Hoo zvooneka pachiso nhai
Kkkkkk hazviney nechiso izvo hezvo vakabatwa baba ava ndivo murombi mumusha
This looks like a good man
Zvakakaoma mufunge zvorwadza,vanhu kadzi kana taroorwa ngatisiye kutonga varume this is wrong neni ndiri munhu kadzi azvina kunaka regai kuparadzanisa vabereki nevana vavo
Regai tione kunowira tsvimbo nedohwe.😮
But kuzodzinga mwana. Pliz visit mwanas story. Chirere chigokurerawo
Haa mukoma tapfumanei munondifadza nyaya dzamunofambira dzinotyisa
Hanzi na Baba zvimwe zvine mabvudzi ....Aaaaah vana ava !!!. Vashaya mashoko 😅😅
Mudharauyu ndomuziva vanhuvasadaro
Kana makachena zveshuwa baba muroora uyu Ishit
Baba Havana zvachose
Waiting
Ndarwadziwa😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Maporofita aya anoda shamhu
Ko msabhuku amazuvaano makugara mutown ko maaffairs ekwamurikutungamira arikuonekwa nani manje pane nyaya apo fambai pasati patanga kufiwa apa chenuranai nguva ichiripo hapana musha usina gonzo
Mwana akabataba
Kana murimi makamupa zvaakabata zvacho
Bhora mberi Mudhara Masvosva tsvagayi chaita musoro uteme
Hapana zviporofita apa imbavha dzongoba mari dzevanhu
Masvosva uyu ari related here nana Masvosva veku Buhera kwaMatimba
Vanogona vari related. Kwavari vakagurana ne Buhera. Uyo mudhara anoera mhofu, hameno vokwa Matimba vacho.
Baba maonero angu makachena, but regai mugozocheneswa nana godobori ndivo vachakuchenesai, but kamuroora kenyu kanenge kakangwarisa kanoda kukupesanisai nemujaya wenyu
Toziva nezvazvo kumhuri iyi baba mwana akakura asingangonzwane nababa mroora akawana zvakadaro baba vakabata zvavo tobva kumwe chete . That is my sister anonyeba baba avo
@@Chinemukutu chiregai vatsvakirwe munhu anofumura nekuzovachenesa nekuzovabatanidza vadzokere pahubaba nemwana vagadzirisane zvakanaka sekare
@@abigailcharakupa8490 mukadaro zvakanaka Dai zvaibvira mkoma Robert vazoita interview kumuroora nemwana wacho futi chokwadi maichinzwa. Date 5 March vachange vachinobatsirwa nekubudiswa kwechokwadi
@@Chinemukutumunhu akabata kazhinji haabvume kuenda kunana godobori anotovhika kuti zvinhu zvake zvisabatwe bt anyway regai timirire godobori vapedze nyaya dzavo vega
Heyo nyaya ma Zioga uhmmmm
Ichokwadi mwana akabata
Mamuonepi
Pane vari kuvasaidzira mamhepo kuti vawengane
Kumusha taingogara tichiona mhuri iyi murume aishanda uyu musha akavaka mhuri aichengeta hatina kubvira tanzwa history yake yekunzi ane mishonga .unganidzai Mari mufambe nevana mucheswe Mhofu
After ndazonzwa mwana nemuroora baba ava vane nhema dzotyisa😂
mkma Robert can you reach out to the family in marange and help them out please bro
The family should reach out to me, its easier that way
The family finally got in touch, but they don't have bus fare
Why does this man want to blame muroora too much. As a father, you are a unifier not dishing out blame. He needs to sort things out with his son. His son is a grown man unless vakazvara dununu. Zvekuchengeta vana vavo izvo that's his duty vaida kuchengeterwa naani vana vavo. When it comes to upbringing yevana vabo this man shouldn't speak on behalf of his son, mwana ndiye angototaura kuti akakurira hupenyu hwakaita sei. Imagine vana vanonzi vakazoziva kuti mai vavo vakafa vatokura, that is not normal. Mwana anonzi haafambidzani nehama dzaamai vake kusvika aakuda kuroorwa baba ndivo vonotsvaga hama dziya😂. This man is a joke. He also appears to be too controlling kumwana wake, maybe zvaishanda mwanakomana achiri mudiki but now haachadi izvozvo. The son is a grown man with a wife and 4 children. Now this madhala kuuya kwaMukoma Robert kuzonyadzisa muroora wake, how is he going to mend the relationship achidero... l guess by ginya with an iron fist😢Baba stop being a control freak we are in 2024 vana vemazuvaano havadi zvekumbunyikidzwa they will just love you from afar kana manetsa
Mataura kunge munoziva nyaya dzavo 🤞
Vazvoishe nyararai henyu ndimi munemuroora aputsa Musha wevanhu. Tinoziva vamasvosva vakachengeta vana vavo vakabatana chose zvaiyemurika rineshanga gudza yese inozviziva. Pakauya mwana wenyu Martha zvoushe mumusha umu zvese zvakachinja. Mbuya zvoushe vakafa vateiwa paruware vachirudza zviyo paruware nenyaya dzeuroyi Dai muri vamwe vagona kubisa huroyi hwakatemerwa vana namai vagara zvakanaka mumisha yavakaroorwa
@@JohnChihuta ko handiti nyaya haisati yapera hayo kaiyi mozoona panobva uroi hwemwana wekwazvoushe ndimi munotoziva nezveuroi hwake kana mrivefamily yekwamasvosva tosangana kumatateguru mozotaura pamakawana uroi hwake
@@JohnChihutazvino uchasvodera pai nhai winnie😂😂😂😂😂😂
Thank you for your contribution@@JohnChihuta
Thats what they do these woman ...
Haaaa mari yakadyiwa hapana chiporofita
Maporofita vakarova mari😅
Batsitsairai mukuru azorore
Mukomana nemuroora vanenyaya avo saka mukomana anenge ayida kutanga ayita rudo rwefake kuhanzvadzi dzake kuti vavenge baba vavo kuitira kuti kana zvozoipa anenge oti baba Vaya mavaona zvovoita nemushonga wavo asi zvakadaro fambai muchenurwe zvinowanikwa mukurarama mambo jesu vakapandukirwa nevavaidya navo ana Judas ngatirarame tirimuchokwadi chete mwari vanotisunungura
Tozobvuma kuti makachena mapinda Kuma penalty uko
Anonobatwa zvake tomuziva kubva kumsha
Vanhu vakaipa pasi pano
Muroora ndiye poison 😂
Madii kumbomirirawo muroora ataura nyaya yake 😂
Shame ndarwadziwa hangu ndozvanoita vanakomana kana vavanevakadzi vanenge vakabva kumusha vasina kurairwa, kumusha kwavo ndakuziva even nyangwe kwavati kumusha kwemukadza wavo akafa kwa Chiungwa ndokuziva
Vanoda soft life ipapa arikutohura zvake
Kokunyarara nhai sekai
@kudzaimasilo5527 you're pathetic
Haaaa pakaipa
Ndazvihwa kuti ndiwezhira Gutu yapindira endai kwatasvu munotasvuriwa sekuru
Makarohwa mari hakuna zvakadero ndozvavanoita maprofita ukawona wanzarwo bhora pasi matsotsi
I suspect the son or evn the wife to ne the ones vakatoromba coz this rombaring has become famous coz young generation haichada kushanda too much and they want riches badly, madhara aingoda kudiwa nemurungu but vachishanda
Kana kunamata futi votokomborerwa naMwari
Hantie munoziva henyu ariko kudenga jko anotokomborera asi vanhu havadi kuona aita chakanaka
Step chn will never apprecoate you. Stay in ur lane and build ur castles.
Tapo
Maonero angu mwanakomana ndiye akabata bata
Mufungo wangu futi
Baba vachasara pachena vabatwa zvose zvavanazvo.
Baba dangerous person tovaziva kubva kumsha kwedu
Asika vaita Zvakanaka nekuti ndivo vatozvipira kuti vanoda kuongororwa ivo nevana vavo. Asi ndine mubvunzo kwauri ive. Kudai urive mwanakomana vababa ava uchishanda pa Botswana apa ungaite zvekutumira mari here kuti mwana vako afambwe naye kudzin’anga ive usipo? Mwanakomana nemudzimai vake varikuratidza kuti havana kuchena.
@@ZisengweChimutsa baba vakatongwarisa nechakare kutovanzirwa kwavanotoita kutoti zvavanoita zvitovafambirawo vachinge vqngoudziwa hapana chinobuda. Vakagadzwa vagadzwa zve Pasi nehanzvadzi yemudhara Uyo Kuti mwana komana agone kutaudzana nababa umwe nemumwe achipiwa mkana swkutaura dambudziko rake kuneumwe baba vachingosara varioaproblem . Ende zvose zvazoita baba avo zvakange zvakatotaurika Kuti vachataura voga Kuti ngatifambe imi musavatungamirire
Mkomana uyu suspect
Mdhara big suspect
@@Chinemukutunasisi vako mune chekuita nekuparadzanisa baba nemwana komana wavo nekuti mukuda kuchengetwa..ungati murume mukuru angauya paruzhinji kuzozvifumura achizviva kuti ane zvakabata musadaro imi Mr zvoushe respect your self muchazonyara hanzvadzi yenyu yabatwa nemhosva

Muroora haana kukwana haupindiri nyaya dzemumusha mevanhu imagine baba nemwana vachivengana ko kana murume.wake akafa anonoudza ani ibenzi muroora iyeye dzemudanga hadzipindirwi
@@selinaplaxedesjambaya3040 makazoona kwakaenda nenyaya yenyu here ndimi maimboti today kuchengetwa . Hameno ndimi moziva mararamire edu Kuti tine nhamo yakaita sei
Vakachenjeresa
Mdhara uyu haana kuchena jumanda standa get