Saw him on this other show he brought his second wife to the house he bought or built with his first wife ayyy baba Ava 😮😮 two women in one house but still ......... Ayyyyy
Chipoko ichi chaiva munhu ayihura 😂😂😂😂now even in death chirikungofunga varume 😂😂😂. Ummmm women fear God kkkkkk and you men it serves you right. Tsvatuwaru in Doctor Choga's voice 😂😂😂😂
All over the world nyaya dzakadai dzowanikwa kuzimbabwe chete why? Do we need ghost hunters to come and catch the so-called ghost or it’s just delusional thinking?
32 years in marriage apa uri pastor apa unohura 😮ummmm men why. Above all what do you teach the congregation. Vanhu ityai Mwari shuwa. So ivava pastor vachatora hure here. Destroying what you have built for 32 years nematope ekuhura
S*x is sacred, mainge majaira kuita henyu ma hit and run I don't belive aive nechipoko hapo you are just paranoid sezvo aiti akamira kumakuva she could have been a witch akaku gadzirisa hapana pandamboona pamati Maka shandisa protection but anyway makagadxirirwa size
Baba imi dzidzai kudzikama. Mungangorara nemunhu wamangoona usiku. Chihure mochiwanzawo. Makazviwana. Ipapa hamuna kushandisa kana protection. Makaisa hurume muchipoko Saka matambudziko anoteverana nemi
😅😅vrume kudzikama😅
Saw him on this other show he brought his second wife to the house he bought or built with his first wife ayyy baba Ava 😮😮 two women in one house but still ......... Ayyyyy
🤣🤣🤣 you know what 😅😅
Chipoko chakatoenda nenhmbu
Pliz Mdhara nhasi usatsenga mukanwa . Toda kunzwa chokwadi .
Ndakambodziona😂😂idzi dzichiita imwe interview
Ahhh 😂😂ende futi kah. Muchinanyanya musikanzwa
Tete Tilder makunhoti horait kuti shona ireruke😂😂😂😂
Mukoma Welly needs help honestly he is going through a lot....he is a strong man....ngavaende kwana sekuru Tasvu nanaKanengo
Vakaenda neSlymedia
Nyaya dzaGonyeti driver uyu kkkkkkk mupengo comrade ava
Mwari ka😅hanzi unenge uchingoda chaunenge uchida
Pakusvira Apa, chinodziya here chipoko or chakangotonhora?
😂😂😂ndakanzwa nyaya yavo pa slay media..dzakawandisa nyaya dzavo ..
Handiti ndomunoswerera zve social media
@@edgarblessednhokwara9690ehe toisa ma e4ns tiri pabasa mari ichitopinda zvekudaro
Ndakavaonawo part 1 ne 2 yacho
@@edgarblessednhokwara9690lol ndokubasa
@@edgarblessednhokwara9690basa rinotofamba kkkkk tinoisa maearphones haumbonzwe kunge uri kubsa
Hamutyivo imi baba imi kungonhongana nevanhu
saka toti Pegi chipoko chadzoka here iyi nyaya haisi kubatana stories dacho dzawanda
Iwe munhu akakusvikira husiku wakadii kuti endaku mapurisa kana kukumbira magadhi. Nyaya dzacho hadzisi kubatana hauna kumukecha muroad here mukazopaka mota mave mese kudhara . Nezvese zvimunyama zvawaisangana nazvo wakakona nei kufunga kuzvibata. Wakaita mhiko nechipoko saka watove murume wake saka akatoenda nembeu dzako utori nebarika. Waunoenda naye kubasa nemukadzi wekumba munhu dzidza kuvhara zipi yako kana uchifamba.
True bt kana mhepo dzasairigwa hauzvifingi zvekuzvibata😢
Baba ava itsotsi sisi tilda vakaromba ava teererai zvataurwa nomudzimai wake ibenzi iri
Mazvokuda Aya haiwawo zera renyu iri tibvirei apa
Chipoko ichi chaiva munhu ayihura 😂😂😂😂now even in death chirikungofunga varume 😂😂😂. Ummmm women fear God kkkkkk and you men it serves you right. Tsvatuwaru in Doctor Choga's voice 😂😂😂😂
Kkkk
Hie tete venyika❤
Baba ava vanezvanovanza its not nhau yechipoko vanekahidden kavarikuda kubatsirwa cz stories dzavo dzanyanya
Welly welly zvriko here izvi mukoma wangu
Kkkkkkk baba imi siyai ma drama ndeana ma kapfupi
Mudhara ava ma1
My best Tete❤
haaa mkoma welly kaaa
Anonyeba Welly akamboti tsekwende yakakonzerwa nemudzimai wake apa achinyepera hwai hwai.
Yeah pakaipa, dzaitoti zvangu zvaita
Maybe it was just a dream 🤷🏾♀️ then he thinks it really happened.
Wakaromba hama hapana hapana apa ,wave kuripa zvawakaita ,
Pamwe makarara nenjuzu kkkkk hiiii zvakaoma zviri kuitika munyika yoooo..Mwari tichengetedzei hedu
Njuzu haidi tsvina.
Hie aunt
Iye akandipushawo ini ndopushawo😂
😂😂😂Tete tilder munebasa
Ko kamukono kedzarambafuta aka kakuno futi😂nhasi kasirira pekuti ndini ndaipisa kumagonyeti😂😂
Story yacho inepakawanda pasiyana wena, ndofunga avekunyara nayo
@@lingiwemhlanga2497tete Tilder vanoshanda netime so havape munhu mukana wekutsanangura zvese
Vanoda shamhu mudhara welly
Baba go straight to the point chipoko hachipo kuzvi defender kkkk
😅 tukuda side racho sure
Tales of the nights
Uummmmm pakaipa kunhinga nedzakaora
Madhara aya chiuno dzikamisai, musati dzawira mutswanda. Pane vamwe Baba futi vanohura zvekuhura vakazo rwara siki yakanetsa kurapa. Zvino vakuwasha nevaroora, vana, vazukuru vavakidzani munotarisana navo sei? Baba pane chamukabata, kana musina kuuraya, kuromba, or mhiko dzakapotsa hamenho. Asi chidzidzisai vamwe baba Welly. Mhepo hadzina kubva here kwaSekuru Tasvu?
Mkoma welly ka😂😂😂😂
Manje kuden vachaona ka video iyi vobva vazviziva kuti makarova lulalula nechipoko haa ma1 acho so ka
Mukoma Welly ndipo pamakatora munyama makasangana nazvo hamuna kumboroiwa nemukadzi wenyu mune madrama
Baba Ava I think vanonyepa. Vaka catcher. Now he’s scared of the wife😂😂
Baba ava vachena imvi asi havanyari, ipapa handiti varikuudza nyika yese varoora, vazukuru neva kwasha vakateerera tsvina yemunhu asingadi kuchembera. Ane demon sekuru Vharazipi ava
Hanzi Guard ndakatozomumutsa🙃
Zvichiregwa
Boss gondo did not go to ecd look how he is playing on the chair 😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Baba ava vanemsikanzwa hanzi chiisa hako musoro kunoku tiwirikidzwmagumbeze tifugetesa
Sly now creating maSeries. Zvinotanga ku SMTV then samitised by Zvinoyera Zvinoshamisa then ends up kwa Kanengo!!
Mukoma welli vakadyanana chirumha nechipoko inga ma 1
Kkkk munhu achidenha munhu😂😂😂😂😂
Panezvakabatwa batwa matruck drivers vanoromba vanhu ava zvinenge zvaakupanduka pane umwe truck driver muZimba anotopenga muarea yandogara mujoburg akatanga kupenga atori pabasa
The funniest episode sor far
Sadriver ndkakati dzawira mutswanda, apa anga akakwapuka zvakanaka 😂
All over the world nyaya dzakadai dzowanikwa kuzimbabwe chete why? Do we need ghost hunters to come and catch the so-called ghost or it’s just delusional thinking?
kune dzimwe nyika hamungozvinzwe chete
Zviriko kwese wani
Baba ivava nyaya dzavo dzawandisa vane dambudziko chairo ndidzo type dzakaromba idzodzi
Tete leave him to finish ah mosvota imi
Baba ava i benzi chairo😮
Kkklkkkkk dhunyasi chairo
Ko iyo nhoroondo😂😂😂😂😂😂yenyadzi
Ndo mabasa chihure muchachirenga zvengu kutoti dzauya dzega hadzichanetsa kudyorera🤔
Chokwadi murume mukuru achena bvudzi chihure chonyadzisa kudai
Takavaona pa sly media asi nyaya ye diamond ndoyatirikuda kut ipfuurire mberi
🤣🤣🤣🤣 makuda zvingoda hre kkkk
Haizi miti yeluck hre yapanduka pamwe chikwambo chakatora hupfumi hwacho disguised like a ghost
Saka vanhu munoti ukabvunza zita nemutupo zvinoita kut uzive kut wasangana nemunhu kwaye kana aiwa here or kungo dzikama ndoo chinhu chakakosha muupenyu
32 years in marriage apa uri pastor apa unohura 😮ummmm men why. Above all what do you teach the congregation. Vanhu ityai Mwari shuwa. So ivava pastor vachatora hure here. Destroying what you have built for 32 years nematope ekuhura
Maona video here
Maona video here
Kurumwa nechekuchera dzidzai kuvhara ZIP
This guy is full of drama😂😂😂😂😂😂😂😂
😢shame
Nice problems
Kkkkk really? kkkk
😂eeh
Mhech kech
Dhara iri rine mskanzwa
Baba vanogona kutsanangura nyaya unogona kutorara uchivaterera
Vakatwa katwa and maquestions Acho were irrelevant. Was there protection here. Vakazombofamba here. Vakasiya basa sei. Vakazombotsvaga rimwe here
@@francismashavave1178 enda kuSly media ndiko kwavaka nyatsopihwa mukana
@@brendaziyenge207 thankx going there I'm seeing plenty of episodes kkk yaah Mudhara uyu ka.
Kkkkk dzonyeba
anoda bota mudhara uyu hahaha
Hope dzozviita shofe
amubvunze kut vakadziwirira here
Madrama ayo 😂😂
❤❤❤❤❤❤❤
Kadhara aka kanhubu nxiiiii
Murume uyu itsvina handiteere zvisina basa
Iwee shamwari usatijairira kkkkkkk
I sure hauna kumbowaona hre kwamukoma sly
Haaa unoshaya iwewe....Boring show unoiziva here or chirungu chokunetsa
Kkkkkkk hello baba
Muchachirega chipfambi ichi chete Bible chairo rinozviramba Wani MOTi vakarinyora vaipenga mwari pindirai muparadze pfambi dzose dzife
Baba ava mmmmm
Mdara zheti riripo makanyenga muroi, manje kana makarowa yekedero mukatunda zvavharana.
Rimwe gore back in the years hanzi pane chipoko chakanetsa muHarare 😂😂😂.Hanzi varume vakambomira chihure gore racho😂😂😂😂
Chipoko chaPeggy
😂
🥱😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
S*x is sacred, mainge majaira kuita henyu ma hit and run I don't belive aive nechipoko hapo you are just paranoid sezvo aiti akamira kumakuva she could have been a witch akaku gadzirisa hapana pandamboona pamati Maka shandisa protection but anyway makagadxirirwa size
Your story is not adding substance
Hure remandiriri
The. Most boring show of the.year.
Wanzi huya here pano?
Mnnnnnmmmmm ….. vana memory !
Tsvaga yako channel
Koasi mamanikidzwa kuuya pano , munoda kunzi mangotqurawo hanty na memo
avawo ava😂