First caller my sixth sense tells me that the lady of that guy play her cards in a cunning way... her actions and consistency raise a red flag. The guy seem soft enough to handle his wife. Pamwe panoda chisoja mumba iyo
Tete Tilder , will you please learn to listen before you interupt,a caller is just starting to explain the problem, before finishing even 2 words, there you go,boom! Interrupting
First caller mmmmmm. Which man is comfortable kuti mukadzi wako arranges going out with other men without telling you kuti I am doing this. This has nothing to do with trust, but basic respect for marriage
Respect is earned most mboko ana masadza do not know how to handle a relationship. Anoda kubikirwa. sex uye kuchengeterwa vana iye achihura moto. Woman will not stand for that. Get married kuwhites and Nigeria better stll be lesibians & live a happy life. Nature haisike sperms that balance with women do not take mugondorosi women needs to be prepared psychological nukubatwa zvakanaka. Varume imboko.Prostate cancer inouya yoga the balance is to get checked every year.
If you are in the UK. I can arrange with social services toswera tamudzosa. British airaways Aviance takes the baby back to the UK. Birth record neID yako unowana birth certificate
Thank you tete and pastor the show is so educating
First caller my sixth sense tells me that the lady of that guy play her cards in a cunning way... her actions and consistency raise a red flag. The guy seem soft enough to handle his wife. Pamwe panoda chisoja mumba iyo
You are correct
Thank you tete and Pastor , I'm learning a lot from this show
First caller wakaroora here.tsvaga tinashe Uite madna
Kuenda kuband ndisingazive. Baba makuhurirwa makatarisa manje.
Tete Tilder , will you please learn to listen before you interupt,a caller is just starting to explain the problem, before finishing even 2 words, there you go,boom! Interrupting
First conf ...mainini pane hutsi panemoto . Carector yenyu yakarerekera kuchipfambi
True, receiving message yakanzi, 'I love you and miss you'. Thats not acceptable , and then one sends a photo to that person. Haaya
@@mnet2912 Amen
Thanks
Your interactions as a married woman are overbounds.....pastor magona pana first caller apo.
Makadii Tete napastor. Pastor mwari varambe vachikushandai zvakanaka kudai.Mashoko makuru amunotipa nguva nenguva
Domestic Issues asi haichaitwi here tasuwa Dr Choga
Please improve picture quality of your videos
First caller in other words uripfambi. Unoita sei mashamwari echirume iwe wakaroorwa
Tete Tilda please would mind to give your clients to explain and clarify issues please
First caller mmmmmm. Which man is comfortable kuti mukadzi wako arranges going out with other men without telling you kuti I am doing this. This has nothing to do with trust, but basic respect for marriage
First caller, mainini wane kahunhu kasiri right, mungaita shamwari yedzechirume seyi, tendeukai ipapo
Zvakaoma vana ava kufunga kuti kupinda mu marriage ndokuti upenyu have nani shuwa shuwa,ndarwadziwa zvangu
First caller hayiiii surrender, this wife is a cheater, she is not honest anotamba magames. Maitiro ake ahhhh questionable
Thank you we learn a lot.....only picture is a little blair..
uhmmm third caller relationship yacho zvaitori civil war 😂😂
😀😀😀😀😀😀😀😀 zvakaoma ndatya nazvo kuita hondo mumba
Civil wairerutsa 😂😂😂😂 Russia and Ukraine
First caller ndofunga mkadzi ndiye ane mari kupfuura murume nekut heeey anoronga zvinhu zvake nenguva yake yaanoda coz mari yake ndoinotonga
1st caller wife is snake undergrass ..the guy is too soft xem...
Thanks
Nyaya ya last caller ya amai vasiri kufeeder mwana was never addressed shame 😒
Morning tete and mfundisi
Respect is earned most mboko ana masadza do not know how to handle a relationship. Anoda kubikirwa. sex uye kuchengeterwa vana iye achihura moto. Woman will not stand for that. Get married kuwhites and Nigeria better stll be lesibians & live a happy life. Nature haisike sperms that balance with women do not take mugondorosi women needs to be prepared psychological nukubatwa zvakanaka. Varume imboko.Prostate cancer inouya yoga the balance is to get checked every year.
If you are in the UK. I can arrange with social services toswera tamudzosa. British airaways Aviance takes the baby back to the UK. Birth record neID yako unowana birth certificate
Shuwa mukadzi uyu ari kutya kuti akabuda Mumba anogarepi nevana hama haawirirane navoo haana mari ndosaka ari kungoshingirira,she really need help.
Asi jealousy yakanaka here haizokonzera kuurayana here ????
Tete vazobvuma kuti kana kumba kwawo kune problem, kusa batsiridza baba kurasa hurume
Immm ngatisatambai tichiita rudo rwekupota tichipisana ne gas heater ne hot water
Second caller needs help , hope she wl come back to you tete kana Asiya her so called husband
Fist wena
Caller 2 be serious....
Hie aunt looooo
Sandoo kuna pastor veduu kkkkkkk iwe unoda kanganiko kkkk
Murume atanga kutaura uyo haazi gay here hama dzangu varikuda kuvanza zviito zvavo ?
Hahaha why madaro
Hmmmmm.. Pastor you are wrong,you are promoting chi tsitsi kuvakadzi.👎
Maybe you’re the wrong one
Pàpi pacho pava promoter chitsotsi l think l missed it
Nyaya ya 1rst caller haina kuva fair pamurume uyu. Murume anokundwa nemukadzi Pl mukadzi uyu haana kumira mushe cz nyaya dzake ane chihule hule. I feel srry pamurume uyu. Pastor nhSi hmuna kutamba mushe. Mai munenge muri loose that's why varume vasina matyira pamuri.
The wife sends selfies to other man thats wrong