No disrespect to Dr Choga and Tete Tilder,but Pastor Motowashe vanondigonera havo.He has a very mature and charismatic touch that gives me a certain urge to want to listen more to his advice.I love his diction that is respectful and shows he does understand that listeners to these programs are adults!
Dr Choga tipei book kana kuti reference yakakuudzai kuti masterbation is bad and addictive….Many books state plenty of positive things about it. I stand to be corrected
No disrespect to Dr Choga and Tete Tilder,but Pastor Motowashe vanondigonera havo.He has a very mature and charismatic touch that gives me a certain urge to want to listen more to his advice.I love his diction that is respectful and shows he does understand that listeners to these programs are adults!
I concur!
Pastor vane church so vanoda kuti vanhu vauye doc vanongoudza munhu chokwadi secvachiri...take or leave it attitude
Pastor vanogona futi but semunhu wamwari vanowanza munamato where as ichi chimdara Choga hachirove imbwa chakaviga mpini😅 chinorovedzera ipapo
@@tmaktmak1464😅
Morning tete nadoc.Tasuwa pastor Motowashe
Varipi nhai
True hey
Nhai varwara ,ko kusatiudzawo kuti vari paoff nebsa
Caller 3 please this bonyora word should not be said repeatedly like that, once is enough 🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄
Pari kubonyorwa zvinemutsindo that’s why ka
😂😂😂
I wish you can bring back pastor moto washe on the show
Nhai tete pastor varipi
Mainini Mainini in auntie Tilda s voice
Nyaya yemabackground ichatikwadza vamwe shame ukazvifunga nekuroorwa kwacho unombofunga ka2🤒🤒😓😓
Taura hako
What happened to Pastor
Ist caller kuita muNdebele ndokunei nhai hama. MuZimbabwean, fullstop.
The 2nd caller must work for ZBC 🤣 ah! anotaura zvisingaite 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂kuita Rueben Barwe chaiye
Rrrrrreuben Barwe
She doesn't breath🤔
🤣🤣🤣🤣 haaaaa hamharwi nenhunzi kkkkk
Ko kuita football commentator hazviite here
Tete Tilda munoitirei show kana muri muhurry zvino bhowa kukata munhu achi explainer nxaaaa
MuZimbabwean but muNdebere 😮 😢really
Dr Choga tipei book kana kuti reference yakakuudzai kuti masterbation is bad and addictive….Many books state plenty of positive things about it. I stand to be corrected
Yooo cc uzakuxoshsa umsebenz yoo mina ngihlale laye lokhu kwe lockdown asikaze silwe langelanga elodwa inkos ngiyayibonga ngobaba wakwami lokhu ngahlala laye emsebenzin uyahlonipha indawo yabanikaz cc zama ukumsusa
Ndakazombotenga Mota nabhangu kana kukwira kasi magerofrend aikwira ini ndichikwidza kombi
A a a a first caller and wakawoma zibaba iro zidzungairwa rakatopora zvaro harina basa zvichaitika kumkadzi
1rst caller benzi rebaba rakanyanya kuzungaira zvobhowa and ronyepera kuzungaira Roda mboma iri. Nxii
@@modestamanatsa1770 A nhai kutoita sezvisina basa unoita seuchavabata colar woti nhai imi mukai mumazai amakararira sehuku 🤣🤣🤣🤣🤣
Aiwa mainini munoti vana vedu kwete kuti mwana wake frist caller babamudiki hunyoro hwacho hunotobhowa
Morning tete n Doc
Why is Dr on his fone, deosn3look professional
Kkkkkk zvai ndakamu softer softer baba ava ka 😂😂😂😂
Mubonyori nemuripi mukukuru vapedza ma sports ese. Mdara Choga makapedzosira rini kuveza tsvimbo?
MuZimbabwean but MuNdebele… MaNdebele aren’t fully Zimbabweans or ? just asking
Vakaoma musoro plus vari dangerous than mashona
@@tsungirainyare1532 uthini kanti ? Akuphinde futhi 🤔
Kkk ndivana zhanga
No abalungu iyahlupha uma ubashela ley ngoba sebekwakwenza babuyelela inkinga yiyo leyo
Doc varikurasisa vavengi kkkk... kupopota muramwu
Vuye bodo mai caller number 2 finish aai vuye don't....rondedzero yacho ndakunzwa hope
Kkkkkkkkk
Morning tte and doc
Doctor Choga,, forgiveness is not a process but an event.
The process is for forgetting.
Forgiveness it's a must not a choice.
Forgetting is a process???
Forgiveness is a process and it's not a must
Kkkkkkk they are only vanechibhinya bhinya
Bonyora 😁😁uyu munhu anemakore mangani gore rino tichanzwa zvakawanda.
Murume ohura mukadzi anochema, murume omasturbata vakadzi kuchema futi, saka moda kuti varume vadii after not being serviced properly ummmm ma1 chaiwo kkkkk
3rd caller was not prepared to take her portion of the responsibility. All she wanted was to blame demons and mustarbation. 🤣
The 2nd caller her husband will kill her if she tell him that she doesn't love him
Jacob Zuma lite
Mukadzi anopopota haagarike naye...
Never trust anyone
Ko pastor vakaendepi ko
Kuudza munhu kuti andichakuda makagarisana pasi unogona kuurawa kana kukuvadziwa muno ngaangotora SAPS obuditsa munhu mumba.
Tete pastor varipi
Dr Jacob Zuma
Kkkk mainini munoti kakakkaka in Doc voice
Morning tete, ungaphi uPastor, not that I don’t like the Doc
Coz you dont like to face the truth pastor is gud at soft speech but sometimes he doesnt face the truth unlike doc Choga he call spade a spade
Doc havanyenyeredze straight ipapo gagaga
@@chiedzarusere5132 kkkkk
Munhu haarambirwi kk
First caller uyo is a wet weekend kkkkk