Its so good to see new actors vachirova kudai zimbabwe filming industry is growing like that banini if he finds good management and someone who polishes him im telling your there is a biggest talent there ❤❤❤❤
Here for mu ndebele uyo 😂😂 waita hako wabatsira Dan Nyarie anorwadza aiwa Ko tete varikupi nhasi Bamnini na mainini vachadanana chete apa ka Thank bro Dan we are enjoying this
Kkkkk vakadzi vari kuita sei muma merechi umo @nyari wakaonekwa na bamnin Haa but Dan Grego bbe mama vakanaka wani wakatizirei huya utaure zvakafamba sei😂😂😂😂
pakuti pese pashaika mbereko vanhu vanoti murume ndiye ane problem is a lie though😂 Varume nehama dzevarume ngadzidziswe kuti varume vaongororwewo and participate equally pakushaikwa kwevana mumba
The wait is over Mavanga akutanga now like share subscribe my family
Mavanga is really interesting indeed
❤
This is so good .......wagona
❤❤❤❤❤❤
Yes Dan this is what we needed thumbs up my brother
Bamunini sooka hanzi, " musasokasike kupe chikafu. Panhamo vanhu vakakasika kupihwa sadza havaende kumakuva" 😂😂😂.
Its so good to see new actors vachirova kudai zimbabwe filming industry is growing like that banini if he finds good management and someone who polishes him im telling your there is a biggest talent there ❤❤❤❤
Well done guys munogona 🎉
Bamunn nhasi hamunao kutaura zveka ndege😂😂
Ndatobuowekana
bamnini is a natural actor😊😊
Haa true that guy is a natural comedian hake
😂😂😂😂😂baminini is crazy chete
Thank you for kuwedzera ma minutes💯💯💯
Dan selection yema actor ako haa muface wanyari kuseri avo bamnini hameno vanongogona hameno vakandidyisei vanofaririka yhoo😂😂😂😂😂😂
Kana mubabe waakaita naye mwana uyo she is an actor.Team rinogonesa iri
😂😂😂😂😂😂 Dan ndodawo kureura kutanga kuseka bamunini vasati vatanga kutaura anogona munhu uyoo
Yoooooo another version of complicated affairs...kuchachemwa uko Dan that...Nyarie this...🙌🏻
I think it needs to be blended... with Slimie n Tindo n Easy zvonaka
@@valentinewinstonashleychum6669 agreed
Bamunini munondigonera stereki 😂😂😂
Bamunini vakakwana here nhai😂😂 hanzi usazokasika kumupa chikafu coz takazviona kunhamo munhu ukamupa chikafu haazoende kumakuva😂😂😂
But true munhu akatodya haachatoone kukosha kwechikafu chasara mupoto
Movie of the year dan mukadzi arikudyiwaka uyu maihwe nyari ndaku supporter bamunini hangadaro dan
This is a masterpiece MA sponsors help this team we need more from them
Maita basa sure😊
Me waiting for those who used to say bamunini havagone 😂😂😂😂
Vaakugona❤
bamnini kumberi 😅😅😅
Here for mu ndebele uyo 😂😂 waita hako wabatsira Dan
Nyarie anorwadza aiwa
Ko tete varikupi nhasi
Bamnini na mainini vachadanana chete apa ka
Thank bro Dan we are enjoying this
Mfac3a opedza manje uju ane few dramas are anenharo
Baba vaKUKU kunashe ,,,,kuchachemwa kuchachemwa Nyari huya unzwe 😂😂😂😂😂😂
Tinodawo mavanga daily Dan thank u nekuwedzera ma minutes kikiki ko ndaiti Tunga ndiye akudya Nyari matigona apa team waiting for ep 9, Skimbo is good
Me too ndaiti arikudyiwa na Tunga😅😅
Kkkkk vakadzi vari kuita sei muma merechi umo @nyari wakaonekwa na bamnin Haa but Dan Grego bbe mama vakanaka wani wakatizirei huya utaure zvakafamba sei😂😂😂😂
Mface aenda na Dan kwamadzimai anondiita great
Yaaaah ndakuona kurikuenda mavanga manje zvakunakidza, well done mukoma Dan❤❤❤
Baby mama vaDan vanogona
Zvisingaiti
Zvekuti she is good actor she make it real wena anogona just like nyari vanogona
Ndouya pano kuzoona bamunini
Kooo uyo boyfriend yanyari aivepi ndiye ayivanha kuita murume wanyari chaiye chaiye he is a real gentleman
Nyari usaite zvekuti bamunini vazive nyaya dzako idziii ummmm ungachiona nezvaunombovaita zviye 😅😅😅
This is really good.. great Job Dani im impressed
Dan is very good actor, makes the drama look real
this is true ,hes good unotoona reality chaiyo
Bamunini 11:08😂😂😂
This is a master piece you are doing well my brother keep on going
Dai uyo aita makuhwa kuboyfriend yamainini .iwe unawo wani makuhwa kunaTindoe naNancy.kkkkkkkk .but kuactor unogona hako.natural talent
Bamunini mpfanha wa Dan vanogonesa
Nyarie..." mandiona ndichitofamba hantie?" 😂😂😂😂😂
Wow good work 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 🔥
Murikugona guys well done ✅✅✅
I think you are keeling it guys , keep on keeping on ,following from 🇬🇧
😂😂😂😂😂 chokwadi vanhu vacho vakapihwa chop chop chikafu havasvike kumakuva bamunini vaireva dan chete ndiye akatiza nhumbu 😅😅😅
Probably the best series i've seen in terms of plotting, there were a number of twists & shocks, the mega one from the onset. Maseva apa, well done.
Hela hela ❤❤❤it’s now taking shape! Knew this team won’t disappoint!
Hanzi pfumbu akandiudza kty muno fire ma blanks 😂😂😂
It's going to another level. Well done team
I like the progress weldone
Kiri ndeupi uyu she’s giving acting vibe❤❤😢😅😅😅
Today im first to coment i love that drama ❤❤❤
U ddnt open the whole episode dear
Kiki is so natural l like her
Mai vakunashe hauite hauite 🎉🎉🎉 sando dzako Dan Abuda ziya
This is great ❤❤
❤mukoma Danie chitotorai zvenyu mhuri yenyu uko kwamurikuitiswa mosiya
Nyari tuhasha twake ndetwe munhu akurohwa both sides 😂
This series is 💯💯💯💯
That’s great, boss! Keep going.
Nyarie wakaura.... kkkkk ..urambe uchinwa mapiritsi efamily planning
This episode is top notch 🔥 🔥
Thanks for updating 🎉🎉🎉
Chikomba manyama😂😂😂 kkkkk
Sichazi iyi ndiyo inonzi trabablas chaiyo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊 plus trabablas Nyarie hambozvitambire zvakanaka nyaya iyi yemwana.
Pakupisa , mmmmm it's going deeper now
Enjoyed ,thanks Danny and crew
😂😂😂😂 madzimai shinda muchivara
Danny unogona 🎉🎉🎉🎉
Gud job guys
I thought Tunga ndiye arikudya Nyari 😂
Bamunini is the best
Believably refreshing
You are doing well keep on going team
Episode 9 fast fast, gud work team
Best series of the year
can't wait for episode 9😂
Mukoma Dan handigone nemi ,,thanks nekuwedzera time
Good chronological order of events. Keep doing good team!
RiRi kunakidza drama iri guys well-done Danie mukutigonera
Wow😇this is amazing mkoma keep going ndega ndatosara nequestion what's going to happen 🤝
Madzimai 💥💥💥
The episode was lit ❤keep it up guys
This is what we were waiting for 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Straight to the point nice
Dave in the building 🎉🎉🎉🎉🎉❤
Zvakunakidza manje 😂
Dan Dan Dan. Ndo plot twist yamakaita promise. Haaaa ndokugonaka uku
Wow ❤❤❤🎉🎉
Dave character 😅😅😅 gevha harirambwe!!!
Itai DNA Mwana ndewako Danie Kumba ukunwirwa mapititsi
Well done team, mese zvenyu makamaster maroles enyu.
madzimai kkkkk yaaa ndanakirwa ne tsanangudzo
Bamunini😂🤣🤣🤣🤣
I'm loving this ❤❤❤❤
Ndipeiwo adress yekwa madzimai😂😂😂😂vanoona fast havatenderere
Nyarie kkk ku boyfriend unoitawo soft kani kubva wapopota futi ikoko😅
Nice episode 👏
pakuti pese pashaika mbereko vanhu vanoti murume ndiye ane problem is a lie though😂
Varume nehama dzevarume ngadzidziswe kuti varume vaongororwewo and participate equally pakushaikwa kwevana mumba
Wawedzera futi ma new character haa unogpna mhani and kunenyaya ndiko
Magona zvikuru panguva apa zviri bhooo zvamaita mkomaDanny n crew uye rinonakidza chose tiri kufara kuona basa renyy
Yeah the real drama has just begun🥳🥳😂😂😂
Woooow madzimai manyama
This time ndaona Nyari achema 😢
Today's episode 🎉🎉🎉🎉
Nyc one guys keep it u
Zvaakuda kunakidza zvinhu zvacho ,mufaro kwamuri
Mamuona here mumiriri wemweya😂😂😂😂 achiturikira kunaDanny
Haaaa apa ndopakabikwa mutakunanzva manje
Magigonera tawana chinotivaraidza❤🎉