KuCanaan Lily farm kwakutoda ndege yakazara chifumuro, mutanda ngozi nebute re hondo inoenda kuno speyiwa ikoko kuti chese chakaipa chifumuke vanhu ava vavhurike pfungwa dzavo. This is so sad😢
This cult zvirikuitika thts exactly zvirimi movies inonzi Ruthless,ts a series.vanhu ava vakaitwa brainwashed nemishonga hurombwa inochinja pfungwa the moment yaunosvika panzvimbo iyoyo
Zvakaoma hazvoma,ndakambinzwa sekuru vangu vachiti vaakunogara kuZambia with the same setup.Now i understand, kwamuri ikoko sekuru ,we still love you 😢
I honestly wonder what happened with Dudu? Growing up vanga vasiri vanhu vane mari havo akatoenda kuchikoro akasvika form 4 yake(she didnt do well) vaienda havo kupostori ana Dudu but vanga vasina kumbopusa😢😢this is sad and heartbreaking💔💔
Dai ati ndinenge ndanwa mvura ka 3 not kudya Dai achidya zvokudaro dai ave mvuuu chaiyo Brain dzaka bviswa akasara ne skeleton chete ,mave empty,shallow mind
Zvese zvimasowe ngavibhanwe misunu yazvo plus mazimba kupisa upenyu hupfupi pfuti saka unonyeberwa chii chokuti tirikugadzirisa life yako nemhuri yako as if we will live forever
Ko mai Ishmaera varipi nhai? Handina kumbonzwa ne zvavo. Ko vanhu imi maimbozvifungawo here kut dai ishmaera tomboti amuka akafa, saka maizoita sei nehupenyu hwenyu😊
Welcome back mai Nyathi, Ishumairi cult spokeswoman. Very bright, eloquent and confident woman. "Be brave my daughter come back home. We love you mwana sikana. Bring your kids with you, we love you all together with your husband". Mai Nyathi, mhondoro welcomes you and loves you
This sect is doing wrong.I don't remember Mnangagwa achiti pamberi ne underage marriage or kusaenda kuchikoro or non immunization.Musanyepera vanhu I'm.ZANU yapinda papi.Everywhere in the world people do all sorts of things!!!
chinondirwadza panyaya iyi ndechekuti vakuru vese vakaenda kuchikoro and they enjoyed their life to the fullest until they get tired , now they are telling the young generation that chikoro hachina basa . Ishimaire Mwari ave newe 😢😢
Kutaura chokwadi Dudu akanaka hake but I think vanhu vive nemari vakaendeswa ko maybe nekutengeserwa mastands mufarm then nekunzi vaizoita maprojects avo pasina anova netsa not knowing Kuti dzaiva nhema
Kkkkkk pictures lie, especially those with powerful cameras, mostly all women now they adit from dark to light up, everyone on social media are light but in real life they are extremely dark dark
Tinashe should have been a mathematician. His calculations were very accurate. Dudu is very beautiful and only place to hide a beautiful woman is Canaan.
Kusaziva kufa idi. Kodzero dzepasi rose especially dzevana vasina mabirth certificate uye vasingaende kuchikoro hazvigamuchirike kana. Mukore uno no basic school zvayo tinozoveyi pasi rino nekuvhurika kwave kuita global village?
But Ishaz ane mshonga unopfuura wevamwe vanhu... imagine President akaita mshonga wakadai maZimba dai zvakamira sei ? Dai Zimbabwe yose iri Canaan... hiiiii kanjani ???
KuCanaan Lily farm kwakutoda ndege yakazara chifumuro, mutanda ngozi nebute re hondo inoenda kuno speyiwa ikoko kuti chese chakaipa chifumuke vanhu ava vavhurike pfungwa dzavo. This is so sad😢
😂😂😂😂😂😂 guys you’ve active minds. How did you think of this.
Am dead😂😂😂after that machembere obereka mumbereko yavo kuti vasadzokerazve canaan
Very true 😅😅😅😢
😂😂😂
😂😂😂😂
Mukoma Sly tv , imboendai kudzimba dzavo vanhu ava tinoone pavanogara chaipo.
Pamela wataura shoko chairo vanhu ngavadzokere kwavakabva . You say my word pam.nyaya ya Ishmael ikundirwadza
Vanhu varikunwiswa mvura yezvitunha kuti vafe pfungwa
Sure
Wakazvionaku asi kwenyu ndoyamunonwa here,kwana.
Mofunga zvoshanda here ? Kungofonyorwa pfungwa nemuromo sister
Simple brainwashing sister zvemvura yezvitunha munhu vese akaimwa considering kuti vanhu vanomwa mvura inoyeredza muto vezvituma yopinda mudam then council yotora mvura youya muma taps. So mvura yezvituna moimwa everyday. Saka sei musiri kuNyabira?
Taurai henyu
Chokwadi chabuda pachena madzimai dudu muchada futi here kutaura or makusvoda dzokai kumba takakumirirai❤
Vavakusvoda havachazviite futi or else vaida vanhu vavazive
Dzungu ramadzimai rarakanyanya 🤣🤣🤣🤣chabvondoka ku Canaan
Ndatorwadziwa kunge hama yangu pama pictures ayo anotoratidza kuti munhu aitogara zvakanaka
Sister yake yakataura paya kuti vavakagara mushe
Zvakaoma hazvo Dudu aive agere zvakanaka mufunge mwana wemuraini mangu
Boys DUDUZILE & her Family was very BEAUTIFUL🎉before going to this place
Akanaka zvisingaiti
@@Mka4315 vese nemurume very nice ko kamwana wakaona here on the pic,truck driver uyo aichengeta mhuri yake🥱💓
@@JoemanTrans😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
This cult zvirikuitika thts exactly zvirimi movies inonzi Ruthless,ts a series.vanhu ava vakaitwa brainwashed nemishonga hurombwa inochinja pfungwa the moment yaunosvika panzvimbo iyoyo
i said it exactly zviri kuitwa na the highest and haumbovagone vanhu vacho
Haunyepi
They hv been brainwashed,havatomboone chakaipa pazviri havambozvione kuti varikushandiswa vasina chavarikuwana.pakutoda chifumuro apa coz yhoh hapana angavagona.
Pakuda mwari apindire cz vakashandisirwa mushonga kuchinja pfungwa dzavo
Exactly almost the same storyline neyakambobuda pascandal just that it was teenagers and the guide was human trafficking people
Good Sly dzifambire nyaya
Hurumende ngaitore pùraziroo.vanhu vadzokere kumadzinza avo.vakaregererwa ndaona muzim kwaburwa ana Galilee ne Morea kkkk
Chokwadi government ndiyo ino sekerera zvima positori zvisina kuenda kuchikoro
Taura hako
Farm ku hurumende
Vanhu ku misha yavo 👌
😂😂😂😂😂😂😂😂😂@Tecla kah huye bodo
Tisataure mazita 😂😂😂😂😂😂😂Kkkkkkk manje kuno kwa Sly tinomataura. Ko mazita zve anotofanirwa kutaurwa zve kkkkkkk.
Kkkkk tete T
KwaTete Tilder ndosaka taakutizira kuno kunotawugwa mazita. Nyaya yacho ndookuti inyatsonzwika kana mazita adomwa
@@sanelefukutwayo1243 sanele haunyare kuda zvinhu kkkkkk
Anzi ndokuti inyatsonzwika kkkkk
😂😂😂😂😂😂ayiwa kuno anotaurwa😂😂😂
Thanks mukoma Sly your questions are spot on.
Pa lil farm pakutoda kumbosvikirwa na tasvu.kanengo.bvunzamukombe.shumba. nyangatayan.vese kuti bvuuuu ka1 ku lili farm ana duduzile vanopepuka avoo😢😢
Kuno kwa mkoma Sly mazita tinodedemura ne surname nemutupo😂😂😂😂
Kkkkk, kuno kune freedom, unotaura mazita zvaunoda
😂😂😂😂😂
Tete Tilder vanombunyikidza vanhu kuti tisataure mazita
😂😂😂ne mutupo ne address
@@sharonnyandoro4099🤣🤣🤣
Mudhara Uyo anofanira kupuhwa life in jail he is dangerous to the community
Uyu Ada kuiswa top. Afaa
Kkkkkk zvonzi he is dangerous to himself and the community at large kkkkkkkkk
Amen iyoyo
Vanhu avama zombies chaiyo Ishaemal mukamusekerera achapedzisira avane Army yake
You're right. North Kaduna militia that abuses and kidnap the kids for ransom! 😮😢
That's very true
They're building their army ichazo rwisa hurumende yedu in the name of johane masowe >> canaan
Nonsense!
Point chaiyo haurevi nhema
Chokwadi imiwe
😂😂😂😂
Canaan inopedza kunge hondo yeminda😮
😂😂😂😂😂
Wonderful, mashoko anesimba. Aaa, I second you, my sister.
So painful,mukoma vangu ndikwavari ikoko,apa tangerine 2 mumba medu ndangosara negative am broken
Sending hugs to you.
Ishimairi mwari ngaamutonge shuwa nekti wakaparadza hupenyu hwevanhu vakawanda
Nekuwuraya zvese
Maziso ake chaiwo arikutaura zvakawanda arikuratidza fear madzimai vanotoda emergency help,asi murume uyu ummm haana kumira mushe
Akomana, isai ma picture aya mu shona dictionary ndiyo definition yekupera kaiyi😢😢😢😢 Ishumairi ka😂😢😢
Mkoma Silvester ikozvino takuda kuti muende ne hama dza Duduzile ku Nyabira dzinotaura naye face to face tinzwe kuti anenge achiti kudii
Vanhu vakadai nharo dzacho ma1
Aaaaa mkoma sly im happy to see your face ndaida kukuonai panepamakaseka kwasekuru Tasvu iii makandinakidza
Iyeye ndi Robert Tapfumanei not Sly they have same voices , they are brothers
You're an excellent interviewer spot on 🫡
Before Canaan aiva kedha chaiye in Canaan kuita kunge kenyian resident.
😂😂😂😂 Waona zvandaonawo
😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😅
Am shocked😢
Mapositori atipedzera data aya ndachema zvangu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I'm going to see ishaemal kujere andipewo recipe yekupusisa vanhu nditotangawo paradise yangu
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
😂
Guys ka musadaro
Ndizvozvo chaizvo
ahh kubva acheneruka kudaro, kunge mascones , ndinogara hangu ku zimbabwe pane ku cannan
Kkkkkkk
😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tatodziuyira nyaya dzacho dzafambirwa nesly media😢😢
Zvakaoma hazvoma,ndakambinzwa sekuru vangu vachiti vaakunogara kuZambia with the same setup.Now i understand, kwamuri ikoko sekuru ,we still love you 😢
Madzimai Dudu has been fully humbled again from the husbsnd's side
2nd wife pfeeee nekusakara😢😢😢😢
Guys madzimai duduzile I know her very well .ndainamata navo kumasvingo nhaimi ndozvavava izvi
Sorry henyu but havachavurike brain vanhu ava, Ishu akavabvisa brain akasiya amamira manyoka emagwaa imomo, it's very sad 😢
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
coming from there pic on Facebook haaa veduwe ka family yanga yakagarika iyi Dudu uyo nemurume ka chavakadyiswa chikuru
Ndaona vaigeza ndati kubvumwa nemari chaiyo
I honestly wonder what happened with Dudu? Growing up vanga vasiri vanhu vane mari havo akatoenda kuchikoro akasvika form 4 yake(she didnt do well) vaienda havo kupostori ana Dudu but vanga vasina kumbopusa😢😢this is sad and heartbreaking💔💔
Akagadzirwa kwa Ishumairi dhaifero yakaitwa
Zvakaoma zvaDudu zvandirwadza
@@gladysxaba5863 Mwana wekumusha kwedu uyu😥😥😥
@@N.e.n.e.z ehee ndiri kungofunga pain ina Mai vake zvakaoma
Ngaatize Dudu asamirira mapositori
Slymedia ,mukudzifambira
Sandi kwamuri mukoma Sly
Thanks Pamela ❤
Ava vanhu vakatokanganiswa pfungwa ava
vanoda shamhu ava
Please interview Dudu again😂achanyara
Munoti after all this achabvuma
Vanhu 😂😂😂😂😂😂😂
Madzimai Polony mSowe adye nguruve, 6am to 11am wadya ka 3 Sisi/Madzimai Polony munenge washanda nekugadzira vana nemumba nguvai kutoswera pachoto.
Kkkk murume wake arikunzi aripa wanted ku South Africa kuenda ku canan kutonohwanda
Kune chicken or beef polony asi hauzive here
😂😂😂😂😂
Dai ati ndinenge ndanwa mvura ka 3 not kudya
Dai achidya zvokudaro dai ave mvuuu chaiyo
Brain dzaka bviswa akasara ne skeleton chete ,mave empty,shallow mind
😅
Thanks Sly nekudzifambira
Mmmmm madzibaba Ishmael vaka destroyer life yevanhu vakawandisa
Well spoken. Ndoo kutaura chaiko tete
Thanks mukoma sly nekudzifambira nyaya dzacho
Zvese zvimasowe ngavibhanwe misunu yazvo plus mazimba kupisa upenyu hupfupi pfuti saka unonyeberwa chii chokuti tirikugadzirisa life yako nemhuri yako as if we will live forever
Nhamo yaDudu ndeye chikwepa chaiyo. Chinoti uku chakarumwa uku chinotsva. Kudyiwa bota zuva nezuva,woti kuyamwiwa,apa sadza uri kuseva nesauti😂. Ishimairi nemachinda ake havapindi denga chokwadi. Apa ndiye ega anoziva panogara flour,hanzi kubva paasungwa chingwa hatichachizivi. Nyama haidyiwi kana asipo,tuhove twakangobatwa kuti tutorwe mapikicha twabva twadzoserwa mumvura.
Uuuuummmmm purazi rese roda kurutsiswa veduwe
Ko mai Ishmaera varipi nhai? Handina kumbonzwa ne zvavo.
Ko vanhu imi maimbozvifungawo here kut dai ishmaera tomboti amuka akafa, saka maizoita sei nehupenyu hwenyu😊
Kkkkkkkk tuhive tudikidiki mufunge ini mdinewo mabro angu akaendako hwani wakazobva kukasara umwe haaaaa maqq kani
Ko liter ye cooking oil makaiona hanzi project
Kusakadzwa kuita kachikorobho
Mkoma Silver makambo ona movie ya Jim Jones l think lshumael akaona that movie
😂😂true exactly saizvozvi
😂😂😂😂ndaakutonoiona
Welcome back mai Nyathi, Ishumairi cult spokeswoman. Very bright, eloquent and confident woman. "Be brave my daughter come back home. We love you mwana sikana. Bring your kids with you, we love you all together with your husband". Mai Nyathi, mhondoro welcomes you and loves you
Duduzile home girl come back home.
Kutovavhotesa ritori dambudziko guru bcz vese vachatsepetera ku zanu pf.
Roziva kutsvakisa mabonga mari iro rakagara
Eh kuvaitisa food for work.
Ishaemal is very clever apa he got businesses with free Labour
Mari yaakatengesa ma machines ndoyaaipiwa nevaitengesa dzimba dzavo @@chingombedaries
Kushandisa varume vakuru nevana vose
Hanzi nabonga😂😂😂😂😂😂
Mujeri ngavamuise wake ega
Anogona kutovhura Canaan yake Mujeri zvikatonetsa futi
😂😂😂😂 chokwadi chemahara chaicho
Kkkkkkkķ vanovhura yavo canaan mujere imomo ndaseka zvangu ini
Kkkkkkkkk ma1
Kkkk comment section ma1
😂😂😂🎉
Hee what a beautiful couple
Vakatsipikwa mumbiya naishumairi vakushandiswa ishumairi mabasa ake achitofamba zvakaoma hazvo munangwa ibenzi rapresident kungoda kuvhoterwa ndazvarakangwarira kutadza kuona kut vana vakutambudzwa
Siya mnangagwa apa
VekwaIshmael havavhote vane nyika yavo
This sect is doing wrong.I don't remember Mnangagwa achiti pamberi ne underage marriage or kusaenda kuchikoro or non immunization.Musanyepera vanhu I'm.ZANU yapinda papi.Everywhere in the world people do all sorts of things!!!
Mnangagwa ishit awondonga nyika
How these pple vote for ED becoz they don't have IDs
@@dianambuwayesango9017 plus havana zvitupa veduwe ED unokwaniswa pasingafanire 😂😂😂😂
I think hakuna pressure nestress saka ndozvikuvanakidza
Mmmmm this is very sad Madzibaba avo ngavafire mujeri icult church iyi
Hanz vakadzi vacho vose kusviba kunge vanhu veku Sudan.
Ichokwadi vakasviba kuti buuuu vanhu vacho
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 kusviba kusadya chikafu chakanaka ganda rwemunhu rinonaka nekudya zvakanaka, pane kakutambudzika karipo and brainwashed
Unotsvuka sei uchigara mumaplastic dhara iri muroi chaiye
Taura hako muplastic munopisa haungatsvuki apo ari kufunga polony makamboonepi mapistiri anodya nguruve
Ivo vakati havaite zvematongerwa enyika and havaite kunyika,pedzezvo voti tinotsigira hurumende iripo mapositori ari confused
Mazi dofo ka 😂😂😂
That's why Ishmael manipulated them
Hadzimo
Kutsigira hurumende iripo is exactly what is done nemunhu asingaite zvematongerwo enyika. Iripo ikabva kukapinda ya Madhuku vanongotsigira futi iyoyo. Mangwana popinda Chamisa vongotsigira futi iyoyo. Kungoti Uri dodo chete saka haungambozvinzwisisi
Ummm zvaaive chigagairwa nhaimi,asi now maziso ake anotooneka kti something wrong
These people needs counseling chaiyo
Very strong counselling and prayers to unclog their brains 🧠
What a Blessed vibrant family before this cult manipulation
Thanks mukoma sly well done
Asi ini ndakutyira madzimai Dudu kuti achanzi hama dzako dzirikutaurisa. Nhaka akasaitwa zvakaitwa professor.
mmmm vakashandiswa vanhu ava zvemushonga chaizvo,uitiswa marombe namadzibaba
Dai akaramba hake achienda ku Chishanu kwake pane kuenda kunoiswa muhari na Ishumairi uyu muroi kushandisa vanhu kunge zvidhoma kudaro
chinondirwadza panyaya iyi ndechekuti vakuru vese vakaenda kuchikoro and they enjoyed their life to the fullest until they get tired , now they are telling the young generation that chikoro hachina basa . Ishimaire Mwari ave newe 😢😢
Kutaura chokwadi Dudu akanaka hake but I think vanhu vive nemari vakaendeswa ko maybe nekutengeserwa mastands mufarm then nekunzi vaizoita maprojects avo pasina anova netsa not knowing Kuti dzaiva nhema
Sis vaTinashe endai kwasekuru Tasvu mubatsirwe Hama yenyu ibude muhunhapwa very sad
Maziso ake akasheneruka. Plz help.
Maita matimira foto rakare kotaizivei tatichitoona searikutopenya paya
Angaatopera
Exactly we thought she is beautiful 😮
Kkkkkk pictures lie, especially those with powerful cameras, mostly all women now they adit from dark to light up, everyone on social media are light but in real life they are extremely dark dark
Isu tatodzifambira kufacebook page yake Tinashe wacho na Duduzile 😂😂😂
Hatiko
Kana ari Canaan anoshaya sei airtime.
I quote
😂😂😂😂ndafa
Rinogarika here plot iyoyo nengozi😢
Ndazvifungawo izvozvo kuti kana rikazonzi purazi iroro vadzingwa anoripiwa racho haarigare , zvipoko unosangana nazvo chero masikat chaiwo 😂😂inenge iri wrong turn chaiyo
Vanhu vari ku shandiswa shame
Kushandiswa nekubirwa zvawakashanda ne kuuraiwa for rituals
Ngakuende army chete zvapera.
Chete army vanonotaura chaizvoo chaizvoo
One chete musoja chokwadi chinobuda
Zvinorwadza zvaizvozvi vazhinji vakunyepera Mwari vari varoyi vakapfeka nguwo chena Duddu akutoda deliverance akanwiwa uzoko hwese naIshuuu
Kunozodoka purazi rachena pasisina kana munhu vadzokera kumamisha
Zvinopisa tsitsi izvi kutaura sure, apa glow yaanga anayo so ka …aioneka kuti aichengetwa zvinoonekwa pa picture chaipo kuti aichengetwa Mwari wavo upi ? Haa akasakara sure kubva pamapics apa akutonzwisa tsitsi
Yuwii,Duduzile dzokera kumba....This is so sad and painful, veduweeka 😢
Thanks mukoma vangu nekutipanhau
Tinashe should have been a mathematician. His calculations were very accurate. Dudu is very beautiful and only place to hide a beautiful woman is Canaan.
😂
😂
Wat a beautiful family
Kusaziva kufa idi. Kodzero dzepasi rose especially dzevana vasina mabirth certificate uye vasingaende kuchikoro hazvigamuchirike kana. Mukore uno no basic school zvayo tinozoveyi pasi rino nekuvhurika kwave kuita global village?
Mazvokuda ayo the way she praises Ishmael umm ma1
Hurombwa ukangosvika uchishandirwa wotoitwa brain 🧠 washed
But Ishaz ane mshonga unopfuura wevamwe vanhu... imagine President akaita mshonga wakadai maZimba dai zvakamira sei ? Dai Zimbabwe yose iri Canaan... hiiiii kanjani ???
Wandipedza dear
😅😅😅
Ibvaapa😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Zimbabwe itori Cannan kudhara wangu,,,Zim itori here olredy, check SAs bodies n compare Zimbabweans'
Wataura point msikana,purazi ngaridestroiwe ndozvinoda.
Purazi iro chero rikanzi one dollar ini handide
Rine ngozi muchawona hurumende paichari tora hapa garike 😂
Kana 2 bhobho handidi hangu
Rotyisa
Kana 10c
Eshy Duduzile was living a good life shem
You can tell by her sisters
Nekamwana pa photo 🎉🎉🎉❤❤
Ndirikuti ndikatarisa pic before ndoona after ya Dudu nemhuri yake veduwe Ishmael wakaoma kusakadza vanhu kudaro 😭😭😭
Eishie duduzile kwakuseri she is beautiful
Akutoda kuiswa pa plumpynut feeding sceam
😂😂😂😂😂😂😂😂
Wandipedza
😂😂😂😂
Hama dzevanhu ava ngadzipindire vaende kundorutsisa hama dzavo kwaSekuru Tasvu
Ummmmmm maperero acho ka 🤔 pane nyaya
Umm ndarwadziwa Na Duduzile mwana wekumusha kwangu😢
Iwe sly simbi yebasa hauna ukama naOscar pambuka here iwe
Duduzile zvaatori musalad nhy veduwee asi chiiko Haaa Ishu ngaagare mujere nxaaa
Pain yangu iripakuti munhu akafa anovigwa that day as much as i know kurwadza kunoita kufirwa veduwee💔💔💔
Kuita kuraswa 😭😭
Taura hako.Vakaoma vanhu ava
Shame lshumal anezvaakaita vanhu Ava ..akusikuda kwavo
Tinashe Mhere, Reuben Midzi, vanhu vekwa Harunagome Itai serious ndagwadziwa vanhu vekuraini Kwangu, Iwe Tinashe takadzidza tose pepuka mhani
Ndaidawo kunzwa muono waVaMadungwe panyaya iyi
Vachataura havo nezvazvo
@@netsietumu7767 ndingafare zvekudaro
Ishmael anobva kuMozambique haasi mugari weZimbabwe mukadzo uyu akasiiwa mumusha make imbotipai update yekwaanobva
Very true ngavatsvage mukadzi wake chaiye
@@teresateresa6875 wake aripi
Mukoma sly chimboenda mudzimba dzevangu ava timbodziona
Eye ngavaende kudzimba
Umm zvakaoma masowe zvaanoita zvawo so.Chinamato ichi handifungi kuti chinonamata Mwari
I left my hubby tichitogara SA anga anemari kungotanga kupinda masoweee every thing went down
Thats why baba va duduzile vaiti ndaka batikana nekuona zvaava now as compared to zvaaive be4 hey haa ishamel muroyi akabika pfungwa dzevanhu shem 😔😔😔