Kkkkk mukawana nguva kwamuri rovai vakadzi chokwadi munhu Anoba mari for her own benefits but munhu Hama yemurume habatsirwe😢😢😢 Bamnini rovai munhu mukoma dan vakadyiswa uyo
Dan ukawana time gara na bamunini pasi nyari anokupusisa nyari dai hake akaita hake police coz mavigiro ayita mari apo but let's go bamunini muchauraiyiwa nanyari mukada kunyanya kuonesa
Rambai makabata asi nyari arikuperi kwemurume and murume ari low but zviriko unotobatsirwa nehama bamunini temai mukoma kugotsi ne zai apepuke 😅😅😅😅😅😅😅😅
Ko madii kukwereta ne 10 iyoyo mayenda kuchigagayo it's a fact though 😅😅😅😅😅😅 nyari akapenga Kooo mukoma vakadii kungotaura kuti varora satan😅😅😅😅😅😅 banini ma statement maka trainer But lm worried with time soo tomirira futi chingotipaiwo nhasi 😂😂😂😂😂😢😢😢😢
Ummm Dan na mainini zvichapera mushe here kkkk ndaona sekuti mainini vakadzikama kudarika mukoma Nyari be careful Dan unogona kunyura na mainini apa Great work guys❤
Dan uite uchinoona mai kumusha vari kurwara avo sure vanhu vanovaka kumusha uko mai vachingonzi vanoda mari yemishonga 😂😂, anyway murukugona guys chingotii wedzerei time zvishoma chero ikasvikawo ku20 mins coz imwe time yedu inenge yatodyiwa netuma shorts tweprevious episode
Thank u once again family we are back again with episode 2 Mavanga like share subscribe
My favorite person bt unemakuhwa kuCA
Mave pane rimwe level guyz
Nyarai anopedza Bora uyo kkkkk but na bamunini pachaita Hondo APA kkkkkkkk
Bbamunini to the world 🔥 hanzii ndini ndai wacha ma socks a mukoma vangu so ndiri pa pajeni 😂
Kkkkk mukawana nguva kwamuri rovai vakadzi chokwadi munhu Anoba mari for her own benefits but munhu Hama yemurume habatsirwe😢😢😢 Bamnini rovai munhu mukoma dan vakadyiswa uyo
Knowing the tonne of work and expenses that you go through to entertain us … THANK YOU TEAM!
Glad you enjoy it!
You guys just never Dissapoint
🔥🔥🔥
Nyarie nababamunini zvinopera mushe🎉🎉🎉🎉
Ma actors enyu manyama last even tete 😅😅😅😅
Dan ukawana time gara na bamunini pasi nyari anokupusisa nyari dai hake akaita hake police coz mavigiro ayita mari apo but let's go bamunini muchauraiyiwa nanyari mukada kunyanya kuonesa
😂😂😂😂😂😂 dan haasi kuita Community service bamunini ngavapihwe marii aunt venyu
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 quality plus ma actor manyama
Thnk u
Nyari ukuita corruption mumba wakutotonyora NE airtime kkkkkk
ha but Nyari wanyimawo mwana mari ndiye aita dhiri 😂😂
Dan wedzera nguva apo ukutikuvadza wedzera tym but nice movie
Bamunini kuvesera moto 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉
Pa time Dan ukutiuraya kadiki kanhu aka but karikufaya
Ma actor manyama ❤
Mynn imi bhoo here muchavaona zvenyu bamukuru Dan pavachabata hutsotsi hwenyu chazvidura zvese apa matamba negevha Sisi Nyari.♥️♥️♥️♥️
Bamunini Manyama 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I'm enjoying this but lm now curious guys kumbirawo muwedzere time 😢😢😢😢 ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Good acting can't wait for episode 3
haa chingonditsanangurira zvakazoitika zvese kkkk
Enter tete …..haaaa that lady is a pioneer in acting mhani 💕
Inini ndinenge ndakatosyiswawo naNyarie 🫣🫣! Even when she is wrong I support her still 😍
Keep it up guys ❤❤❤❤
😂😂😂😂😂😂😂 pachapisa bamunini mukoma akadyiswa itai plan ..nyari l love the way u act
Rambai makabata asi nyari arikuperi kwemurume and murume ari low but zviriko unotobatsirwa nehama bamunini temai mukoma kugotsi ne zai apepuke 😅😅😅😅😅😅😅😅
Loving the series team Danny. Marie haasi kudzora tsvimbo
Welldone keep the standard high..
I waiting for another chapter ndoda kuziva kt mainhanha mari varikuisepi chaizvo
There is gonna be a very big teaching in this Mavanga scars movie.
Hats off to all the team members, you're nailing your roles🎉
Bbamnn to the world 😂😂😂😂😂
Pure Arts..Fiyo is rich
Nyari ma reactions ako you a are real world class actor 😅😅😅
DanGrego fambai nacho chinhu ichi muri kugona guys ❤❤❤
Handei nayo. With time make the Episodes a little longer, atimboregi kuwona
Nyarie anondibhohwa nehutsinye
Well done Dan Grego you're pushing ma works, this is pure perfection bro❤
Nyari imbounzai mai vako wanna see if she still has it in ,or you stole the talent we miss her ❤
This is giving ❤
😂😂😢😢😅😅😢mukoma Dan kumba kwane chimurenga 1,,,,ayewa bamunini ndavatore San do,,,makagona basa rambai makadero
This is short guy zvikunakidza izviii
Mavanga is the best but muri kutipa katiki kaepisode
Episode 3.4 we changed sorry we had shot them long bk
😂😂😂😂😂 bamunini to the world😂😂😂😂
Haaa vanondigonera 😂😂 team rikuziva zvarikuita iri
Haaa Nyarie na mainini surrender corruption mumarriage yako shuwa Nyarie 😂😂😂
😂😂😂😂😂 iiii this marriage haaa ma1
Nice one boss but time hmmmmm ikunyanya kuita shoma.
Chokwadi muroora hadii ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Nyarie😂😂😂😂😂😂
Nyarie unozonyanywo hutsinye ah😂
Babamunini naamaiguru vanenge vakasiirana zamu
Mudzimba munemabsa chokwadi
varoora vakaita saNyarie mabasa chaiwo😩😩😩😩........we love you guys
😂😂 Danny vane kakuzungairawo futi
Well done big man zvirikunakidza
The best mukoma
😂😂😂Nyarie namainini bhasopu
Yaa zvakawoma,unoziva kana wakitsvaka mwana mupfungwa nemoyo then wozowona mashura akaboiler kudai
Welldone done guys ❤❤
Kkkkkkkk bamnin hanzi akaomera nemari kunge ndiye anoimukirira
We want more
This movie is hot best actors so far
Dany ndiye ari pa tight, everyone, your whole family nemukadzi zvese...this is so wrong
Ko madii kukwereta ne 10 iyoyo mayenda kuchigagayo it's a fact though 😅😅😅😅😅😅 nyari akapenga
Kooo mukoma vakadii kungotaura kuti varora satan😅😅😅😅😅😅 banini ma statement maka trainer
But lm worried with time soo tomirira futi chingotipaiwo nhasi 😂😂😂😂😂😢😢😢😢
Zviri mudzimba😢
Nyarie itsotsi ndatenda zvangu
Bamunini vs Nyarie panenyaya apo
You are doing a great job
❤❤❤rebesaiwo anhuwoye
Danny mahwanipenga❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ndabaya subscribe makanyanya🔥🔥
Manyama aya😍😍
Nyari kuba unombonzwa zvichikuita sei
Kkkk hanzi kna mukoma vakaroora satan…..😂😂 Love you guys munogona
Nyari Nyari 😂😂 thank you 🎉🎉
Nyari 😂😂😂
Ummm Dan na mainini zvichapera mushe here kkkk ndaona sekuti mainini vakadzikama kudarika mukoma Nyari be careful Dan unogona kunyura na mainini apa
Great work guys❤
Haaaa murikugona ngazviyende mberi
Chimainini chogona 🎉🎉🎉
Danie Danie chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Apa ndasara ndiine nyota😂😂
uum nyarie unoziva kuti kana muroyi ari nani pane kuroya kwauri kuita Dan wangu 😂 why why
Nyarie kanhubu kedu 😂😂😂
Perfect
Bmnn 😂😂😂
Tete piwai Mari irimo mavanga to the ❤
Good work
Ndini ndatangawo nhas❤❤❤❤❤
Good movie Dan but l hope tsano Lee vanozobudikira mu paint
Muri ve big league laliga Rega tione inoyenda nechimuti Dan na bamunini or nyari na mainini koo comic aripi😅
Well done guys
Bamunini vahombe vamwe vese ndavatevere
Nyarie kaa 😂😂😂😂
Dan uite uchinoona mai kumusha vari kurwara avo sure vanhu vanovaka kumusha uko mai vachingonzi vanoda mari yemishonga 😂😂, anyway murukugona guys chingotii wedzerei time zvishoma chero ikasvikawo ku20 mins coz imwe time yedu inenge yatodyiwa netuma shorts tweprevious episode
Chimbavhamumbachokkwadii❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
🎉🎉🎉
Nice but too short
Beautiful series Dan but time please
Number 1
Mainini muchakwarira airtyme Dan achakubatai chete. Nyari itawo moyo iwe.
Kkkkk saka murikuti arikuita community service 😅