Oh machinda aheadman are bullies. Sad that they seem to bully women more. It's frustrating the way they interject when subjects are trying to state their issues.😢😢
Yeah this guy's I bullies they must respect dare rive nechiremera before this guy's were not on front dare rachigodora gain alot of respect but now it's like kiss goes by favour
Mai itsotsi coz vaifanira kuuya nezvakakwana plus reciet iyoo inzira ravo varikuramba why ? ..ndaona senge mai ava varikutora advantage yemurume uyu ...headman ngavaende vanoona nzvimbo iyi ..
Varume vaviri ava hazviko ,give people time to speak and listen .You ask her questions and are not able to listen ,stop raising your voice uri kuda kutyisidzira dzidza kubva kunaHeadman otherwise Headman Chigodora well done continue the good work.
chokwadi ichocho....ko vaimbovepo kare vakaendepi...cz those 3 guys ma bully and mmmm zvavava kuita kunge ivo ndivo headman wacho....headman is a very humble guy kwete zvihanda zvitatu izvo
Baba ve shirt ye white na Allen hasha itai shoma kubva zvamapinda mushed imomo makuda kutoita shumba chaidzo siyai vanhu vataure nyaya dzavo without intimidation.
That question yekuti 13:04 "akatengesera emwe munda, ne anofanira kuziva muganhu ndiani?" Is THE STUPIDEST question i have ever heard! The lady answers correctly: both of us! Coz i also know what I bought. (Is it her fault kuti munhu akaita sellers remorse) Baba avo vopikisa! What logic is that? 😂😂😂 Better to keep quiet baba😂😂😂
Headman's advisers should have been fired from the bench longtime ago because kunonzi kuyananisa nyaya hapana zvinozikanwa, basa kuvhundutsira vanhu chete. Chero kuHigh court munhu anopihwa nguva yekutsanangura manje padare apa pazere mapenzi chete chete
I love this Magestrete court its fair and mr Chigodora is fair to his people i enjoy listening to this magistrate court of Chigodora 😅before i will go to my local court just to listen to stories me and my daughter for so many years now i enjoy just judge Chigodora and his dare
Vanhu avo vatanga kushaisha kutanga manje: Hanzi "VaMatsanga makakunzwirayi tsitsi kumutengesera munda". Zvaa zvetsitsi manje; Dare razviwana kupi izvozvo? Ko kana vari ivo vatokanzwira Matsanga wacho tsitsi kutenga munda wake iye atori pashinyasi yemari; is that not unheard of? Also, kokana pasina zvetsitsi zvachose; pakangoitika willing-seller-willing-buyer; is that unheard of again? Haa; Dare iri pamwe rinombotongeravo nyaya kudzimba futi. Unonatsa kuvona kuti iyi nyaya yapinda kuDare yatopera kutongwa kudzimba.
Aggression from those 2 guys is uncalled for. There is no justice at all. Headman Chigodora should try to avoid using his phone when presiding on any issue
Anoziva mugano vaviri vakatengeserana not mutengesi, idare rudziiko iri nhai. Headman Chigodora must learn from Mutasa, izvi hazvina kurongeka. Headman Chigodora's bench is the worst than raivepo revakadzi vaya, these guys they are just clever for nothing, basa rekutyikidzira vanhu padare
Inga zvechiassessor zvirikubhadhara. Uyo muchinga wekutaurisa aigara akapfeka ziT-shirt re Arsenal raigara rakakonona netsvina avakutosungawo tie on white shirt. Anosimudza marombe shuwa!!
Natural justice ndeyekuti you hear all sides first zvisinei kuti nyaya wakuiziva nechekare. Vanoona havazozivi kuti sei murikuita semune divi ramakarerekera. Chero muchiziva mamiriro enyaya munosungirwa kuita act neutral mopa umwe neumwe mukana kana 5mins dzekutaura nyaya yake. mibvunzo inozouya manzwa kuti munhu ati kudii kwete kubvambura bvambura munhu achida kupa version yake. Headman ngwarirai vamunokoka to assist you... zvinoda a sense of fairness nekuziva procedure izvi. Matare seenyu anosungirwa zvakare kuva sensitive kushirikadzi asi zvataona apo does not put your court in good light.
I feel sorry for amai avo. The aggression towards her was very unnecessary. It's shameful to see grown man bullying that poor widow. It's high time people entrusted to pass judgments that affect people's livelihoods get proper training from government. At this rate hapana kwatino svika.
Headman is calm and methodical but I think his advisors are a problem especially the one with a tie. In every case involving women I see a lot of disrespect for women especially by the guy in a tie. There's room for improvement.
This woman might be wrong but matongere avekuita vakomana ava you can clearly see kakudzvanyirira why not give this woman enough time to clearly explain
Maitikiro akaita nyaya iyi ndeyekuti.... Mutengesi we land akatengesa land vakabvumirana. Pava paya Matsanga kwakuzoti ndatengesa pakakura kwakuchida kudambura zvavasina kubvumirana... Nyaya iyi andina kufarira mubatirwo wayaitwa iyi... Ndinosimborifarira dare iri asi nhasi randirwadzwa... Jus go panzvimbo do the measurements and settle nyaya iyi. I feel for this lady.
If you are a judge you don't take side, like Headman Chigodora he is a judge. He used his wisdom which he was given by God. But to his advisors they should learn from him.
This was so disappointing to watch 😢 avo vanenge vari paside paheadman if they've no knowledge on how to tackle issues padare better kunyarara. So disrespectful and annoying hapana chinoziikanwa kumhanyira kutuka heee makangwarisa heee mune hasha, instead of addressing issue iripo busy making horrible assumptions 🤦🏻♀️ haa ndatsamwa watching this episode, no respect at all and no chance given to the other party to address her issues. Nonsense
Varume pamunenge muchitonga tenge tichitevera saka musamhanyire kupa judgement imimi musina kunzwa nyaya mativi ose munomisa sei munhu ari kutsanangura nyaya yamusiri kuziva mototanga kumuti akanzwirwa tsitsi saka ngaanyarare hazviite iyi nyaya iýi ngaitangidzwe zvakanaka motevera pane zvese nekuti panogona pasina tsotsi pakati pevaviri imimi matonongedza munhu kare
IWE ANE TIE, LEARN FROM HEADMAN. HE LISTENS AND ASKS AND GIVE OTHERS TIME TO EXPLAIN. THANK YOU HEADMAN. IYI PLEEEEEASE MUBVISEI PADARE.
Oh machinda aheadman are bullies. Sad that they seem to bully women more. It's frustrating the way they interject when subjects are trying to state their issues.😢😢
Yeah this guy's I bullies they must respect dare rive nechiremera before this guy's were not on front dare rachigodora gain alot of respect but now it's like kiss goes by favour
They used to be good vachiri ku povo. Ezvino vakuonererwa nekugara kumberi uko 🤦🏾♀️🤦🏾♀️
Thanks chief chigodora matonga zvinehuchenjeri mai awo vanenge vanoshandisa chihukuru like kunge vanehama dzinotonga kwamunangagwa chete vakangwarisa
Olp😊i
Very true vanekamwe kakusvota kavanoita plus nechidofo
Like seriously! How can I sponsor this Chigodora's Dare please?
It's a therapy for us here in the UK 😂😂😂
Tine rimwe dare ka Mu Kent umu pedo nemi, ibvai mangoti sponsawo ka🤣🤣🤣🤣🤣
Taura hako
Number dziripo wani
Ko kuzochema wani
Ndaiyepo Ndaiyepo ,usasoshora🎉
Kkkkkk bambo vane tie avo itai mushe musatyisidzira vanhu imi maakundibhowa manje
Ndovoice rake uyo
@@user-zu6ng2eg6qngavakwane aaah
We nolonger want the man with the tie kumberi uko. Hatichamudi. Isu sevanhu tibvisirei Bully iro kumberi uko. Please 👏🏾👏🏾. Tave bho naye 🙌🏾
Zveshuwa haaaaaa kutosunga tie kuuya ku buller vanhu murume mukuru hutsinye muridzi head man anoziva zvavanoita avo bba ngavabve pavari apo
Chokwadi
Headman Chigodora manyama, Soromon mwana wa David ndimambo , waiva neuchenjeri. Well done headman. Watching from the UK 🇬🇧. Kumusha kwamai angu
Mai awo vanodherera ndirikuvaona zvangu
Vari kudheererwa
Mai itsotsi coz vaifanira kuuya nezvakakwana plus reciet iyoo inzira ravo varikuramba why ? ..ndaona senge mai ava varikutora advantage yemurume uyu ...headman ngavaende vanoona nzvimbo iyi ..
Ko anovhundutsira munhu seiko uyo ane tayi anondimara voice rake haradi kutaurira pamusoro
Baba vane tie varikufanira kubva mu shade imo varikushandisa hasha...vese na Allen budai imomo
True ...kunyanya Allen kkkkk
Vari kuAbuser vanhu
@@user-xg9gk2tu4t Wan ndimi makati vaende mushade
@@chiherachashe4332vaitonga zviri fair vari kunze uko. Pavakangopinda muShade vava nekahudzvanyiriri.
Ndavabude zvawo becoz hasha dzacho iiii
This is my headman. I'm from Chigodora. I need to go get my own stand there.
The two new gentlemen need educating in public relations.
They need to stop being militant and learn to let the people speak and explain.
Varume vaviri ava hazviko ,give people time to speak and listen .You ask her questions and are not able to listen ,stop raising your voice uri kuda kutyisidzira dzidza kubva kunaHeadman otherwise Headman Chigodora well done continue the good work.
Nxaaa varume vaviri avo vari very rude yoo
Vakudhakisa dare
HEADMAN CHIGODORA PLEASE FIRE THOSE TWO MAN.THEIR VERY DISRESPECTFUL.MAKUITA DARE RENYU RISHAYE VALUE....V
Sure henyu havapi kana munhu chance to speak
Mmmh advisors to the headman are bullies, why won't they give the lady a chance to explain herself this is miscarriage of justice!
The disrespect shown to mai nhanha is ridiculous.
Indeed sometimes vatongi ava varikudheerera mother. If you sell for me , the seller and the buyer will both know panemuganhu.
Taura henyu imi,vanhu ava they are so unfair,handichaoni this show again.judgement yacho haimeke sense
Itsotsizve
#Karanganda TV tipei mambo MUTASA izvi zvana Chigodora zvinekarusarura mukati
headman tinokudai but please control imbwa dzenyu idzo too much kuzvinzwa nyaya isinga fambe vachi parader ruzivo rwusipo
I second u
chokwadi ichocho....ko vaimbovepo kare vakaendepi...cz those 3 guys ma bully and mmmm zvavava kuita kunge ivo ndivo headman wacho....headman is a very humble guy kwete zvihanda zvitatu izvo
Dare roda vabva zera kwete vanhu vakabatwa nehavi
Vadare vaheadman havana wisdom headman tsvagaiwo vanhu vaneuchenjeri vakubatsirei basa guru ramunaro. Thumbs up kwamuri headman newisdom yenyu
Baba ve shirt ye white na Allen hasha itai shoma kubva zvamapinda mushed imomo makuda kutoita shumba chaidzo siyai vanhu vataure nyaya dzavo without intimidation.
The guy akasunga tie imbwa yemunhu
Ine mauta
Baba vane tie itai nose shoma ndapota hangu.plus musavhunditsira vanhu
Keep it up Headman murii pa top top makanyanya
That question yekuti 13:04 "akatengesera emwe munda, ne anofanira kuziva muganhu ndiani?" Is THE STUPIDEST question i have ever heard! The lady answers correctly: both of us! Coz i also know what I bought. (Is it her fault kuti munhu akaita sellers remorse) Baba avo vopikisa! What logic is that? 😂😂😂 Better to keep quiet baba😂😂😂
Ndapanzwawo ende chidofo chekupedzisira ndingatenga how ndisina kuona muganhu
Batsirai Matsanga uyu mbuya ayo anodyairira
Musatonge munhu tongai nyaya
Headman on his own is good team rakazopromotiwa iro ndiro ravakushaisha zviro
Headman's advisers should have been fired from the bench longtime ago because kunonzi kuyananisa nyaya hapana zvinozikanwa, basa kuvhundutsira vanhu chete. Chero kuHigh court munhu anopihwa nguva yekutsanangura manje padare apa pazere mapenzi chete chete
I love this Magestrete court its fair and mr Chigodora is fair to his people i enjoy listening to this magistrate court of Chigodora 😅before i will go to my local court just to listen to stories me and my daughter for so many years now i enjoy just judge Chigodora and his dare
Ukapusa kwaChigodora unochema chete yoo ,unoitwa kuzinganirwa bba
Baba ve tie havagone kutonga.... mambo haatonge achidaro!!
Boy dzekwaChigodora haaa sando dzenyu imi hamuna chitsotsi or chiface haaa murimberi varume thumbs up for you guys dzaChigodora
My best headman va chigodora ndodawo kugara ikoko ishe wangu ndobva kwa mutoko
I don't usually comment but please Karanganda TV ....can you give us a proper headline🤲 your content is very good but pama headline mukutiregerera
Nhym kubatsira nepekugara makavapa mahara here munda wacho 😢varume avo vakutadza kutonga mhani
Kufirwa imhosva here weduuwoye.That woman is humble
Headman Chigodora needs to learn from chief Mutasa how to conduct his dare, kwete mahumbwe aya.
1 ) Baba vetie avo, he is aggressive and belligerent. Unoshaya kuti unotonga sei uri impartial nehasha dzaanidzo. Haagone kutaura nevanhu zvisina hasha, nekusimudza izwi rake. Anoshungurudza vanhu kadzi kunyanya.
Achibvunza mai kuti murume wenyu aripi.
2) Chigodora is unprofessional he uses his phone nguva yedare achitonga vanhu.
3) siyai vanhu vataure divi ravo, mozobvunzurudza. Kwete kuti munototanga kushungurudza vanhu musati maudzwa Mativi ese.
4) please stop making assumptions panyaya dzevanhu. Wat gives you the right yekutaura kana kufungira kuti vanhu ava vari kudanana. Shuwa mugadaro shirikadzi, hamunyare varume imi. Tongai nyaya iri padare zvimwe izvi siyanai nazvo. Headman nema Musteteers ndimimunotounza confusion nekufungira vanhu.
5) respect vanhu vari muground please. Hasha dzenyu dziitei kumba kwenyu kwete kushungurira vanhu.
Hooliganism yakanyanyisa padare apa, ivai civil please.
Vakadhakwa ava
I don’t think Dare roda approach yema hooligan, this lady is being bullied. Sad
Matsanga bhoo here upstairs
machinda aShe ayo too much hasha plus kumhanya, give that brave woman a chance to explain.
Ngapavewo negurukota kana maviri echidzimai mudare renyu headman Chigodora. Dzimwe nyaya dzinoda maonero evanhukadzi
Bambo ve tie varikuwanzwa hasha
Those Chigodora guys are too aggressive and impatient it’s pathetic bullying chaiyo
Team headman chigodora sando dzenyu
From mzansi😂
Vanhu avo vatanga kushaisha kutanga manje: Hanzi "VaMatsanga makakunzwirayi tsitsi kumutengesera munda". Zvaa zvetsitsi manje; Dare razviwana kupi izvozvo? Ko kana vari ivo vatokanzwira Matsanga wacho tsitsi kutenga munda wake iye atori pashinyasi yemari; is that not unheard of? Also, kokana pasina zvetsitsi zvachose; pakangoitika willing-seller-willing-buyer; is that unheard of again? Haa; Dare iri pamwe rinombotongeravo nyaya kudzimba futi. Unonatsa kuvona kuti iyi nyaya yapinda kuDare yatopera kutongwa kudzimba.
Nhai like wakapihwa mahara Munda wacho
imagine. She bought land and then Matsanga akuona kuti mari yakapera value akuda kutora land back. No, hazvina kunaka
I wish my dad was there to witness this unfortunately Rest in peace daddy
Musaitira vanhu hasha makurukota pliz pliz dai Maida kutonga ingadai makaenda kuchikoro siyai headman atonge maakumukanganisira dare.. uyo ane voice rakazhozhowera iyo pliz pliz have respect
Ngava ended kunoshanda dare roda ana sekuru vabva zera vakuzuva hupenyu Gucci and Allan too much salt
Very gud headman & team
God bless you headman chigodora i wish kutenga stand ikoko
Mukandipostera Headman Chigodora munenge maisa rujeko muhupenyu hwangu kana dzekare postai henyu
These courts are generally repressive to litigants , especially women.
Thank you so much for this crucial observation
Unonyepa
You are very right ✅️
Matsanga to the world
Hai headman mukomana uyo ari kurwadziwa musamuitire hasha
These men are very silly. Headman awa waakusvipisirwa zita. Hawana respect kuwakadzi.
Hazvinzwariba murume uyu arikurwardziwa that's why he's crying shame
Nyaya dzemunda dzinemakuva idzi mmm, iyo miganhu iyi😢😢😢😢
Iwe usataurisa kni vnhu vapera mudikani
Vamwe vanototemana nemademo chaivo nenyaya yemiganhu
@@annanyamugudza1327unondifungisa rimwe Gore ndiri mu irrigation kumusha haaaa takarwisana mugano Uyo une makuwa pasi
Zvichitoda murume wamai avo wakatoufira Munda iwoyo
@@nyashabuwerimwe-sw6quobvious zvine makuva
Mistrial …The guys assisting Chigodora have totally failed 😨..,The guy in white shirt and tie must calm down
Yes they have failed
They need training
The guys are malicious
Iri dare richasungiswa zvichikonzerwa nemurume wetie uyo ngaadzidze kuremekedzawo madzimai uye ngaapewo headman chiremera chawo
Aggression from those 2 guys is uncalled for. There is no justice at all. Headman Chigodora should try to avoid using his phone when presiding on any issue
Ma $20 ayoo ndooarii kutengee ma smart arikutororwaa ne team ramambo irooo
Inodya payakasungirwa😂😂❤
@@wilmarmarara2448 kkkkk haha sure team rakangaviraa irooo ngavachivaka shade
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@kennytawars2464 chinyakare wanogara ipapo 🤣🤣🤣maybe as time goes on wachawakawo kuitasekwaMambo Marange or Zimunya
@@wilmarmarara2448 kkkk mhanzhaa inosvuuka nezuvaa
Mumwe achangoti munda ndiye tasa😂😂😂haaa baba vatsamwa avo zvamanje manje vakutoda kubvuta munhu😂😂😂😂
Anoziva mugano vaviri vakatengeserana not mutengesi, idare rudziiko iri nhai. Headman Chigodora must learn from Mutasa, izvi hazvina kurongeka. Headman Chigodora's bench is the worst than raivepo revakadzi vaya, these guys they are just clever for nothing, basa rekutyikidzira vanhu padare
The guy was allowed to talk all he wants but those men won’t allow the woman to talk. SHAME
Mukomana achema na mother😅😅😂
Karanganda woye ndaiwepo Headman chigodora ndokudayi zvangu ❤❤
Chigodora aripachokwadi
Nhai amai sei muchidaro hamuhwiwo tsitsi hr
Mr Chigodora and the boys may God bless you 😂😂😂🎉🎉🎉
but somehow they lack patience in trying to understand the gravity of the issue to the concerned parties
@@chukuchatapsi dont think so, being village issues they actually know what is happening exactly,,,
Vanowanza hukasha senge uyo and tie
Nyuchi boys kkkk i like his advisors hangu
Havagoni ava vanotonga pachiZanu
Inga zvechiassessor zvirikubhadhara. Uyo muchinga wekutaurisa aigara akapfeka ziT-shirt re Arsenal raigara rakakonona netsvina avakutosungawo tie on white shirt. Anosimudza marombe shuwa!!
Team rachief matongero enyu handiwo
kunyanya weka tie uyo ummm akutozviita mambo shame
God bless headman Chigodora
Ndaiyepo pa Karakanda TV 😅thanks ba Taps nekutifadza kwamunoita
I love that man please kkkkkkkk ndodakuvapowooo
Mai avo is very calm 😌...vakativa zvokuty
that guy ane tie hapna zvozikwana ngabve pama elders
Hadman Chigodora must be promoted to be a Member of the Senate
That loud guy is getting a lot big for his head mxm
100% kuita kunge ndiye headman .
Natural justice ndeyekuti you hear all sides first zvisinei kuti nyaya wakuiziva nechekare. Vanoona havazozivi kuti sei murikuita semune divi ramakarerekera. Chero muchiziva mamiriro enyaya munosungirwa kuita act neutral mopa umwe neumwe mukana kana 5mins dzekutaura nyaya yake. mibvunzo inozouya manzwa kuti munhu ati kudii kwete kubvambura bvambura munhu achida kupa version yake. Headman ngwarirai vamunokoka to assist you... zvinoda a sense of fairness nekuziva procedure izvi. Matare seenyu anosungirwa zvakare kuva sensitive kushirikadzi asi zvataona apo does not put your court in good light.
Well said
Ini hangu ndikuda munda kwachigodora.ndipote ndichienda ndega kowona 😂😂😂
I feel sorry for amai avo. The aggression towards her was very unnecessary. It's shameful to see grown man bullying that poor widow. It's high time people entrusted to pass judgments that affect people's livelihoods get proper training from government. At this rate hapana kwatino svika.
Ka blaz ke chitorobho ako akutozviona gweta . Moms avo vasangana netsoko dzega
ndarwadziwa aggression yacho inemunhu une shati chena uyo maihwee.They did not even allow her kutaura her side of the story.
Taura zvako, unonzi hauzive mugano sei isu takaratidzana
Hapana zvedare apa, matsvina embudzi chete chete
taura hako machinda amambo akuzvinyanya
Thanks baba taps murambe muchienda kwa chigodora
Ndaiyepo baba taps👍👏👏👏
😂follow karanganda guys haa because ma1 makurukota aya anodherera😂😂😂
Vakomana vaviri avovpliz ipai vanhu mukana wekutaura muchivaterera ,Headman is very wise vana Allan neumwe wako speedy mavekunyanya
Karanganda woyee,mukomana akadumbirwa😢😢😢
mutongi gava maenzanise. Chigodora. salute
Uyoo murume ane tie umm ma1,Ngaarege kuvhundusira vanhu padare ,Anoda kudzidziswa kubata mhosva dzevanhu zvakanaka,
Headman is calm and methodical but I think his advisors are a problem especially the one with a tie.
In every case involving women I see a lot of disrespect for women especially by the guy in a tie. There's room for improvement.
The one in the tie thinks and yese 😮 nxa he is an abuser of women
I think he's got issues with women
Those 2 guys since they got promoted they act like they know it all. They're so rude, forward and annoying.
His right vakadzi towachisa
Very true the tie guy uuu katongerwe kweDzimwe nyaya
Yaaaa vakomana Chigodora i hard-core hustler
Uyu murume we white shirt ne tie anowanza hasha arikuganganisa dare revanhu mubvisei
Machinda ayo haazii nyaya anowanza dzungu ndiwo wanodzikisira headman
Noo noo noo he is talking to me🤚 😅😅😅
Need to visit chigodors
This woman might be wrong but matongere avekuita vakomana ava you can clearly see kakudzvanyirira why not give this woman enough time to clearly explain
True
Dare rine mitemo yaro kana vaona kuti mai vari kudzinyirirwa vhura rako uvatonge zviri fair😂
@@Marange_ thats bullshit hakuna dare rinorambidza munhu kuzvi defender
Chokwadi ndavakupe mukana wekutaura divi ravo .Worse now yavashirikadzi murume wake anomumiririrawo akafa😢
Varikuzvikudza too much. I can feel the oppression through the video 😢
Maitikiro akaita nyaya iyi ndeyekuti.... Mutengesi we land akatengesa land vakabvumirana. Pava paya Matsanga kwakuzoti ndatengesa pakakura kwakuchida kudambura zvavasina kubvumirana... Nyaya iyi andina kufarira mubatirwo wayaitwa iyi... Ndinosimborifarira dare iri asi nhasi randirwadzwa... Jus go panzvimbo do the measurements and settle nyaya iyi. I feel for this lady.
Ko tikati mai nemurume wavo vakatora this kuve munhu akapusa vakazviwedzera vega neuchenjere vachifunga kuti zvimapepa zve forgery zvinoshanda. Vakazviwedzara munda vanhu ava
Ndakatozviitwa neniwo , ndkadamburirwa ka 4 kusara ndapaka Kona vanotengesa vachida Mari,ikapera matova Enemy
❤❤❤ karanganda team
But these guys must learn public relations, and listen to both sides. They should stop using junta junta harsh language.
If you are a judge you don't take side, like Headman Chigodora he is a judge. He used his wisdom which he was given by God. But to his advisors they should learn from him.
😂😂😂😂 Headman nhasi mandisekesa.hanzi pane arikuda umwe kkkk
Dzidzai kutaura zvakanaka nevanhu mazirume imi especially uyo ane tie let her explain and hear her side of the story nxiii
Tavepo tavepo Karanganda woyeeee❤
Mwari nganditungamire Chigodora ViVa
This was so disappointing to watch 😢 avo vanenge vari paside paheadman if they've no knowledge on how to tackle issues padare better kunyarara. So disrespectful and annoying hapana chinoziikanwa kumhanyira kutuka heee makangwarisa heee mune hasha, instead of addressing issue iripo busy making horrible assumptions 🤦🏻♀️ haa ndatsamwa watching this episode, no respect at all and no chance given to the other party to address her issues. Nonsense
Pliz karanganda Mai Ava is very wrong