Це відео не доступне.
Перепрошуємо.
MHONDORO NEUSO..............NESHAMBA OTIZA NAMADZIBABA VEKUMITISA MUKADZI WEMURIDZI
Вставка
- Опубліковано 28 лют 2024
- VANHU VODA KUROVA MADZIBABA VEKUMITISA MUKADZI WEMURIDZI
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Aiwawo neshamba apawarohwa nemazimunamato kuitwa dununu chairo
Povho is right matizirei naye ndiye akoshei dzevamwe mongobuditsa pachena wani
Vaneshamba APA matadza bsa zvachose jyadzi dzinokunda rufu Imi matorerei munhu makonewa vaneshamba
apa wa promota Mhombwe
icha Phondwa 😂😂😂😂
You are Out of Order @Taderera
😂😂😂😂😂 😂😂kunomanyiwa nhaka😅
I disagree cz he was trying to get him to talk.
@@chairmanchairman7258 ndo ma sarmusi akaiti shsha saka out of order yabvepi futi?
Unedzungu prophet wenhema ,unoshaya anorova
Ava vanotora nhawu matuzvi rovai vese kuharare kwekumama vanokutawurirai zvina
Mkadzi wacho akabvumirei iye anemrume magona mai imi vakadzi havagoni kuramba weldone amai isure iyoyo kuti mkadzi ari wrong akadini kuramba
Mavharwa nemuteuro Shumba
Hakuna madzibaba vakadai itori mhombwe iyo vanhuwe
Dzevamwe dzinongotaurwa wani vanhu varipo saka Madzibaba ivava vakoshei .haa mabhaiza drewmas media
VaNeshamba panhau iyi manga muchiita semuri kudzidzira bsa
Vamwe vese makataura navo pane vanhu asi madxibaba matiza navo sei madzibaba vakosha chiii
Mungati vanhu vanoda nyaya imi kudzifambira handi kudzida hre musazodaro VaNeshamba zvido zvevanhu kunyanya
Haaaaa apa patadzwa basà apa. It's a big NO. Saka arikuti mkadzi uyo anopenga here kumuti ndiye muridzi we mwana!!!
Matengwa imwi nhasi munositengwa pachivande asi nhasi mambaitegwa live..minoda shamhu nevukadzi wenyuu fork
Makandibhowa makatiza sei nemunhu imi makabhaiza vanhu vaida kunzwa zvaayitaura imi motiza manje tiri kudziziva nyaya dzake dzese 😊
Ine pride mhombwe iyo vese nechimai chacho havana kukwana vaihurirei vaine murume
Apa mabika mbodza ko mava kukwata hre vakomana.
Aaah huhu momu diffenter pachiii muri kumuchya kaa , apa ava kuda boxine apa momuti hamusati maziva kuti anemhosva or no muri kumuchya Monya uyo
Ko kumwe kuya kwamunenge mune zvaunga munodii ku dzinga vanhu ibvaipo
Zviri kubva kupi zvichienda kupi nhai va Neshamba, makukwata imi haaa mavharwa nenhombo ka apo.
Kutitambisira data
Arikutemba mapurisa aakatenga ,shandai kwazvo mukoma endu
Maitiro ana madzibaba ndiwawa. Ipapa tunharo twese utwu mangwana after Dna munoona Mwana ari wake
😂😂😂Aizve can't wait for the drama
Hawana kuprotecter mhombwe asi vaprotecter mhosva coz dai wasiya achirohwa drewmas ndoyaizosungwa
Shumba ndokutembai batai baba avo murove ane pride 😅😅😅
Saka mazogadzirisa here ..chitiudzai zvamaudziwa.zvacho ..
Madzibaba kuganza hre uku nhaimi va Neshamba matadza bsa Dai ari mukadzi wenyu maidii
Madzibaba vane pride yoweee
is this pride or anota kuwonekerwa
Mabhaiza apo Drewmas
Sometimes vananeshamba maitiro enyu haasi right
Haa apa zvakasangana team remaNeuso magara chiBishu munacho henyu munonyadzisa imi aaah makagara mapandutswa Mazuva aMuguza
Madzibaba itai Mushe kana mazogara
Madzibaba avo vakaromba, munhu anotemba nemishonga take. Muchenjere kunokorwa tsoka.
VaneShamba cakatoitrwa zvehapura katapura vasati vaindakooo..unogowa nezviporofita zvenhemha
Anoda kumamiswa muporofita uyu otoda kuonererwa iye akanyenga mukadzi wemunhu anoda kuchekwa mb..o iyoyo
Musungwa kana ave kuda kurova vanhu pa dare afarisa
Uyo ngaarohwe
Hanzi ndokukanganisa yoh nxaaaaaa kutodheerera. Nharaunda dai makamurova. Varume vanoisa mishonga kuvakadzi vavo vanogona chaizvo
Drewmas hamungatisi chero nevakuru venzvimboka.....
People of mhondoro u are right 100 percent matizirei naye
Madzibaba vapedzera vanhu masports yaaa varemera mastreets
Vakadzi vanonyanyavo kumProfita aaaa vanokonzeresa
Vanhu vatsvaka muporofita kumba vakamushaya ozoonekwa ari mumota, mhosva ndeyani.
Madzibaba avo pride ndeyeiko imi makamitisa mukadzi wemunhu
Iye mukadzi wemunhu kusvika pakumitiswa aaa imi vese imbwa dzavanhu akadii kuramba iye mukadzi cz varume avagutsikani
Taura hako wenaa. Aakakotsira here achimitiswa?
Hoyoo chakachaya
Kooo ivo vakadzi vanonyengwa vachibvuma
Sei
Vanhu validation kunzwa riders ndava vana madzibabavanetsa nekupwanyadzimba dzevanhu vachivanda muchiporofita
VaNeshamba nhasi mazvifambisa sei makonewa basa
Mombwe dzinoshandiswa newakaipa saka simba rewakaipa rinomboshandisa vanhu..
Apa vaneshamba matadza basa .nekuti chirongwa chenyu ndechevanhu now .makunge mavinga madzibaba chete panhau iyi .makunge mauya kuzo protector madzibaba iva
Drewmas matengwa imwi.ko.nyaya dzevamwe munosifosa wani kti muvatore muvaise pamhepoo ..apo muchitotsigira mahure zvenyu ko nyika yacho ingagarika sei hinooo
Present
Drewmas thank you for protecting this man kana munhu aine nhosva azvirevi kuti ngaapondwe pamwe aana kupara mhosva yacho pamutemo
Well said
Kkkkk va Neshamba vatiza nemunhu haaaa but ma vilegers vsnotaura zvinemusoro keep it up drumas
Vaneshamba vatadza apa vakonewa bsa
Ihure ngaabve mudunhu
Achapisirwa dzimba kkk
Madzibaba imi mune nyaya imi
Apa pahbaizwa muporofita uyo ngaabve munzvimbo. Chii ichocho
Ndafara ndane makore ndisingaendi kumusha ndaona vanhu vekumba kwedu vose
Mukoma Andrew makuvadzwa nemuteuro wamuporofita
Drewmas apa zvamaita hazviite kuita semukuprotector mhombwe iyoyo
Shumba pamunofanira kugwara gwarai anotyisa chii achinyenga vakadzi Vevanhu madzibaba rudzii .uyu anopedza ese madzimai emuvillage pride yake yakanyanyisa
Madzimai acho ndoanenge akapusawo futi. Vanopedzwa nemunhu 1 kukwana here ikoko!?
Madzibaba imharadzi. Nei vanhu vachingokunangai.
Dai masiya amboroohwa nevanhu maporofita anyanya kunyenga vakadzi vevanhu ivo mambo vacho vaigara vakamhanyiswawo nevanhu vemhondoro neshamba uchamhanyiswa 1 day
Inini ndinoona kuti mukadzi ndiyo pfambi munhu chengetedza imba yako ukanzi ndinokuda ndwe wakuziva kuti wakaroorwa here or single mukadzi ndiro hure Mambo tongai
Mmm Neshamba apa matadza mmmm musakoshesa munhu so zvivi. Ngaadzingwe munharaunda. Next time drewmas hamudeedzwe. Imi pese pese munongo enda musina kudeedzwa wani kumwe motodzingirirwa
Vakadzi tiri mhombe chaidzo kwetw dzekunyepa iye mkadzi ndiyo honzeri ayiidi kuramba kuti im married kusvika pakubata nhumbu haaa vakadzi tisadaro
Nhai ngataure vanhu vachinzwa hupombwe hwake akunyarei but akanakirwa nhai
Madzibaba tendeukai. Hazvidi kudai pachinamato
Muri kupatiswa ngebenzi iri asi matomwisa muteuro kut mudzungaire
Dayi mvura yanaya vanhu vawana zvekuita. Ava vanhu ava varikushaya zvekuita, kufamba 4 KMs kuri kuda kunzwa nyaya chete chete aiwa rega ED aite zvaanoda nevanhu ava nekuti hadzina kuti kwesere.
Hezvooo vazotiza naye seiko kkkkk aiyaaa
Andrew pamunotora nhau kunaana Rushinga munombovhundutsira vanhu nekutyisidzira kut vataure uye votaura vachitya bt apa maresva mapotsa apa abiyangu Neshamba
Ndidzo mhiko dzacho achaurawa nevanhu
Neshamba avharwa nemuteuro
Haunyepi
Muteuro haushande pachakaipa.....which means haana mhosva
Ma1
Nhasi ndaseka.
Mupofita anoda shamhu uyu akarara na mai ava sekuona kwangu imbwa yemumhunu mupofita uyu dai vanhu vakagadzira vakadzi vavo one day monamira va porofita or kupiwa runyoka
Haaya tichaita mabayo pano😅😅😅
Vanhu avo vari kutaura chokwadi uye mafacts pakanganiswa apo vanhu avo vane respect neDrewmas zvakanyanya
Madzibba chinjaiwo hembe yenyu 😂 manyanya
Madzibba vanoda Shamu cte
Bhora pasi iro rakikwa here handu muporofiti akakikira bhora mudenga rikanotema mukadzi wemunhu saka bhora pasi haridziki kusvika mhombwe yawana rubapatidzo😂😂😂
Kule Neshamba apa mabhaiza, hamungatize nemhombwe iyo. Kukurudzira humhombwe
Makonewa Andrew
Maporofiti enhema dzikamai baba imi hamuna nyadzi
Henduruuuu madiii zveee 😂😂😂😂😂😂
Muborofita uyu mudzingei munharaunda
Hauchaziwa basa ita zvido zvevanhu basa rako kushanda sevanhu
Hezvooo 🙄😳😳Ko madzibaba vakutozviona kunge celebrity nekuunganirwa nevanhu nhai haiwawooo
Neshamba wakutengwao nevanhu nxaa
Neshamba anombo bhowa uyu Hapana zvawaita àpa zvawatiza na vo ndizvo zvacho zvatinoda kuona kav
Onyenga mkadzi wemunhu,oganza futi😂😂😂 haaaa magazine mhani
Makatadza basa Mr Neshamba
Madzibba vakashandisa muteuro kurra nemukadzi wemunhu mambo ngavatonge nyaya iyi zvakanaka vanopedzerwa vakadzi
Ko.mungavhunze kutinunemhosva .kwamunombosiinda.munenge muneshuwa here yekuti mhosva iripoo munonotodada nekti isu veDrewmas heee toda kuvataridza vanhu chete kutodada shuwa
Hatisi kuda kunzwa kuvava kwe vanhu toda kunzwa nyaya yemhombwe iyo va Neshamba, povho batai Neshamba iyeye mumu mamise mhani muri zvituta zvevanhu kupusa nyengwai
Drewmas media munondigonera
Ne shamba kutokonewa basa kana woita secret
Chikomba chaida kusungisa aniko 😢😮😮😮😂😂rovai dzoro iro
😂😂😂😂 Drewmas media taking us to another level 😂😂😂
Haaaaa apa matadza basa zvachose coz hapana nyaya yatambonzwa apa.rest in peace my data
Haaa patadzika zvamanje manje shumba hanzvadzi yangu matadza,matya kurohwa here?
Andrew apa wakakanya zve sure ko sei wamuhwandisa