DNA kuti munhu avigwe part 1

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 216

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 11 місяців тому +41

    Sekuru 'Mathambo' doing the most. Total RESPECT.Mambo please let the elderly testify sitting down. Their knees are two weak

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 11 місяців тому +25

    Chief munodii vanhu vakuru vataure vakagara ndinokumbirawo mmm azviiti ba izvi😢

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 11 місяців тому +2

      Chkwdi baba awo vakurisa mufunge

    • @shumzaali714
      @shumzaali714 11 місяців тому +2

      Gadzirisai changamire vanhu vakuru vataure vagere pasi ndatenda

  • @goldenceemwanawamaijoze2592
    @goldenceemwanawamaijoze2592 11 місяців тому +5

    Chief is just too intelligent mhani... Kudos to you Mambo. Haaa Shumba mune wisdom in your court curses. Kwete zviripachigodora

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 11 місяців тому +1

    Chief uyu is very knowledgeable. Hats off kuna Mwalimu uyu

  • @staffhove2145
    @staffhove2145 11 місяців тому +1

    Very intelligent Chief in all aspects law, science, social etc

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 11 місяців тому +10

    Chief Mutasa number one, very intregent❤

    • @stannlymtambikwa7144
      @stannlymtambikwa7144 11 місяців тому +1

      Intelligent *****

    • @musashoko1389
      @musashoko1389 11 місяців тому +2

      .....and educated also vamwe ma chief maboorangoma

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde 11 місяців тому +1

      Taura hako most ma Chiefs atiri kuona anoshandisa hukasha pese pese ,which is a sign of hudofo

    • @Beloved5
      @Beloved5 11 місяців тому +1

      Say it louder!!!

  • @chibvumburasamanyikastation263
    @chibvumburasamanyikastation263 11 місяців тому +9

    #Maviews arikuwanda kudarika ma likes .dont forget to like👍👍👍👍👍👍👍👍

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi 11 місяців тому +3

    My chief ndaona teacher vangu apo mr sakupwanya

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 11 місяців тому +5

    Ndini kamukomana kanodeera ba Taps Pavanoti waepo hre ndini ndoti usasoshora usasoshora maswera sei

  • @blacklight6416
    @blacklight6416 7 місяців тому

    So much wisdom on this panel...

  • @anthonymusarurwa9068
    @anthonymusarurwa9068 11 місяців тому +2

    Dara raMambo Mutasa rineungwaru zvikuru.
    I wish dai ndaigara mudunhu raMambo ane wisdom kudai. This mambo is really good

  • @kundaimiedzok
    @kundaimiedzok 11 місяців тому +1

    HANZVADZI YANGU SHUMBA WEE WANHU NGAWAPE HUMBOO WAGERE PASI PURIZI NDAPOTA !!! Hazvitadziseba nyaya kutongwa mhondoro wee👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽ndahwarara

  • @cedricmukajami4775
    @cedricmukajami4775 11 місяців тому +6

    NDAIYEPO NDAIYEPO USASOSHORA BAA......kutiii CHUUUUUUUU🔥🔥🔥🔥🔥

  • @sweetlily456
    @sweetlily456 11 місяців тому +3

    The Chief knows his story~ he is good ~ he knows his job

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 11 місяців тому +8

    😂😂😂😂so umbrella kuitira musatsva here changamire vakai shed

  • @gloriamarvellousmutindivar5349
    @gloriamarvellousmutindivar5349 11 місяців тому +1

    Thank you ba Taps,matigonera manga mambotiregerera

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 11 місяців тому +1

    Zvimbuya zveshe zviri apo zvinozwa chirungu ere chief Mutasa woyeeeeee, matikuvadza nechingezi akhiti, itai mweitsika mabreaks

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri 11 місяців тому +3

    Big up kuna mai vangu shumba ❤❤❤ vry intelligent.ndichakuvakirai shed amai.musatsve nezuva❤❤❤

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 11 місяців тому +4

    Itai mabenji futi kwete machair ayo honai vanhu vakuru vakudonha

  • @alfredmadziwo2553
    @alfredmadziwo2553 11 місяців тому +2

    Vasharukwa wakura kudai ngawasogare patsi. Mutsana udorwadza.....hamuoniba. Bate reke.

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 11 місяців тому +3

    BaTaps asi makadzingwa kwaChigodora ne the three masketeres here,,,,vaye vanozviita bcz vakauya nekuparadza kubva zvavakugara kumberi kuye

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 11 місяців тому +4

    Karanganda dont disappoint😊

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 11 місяців тому +1

    Ndonakirwa naMambo Nyamaropa hangu but idzi dzakanyanya,ndzinotonga neNenjere saSolomon😊

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 11 місяців тому +4

    That aide wamambo anenge achitsinhira uyo vanondiitira. He has wisdom. I like him.

    • @Owenkuwenyi
      @Owenkuwenyi 11 місяців тому +1

      He was my high school teacher very intelligent blaz vacho

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 11 місяців тому

      @@Owenkuwenyi haaa ndazviona. He is intelligent. Which school?

    • @Owenkuwenyi
      @Owenkuwenyi 11 місяців тому +1

      PAfiwa mutasa high school akandiitisa geograph

    • @abigailmutenga5969
      @abigailmutenga5969 11 місяців тому +1

      Thats my babamunini. 😊

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 11 місяців тому

      @@abigailmutenga5969 Ok that's nice. Pa Pafiwa apo. He is a good advisor and an interrogator as well kkk

  • @esnathconstancemoyo3674
    @esnathconstancemoyo3674 7 місяців тому

    With all due respect Is this chief Victor Mutasa .

  • @mateusfernandomuchangamuchanga
    @mateusfernandomuchangamuchanga 11 місяців тому

    Ndabhonga baba taps mwanga mwanhararisa👏👏👏💪💪💪

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 11 місяців тому +2

    Chief murikunetsa vanhu nechirungu!chembere dziripo hama dzemufi dzinoenda dzisina kunzwisisaka veduwee ko itaika muturikiri

  • @godfreynyamagudza5702
    @godfreynyamagudza5702 11 місяців тому +2

    Chief uyu anogona zvake plse daiambodzidzisawo chief makoni

  • @agnessmakuvise4556
    @agnessmakuvise4556 11 місяців тому +2

    Bvuri zvirikureva hama yavo

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 11 місяців тому +1

    Baba tapus mamakutirekerera imi iyaaa mukutinyimure nyaya dzedu 😂😂😂😂 ndakuzokufonerai ndikaona manyanya kuti ziii😅hamuna data here inga kuroom 15 kune Wi-Fi wani😂

  • @marciamhuriengwe4110
    @marciamhuriengwe4110 11 місяців тому +2

    Waiting for part 2

  • @SabinaNyakauru
    @SabinaNyakauru 11 місяців тому

    Thank you very much Changamire Mtasa

  • @JosephineChidume
    @JosephineChidume 11 місяців тому +1

    Mambo Dai magadzirisao Kuti machembere ataure akagara Pasi havachina Simba sekuru avo rekutaura vamire batsirai vanhu vakuru vagare Pasi mudare menyu

  • @mirriammutsikamahwe3616
    @mirriammutsikamahwe3616 11 місяців тому +2

    Gadzirirai Mambo shedhi zuva iri

  • @LettyShawty
    @LettyShawty 11 місяців тому

    Huh dunhu raMambo Mutasa harisi safe zvaro ummm vanhu vanongouraiwa zvawo kunge huku huh pakaipa veduwee nyaya dzacho ingori wakauraya nhingi wangu, nhingi wangu ah😢😢😢

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 11 місяців тому

    mhmmm sure why does he not the elderly man who barely walks to sit down,oh nooo,have heart for vanhu vakuru

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 11 місяців тому +1

    Mambo ngavati vanhu vatsanangure vakagara pasi

  • @prosperchinhengo4479
    @prosperchinhengo4479 11 місяців тому +1

    musaseka munhu wakatonyura😂😂😂

  • @MarisaNja-c5d
    @MarisaNja-c5d 11 місяців тому

    Karanganda karanganda.usasoshora.waivepo here.panondinakidza zvanu

  • @anesujuniourputirwa8493
    @anesujuniourputirwa8493 11 місяців тому

    Shumba knows his staff amana👏

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 11 місяців тому +1

    Dare raMambo Mutasa rinozara ❤

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 11 місяців тому +4

    Itai sekuru vagare pasi

    • @zodwadelani630
      @zodwadelani630 11 місяців тому +2

      Nhaimi vari kutotadza kumira nekukura ,kwaChigodora vanoita zvakanaka kuti vanhu vagare pasi achitsanangura nhau dzake

    • @EmmahSimiyawo
      @EmmahSimiyawo 11 місяців тому

      Nhai imi vana vadiki vakagara pasi

  • @fortunatetakaingofa1326
    @fortunatetakaingofa1326 11 місяців тому +1

    Nhayimi mvuri chiiko

  • @mildretmatarauka
    @mildretmatarauka 11 місяців тому +1

    Baba Taps.... Chief avo ndavaite vanhu vakuru vagare pasi kana achivavhunza mivhunzo

  • @albertinachirimhunga9593
    @albertinachirimhunga9593 11 місяців тому +1

    mambo vakayi shedi

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe 11 місяців тому +1

    Dzifambirei Baba taps❤❤❤❤❤

  • @RaymondMangena
    @RaymondMangena 11 місяців тому +1

    Kuti chuuuuuuu 😅😅😅 thank you baba Taps ..... Mave nesu manje ❤❤❤

  • @FelistasMboma
    @FelistasMboma 6 місяців тому

    G👏Tinokupai maoko Mambo .

  • @sithembilemalanga8206
    @sithembilemalanga8206 11 місяців тому

    Mmmmm basa,rekupata umbrella ma one

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 11 місяців тому

    Chief vane wisdom ava

  • @AllanChatindo
    @AllanChatindo 2 місяці тому

    Sungai zambia please ko chii chinombonzi bvuri

  • @bvunzawabayaclever46
    @bvunzawabayaclever46 11 місяців тому

    Pane akaenda akakunongedzerai panemunhu ndiye wamuri kufanira kuteerera kwete avo vanoti mdara akauraya munhu but vaisaona panemhunhu

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 11 місяців тому

    Thumbs up kumubati weUmbrella

  • @chiherachashe4332
    @chiherachashe4332 11 місяців тому

    Chief nasorojena avo vane hembe ine brown vakafanana chaizvo

  • @danimoremusonza9153
    @danimoremusonza9153 11 місяців тому +1

    Muchinda akabata umbrella uyo anoona moto yoh kkkkk zvakaoma hazvo

    • @Liam-vh8bz
      @Liam-vh8bz 7 місяців тому

      Former High School teacher

  • @bernarddingindawo1462
    @bernarddingindawo1462 11 місяців тому

    They are using poor materials, In America they don't care how long are the bones took unoto udzowa ne age yemunhu wacho

  • @MrSeven-q6v
    @MrSeven-q6v 11 місяців тому

    Honde valley we de

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 11 місяців тому

    Kkkkkkk a gopo anyatsosebera padhuze na mambo wani 😂😂😂😂😂😂

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 11 місяців тому

    KwaChigodora mwati todini #Karanganda woyeeee, ini ndasuwa kuzwa headman vachiti teremirai mai musarumba

  • @MomStavo
    @MomStavo 11 місяців тому

    Mambo itai kut kana munhu apedza kupika atsanangure akagara pasi mmm maomesera musharukwa uyu

  • @hardymasaka5094
    @hardymasaka5094 11 місяців тому

    Ma chief manyamaaaa

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 11 місяців тому

    Mambo munotonga nokudyekesa asi mhuri idzi dzave kupandukirana kuburikidza nokuda kuripwa

  • @nevenmarware
    @nevenmarware 11 місяців тому

    Manga manyanya kutikanganwa but now madzoka nezvinopisa hoyooo

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 11 місяців тому

    Nhy baTaps,baba vakabata umbrella avo vane hukama here neuye murume wekwahead man Chigodora ma voice avo mmmm akaita match chaiko😅😅😅😅

  • @gracesibanda1696
    @gracesibanda1696 11 місяців тому +3

    ❌❌❌❌please don’t confuse DNA ne post mortem❌❌❌DNA inoitwa no matter how long the body has been dead for, DNA is forever but post mortem may not be accurate kana body yagarisa

    • @gracesibanda1696
      @gracesibanda1696 11 місяців тому +1

      Update✅✅✅🇿🇼🇿🇼🇿🇼Vakazoendeswa kwagodobori escorted nemupurisa wa mambo. Mukwasha akabatwa kunzi akaromba many years ago achida mushonga we lucky pabasa. Akarombeswa na achimwene vakasofa kare so mushonga we lucky uyu wakazoapanduka kuita chikwambo I think because mhiko dzakapunzwa na mukwambo ava. Chikwambo chaiye choda ropa so the nearest victim was mudzimai wa mukwambo ava. Looks like vakangoperereka ne confusion vakanodonhera musango vakafa pasina akaziva kuti vafira papi, hence kuzowanikwa ava mapfupa. DNA Consultancy by godobori inoti mapfupa ndeemufi ese but akashota because amwe akangoparara amwe akadyiwa nembwa. ✅✅✅🇿🇼🇿🇼🇿🇼

    • @AshleighChiseko
      @AshleighChiseko 11 місяців тому

      Pame pamwe pekuti DNA results anenge ari inconclusive

    • @gracesibanda1696
      @gracesibanda1696 11 місяців тому

      @@AshleighChiseko hatizvizivi till aitwa. We can’t assume

    • @gracesibanda1696
      @gracesibanda1696 11 місяців тому

      @@AshleighChiseko don’t assume but we need real test not zvekuti pamwe this pamwe that.

    • @agnellamusonza
      @agnellamusonza 10 місяців тому

      Ini hangu mawonero angu, mbuya vakaita Dementia ndokungitetereka ndokufa. Maprofita mazhinji dzaafejafeja
      My thoughts

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 11 місяців тому +1

    Mupurisa manyama 😂😂😂😂😂😂

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 11 місяців тому +1

    Ndaiyepo usasoshora 😂😂😂

  • @elizabethgwangwara3428
    @elizabethgwangwara3428 11 місяців тому

    Doyouunderstendi me😂😂😂😂😂

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 11 місяців тому +1

    Vakai shade chief pane kubatisa munhu sumburera zvorwadzisa maoko aaah

    • @chiherachashe4332
      @chiherachashe4332 11 місяців тому

      Shuwa

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 11 місяців тому

      Vanhu vepano actually contradict themselves hanzi don't speak English idare rechivanhu now vakai shade is that not chirungu 😂😂😂

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 11 місяців тому

    State haibudisi maresults zvekumhanya

  • @The_Watcher414
    @The_Watcher414 11 місяців тому

    Dont know who Mambo venyu vamunoti vanogona is trying to impress nekungo taura chirungu padare, is he effectively communicating or awana platform yekutaura chirungu chake

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 11 місяців тому

    Baba Taps vanhu vakuru ngavagare pasi munaudza vana mambo avo

  • @obeydzafunwa4476
    @obeydzafunwa4476 11 місяців тому

    Hazviite DNA inobuda chete ndosaka iri kuitwa pazvinhu zvakadai Centuries ago

  • @kudzaichipunza7652
    @kudzaichipunza7652 11 місяців тому

    Ko headman chigodora havachabufi ngeyi

  • @sherryproudafrican4784
    @sherryproudafrican4784 5 місяців тому

    Chii chinonzi bvuri?

  • @johnbasopo7605
    @johnbasopo7605 11 місяців тому

    The man must sit down

  • @mirriammutsikamahwe3616
    @mirriammutsikamahwe3616 11 місяців тому

    Zvese zvaka afecta haachaburitsi ma results

  • @andrewsimaila1556
    @andrewsimaila1556 11 місяців тому

    Baba taps asi data ranga rakapera kwanga matii diiiii

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 11 місяців тому

    Wakanyura 😂😂😂😂😂😂 ende futi

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 11 місяців тому

    Mambo ndofarora chirungu chenyu nezivo yenyu

    • @The_Watcher414
      @The_Watcher414 11 місяців тому

      Iwe ungachifarire hako but is he effectively communicating with the crowd gathered there

  • @ssam1430
    @ssam1430 3 місяці тому

    As a nation we are in generalvery very evil and demonic people, musoro wainga uri fresh sewayi chengetwa mufridge, only in Zimbabwe

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 11 місяців тому

    Uuuuum nzvimbo iyi inopondwa vanhu kunge makonzo

  • @progressgwenzi1083
    @progressgwenzi1083 11 місяців тому

    Police bae😂😂😂😂

  • @BeatriceKupeta
    @BeatriceKupeta 11 місяців тому

    Oh n Sekuru Cosy

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 11 місяців тому

    Hayas ndopaunoona kuti rufu runorwadza kana zvadai

  • @daphnemash6329
    @daphnemash6329 10 місяців тому

    Why let the old man stand when you all lot are sitting down.
    This is sooo wrong
    Suppose he has a fall....

  • @tripodxxx1
    @tripodxxx1 11 місяців тому +7

    Mambo siyanai ne kutaura chirung mhani pama tare e chivanhu...yes you are educated, but takutorasa language ne chivanhu chedu ne kutaura rurimi rwemhiri apa tichitonga pa chivhanhu pedu.
    It doesn't make sense, kuti mambo motaura chingezi pazvinhu zve chikaranga ...zvino ndisvota zvekuti... Let's try kubvisa vanhu york, ye mental slavery and inferiority complex. Vanhu vanotevedzera ma leaders.

    • @fofoemaibvise2768
      @fofoemaibvise2768 11 місяців тому

      Wataura chokwadi ipapo aaah chief ava

    • @fofoemaibvise2768
      @fofoemaibvise2768 11 місяців тому

      Plus vanhu vakuru ataure nawo akagara pasi

    • @fofoemaibvise2768
      @fofoemaibvise2768 11 місяців тому

      Haaa shem akafasei mkadzi uyu

    • @judithzimundi8132
      @judithzimundi8132 11 місяців тому +2

      Asi iwe uri kunyora chiNgezi wani handiti ndiwe uri kutaura kuti ngapataurwe Shona, nyora zvese nerurimi rwaamai

    • @chiherachashe4332
      @chiherachashe4332 11 місяців тому

      @@judithzimundi8132 hemeni

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 11 місяців тому +2

    First

    • @sylviamhlanga9640
      @sylviamhlanga9640 11 місяців тому

      Good

    • @tamaremanyika3776
      @tamaremanyika3776 11 місяців тому

      Chinombonzi bvuri chiii ?help guys

    • @sylviamhlanga9640
      @sylviamhlanga9640 11 місяців тому +1

      @@tamaremanyika3776 manzwisisire angu mweya wetsvina or mweya weurombwa,ngozi,mweya yacho yakasiyanasiyana

    • @chidomugwagwa3294
      @chidomugwagwa3294 11 місяців тому

      ​@@tamaremanyika3776😂😂😂

  • @bkndambaz4885
    @bkndambaz4885 11 місяців тому

    Lion to the people!!!!

  • @Chisha88
    @Chisha88 11 місяців тому

    Bava nan Tinashe Mugabe manje

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 11 місяців тому

    Bvuri racho zvinomborevei

    • @nadianicolas-pd7ri
      @nadianicolas-pd7ri 11 місяців тому

      It's a spiritual sprite...like spiritual husband or wife something like that

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 11 місяців тому +1

    Maiepo ere

    • @Kudzymutema
      @Kudzymutema 11 місяців тому

      Taiyepo usazoshoraba

  • @ChipoSigauke-nd3sm
    @ChipoSigauke-nd3sm 11 місяців тому

    Zera rababa avo rekunongedza hubhinya pakaipa

  • @LettyShawty
    @LettyShawty 11 місяців тому

    Taiyepo

  • @Alice-q9p1n
    @Alice-q9p1n 11 місяців тому

    Musashupa sekuru varikutoda kuzivawo chakaita mukadzi wavo afe .bvuri haricheki munhu kuisa mushop.sekuru vachembera ava

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 11 місяців тому +1

    Some maporofiti is lie 🙈

  • @BlessingMujuru-se4te
    @BlessingMujuru-se4te 11 місяців тому

    Kkkk

  • @PatriciaKaluma
    @PatriciaKaluma 9 місяців тому

    Zvotyisa hakuna bvurirakadai

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 11 місяців тому

    Haaa kana DNA yati kwete pakuda vechivanhu vechokwadi kwete avo vakumunza vemachira matsvuku havazii

  • @Maisibongile
    @Maisibongile 11 місяців тому

    Mambo manyama