KwaRusape kunovhurwa hombe zvako i wish dai vamwe vese vatoziva kuti vakaurayiwa vaita saTensen, we used to love kumusha kwedu but haaa mazuvano mabhinya nemishonga🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
Ini sekufunga kwangu pakufa kwemunhu zvinoenderana kt afa cy kana afa nenguva yaMwari mweya wake unotambirwa nemudzimu yake namwari wozorora kudenga bt kana achinge aita zvekuuraiwa haatambirwi anodzorwa kunzi enda unogadzirisa nyaya dzako so anogara pavanhu vapenyu ipapo kusvikira aripwa apedzwa midzimu yake yozomutambira .
Mukoma Andrew , iyi ndiyo show of the year the best one amoung all your story,s Shumba , shumba sekuru vangu fambai nayo nhau iyoo .
Haaaaa mhuri iyi yanyaradzwa zvayo nepfuma yese iri kuuya iyi. Asi zvinorwadza nekuti hazvidzosi munhu
Pasi rinorese iyi ndiyo ngozi irikumberi , kwekumberi , munhu haarovi ndabvuma kudeura ropa uumm 🙌🏼🙌🏼
Ndizvo zvinoda vanhu vanehutsinye
Woudzwa kuchurch kuti akafa Havana simba
Munhu haasi Huku Kana mbudzi
Ko vanhu vasingazobeliever vadzimu vedu vanenge vachiita sei . Ini i believe midzimu yangu iriko n inotombondivhikira pane zvimwee
Hakuna chinonzi mudzimu mudzimu imhata dzevanhu
@rambertgezera9224 kwauri iwewe bhoe asi kwandiri i believe
@@Suewally taura zvako
Mamwe nadxinza aive ne Mhondi
Saka havadzoke semidximu vanodzoka semwaya yetsvina
Vakadaro Kana ini ndinoramba
Taura zvako machurch aya akativhiringidza
Zvema church ngazvipere after watching this video,let’s be going back to our roots maketa ka1….
Ngozi yakapfeka HKD 😂😂. A hilarious Ngozi.munhu haarove
Mukoma Tensen chibaba ndatenda saka who is nxt😂😂😂😂😂
KwaRusape kunovhurwa hombe zvako i wish dai vamwe vese vatoziva kuti vakaurayiwa vaita saTensen, we used to love kumusha kwedu but haaa mazuvano mabhinya nemishonga🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
Asi Tensen avonesamhondi chitsvuku.
Nhasi ndazobvuma kt munhu akafa anotambirwa nevedzinza rake kuti mweya wake uzorore but tension vekwake vakamuudza kt dzokera
Shuwa akanzi Enda unorwa
Hanzi ndirukuuya kumba kwako nhasi manheru, kuzokupfapfaidza 😂😂😂😂
Ndovanhu vanoda kutenda vaona kuzviparira nhasi achaitwa size yekuti kuchasara kuchishosha nhasi 😂😂😂😂😂😂😂
kurova mulaso😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Anzi anga achauya nemadhoti nekuvhiringika
Kkk
The tables have turned
Baba mukagara gara Tensen anoisa kunhoko kune vanhu vanouraya vamwe, dai ukatozvarisa mikono yese iyi yakakuuraya
Hamawee musauraya munhu , munhu anofa nyama mweya haufe. musaita ruchiva nechemunhu honai aona moto , haasati aina moto .😊
Yeah vanhu vanofana kuzia kt munhu haaurayiwe..tensen .inda unotsvaira dzinza 😢
Tensen usadzora tsvimbo dzvanya ndiko kuty vanhu vazive kuty kuuraya kwakaipa
@@liliosamumwe9733 after 16yrs remember
Ngozi iyi ma one
My thoughts sabhuku varikurohwa sim 2 nengozi sei zvisngataurike
Yaa ndozviri kuitika
Ini sekufunga kwangu pakufa kwemunhu zvinoenderana kt afa cy kana afa nenguva yaMwari mweya wake unotambirwa nemudzimu yake namwari wozorora kudenga bt kana achinge aita zvekuuraiwa haatambirwi anodzorwa kunzi enda unogadzirisa nyaya dzako so anogara pavanhu vapenyu ipapo kusvikira aripwa apedzwa midzimu yake yozomutambira .
Ichokwadi chamataura even ukaroiwa chaiko zvekurwara kuda kufa midzimu inogona kukurambira kuti dzokera nguva yako ahisati yakwana
@Suewally yes it's true ❤️
Usatye kutaura chokwadi pawati sekufunga kwangu urikutaura chokwadi ndizvo chaizvo zvinoitika
Kana vapenyu kumutsa
Ngozi ineHumor kudarika vanhu. 😂
Tencen haatyise anototaura bho bho wena😂😂😂
Haaa mweya yevafi yakajamuka .... Ini ndiko kutanga kuona ngozi ichibuda pamurume. Basa sebasa
Haa zvakaoma. Kutorerwa mombe during the rain ☔ 🌧️ season pakaipa
Better vazvibva vanotenga dzimwe
Saka Gandi anozosungwa here kuenda Ku jere after aripa..zvinofamba sei
Hadzi dzese dzinodiwa zvedi dzinokudza mhuri/dzinza honai Tensen arikuda hadzi dzemombe kuti dziwande mudanga kkkkkk saka vakadzi tinokosha tirirudadiso tino multiplier🎉❤.
Chidzidzo munhu haarovi uye haauraiwe
😂😂vanhu makugara pno kahi ah ndachiti ndini ndaita number one
Varikutodyira pano mufunge
Vanhukadzi kudao kusadarikirwa hokoyo. Mubatei mukoma Teny haizivi pain yokupondwa
Ko vaitasei vanhukadzi,zvinoitika kana kuvanhurume zviriko
Vanhu musauraye munhu sehuku
Chidzidzo kune mhondi dzose zvakaoma weduwee
Haaa surrender ngozi iyi yakapenga kusekesa zvayo asi ngavaripe kuuraya munhu kwavakaita munhu haarove haisi huku weduwee
Soon tichaona Tichkach mugotsi maNeshamba kare zvaisandibata ndakazotanga kusvotwa panyaya yaheadman kufarira kuti vadzingwa
Vaneshamba tencen anobva kupi Malawi here mozambiqui here coz iiiii 😂😂😂😂😂😂
Apa pane lesson to learn guys haikona kungoisa maoko Ako pamunhu ,munhu harohwi haasi mhuka ,Tarisai mombe 1 ,neruoko zvakonzeresa
❤❤❤❤❤tavepo padare Shumba
Muzukuru wangu uyu anzwa dai vanhu ava varipa achizorora nguva yareba
Yaaa ndabvuma kt Ngozi iriko chokwadi
Neshamba muri chidadiso ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
2008 ndoopaipondwa vanhu vachiponderwa politics. Apa akabva abatanidzirwa nenhau yemombe ndofunga pavaiponda vaitoti uri munhu we opposition. Mombe 30 munoita kusura chimera. Akabva ipapo oteera vamwe vacho anambwa achimonya huro. Dai akambouraya kana 2 pafamily yega yega
Nyenze dzarira, mvura gave pedyo
Hazviite here mukoma Teniceni vaite president 😂😂😂😂😂😂 nyika yedu inofamba boe
Kkkkll
What learnt long time in Zhombe(Bhobhisi)musarove munhu makawanda
Fambirai nyaya iyi Mr neshamba taimira
Was waiting for this.... Thank you Drewmas
Tipeio ngoma iyo vaneshamba please
Wana Tete wanotonga misha tawaona ,pawarume wese awo abva aona dzake dzakapinza kwazvo tuzamu
Kuda kunzi ndakataurawo pachaunga 😢😢😢😢😢munofa asikna vanhu kadzi dare nderevarume iwe wadaroreiko kuzvipinza pama1 😢😂hezvo tencen arikushanyirai haaaaaaa ngozi haisikuita zvema funnies iyo inopedza nyaya dzayp yega
Hanzvadzi yaGandi yakapusa kuda kushamisirira pavanhu imimi munemhosva Tensen muendere nhasi chaiye dzungu ripere.
Nhai zvako...kuda kuonererwa!
Mambo ava havana pressure zvavo vanodika ava
Mambo vakadzikama shuwa iiii
Shumba murisei zvenyu uuuum muri kudzifambira ngozi iyi inofanba nenyaya zvakanaka .
Vayera soko vanorema ndabvuma ngozi ya Tensen or Thomson inokwapaidza inodzipa inobata basa yega hayo mambo vachiteera mumashure
Ndibvudzireivo tensen kuti nhondi idzo dzichaenda kujerr hr
Akati havaindi varegererei varipa
Ko ngozi yatonde neye uya mukadzi wekuti ndakaurairwa kuplumtree todzida
Ndofunga Ari kudhonzwa maturusi, or pane zviri kuitwa kuManyowa
One of the two obvious
@@DominicSibanda-w3s
Maybe both 😂
Neshamba tokumbirawo kumboona foto raTensen wacho... Hama dzake dzitiudze kti Tensen aive munhu akaita sei pakurarama kwake airatidza kuve munhu ari funny
Shuwa anenge ayifara hake
😂 hanzi ini handina kuenda kuna Mwari. Zvekufa mumwe nemumwe anotaura zvake
Drewmas media taking me to another level❤❤
Unonyaa chete kuti nyiiii🤣🤣🤣🤣🤣🤣 lets move tencen
Famba Tensen usamire ..ndokuti vanhu vaziwe
Zvakaoma chokwadi kuuraya kwakaipa
Vari kubvunza ngavafe vaone kuti munhu anoendepi vozotiudzawo
Tensen uri murume, mukono, haudi kujairirwa mukufa imomo. Dzako uri kupedza wega👏👏
Teni igamba chairo 😅😅
Panguva yavakauraya munhu vakanga basina tsitsi parizvino vakuda kunzwirwa tsitsi eshiii
Mazvita henyu Shumba, vanhu siyanai nekuroya hazvina pundutso
Mai vaTensen ummmm vakarema pachawo vanangwarira kuzodemba nawo vasakanganwe havasi vedzinza nemwana wawo
@@RudazTinman ndafunga vachati ingowanzwira tsitsi ummm
Kana Mai vanenge vachitaura nemwana wavo Kuti Muri kutivo kudini kwete kutonga ,vanotonga varume avo Hama dzacho ataura Wani Kuti muvudze Hama dzangu mutaure neuyu achakupai number dzake
Ndaona kuti ivo vaitoshandisawo mwana wavo beside kuurayiwa
Yaaah moyo vamai vacho vakaomesa zvekunzi varipwa nemombe 210 hazvidzose munhu yet vakutotambudza body yemunhu ari kubudirwa even akafa vacho hazorore.... Kutoda kupfuma nezvengozi taking advantage Inga vabvuma nyaya dzawo so kuramba vakungoomesa chii
Kufirwa korwadza ASI.pavairowa Havana kana kumbonzwa tsitsi
Kutonhodzwa kwachauruka. Looka like Gandi is not getting it.
Anenge atori nenharo uyo
@ElizabethMatanha he does not even show remorse.
Saka Mambo hawana muripo wavanopihwa hre ,since kwaMarange kuchidiwa mombe 3 Kuna Mambo
Maripisiro anoita mambo Marange ane huori mukati
Munhu haauraiwe veduwe
Pamberi nekuripa mhondi ngadziripe
Musauraye vanhu
Drewmas let Mambo close dare ravo musati mapindira. Let's give him that respect. You can do your close dare rapera. Thanks for the groundwork.
But mambo vakabvumidza drewmas kubvunza mibvunzo padare.last episode mambo waitoti Kuna shumba mozobvunzawo
Mambo allowed him to do so.. He was given permission
Eish this assh😮le mother havanzwewo tsitsi ere 😂😂😂😂
Hanzi mombe dzadzoenda dzega uumm pakaipa hama .Iyi ngozi vakuru vevakuru uumm even kurwa ne munhu chaiko siyanai nazvo rohwa hako umire usadzosera nekuti unouraya munhu .
Yah ngozi iri dangerous hei ndabvuma hangu yooooo
Vakadzi dzikamai pirizi motangidza dzimwe
Ngozi yacho yototonga dare ukafa watova mambo pachako sure😂😂😂
The turns have tabled. Tenny is tororo 😂😂😂
Sim 2 ndoirikurohwa gandi musauraya uuuu bhora mberi tension
Kkkkkkk ndofunga live kwete zvekurota
Saka uyo we t-shirt ymapostori ndiye akauraya here kana ihama yakaenda hayo kare
Is Moyo vadiki married🤦🏾♂️dark chocolate😀🏃🏾♀️🏃🏾♀️🏃🏾♀️🏃🏾♀️
Uripi nhai Tensen. Kuri sei ikoko.
vaNeshamba hameno kuti zvinobvunzika here Tensen mombe dzaakaponderwa 7 inzo anga atenga here kana kuti akaba sei asina kuburitsa mapepa pane pandakanzwa pakanzi varidzi wemombe vakazouya ndivanaani varidzi wemombe nyangwe dzakabiwa munhu haurawi vamba tensen
Zvainzi mombe akatenga dziri dzepamuchato waida kuchata saka akauraiwa asati asvika kumba vakamutorera mombe
First time in Zimbabwe to have black Friday
Saka zviye zvekuti mutemo wakadzikwa nehurumende une limit yemombe dzinobviswa pangozi haushandeka apa ngozi ikuti ndinoda 30 asi hurumende yakati 9 imwechete iriyamambo
Unoshandei hurumende ingauudza munhu akarwadziswa zvekuiita inovapedza ngawasatomboiite mafunnies inga akati hamuna zvamunondiita nyangwe mukwnomhangara kupi.
Kufarira hurumende Kuti ipindire unenge usngabatwe panonaka hai
@@ConstanceTsuruseni kkkkk usade kundityora mbabvu iwe ndaseka zvangu , ndikunzwaka mamwe madzishe anotoomesa musoro kuudza ngozi kuti mutemo wedu wavekuti mombe dzakati
@@TatendaFeremba Uyu ndiye munhu apedzera manje haana kana funny zvachose
@@ConstanceTsuruseni kkkkkkkkkkkkkkkk taura hako vamwe vanhu hawadi mafunnies hurumende futi
Shiri yabvuta rekeni hokoyo
Veduwe ngatinamayire mhuri ngozi yakaoma
Tensen anenge achiiteiko kkkk
ichi chidzidzo chikuru munyika makaoma bhudhi tencen
Don't kill for sure
Kkkkkkkk yaaaa ndabvuma
Dzifambirei tapota
GANDI anga akamirirwa at large😂😂😂😂 anochiona hake shame😢
Zviya zviya zvii ko nhai Tensen asi unomuita mukadzi kani
Nayo shumba
Ndokumbirawo vaneruzivo nechivanhu vandipundure kuti kana munhu apondwa akafa ngozi yacho inobudira kupi nekuti iyi ndikuona kunge svikiro ra tensen ndirekuhama dzake
Vanhu vakauura vanenge vari busy kutsipika vachiita. Zvemushonga saka anozobura kwake saka muchiona achizoita hasha dzakanyanya
@claudiemudzikati8710 hiraiti ririmunzeve mukuru wangu
Fambai nayo Shumba ,takaimira kusvika yapera Tensen wagona nekuti mhondi hadzi bvumi kuti takavuraya
Gandi ngatiudze kuti ane achibatwa pai😂😅
Kkkoo.haabatwi mabhora here 😂😂😂
@@TheresaMapsarikuitwa mukadzi
Anoiswa kumashure uyu
Machende 😂😂 obvious
Ndikudzidawo mombe idzo
Urimwana vatennie ere
Mukoma Andrew maita basa mabvunza Kuna Tensen asi haana kupindura zvakakwana ndini ndakati bvunzai kuti munhu akafa anoenda kupi ndatenda zvangu munoverenga massage evatsigiri venyu...
Vanhu vakafa havapinduri .hameno Kuti sei pasingabudi
i secret yavo Mwari havadi kuti tizive zviri ikoko.
Basa rakanakisa chose
Shumba Maswerasei,ko munhu arikubidirwa ndewekupi
Obvious ihama yemufi
Ndakambonzwa sekuti mwana