Akapukuta Chitunha Netauro Dare Ra Chief Mutasa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 7 лип 2024

КОМЕНТАРІ • 52

  • @user-tr6mn3rs6j
    @user-tr6mn3rs6j 23 дні тому +8

    Kkkk kwanzi pamusoroyi dare ra mbuya mutasa

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 21 день тому +1

    Maipukutirreyi chitunha chevanhu hama dzake dziripo,vaitora mushonga yavo Mai ava muroyi.

  • @GeorginaZiva
    @GeorginaZiva 20 днів тому +1

    Pazvunhu zvose mambo ndinosikurumbidzai but nyaya yevanhu ava haina kutongwa zvakajeka purpose yekupukuta munhu asiri hama yako ndeyei

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому +1

    Endai mundobvunzira first chief magona pamwe wakangopukuta chete pasina chakashata pamwe chiriko mambo munogona

  • @EvureGombedza
    @EvureGombedza 19 днів тому

    Nguva yese iyi vaiwevakanyararirei mai vakangwarisa vanehubatabata nemufi

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому +1

    Mhuri iyi haina kurongeka yauuya kudare

  • @faithymuchinjiko-kp7tb
    @faithymuchinjiko-kp7tb 18 днів тому

    Kkkkkk ndaseka kwai ndamira pamberi pedare rambuya mutasa

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому +1

    Pane kuhwindirana apo 6 june 2023

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 23 дні тому +1

    Dsidzai mukotsanjera shumba yengozi

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 19 днів тому

    Mmm maitiro evadare kunge varikusapota mai Zarimba ko iye munhu anopukuta chitunha chevaridzi here.

    • @DeekayDeky-bh2om
      @DeekayDeky-bh2om 19 днів тому

      Ndiro basa rega revasina zvekuita reku swera vachipupurirana nhema vedu wee ityai mwari

  • @tthex6484
    @tthex6484 23 дні тому +1

    Chief is scared of the zanu of lady 😂😂😂

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 19 днів тому

    Moms vekupukuta chitunha vane mushonga wakashatisa vatokonzera confusion mudare mambo vagara vamira nemuroyi uyu😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 23 дні тому

    Mukotsanjera along side clove u shumba yengozi

  • @cathymakoni7114
    @cathymakoni7114 18 днів тому

    Ivo Mai avo variwrong wo vakadi kudaidza vehukama apukute

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 19 днів тому

    Imi makamboritorerei towel racho
    Kude zviro kwenyu

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 19 днів тому

    Chief u are taking sides, very biased panyaya yamai Zarimba ava chii chenyu nhai.

  • @giftndawana
    @giftndawana 19 днів тому

    Ndanzwa kuti Nyaradzo kureva kuti munhu akavigwa ne Pala yekujyaradzo uye munhu kana achivigwa nevanhu vakaita sana Nyaradzo Doves nemamwewo ma company akasiyana anoita zvekuviga vanhu ndonzwisisa kuti munhu ano dreswa ikoko chenyu kungozounzirwa munhu akadreswa kware izvo zvekuti mafuta anga awandisa aive ambozorwa nani nyaya iyi hainnwisisike

  • @EnisonMoyo
    @EnisonMoyo 23 дні тому +1

    Don't trust people anymore

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому

    Mibvunzo iri kubvunzwa nachief iri simple

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 23 дні тому +1

    Daidzai mukotsanjera

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому

    Mhuri iyi kubva 6 june maiwepi pose apa nenyaya yenyu musatipedzere nguva

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому

    Maiwepi eliza paabatsirwa nambuya awa

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 23 дні тому

    Next week usazongwarisa gd mambo

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому

    Muri kubbunzwa kuti pane zvawe kunetsa here

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 23 дні тому +1

    Padare rambuya mutasa

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 21 день тому

    Toda cpart 2 yacho

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 23 дні тому

    Gogo vokupomerwa kutoseka zvavo dare parange ropera asi dai vafamba nyaya yavo igogona kugadzirika

  • @NorestChitombo
    @NorestChitombo 22 дні тому

    Kunyanya kungovhiringidzavo vanhu,ko kuwapavo nguva yekutsanangura nxaa

  • @walterngwarai5181
    @walterngwarai5181 23 дні тому +1

    Cameramen mbopotawo uchiburitsa face yemunhu ane voice robuda just behind chief's vois achitsinhidzira

    • @anniekurewa878
      @anniekurewa878 23 дні тому

      Idofo murume uyo anodaidzira macomments kana mambo achitaura

  • @PriscaRazerera-tb9tt
    @PriscaRazerera-tb9tt 23 дні тому

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Mbuya Mutasa zvatinombooneswawo ka

  • @user-kl8gx3nl9c
    @user-kl8gx3nl9c 23 дні тому

    Rambuya Mutasa

  • @kelvinkabanda6571
    @kelvinkabanda6571 23 дні тому

    Toda part2

  • @chaimuks8759
    @chaimuks8759 22 дні тому

    It who you know sure the victims were suppressed here. That accused ane ka entitlement kaainako padare apa, if you check anogara achirotomoka zvaanoda

  • @GraceCharlotte-hw2zn
    @GraceCharlotte-hw2zn 23 дні тому

    Mai awo vakashaisha😂😂😂

  • @chipogoremusandu3996
    @chipogoremusandu3996 22 дні тому +1

    Wekupukuta is wrong fullstop

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 19 днів тому

    Hapana amboti jira rakaiswa muCoffin hanzi mugomba chief the way u are interrogating them mmm smthng is not adding up kupi kwazakamboitika kuti munhu anopukuta chitunha chevaridzi pabody viewing.

  • @user-wk4vc7ez2p
    @user-wk4vc7ez2p 22 дні тому

    😂😂😂 mbuya mutasa

  • @NomatterKaseke
    @NomatterKaseke 23 дні тому

    Mbuya mutasa😂😂

  • @tsitsisithole9859
    @tsitsisithole9859 22 дні тому

    😂😂😂😂😂

  • @newtonmurima9181
    @newtonmurima9181 23 дні тому

    Ndiripo

  • @user-oq5bs8dm1c
    @user-oq5bs8dm1c 22 дні тому

    Pfoooo

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 23 дні тому

    Chanyanyonetsa chiiiiiiii

  • @user-ux8nl7wb4r
    @user-ux8nl7wb4r 23 дні тому

    Tiripo

  • @AlexRezah
    @AlexRezah 23 дні тому +1

    Chief avo Havana chavanogona

  • @GeorginaZiva
    @GeorginaZiva 20 днів тому +1

    Pazvunhu zvose mambo ndinosikurumbidzai but nyaya yevanhu ava haina kutongwa zvakajeka purpose yekupukuta munhu asiri hama yako ndeyei