This is one of the most attended Dares. Hakuna ma chief vanounganidza vanhu sa Headman Chigodora. He deserves a promotion. Headman of Headmans.... thumbs up
Big up to Chigodora ndiye ega chief in Zimbabwe anotonga zviripachena pasina hudyire nekutsikirira nyaya...Uyu anofanirwa kuitwa mukuru wemadzimambo In Zimbabwe...He deserves Land cruise new
We thank you Baba taps nekuti wunzira headman Chigodora nevarume vanobata navo mudare aiwa murikupona rambai makadaro. Headman needs a promotion to be a chief
Baba Taps tsvakai vanokutranslaterai so that u do subtitles in English you will get more subscribers. These shows just brighten the day even in the dull gloomy winters vanhu vakangonzwisisa language they will watch
It's fun how magirazi is saying spot fine ngaatobvise but musi waakauya kuzotongwa iye was struggling to pay $20 yedare but now akutongawo akutoona kunge Mari inonhongwa
Why salute such incompetence. What kind of a leader anorega such a barbaric behaviour ichiitika pamberi pake. Mbuya nasekuru avo have not been proven guilt. Nyatsoteerera nyaya. These are family disputes. Can't you see that mbuya nasekuru avo havanawo chanacho chete. Matauriro ahead man from the start shows kuti he is biased. He is not a good leader. Nyaya dzake zhinji hadzitongwi zvakanaka.
KO nhai kutonga unobva wotopa mafamilies how to get on with their private lives.I think if things continue on this trajectory chero ukawana headman vachinyenga mukadzi wako you will be powerless to do anything.Same same zvamakaita Pana Mugabe.Muchasvinura riinhiko?
@@Angylngumashupa-gt3yz ini hangu ndakutotya kuvhemberera ku Zim ,unenge wotonzi unoroya dzopinditwa nemadzishe aaaaa unopinda busy .huroyi huriko asi haugadziriswi like this
Subscribe for more Videos
Garepo garepo
Baba taps nyaya yechipikiri yakazopera sei plz update me
Ini ndakamirira sekuru egudoo baba taps
Pamwe she has fibroid tibvire po vakadzi vanowazda wofuti nhema goback kuhospital or marry mumwe
Baba Tapis murisei zvenyu nemhuri yenyu ... please konyayaiya yamai vekusiya murume wawo echiendakogara nemuporofiti yakazopera seiii...ndakanzwa tsitsi nehuwana hwavakasiya nababaahwo
Im so hooked to Karanganda especially episodes that's involve Headman Chigodora and Chief Mutasa.
Keep it up Baba Taps.
Kkkkkjjkkk
I like this boy, chero iri mhuri yake iri kurwadziwa but akutobatana nababa mukuru na tete kuti vagadzirse zviri kunetsa. I like hunhu hwake.
Headman ndirikuuyawo ikweiyo
Taura hako anga achitoti tete nyararai zvakanaka
Keep it up Karanganda. You have brought Zimbabwe culture to a broader audience something even the state owned broadcast ZBC has failed.
Tinenge takuiswawo muhari naHeadman Chigodora handichagoni kupedza zuva ndisina kunzwa nyaya yawo
😂😂😂😂😂 tsviramo magodo aworere
Ndipeiwo umwe kwa Mureyani ndiroore
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
This is one of the most attended Dares. Hakuna ma chief vanounganidza vanhu sa Headman Chigodora. He deserves a promotion. Headman of Headmans.... thumbs up
😂😂😂😂😂 tsvaka Chief Mutasa uone zvapanenge pakaita
Taura hako wena. KwaChigodora ndiko kune action yese.
Gore rino Aiwa Bataps tonobadakara
@@delightchinosengwa1431😅😅kwaMtasa kune chaunga wangu
@@bernmubuyayi656 Mutasa anopedza masports zvese nekugona kutongaa kwachoo zviri fair pasina kumbunyikidza munhu kuti tendaa kuti une mhosva
But tsano mkadzi akauya nemimba ine 6mnths yaiva yenyu hr, akaenda hr kunonyoresa waienda hr kucheck up achinotariswa 6mnths anenge Ave mwana zvokut aitonopiswa kuhosp or kuviga nechembere. After miscarriage akazoenda kwadoc hr kunotariswa nekugezwa chibereko. Vanhu tisamhanyira kuroiwa pane zvimwe zvinotoda wo chirungu. Anyway ndokunamatirai mubate wo vana venyu nezita raJesu 🙏
Yaaaa muri right ipapo vanhuvakumhanyira kutindakaroiwa
True. Zvimwe zvinhu zvinoda fertility clinic. It might be a small issue that needs medicsl help
Ukasada kushanda unoti ndikuroiwa
Ichokwadi mwana wacho wakaisepi aah
Problem ndiheadman wacho, anofunga kuti everything kuroyiwa.
Big up to Chigodora ndiye ega chief in Zimbabwe anotonga zviripachena pasina hudyire nekutsikirira nyaya...Uyu anofanirwa kuitwa mukuru wemadzimambo In Zimbabwe...He deserves Land cruise new
Musikana uyo ngaaripe
She disrespected headman nedare
Haiwa he is power crazy..he thinks he is above the law
@@maiyeukai9346 true
Taura hako ....kutonga zvisina knowledge and wisdom but dictatorship
Ukanzwa kuti mureyani tizaaaa 😂😂😂😂
Kana usina kusimba tiza😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
😂😂😂
@@nicolemercy😂😂😂😂😂😂😂 iweka uchandiitise mabayo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂comment section ine vanhu veduwee😂😂😂😂😂😂😂. Tiza Mureya surname.😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Uuuum ini hangu chero ndikaona kan kut ndikaziva kut zera iro ndizvo zvariri kaaah handifi ndakasimudza ruoko rwangu kurova munhu mukuru akadai so chero ndichitambudzwa sei handiite respect chinhu chakakosha pamberi pevanhu uye zera racho haritomboite zvachose uuuuum misodzi yangu yadonha
Pavakutoda series yakakanzi Keeping up with the Mureyani's😅
Baba vava ne dementia avo siyanai navo
Headman I love you and your wisdom
The Mureyani’s deserve a series of their own Shem
Kkkkkkkkk 😂😂haaa this family mabasa chaiwo
Pakashata❤❤
Kava kare mhuri yamireyani padare apa 😂😂
Family yacho inenge yakakura apa ine magurivhani
Kune basa kudzinza ikoko 😢😢zvemumamisha zvakaomawo
We thank you Baba taps nekuti wunzira headman Chigodora nevarume vanobata navo mudare aiwa murikupona rambai makadaro. Headman needs a promotion to be a chief
I agree with you 100%
Mureyana yakaoma nenyaya yehuroyi
Lo cc oshaye u Auntie wakhe zoba lama bad aze ayofa noma beloya just respect pls
Kurova chembere yakadayi
Kushaya unhu, pamberi pachief here?
Mambo itai mbudzi nhatu plsss kana 4 chaidzo plssss 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏adakuonererwa musikana uyu
Apa haadi kubuda pacamera atoratidza hunhu hwakafumuka ndiyani angada kuroora zvakadarozvo!!
Asi munhu akangochembera wonzi wakuroya here veduve
Hazvingo taurwe izvi kana kwenyu zvisiko haikona kuti inyaya yekuchembera pane zvine zvichiitika
Chembere yakazobatwa iyo
Mabasa kuwanda kwa Mureyani. Adziperi nyaya dzacho 🤞🏿
King Solomon of our time ❤may you live long Headman wisdom irambe ichiwedzerwa naMwari
BaTaps ko musikana wekugarwa nababa vake zvakazopera sei
Iya inopera matare avhurwa Tasvu and Kanengo vakambo vhara matare vano vhura 1 December
Ndikutoitsvagawo yakazodii
Ndikuitsvagawo yaSaru iya
If it was by choice he deserves to be chief not herdman.he surpases many chiefs vamwe zvigaro chete hapana hapana
Sachief zimunya hapana hapana
@@chiherachashe4332Shuwa sa Zimunya apana chinozikanwa
@@MemoriesMadoda-tl7uqkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂@@MemoriesMadoda-tl7uq
Zvekurowa munhu mukuru kupengawo respect inongodiwa nyaya dzevakuru hadzinyanye kuda kupindira vanogona kuzonyara vaona kuti pamwe mai vavo sure vatoriwo nemachira ataurwa na tete avo
May God protect Headman Chigodora coz dzimwe nyaya dzavanotonga soo kah dzakaoma. You have wisdom Headman Chigodora. We love you.
Headman Chigodora has wisdom of King Solomon!! Bravo 👏🏿
l understands the pain of this girl ........... zvinorwadza
True
Shuwa henyu
Zvinorwadza shame l don’t blame her
Taura zvako vanhu avazive the pain yekushandiswa nevanhu ava.
Self control is very important 😮 pamwe pacho vachati zvidhoma zviri kuvatadzisa kuroorwa iko kurikushaya hunu
KKkkkkk ndaseka zvangu
Taura hako...kana kuti zvidhoma zvaamai vake zvirikumutadzisa....
Anoroorwa sei achirova tete pachena
Hahahaha I'm watching
Nhai
KwaMureyani kumbori nevanhu vakadiiko havabvi mukutongewa mumatare😅
Kkkkk zvezvichirema zvirimudzimba umu zvakaoma hako mwana wamai
Haagh wakatakura musha wacho mmmmm
NeyekwaSaungweme havabve mudare
After Chabodo, Matutsa and Kagurabadza-it’s one of those popular surnames in Chigodora
chigodora and team aiwa munondinakidza hangu...
Headman chigodora,mambo mutasa an mambo bushu l respect you ❤❤
Don't forget Nyamaropa
Yes yes ndanga ndatokanganwa
best heardman of the yr heardman Chigodora
Musikana waresva hako...waoneregwa ahhhh nyangwe huroyi huripo hamugwiri pavanhu...
Ngavarohwe vadzidze kuti kuroya kwakashata
Baba Taps tsvakai vanokutranslaterai so that u do subtitles in English you will get more subscribers. These shows just brighten the day even in the dull gloomy winters vanhu vakangonzwisisa language they will watch
True
❤❤
True. This is amazing. Chivanhu chese ndoopachiri. Headman Chigodora, you are full of wisdom. God bless you loads.
kungoshandisa transciption software its Auto
Headman ndokumbirao munda pedo nemi ndichengeteke, you are 1 in a million. Dei matonga matare enyika yose shame
Kwete pedo
Imomo chaimo imo
Maya. Nyika yese vanoenda kuchipatara not kunotongwa pachidofo
Neniwo ndoudawo Munda kwachigodora 😂
Looking smart headman, kashangu nekajean ako❤
Uyo musikana arova mbuya iyo ngaaripiswe ashora dare chero havo mbuya ichiroya
Ma assessor ayo danger. They uphold order.good questioning skills.headman gives them time yekuvhunza unlike chief Nyamaropa
Those Assessors vanoudzira Headman zvekutonga achiita. i can hear them saying ngaabhadhare spot fine. kuti vagowanavo chavo thets corruption.
Bullies and thieves
Mamugona musikana uyo....
It's fun how magirazi is saying spot fine ngaatobvise but musi waakauya kuzotongwa iye was struggling to pay $20 yedare but now akutongawo akutoona kunge Mari inonhongwa
Magirazi is a big noo for me. He campaigned so hard to be he’s. I’m sure it’s his dream come true
Taura hakoo
magirazi ane dzungu too much, he dont deserve to be kumberi uko, he is full of i know and haagoni assesing yacho
ngaadzokere kumaTerrace uko
😂😂
Magirazi kaneszungu mazizambia
Baba Taps munotigonera chokwadi tinombazipigwa nahead man vedu Chigodora to the people na vaMutasa❤❤❤
Pliz baba taps i want to ask abt nyaya yechipikiri paguva yakazopera sey ....pliz giv feedback next episod
Chokwadi ngaidzoke yechipikiri iyi
Vari kumirira sekuru Tasvu kt vavhure matare svikiro rakataura rega kt handei kwaTasvu vano Tasvurwa
@@constancemarifiye6658vakavhura sekuru tasvu musi wa 15 maybe vakuzoenda hamheno kkkm taneta nekumirira
Chokwadi
Neniwo ndakaimirira kuinzwa
Chief Chigodora must be appointed Leader of Zimbabwean Chiefs! He judges fairly.
This family has layers of drama😂
Mhosva paine imwe mhosva but what l know kuisa wanhu wakuru pamatare kunoita kuti mushote
Hasha dzacho. Zvino unorooreka seyi kana usina self control. That was bad kurova munhu mukuru kudaro
This is so sad, Mwari nyika ino tiri kuendepi uuuumh, chokwadi kurova chembere yakadai pamberi pevanhu,hunhu hwedu hwakaendepiko, kunanga mubereki huroyi pajekerere,kugarisa mubereki dare maihweee zvangu ndarwadziwa, kana zvikanzi tiri kuroiwa hedu Mwari ndibatsirei ndirambe ndiri pamuri ndisafa ndakagadzana dare nemunhu kana kurova chembere, nyaya dzangu ngadziuye kwamuri Mwari munoziva zvose
Mureyani yadzoka zvakare 😂😂😂😂😂😂
Mureyani family for the Karanganda fans kkkkk
Hie my sister am looking for you
Mureyani ndaisarenda kkkkkkkkk
Kkkkk l miss Tamari kkkk
😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅kkkkkkkk unezvidhomaaaa kkkkk apa vakafitwa nehuroyi Tete ava
Dare iri is the best 👌..nhasi razipa kkkkkk mudzimba umu mune mabasa .....
Mr Magirazi Ochukwu to the people ❤❤❤
Iwe zvakaoma kani
I like the guy in suit,ever smart,well reserved
Yes, old madala knows his stuff.
I pray for more wisdom for headman
Uyu ndiye mambo thanks chigodora you're working very harder ✊✊✊
BaTaps to the people kut chuuuuu. Headman Chigodora komborerwai kasingaperi ❤
Thanx bataps mukutigonera kugare tichingozipigwa ngenyaya pano haa kt chuuuu ,,eee ndaiwepo
Much love from abroad ❤❤ karanganda to the world
Huchenjeri hwakapiwe headman Chigodora ndehwa mambo Soromoni straight❤❤❤❤
Headman Chigodora we salute you,you are the best in Zimbabwe
Why salute such incompetence. What kind of a leader anorega such a barbaric behaviour ichiitika pamberi pake. Mbuya nasekuru avo have not been proven guilt. Nyatsoteerera nyaya. These are family disputes. Can't you see that mbuya nasekuru avo havanawo chanacho chete. Matauriro ahead man from the start shows kuti he is biased. He is not a good leader. Nyaya dzake zhinji hadzitongwi zvakanaka.
Kungotsvaga kuripisa vanhu , hapana kurova changamire . Tongai nyaya zvakanaka. Hakuna munhu asingatadze
Taura hako
Long live headman Chigodora 😊
Kkk yapenga chembere....." Une zvidhoma,une zvidhoma,...."
Headman ndivo king Solomonof our time ❤
sando kwa mureyani family......
Chibaba ichi
Ndotorwara kana ba taps musina dare kwachigodora nekwa mambo Mutasa kuti chuuuu❤❤
Kkkk...haaa ba Taps makadziya. Thank yu so much , yu just dnt know hw much we wil b waiting for your daily dosages
Very true
Taura hko
Haaaa Kwa Chief Chigodora kune mabiriri bororo.Sando dzenyu Chief Chigodora 🔨 🛠 ⚒️
Am waiting chipinge part 3
Sando kwamuri headman you deserve more life mhani
Knowledge and wisdom my King you are blessed
Ndaiyepo bba va taps woyeeeee basa mberi mukoma wangu
Mureyani to the wold😂
musikana uyo ahafanire kurova gogo so sad pamwe gogo avo ahwatorina mhosva
Anhu ekwa mureyani futi.We miss Tamari😂
Yohweeeeeee zvapakubuda makukutu nhyiiii 🙆🏻🙆🏻
Kkkkkk hyaa musikana uyu dai anyatsoo rova 😂😂😂😂
Tete vanenge muroyi mukuru aagh hasha dzacho unenge uine chokwadi wanzwa nekungobata sem person
Ambuya ndivo vanangwa huroyi, ndivozve varohwa asi headman ndiye ano bhadharwa ndizvo here ,
😊😊Eheka ashora changamire handiti ndivo vari kutongwa, so anobhadhara mambo
Mdhara uyo ndamubigger haasi kuramba, thumps up 😊😊😊 really happy
True,pamwe dai vana vakatanga vataura navo vangadai vasina kumboramba kufamba
Vana avaa ndovakatoipa ummmm
@@fortunatepaida2kana mai vanziwo vane machira ehuroi
Ngavafambe tizonzwa anobata,Misha yakatakura
Sekuru Iz very humble kwai dai angoti tifambe
KO nhai kutonga unobva wotopa mafamilies how to get on with their private lives.I think if things continue on this trajectory chero ukawana headman vachinyenga mukadzi wako you will be powerless to do anything.Same same zvamakaita Pana Mugabe.Muchasvinura riinhiko?
Magirazi iAfrican attire here
African attire iyo ma1
but hitting the granny was terrible. How can they allow this lady to just be violent?
She was fined Us70 for that at least and chased away
Wish you kumbouya kumashonaland dai zvibvumidzwa❤
Hello mangirazi and the crew luv u❤❤❤❤
Our best headman pihwai chigaro muhurumende munogona kueanzanisa anhu
This is insane .sorry mama varohwa avo .she has been humiliated .
Yes it was not fun at all why kurovs mai vakuru
Yaaa vakanganisa nekuvarova but vakarema mai avo muchanzwa zvenyu vakafamba
Yoh ndarwadziwa, kudonhedza munhu mukuru kudaro.
Taura hako zvimwe hazvidi kuonererwa pane vanhu ezvino wakuripiswa mudare aonererwa mskana uyu kumwe kushaya hunhu
@@WayneMakisi apa ari kutsvaga anomuroora .anoda mupengo ndiyani .nyangwe makaroiwa who knows pamwe vane pamuromo vanhu vemumusha umu saka hapana anovada kikikiki atozviroya .ega she is cursed until she beg for forgiviness .iwo mutemo wekuendesa vanhu kudare rezvinhu zvisona proof zvakazobvepi .vanhu vanovengana nezvinhu zvavasingaoni ,nyika haina mabasa nyika yakatukwa .vanhu vava greedy because nyika haina mabasa or enough resources .vanhu kushaya basa oti ndakaroiwa pabasa one pane vanhu 10 thousand vari kurida .nyika dzine mabasa haunzwi zvese izvi .haaaaaa iko kumapositori kwacho kunofambiea vanotofawo uye vanoshayawo mabasa .basa rava rekutoparadzanisa vanhu .kare kwaifiwa kusina zvemasowe mapostori vanhu vaienda kuRoma Methodist nepira mombe nekugara zvakanaka .kupira mombe handikukurudziri hangu .😬😬😬😬
Number 1 Headman keep up on doing good works
KwaChigodora kunonakidza uku. Ndipeiwo munda Headman
Ummm kotyisa uku
@@edithkamtedza9980😂kkkk
@@edithkamtedza9980 but shuwa, kune varoyi vakawandisa
Hapana kusina varoi uku kwakatonaka pakuti varoi panotongewa vachida vasingade kune dzimwe nzvimbo varoi vari kungogida hapana zvvanoitwa
But still vanongoroya vachitemba kuripa ,pane dzimwe family dzatakutoziva nekuuya mudare every time
Ndichangobva hangu kuteerera nyaya asi blaz imi ka mutorine prblm .nhumbu yaisawe yenyu and amuna humboo chaiho nemubviro wakaita nhumbu. Murikuti mutoilet ndomaakabudira mozoti fut dumbu raimboti bhovho kut amuna mwana aa bambo hamubari ba endai kwachiremba
Inogona yaisatovapo mimba
Headman to the world
Munhu akangoita musharukwa otonzi akuroya 😢😢
zvinhu zvacho zvinoshungurudza ufunge
@@Angylngumashupa-gt3yz ini hangu ndakutotya kuvhemberera ku Zim ,unenge wotonzi unoroya dzopinditwa nemadzishe aaaaa unopinda busy .huroyi huriko asi haugadziriswi like this
Chatova chituko kuchembera.
Zvorwadza
Mhuri yekwaMureyani never dissappoints
😂
headman to the people
Msikana akanganisa. Hasha dzake idzi ndidzo dzinomushaisa murume. Ndiani angada mkadzi wakadai mumba make.
😂😂😂😂😂😂😂
Kip it up headman Chigodora 👏🏻
Vanhu vainge vakagara nenhunha dzavo mudzimba umu. Thanks headman.
How do you know the pregnancy was yours
😂😂😂😂😂 abvunzwa abt medical hana kupindura anongofunga kuroiwaa mybe atori nelow sperm count bt achingonanga huroyi
@@delightchinosengwa1431ndazvifungawo futi vakawanda varikufa vachitya kuenda kuclinic vachinyeperwa kumapostori.ndine hama yangu yaiita mamiscarriages achipumha mbuya vake .paakanotestwa akatanga kutora mishonga yake now aane 2 vana .zvimwe zvoda kuongororwa
Musikana asimuka akarova tete vake must respect mhunu mukuru chero achiroya , please respect
Best dare in zim
I salute musikana asunda mbuya avo,❤❤ j
❤❤❤much love
Saka matofara kuti asunda ambuya
@@abdullahkunganya1752 she has to fight for mother
Haiwa hana kukwana
@@matichidanhamabwe184saka mukut tete ava havanawo vana hre inga Vange vachitukwa wani
Varikuoneka kuti pane basa mudhara nasisi vacho avo😅
Keep it up Baba chigodora
Chief Chigodora one and only chief anondigonera pakutonga zvema ndoro kwati