VaTagarira Veku Domboshava Vanoti Nyoka Yavo Yapedza Mhuri Iyo Yavakanotora Sedivisi Hurombwa
Вставка
- Опубліковано 14 жов 2024
- VaTagarira Veku Domboshava Vanoti Nyoka Yavo Yapedza Mhuri Iyo Yavakanotora Sedivisi Hurombwa
#Kuromba #Domboshava #TagariraVillage - Розваги
Uncle Saint, where is Tadiwa? Please do us an update… it’s very interesting because of how young he is and how fresh the rombing is. We are invested 😅 ndiwo mashoko angu
Yooo kulle saint longtime, murisei kulle vangu
So much love Uncle Saint ,
So much love 😘💕 uncle saiñt kakaromba kadhara aka
Mudhara uyo angadai akapfumaka but he is living in abject poverty kutodarikwa nevasina kuromba chabudawee hapana.Dzidzai kungoshanda nesimba musiyane nazvo izvi nxaa.
Hie uncle much love ,thank you so much this is evil,guys learn to work hard,don't love soft life ,pray to Lord everything will be ok🙏📖
Wakatoleza
Thank you so much uncle
At least he confessed i felt sorry for him kufa asina mwana iye ngaabate zvinhu ega zvourayiwa atsvage Jesu maybe he will be merciful to him mdhara aya pakaipa apa chainacho hapana kutambudza family
What about all the barrenness people u had. from the bible do you think wanga wakaromba divise mombe isingazvare yakarombepi its only presure form the relatives akanoromba divise avanemuka ko akadii kugara abara 1 ozoti akazorumwa nenyoka iyoyo
Uncle zvamunoona zvikukutu
Uncle Saint murikushanda mofanira kuzotumira nyaya iyi kudrewmas media ine vanhu vanobatsira
Mwari tibatsirewo panguva yakaoma kudayi
Uncle saint ndinokutendai nekuunza baba ava pa mhepo vanhu vanofunga kuti zvinhu izvi zvinopera mushe vasingazive kuti zvinoshanduka much luv uncle saint
Zvakaoma
Uncle uncle , the only uncle In Zim , murisei sei. Tikumbotamba nemwise waasekuru 😂.
Endai kwasekuru tasvu vanotasvura varoyi
Uncle bring Back Tadiwa tinzwe akazoenda here sat yaitaura kuChipinge .then that 11 yr old boy toda ma updates please
Uncle Saint you are improving a lot on your interviewing skills and I like it. Maakupa munhu mukana wakawanda wekupindura. In short maakutopisa
Shuwa zvakaoma apa hadzina kana chinhu dzakaromberei manje?
Hanzi pakatoipa baba ayas pamaitora maiti hapaipe here
Baba vanoda rubetsero ava hama vakupedza vanhu vasina mhosva
Uncle Saint the only uncle in Zim mwari vakuwedzerei mamwe makore
Uncle ibvai manoratidza Tadiwa naStuiffleg vaye vemustreet kuti kuromba koguma sei
but unotoshaya kuti zvinbofamba sei ,vakaromba asi voratidxika kutambura chaiko zvakaoma KO kungozvisiya
Ngavabate vega nyoka yavo vanoda ibatwe nani?
Tateguru tasvu vanozvipedza izvi
Ummmm so scary 😨 😳 and painful...
Sekuru Tasvu Will be back soon from holiday take him there
When will this man get help????
Chinongondirwadza vanhu vanofa vasina mhosva ummm
Ngatingoshandei kani hama zvatakohwa ndizvozvo zvizhinji ndezvei as long as tawana tichiguta
Mabasa enungo ayo
Sekru vakatakura kurema avo
Dai Mwari vatibatsira tagutsikana nezvatinazvo
Tave kumazuva ekuguma tichaona vanhu vakufamba nenyoka dzavo maskati machena
Shem unenge usingatozivi kuti zvichashanduka..but vemazuva ano tadzidza kuti ku n'anga hakuendwe..havatauri kuti zvinhu zvinoshanduka later
Unonyepa vanozviziva
Ummmmm mudhara uyooo I guess he was put under pressure newanhu weukama to say nonsense how can his snake stay in the mountain ngawadaidze ini ndingowabatira tsvukukuviri ndoti ndiyooo
small work kunaSekuru Tasvu
Zvakaoma
Yaaaaa zvekubata bata izvi zvinenharo
Ummm vanhu ngatidzidzei kushanda nesimba kuromba kunooedza hama..mushonga magumo acho unochinja
KO vadini kuiisira mushonga wemakonzo muchikafu chayo ife nyoka yacho
Ummm zvakaoma
Kuna sekuru tasvuu zvinhu zvidiki izvi
Imi baba imi munoibikira sadza kuti zvidii makaoma
Ko ivo vakatanga sei kuti vazive or vacommunicate nenyoka zvavari kutaura havasi kunyatsotsanangura tinoda kunyatsoziva kuti munhu unozotanga sei kupa nyoka sadza netyisa kwainoita zvinoreva kuti vaitoroya havo nechekare
True havasi kutaura zvese vachiri kuvanza zvimwe
Shanda nesimba ona wapedza mhuri nazvo,usimbe kusada kushanda
Munhu anotsvakana nemishonga inokuvadza asi hauna chauinacho zvichimboitirweiko nhai gara nehurombe hwako vabereki munotisiira minyama nezvinhu zvatinenge tisingazive purizi siyanai nekubata mishonga inokuvadzisa
Vagonzwa here Apa tarisa zva vari nxaaa kuwedzera nhamo pamusoro peimwe ndonzwa hasha mhani
Kusvipa nhamo chaiyo
Dai vanhu vasiyana nazvo zvekuromba and hapana chavainacho sorry chaizvo
Munhu paakasikwa namwari vakamupa maoko nesimba kuti ashande plz iwe wakada zvapfava unosvika apo Simba hariperi hama dzangu
Eish ma1 chaiwo
Kuda zvinhu madhara ekare Maida zvokuba zvibagwe mumunda now mapedza nzinza ko imi ingosimudzai nyoka yenyu muinde nayo ipiswe
🤣kutoibikira
Asikaaaa zvakaoma vanoda kurohwa
🤣🤣🤣