Nhai sisi vekuroya Mavis, munodireu kudaro? Saka maisekei maona achitambudzika? May God help this girl. Zvinorwadza izvi. Vanhu havachatorarame nekutya kuroiwa nemi kudai. I pray zvinhu zvenyu zvinokudzokererai mukatambura murimi. Veduwee dzimwe nzendo ngatitaurei tadzoka.
Wekubonyora keep yourself busy and dzima mavideo in your fon download something that will bring you closer to God. Ssy wekuroya dai Mwari akuitira nyasha.unotoroya tsvaka Jesu nguva ichipo
Uyu vekuroya mwari vane size yako shamwari siyana ne n'anga uchaiona zvako nhamo yacho unoroya vanhu vasina ukama newe uchasangana nazvo one day is one day
Nhai sisi vekuroya Mavis, munodireu kudaro? Saka maisekei maona achitambudzika? May God help this girl. Zvinorwadza izvi. Vanhu havachatorarame nekutya kuroiwa nemi kudai. I pray zvinhu zvenyu zvinokudzokererai mukatambura murimi.
Veduwee dzimwe nzendo ngatitaurei tadzoka.
Mukoma Nyash tinogopa muroyi advice yekudini .ko madi munotsvaga zvinovapfumisa
Nhaimi zvakaoma hazvo ko hutsinye hwacho kuvenga munhu kusvika pakudaro muri muroyi wemasikati machena uuumm zvakaoma mwari
Mukoma avo vanotoda deliverance chaio Mwari vakubatsirei pasina izvozvo havangagoni kuroora because that spirit inodzinga rombo rakanaka muupenyu
Vamwe varitsvaga Mari kuti vararame iwe take take nenganga😮. Huroyi hwacho husingachinje kana life Yako what a sad Life
My brother taurirayi na mukoma Nashe mutsvakirwe mudzimayi kana musina
My sister zvri bad zvamakaita...
Kwazuwai mukoma Nashy. Hezvo Zim yakutyisa
Wekubonyora keep yourself busy and dzima mavideo in your fon download something that will bring you closer to God. Ssy wekuroya dai Mwari akuitira nyasha.unotoroya tsvaka Jesu nguva ichipo
Sis vekuroya Mavis mutori muroyi kwete kuhwanda kuti mweya wegodo munehwutsinye unoroyabmunhu ane musika uchisiya vanhu vane mari nerimwe ramazuva uchaonavpazvichakusvitsa utori 😈
Kupedzera mari kuitira vamwe mhiko here.zvimwe hazvidi kungotaura kuti mwana wangu adai.better vanhu kungozonzwa kuti akaenda
Zvakaoma veduwe 😢😢😢
Hanzi uyoo unouraya nemunondo achafa nemunondo 😢😢
First confession, siyanai nekuona ma vds ayaa
Uyo wechimhandara mumaoko unofanira kutsanya uchinamata,then wodzima ma vedios ayo,wo downloader echurch
Uyu vekuroya mwari vane size yako shamwari siyana ne n'anga uchaiona zvako nhamo yacho unoroya vanhu vasina ukama newe uchasangana nazvo one day is one day
Nhaimi nhaimi zviriko hre izvi zvekut munhu anoita busy kuenda kun"anga kugadzira vanhu kut vaite munyama😳???...kozvaari mashura...dzorai moyo asikana...kumbirai Mwari adzore moyo wenyu😢
Am first here
🎉
@@ZimSecretsandConfessionsmukoma nashe ndakumbirawo number dzagogo vanobatsira please
Ummm mkoma Nashe sis .avo plz ngavatsvage mwari nguva iripo zvichavanetsa muupenyu
Godo rakaipa imagine kuburitsa mari kuenda kun'anga kunoparadza destiny dzevamwe hamuchatombo focuse nelife yenyu shame demon rehuroyi soo muchafa muchitambura Mikasa tsvaga Mwari nguva ichiripo repent my sister
Yooo inga mwana iwe unoroya saka wakawanei nazvo izvozvo mm satani mm ko kuitawo musika wako
My brother Inga unozviziva wani kuti chimhandara maoko hazvina kunaka zviregereyi uye zvine madhimoni, kana musina
My brother juss delete the videos,if u tell yourself that u want to stop u will stop
1st one hazvibatsiri kutsanya uchizoita bonyora.Delete those videos morega kumboenda pawifi then motsanya muchiverenga bible musingaendi online.
First confession delete those videos chekutanga ukanzwa kti zvakuda kubata futi Buda mumba famba famba kana kuimba chaiko usazvijaidze kti kana zvauya wototi ndiri pano
U talk too much iwe giving wrong advice futi
Jus read the confessions zvemazano siira comment section