Ayewa please do not be misled. Munhu uyu akatouraya baba achida achiziva. He cooked the story ari pajeri. Chakatomupisa life sentence instead of death penalty inyaya yekuti he pleaded guilty without wasting court's time. Zvese zvaari kutaura mubikirwa wemamwe mabhanditi uyo. Akaita chinhu chakaipa kuuraya mubereki ndosaka hama dzese dzakamugumbukira.
Vamwe vanhu tine pfungwa dzakadzungaira. At 27 years takutofunga kuti life yatovhiringidzwa nevanhu. Be patient neupenyu. Kwete kungomanyira ku believer zvimwe zvinhu
I tired kuvabetsera ne basa some time,husimbe kuda joy,Justin ndakamuudza kut siyanai namudhara shandai vakomana.mudhara akura but maporofita aiada plus usimbe
Chakauya left the court dumb-founded after pleading guilty to the offence and told the court he did it because his father was behind his misfortune. “I do admit to the charges of causing the death of my father,” he said. “I did it out of frustration because he was the one who was causing all the misfortunes I have been experiencing in my life.” ......That was what he said in court......
Aslong as achiri kungotaura nhema zvaari kuita izvi i dont think kana pane any family member angamuregerera akapiwa poison nen'anga achitoziva uye n'anga yakamuudza kuti baba vako vakangonwa this kundiso ndiko kupera kwedambudziko rako kureva kuti vanenge vafa
Justin you killed your father intentionally. Stop cooking up story of muporofita and n'anga. When father started coughing and told you it was because of the drink why didn't you taste it if you suspected nothing in the drink. Wakatoisa muchetura kuuraya baba vako uchida kuti udzose mukadzi ainge aenda kumusha kwake. Plus the issue of dambudziko kutaurwa kwaro nemukadzi ukunyepa. Unobika nyaya mufanami but wakabhayiza kuuraya mubereki.
Justin is my young brother,pane zvandatodzidza panyaya dzevanhu vari kujeri vamwe vacho vari kubika nyaya because,iyi nyaya ndoiziva so was listening 🎶 vakomana nevasikana vanozo bika nyaya kut vanzwirwe tsitsi.
@@christophergushungo9157 Sorry my brother for the loss that occurred to the family but wud u mind to tell us what actually happened? I’m not saying l don’t trust your story bt just to understand zveduwo what Justin did to your father
If it was not intentional angadai asina kutiza atoona kut baba vadonha. Why not call an ambulance or try to get help from neighbours? It's not adding up.
Wakaita uchida iwe usanyebera vanhu iwe why usina kuri taste drink iroro iwe usadaro usabuda mujere because phungwa dzako hadzisi right gara mujere shamwari uno deserve to be there uri muroyi anokunda baba vako
Eish Justin maonero angu i think you just wanted to get rid of your father i feel you did this intensionally,y did you run away pawakaona baba vaku reactor vamwa drink y didn't you try and help him and y did you lie kuti uri ku mine ummm Justin wakadii kuenda nemapurisa kune munhu akakupa mushonga i have a lot of questions for you Justin,i cant judge you hangu but wakakanganisa,May the dear Lord forgive you
😭😭😭 Justice Gushungo ndomuziva mhani. Anobva pa 15A Pabudiro akaita nyaya yako pandakainzwa zvatosiyana, sorry Justice we did judge you according to what we heard....
Hahaha, narrating like this, CID ekuZimbabwe musi iwoyo anofara zvisingaite, hahaha I wasn't there hangu but haaaaa the story yakabatanidzwa ne sellotape iyi, kana Judge hatori 1 hour to pass judgement. Maporofita awa !!!!!
Anytime pawunopa munhu mushonga good or bad expect an effect. Apa wayida kugadzirisa baba becoz of your resentment, you knew mushonga uchayita zvakashata. These days w mining so many chemicals that can be used for nefarious purposes. Sei usina kuyenda back to the prophet kunoti wandipeyi.
That guy killed his father intentionally, he certainly knew his moves. After him seeing his father in pain, why ddnt he call for help from neighbors? but he rather ran into the bush waiting for his target to die so he can run. The whole narration is his only cooked story realizing that he is now behind bars. These kind of pple deserve instant justices not wasting state resources feeding his whole life
I don't think you feel guilty at all of what you did.shuwa pawakaona baba vachikosora you would have given him fresh milk to neutralise the poison. This nyanga or muporofita thing is a made up story .you killed your father alone .period.
Plz can you interview Ndebele also plz Tilda
Maporofita siyanai nawo plz munopedza hama kana kuvengana nehama
This prisoner's story is too evasive. There are more questions than answers.
true big question mark
I like the way judge do his work, life in prison ungapedze dzinza
Pamwe haanawo chaanoziva pamwe akamupa mushonga pamwe anga agarawo ane grudge nababa vachona nekuti chokwadi chinozivikamwa nedenga kana kuti agagumbuka nezvaakaudzwa kuti baba vane mushonga urikuita kuti vasagara mumba nevakadzi akangoisa poison kuti vafe
Ayewa please do not be misled. Munhu uyu akatouraya baba achida achiziva. He cooked the story ari pajeri. Chakatomupisa life sentence instead of death penalty inyaya yekuti he pleaded guilty without wasting court's time. Zvese zvaari kutaura mubikirwa wemamwe mabhanditi uyo. Akaita chinhu chakaipa kuuraya mubereki ndosaka hama dzese dzakamugumbukira.
Ndakunzwa vanoti mhamha mhamha ndofunga Rasta Vaya vekutema team mukoma vovaisa musaga , vaingoti mhamha mhamha mhamha inotaridza kuti pane erroh
I like the way tilda says "murder"
Medhaa
Vamwe vanhu tine pfungwa dzakadzungaira. At 27 years takutofunga kuti life yatovhiringidzwa nevanhu. Be patient neupenyu. Kwete kungomanyira ku believer zvimwe zvinhu
wangu emdzikama kana iwewe zvakakunakira nevabereki vako usaoona sekut kunze uku kuri right
Kana venyu vabereki vasina huroi musaparidza nhema pa soshari .
Anonyepa zvinobhowa, ngagare mujeri imomo life yese, akatouraya achiziva , haupe munhu zvausina kudyawo iwewe
Taura hako ndobva ndobva acho awandisa ngaagare
I tired kuvabetsera ne basa some time,husimbe kuda joy,Justin ndakamuudza kut siyanai namudhara shandai vakomana.mudhara akura but maporofita aiada plus usimbe
11¹1111¹1@@mamajkldiaries1700
This guy intentionally gave his father poison knowingly. He just didn't think achawonekwa ari pamba musi wakafa baba vake.
True
I believe him . He didnt do it intentionally and kana wapanguva yakadai kufunga kunoita kushoma
Inhema dzake kungotiurayira Baba vedu uyu
Chokwadi unopererwq kana uri panguwa yacho
I believe him also
Ndatadza kupedza kuteerera coz level yekunyeba kwacho inotodhinha.
Zviri pachena. At least by now munhu anga achifanirwa kunge akutaura chokwadi zvino achiri kushingirira ne nhema aaah
Uyu anonyepa uyu ,akaisira baba poison pawakaona kut vanyarara wakadiyi kuvabatsira wakaenderei kusango ,baba vako vanga vakaromba iwe ukati rega uvauraye
Very sorry wena. Kana urikureva chokwadi you deserve another chance.
Uyu munhu uyu akabatwa nemweya wezvivindi ikusvika pakupfuudza mberek kut muone kut nyaya yake ndeye kufunga 1)shuwa hre kut chidhoma chimumusha muvhu chonzi chatopera nekut Bba vamwa drinks rine midzi
2)akatora mukana mkuru ari mujinga memusha achisesekedza kut vanhu vaende kumaminda agosvika kupedzisa bba
3)hakuna n'anga inorapa nekugadzira mishonga muitirwi wach asipo seapo paaanot akanzi mhanya utenge drink ndichisota nyaya dzacho.. I nhema idzodzo kutsvaga bedzi kut vanhu vafunge kut zvimwe akagadzirirwa poison... Uyu munhu hakuna kun'anga kwakaenda dzinongovewo zvadzo nhema
Very true akanga akazvironga kare
@@MuneikudakwasheKahari ndizvo chaizvo anonyepa zvikuru
Anyepa zvake ndiye akanotsvaga mshonga wekuuraya RG nderekuzvifungira oga ,garamo zvako uri mhondi
Hanzi ndakaenda kune muporofita anoita zvehun'anga 😅
He knows what he was doing ,y akatiza pamba achinda kumba kwefriend y akanyeb kit ariku Mine iye ari around 😢😢😢😢
Eish in tete Tildas voice!
A half truth is a whole lie. Anyway, when you kill somebody-you’ll never be free n your life
Blaz vanonyepa ava ngavagare mujeri,he planned to kill his father
Kunyepa chaiko uku
True anonyepa zvinosvota, akaisa mushonga achiziva, nekuti hauna mushonga waunopihwa wekuisira munhu n'anga isina kuyesta ,inotokuti idyawo ueone hazviuraye, uyu akanosvaga zvekuuraya
Nyaya yemuporofita haisi kumaker sense.....manyepo ega ega
i think blaz ava vakangotenga poison vakaisira baba. zvekutozi muporofita what what hazvisi kunyatsobatana
Ehe zvemuporofita zvaramba kubuda plus Tilda paati ko muCourt hauna kutaura zita remuporofita here atoita kakufunga kuti ndopindura kutii
It all starts with staying at your parents' home when you are married.
Axactly vana ngawarumurike ka a wane mhuri dzawo
Munhu akaita chitema akauraya munhu asina mhosva mwana uyu haana ropa muruooko rwake akauraya ndiye ane mhosva uyu aisvaga chinobatsira hupenyu
haukwanise hako kutsanangura asi nyaya yako yakaoma.....waifanira kusaita decision yakadero wega......waifanira kuita nevapfanha vako mowirirana kuti mugadzire musha.....cz pamba hapagadzirwe nemunhu 1
if it was a mistake, dai asina kumbotiza, akamhanya kubata muporofita
But akadzoka, maybe he was in shock.
@@portiapaidamoyosakupwanya3547 Maybe but pari tricky
Nhayi tete Tilda itayi muprofita uyo abatwe angapedze vanhu vakawanda
Anotoda life in prison plus 10 days
😂😂😂😂 taura hako
Chakauya left the court dumb-founded after pleading guilty to the offence and told the court he did it because his father was behind his misfortune.
“I do admit to the charges of causing the death of my father,” he said. “I did it out of frustration because he was the one who was causing all the misfortunes I have been experiencing in my life.” ......That was what he said in court......
Uyu anonyepa uyu ndiye akangoisira baba vake poison kt vafe ungashinga kunogara mudondo uchiona baba vasisataure ugoona baba vako vachidonha ugorega kuendako kwavari zimhondi remwana
Wakauraya mukuziva iweee....😮😮😮
Yhooo kkkkk RG wakamutruster haufunge ndochokwadi ❤
Ngataure chokwadi wakaisira baba nduru yegarwe zvakaoma
Yes that's true chaiyoo akavaisira nduru
Aslong as achiri kungotaura nhema zvaari kuita izvi i dont think kana pane any family member angamuregerera akapiwa poison nen'anga achitoziva uye n'anga yakamuudza kuti baba vako vakangonwa this kundiso ndiko kupera kwedambudziko rako kureva kuti vanenge vafa
Zvorwadza shem ndi Mukoma vangu avo 💔💔💔 akati ndauya ne drink ramofarira
You deserve kugara wakaiswa ngetani pese pese paunenge uri nemutirongo imomo kuuraya baba
Thanks Tete you are simply the Best. You bring us real life stories. I always say Mental illness is real.
Nganga yacho ngayisungwe.
Hapana n'anga apa mukomana akuziva zvaavapa
Hapana kana n'anga yakamupa chinhu uyo
Ndarwadziwa shem Ndimukoma wangu ndarwadziwa 💔💔💔 continue r i p Mdara Gushungo
Education is the key
Justin you killed your father intentionally. Stop cooking up story of muporofita and n'anga. When father started coughing and told you it was because of the drink why didn't you taste it if you suspected nothing in the drink. Wakatoisa muchetura kuuraya baba vako uchida kuti udzose mukadzi ainge aenda kumusha kwake. Plus the issue of dambudziko kutaurwa kwaro nemukadzi ukunyepa. Unobika nyaya mufanami but wakabhayiza kuuraya mubereki.
Justin is my young brother,pane zvandatodzidza panyaya dzevanhu vari kujeri vamwe vacho vari kubika nyaya because,iyi nyaya ndoiziva so was listening 🎶 vakomana nevasikana vanozo bika nyaya kut vanzwirwe tsitsi.
@@christophergushungo9157
Sorry my brother for the loss that occurred to the family but wud u mind to tell us what actually happened? I’m not saying l don’t trust your story bt just to understand zveduwo what Justin did to your father
@@christophergushungo9157 ini ndakatodzidza na Fidelis . Ndinomuziva Jus
Inini hangu vanhu vanonzi n'anga nemapirofita moyo wangu hautende pazvinhu zvavo......kutenda manyepo kondirwadza zvikuru .....
aaaaaah uyu anopenga uyu, ungapiwe zvinhu nemunhu wausingazive wonzi ipa munhu
Tilda imbosiya munhu ataure, mibvunzo ngaiite mishoma. Unozobvunza kana waona kuti pane zvasara panyaya yose yaataura. Not kuti munhu asati apedza sentence, watobvunza
If it was not intentional angadai asina kutiza atoona kut baba vadonha. Why not call an ambulance or try to get help from neighbours? It's not adding up.
call an ambulance kuruzevha here veduwe
@@mpinir ndati ambulance "OR" neighbours to help
😢😢😢 uyu munhu arikunyeba zvake wawana baba vasisataure ndokuwana simba rekuenda kunogara kusango chii chakadaro ichocho.
Kana wayivada baba vako zvekudaro wakadii kuvatsvakira rubatsiro
He did it intentionally kugara musango achidongorera kuti vafa here.
Wakaita uchida iwe usanyebera vanhu iwe why usina kuri taste drink iroro iwe usadaro usabuda mujere because phungwa dzako hadzisi right gara mujere shamwari uno deserve to be there uri muroyi anokunda baba vako
Anonyepa uyu kana zita remunhu waari Kuti akamupa mushonga aramba kuriburitsa akauraya achitiziva uyu
It starts with barika then kubatabata mushonga kwevabereki.
Lesson to those vasingabvi kumaporofita ne n'anga.
Akarwa shanje dzepa barika akauraya baba vake full stop
Mazviwana kupi iye ariiye aigara namai nababa
@@TawandaSawi mafungirewo angu what do u think
Dako rako shaa rineshena garamo
Ooooh noo forgive 🙏 is the best
Eish Justin maonero angu i think you just wanted to get rid of your father i feel you did this intensionally,y did you run away pawakaona baba vaku reactor vamwa drink y didn't you try and help him and y did you lie kuti uri ku mine ummm Justin wakadii kuenda nemapurisa kune munhu akakupa mushonga i have a lot of questions for you Justin,i cant judge you hangu but wakakanganisa,May the dear Lord forgive you
Unonyepa zvinobhowa ,uri mroyi wakauraya baba period mxii .
😂😂😂 mkoma munonyepa henyu
Dai watofira mujail shiti
Fabrication story
😭😭😭 Justice Gushungo ndomuziva mhani. Anobva pa 15A
Pabudiro akaita nyaya yako pandakainzwa zvatosiyana, sorry Justice we did judge you according to what we heard....
Pane munhu anganwa drink risina zita here,ingori poison yakaiswa mudrink ,sinate .akauraya achida naizvozvo ruregerero tarunzwa asi garako ikoko
Haaa zvakaoma, zvinotyisa.
Zvino baba vatofa kudai haa,,,,
This guy intentionally killed his father.
Baba vanonyepa ava..kundiso inoiswa mudrink...... Wakaisa poison uchiziva iwe akuna zvakadaro....
Gara imomo
Thrue hama haungashingi kuona baba vachitandadza nekuda kwako nxaah
What a sad story 😢
anonyeba satan uyu
Akaisira baba poison muchinda uyu. Hakuna dare remusha rinofambirwa nemunhu mumwe (one) . hanti post mortem is used as evidence mu court...
You think just like that .
Zvakaoma iyo n'anga yokupa mushonga yokona kubvisa uroi dai pari ipo pawakaona
Life in jail is too much for this guy
Ukanzwa zvausinganzwisisi pavabereki taura navomufambe mese navo ,handi ndozvawaida kuti maproblems ako adisapear haoka disappear uri mumabars
Kuuraya baba zvivindi zvacho vamwe varikuvatsvaka iko kungofungira pangoita problem kuti ndi someone akonzera mopedzana
Yaa anonyepa kt akapihwa mushonga naRG ndiye akapa baba roga yekuti vafe 😢
Hahaha, narrating like this, CID ekuZimbabwe musi iwoyo anofara zvisingaite, hahaha I wasn't there hangu but haaaaa the story yakabatanidzwa ne sellotape iyi, kana Judge hatori 1 hour to pass judgement. Maporofita awa !!!!!
Anytime pawunopa munhu mushonga good or bad expect an effect. Apa wayida kugadzirisa baba becoz of your resentment, you knew mushonga uchayita zvakashata. These days w mining so many chemicals that can be used for nefarious purposes.
Sei usina kuyenda back to the prophet kunoti wandipeyi.
Uyu munhu akauraya ega zvekuti muporofita zvave zvekunyepa... He must stay there
That guy killed his father intentionally, he certainly knew his moves. After him seeing his father in pain, why ddnt he call for help from neighbors? but he rather ran into the bush waiting for his target to die so he can run. The whole narration is his only cooked story realizing that he is now behind bars. These kind of pple deserve instant justices not wasting state resources feeding his whole life
In everything they do they blame prophets 😮
No this guy ari kunyepera mupositori, ndiye akaisira baba vake muchetura direct, anonyepesa
I wish baba vako vakushanyire zuva nezuva
Kkkkkkk
Kuuraya kunotora trophy muZimbabwe. Killers are born and bread in Zimbabwe
Dai airevesa muporofita haaimboshaya anomuziva chero abve kunze kwenyika anobatwa
Uyu wemushonga haagone basa aingoda mari chete akatoisa mushonga wegonzo but hapana chaakagadzirisa coz akauraya dambudziko hariperi aifanira kusungwa munhu iyeye haagone basa tsotsi
AKUNYEPAAAAA
Gokwe ndasarenda hangu, i didnt know kuti gokwe itori nzvimbo ine high crime zvakadai, ndaingoti crime yakawandira kuma ndevere chete.
high crime ne case iyoyi chete here? hapana nzvimbo isina crime muzimbabwe zvikatoda we have more peace in gokwe than most cities
Wena mdala tshiya ukudelela abantu
Zvinogona kuitika izvi guys
It's not adding up
Siyanai nemaporofita enyu amunotaura. Munombodireiko izvozvozvo?
Concussion dzevarapi venhema idzi veduwee ka mouraya vabereki muchatongwa naMwari
Ndonhema dziri pachena idzi
Nhema dzega dzega idzi akavapa achiziva
Ndokuti zviporofita n'anga zvinoparadza ko kungobatsira musina kunongedzera munhu
Zim government must do something about these nyangas and prophets
But they also consult n'angas and prophets
Ndebele plz
I don't think you feel guilty at all of what you did.shuwa pawakaona baba vachikosora you would have given him fresh milk to neutralise the poison. This nyanga or muporofita thing is a made up story .you killed your father alone .period.
Ehoi doctor 😂😂😂
Ichokwadi chawataura ndiye akatouya nedrink rine poison akapa baba vake anotozivana namai vake padeal iri munotamba nechipare
Kkkk Chiremba
Naivoo baba vakarumwa nechekuchera, asi zvakaoma hazvo
Hapana n'anga kana apa. The court also saw through the lies and gave him life.
aaah ko akadii kubvunza kuti chii chawati ndinopa baba, plus musi wakafa baba wakadii kuenda nemapurisa kwaari kuma mines ikoko, nyaya yako haina chokwadi mhani
Translate,how are we going to follow you if you are not translating
Shame as for l think it was a mistake cos vaprofit vanamadrama yoooo ...
Haasi serious mupengo uyu aiziva zvaaiita
Blaz vakunyepa kuti madzibaba what what . he poisoned his father achitoda
Justin PFUTSEKI mhanie iwe fira ikoko wakauraya baba kana urikutawura chokwadi tawura akakupa mushonga
So sad. Apa unenge uchifunga kuti iri kugadzirisa zvinhu 😢
Bhudhie muzasonyepa we are not stupid handiti.
Aaaaa nxiiii aka kanonyepa aka 😢😢😢kamuroi
Pawakanzwa baba vokosora wakadii kuripedzesa iwe,mhondi!!!!
Ku n'anga akanonzi baba vako muroyi iye ega nepfungwa dzake kwakufunga kuvatsividza nekuvauraya zvekuti hee ndakazonzi tenga drink what what inyaya yekubika iyo maporofita ne n'anga siyai tsika yekunanga vanhu huroyi ingopedzai dambudziko rauya nemunhu zvisina kutaura zvinhu zvinopesanisa nekuurayisa vanhu
Munhu anonyepa uyu🙌
Nhema dzake uyu akaisira baba poison
Bambomukuru munonama.Vachamupfika Baba venyu nxaaaaaaaaa
Nyaya dzekuuraya idzi dzakawandisa mumajeri
Mmmm frm hw he speaks he's lying this guy
Akange achiziva urombwa hwababa. Uye pakadonha baba ngei akatiza? Wemhuri vakaona kuti akaisira baba poison. Kumhanyira musango aitoziwa kuti poison yawe kushanda. Mapurisa aisangoti ndiwe vauraya pasina umbowo hwake, pamwe akabvuma saka asina kuitwa condemned. Akauraya chokwadi sezvo baba vainge vachiunza kusagadzikana mumhuri sekutaura kwake