Evans Akakanganisa Mhiko Akauya Kuzosiya Coffin Randakamupa Kuti Aite Mari Ndobva Afa: Sekuru Garwe

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 29 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 197

  • @NomatterKamuchanyu
    @NomatterKamuchanyu 3 дні тому +69

    Cheers to us hedu todya necabbage asi life ichingofamba

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 3 дні тому +29

    Ivo anasekuru vazhinji vari muZimbabwe inongova ndobva Malawi ndobva Mozambique and vazhinji vacho kunzwa vataura nyika idzodzo kurombesa basi basi

  • @promiseshadaya3886
    @promiseshadaya3886 2 дні тому +16

    The devil is a liar. Deal nemunhu akauya ikoko. I cover everyone in that family in the blood of Jesus .No weapon formed against them shall prosper in Jesus' name 🙏

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 3 дні тому +62

    Sly media don't advertise type dzana sekuru ava. Vanokurudzira kudeura ropa. Toda vanoita matare akachena

  • @SuperRuru3
    @SuperRuru3 3 дні тому +5

    Sokostina excellent interviewing skills🎉🎉🎉

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 дні тому +10

    Ko sei munhu akabata tunhwu twake, otyora mhiko then ofa mozonanavira hama dzemunhu wanting kubhadharwa chikwereti chenyu. Yet hama idzi have no idea nezvinhu zvenyu. Zvakanakawo here kuisa chikwereti chakadaro pavanhu vasinei nenyaya dzacho?

    • @Amanda-k1n3y
      @Amanda-k1n3y 2 дні тому +2

      Ndihwo utsinye hwacho...urombwa

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 2 дні тому +1

      Pachivanhu chedu munhu akafa unotonzwa sahwira achibvunza KT pane akangaakakweretwa here nemufi abhadharwe chikwereti chake or pane akanga akakkwereta mufihere abhadhare chikwereti hatidi anozotsvaka mumwe so zvimwechete nasekuru ava handisikuti sekuru ava varibho handisapote n,anga chero ichigona basa seyi

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 День тому

      ⁠@@ChipoMpofu-hl2ll I hear you and you’re right. However if you look at debts, they are not demanding an arm and a leg from hama dzasara and most likely they use money from the deceased assets of their cash if they had some savings. Ichi chikwereti chehurombwa for one, it’s a secrete thing that’s hidden and it’s meant to be a private matter between varombesi nevarombi zvekuti hama mustn’t know about it. So as for my I think they should bring this private and secretive matter to the family. Keep it between yourselves and the deceased. It’s so wrong to now want to make it a family thing yet one of the principles is not to disclose to family and friends. I think continue to keep the family in the shadows. Kana muzukuru afa, ndiwo mubairo wacho, zvaringana, saka muchatsvakei kuseri kweguva. Otherwise pamwe ndini family and nditori chura zvacho saka $10,000 ndinoiba kupi? Saka panganzi ndofirei?

    • @tatendamupombwa8279
      @tatendamupombwa8279 День тому +1

      Ndo zvekupenga izvozvo vana sekuru varikujairira vnhu coz mngaramba mchibatisa dzinza moto nekuda kwemnhu 1 alasarudza nyaya dzake iye ndaafe zviperere ipapo not kuda kzonetsawo neaisavepo xure

    • @tatendamupombwa8279
      @tatendamupombwa8279 День тому +1

      Nhai kuita sekuti ingozi haaa kana mridzi afa ngazviperere ipapa plus gvnmnt inofanira kuongorora nyaya dzakadai coz vakutora advantage vopinzisa hama dzisinei nazvo haa zvorwadza izvi hais ngozi iyi aaa

  • @WhiteYak-m5d
    @WhiteYak-m5d 2 дні тому +5

    Pliz mukuburitserei nyaya ne number dzemunhu wekurombesa mukukurudzira kuromba hre itai zvimwe kwete izvi

  • @rodwellmarufu448
    @rodwellmarufu448 2 дні тому +6

    Very sorry Evans you should ask b4 pfuma yawakamhanyirira nekuti pane tsumo inoti EASY COME EASY GO ivo sekuru ava nasekuru kaFera vanotoda kutemwa nematemo chaiwo coz mhata mbiri idzi pakurombesa vana ava vaiita muchihwande and both they admitting kuti kumusha kwevana ava kwakaendwa husiku nhasi pava nechikwereti chava kutambudzirwa vakafirwa vaya ko pamakaita mabasa enyu nevana hwaive husiku pamari ndopomouya pachena day lite nhamo be poverty ngazvirege kudaro veduwee and you don't have right yekuuya muchi dyara nekusima zvikwambo zvenyu pamisha ine varidzi nemadzisekuru imi monyangira kuuya takarara husiku ana N'anga ava vanoda rumamiso

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 2 дні тому +6

    Pamaimurombesa makadaidza hama dzacho here? Mxm

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 дні тому +6

    I think to claim jeredzwa kuhama dzasara is not a fair game especially when you didn’t have a contract nehama idzi? How fair is that to these people probably who didn’t enjoy the wealth yehurombwa yacho? Mhosva yavo ndeyei? Handipanzwisisi ipapo.

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 дні тому +2

      It's nothing but extortion. Pamwe hapatorina geredzwa rakasara. Just taking advantage of the vulnerable.

  • @marygopo7723
    @marygopo7723 2 дні тому +5

    this is not about evans its about yu advertising yourself

  • @noelbanga7072
    @noelbanga7072 3 дні тому +3

    Please ana sekuru avo ngavaite madeal avo nevanhu vavo vavari kurombesa not kuzoti kune hama munhu wenyu ane chikwereti changu ibvai mapihwa mari dzenyu please please

  • @prosperchavarika2545
    @prosperchavarika2545 2 дні тому +7

    Mnangagwa ngaadzinge varoyi ava saka nzara nezuva zvisingaperi

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 2 дні тому

      Anovadzinga seyi iye achibatsirwa navo asi hauna kunzwa kafera vachidaro

    • @takudzwashoriwa3032
      @takudzwashoriwa3032 2 дні тому

      It's now a nuisance someone from the top is in conjuction with these bogus sekurus from outsyd Zimbabwe

    • @NehandawaChaminuka
      @NehandawaChaminuka День тому

      Muroyi anodzinga sei varoyi

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 3 дні тому +8

    Vana sokostina makushaya here matare masvinu zvisiri zve hurombwa izvi hamusi makutinyanyira here

    • @medrhochigande7240
      @medrhochigande7240 2 дні тому +1

      Zvakanakira kuti i chenjedzo kwatiri uye tizive n'anga dzinorombesa nedzisingarombese
      Kana tawirwa nedambudziko tizive wekunobqtsirwa naye

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 3 дні тому +9

    Sekuru varikungorumaruma havadi kunatsotaura

    • @tanakanisha1553
      @tanakanisha1553 2 дні тому

      Varikunyepa kaa sekuru ivava ku tsvaga mari uku

  • @ChiedzaKutsaru-o3x
    @ChiedzaKutsaru-o3x 11 годин тому

    Zvin'anga izvi Sooo zvakaoma 🙌 vanhu siyai kuromba Kani 😢

  • @marygopo7723
    @marygopo7723 2 дні тому +4

    haiwaho evans takamuona from start down town yese ine mari makaipa macoffin here siyai munhu azorore murugare.hakuna n'anga ino advertiser spot's betting rotai imi muite mari unoda shamhu mushara iwewe

    • @tsitsitunha5001
      @tsitsitunha5001 2 дні тому

      vanhu veslymedia kutsvaga Mari votengana nenaga Kuti vapihwa Mari mascam nxaaa

  • @cricket694
    @cricket694 2 дні тому +3

    its not fair to claim mari from vanhu vasina kumboita contract nemi. hanti anga ane ma business etc torai mari yenyu mumhepo or something

  • @HappyPufferFish-pu2hk
    @HappyPufferFish-pu2hk 3 дні тому +2

    @otilia mashoko ako Ane hudzamu ...I second that 🙏

  • @sithgasa2063
    @sithgasa2063 2 дні тому +2

    Its funny when they put the things or bottles they have to go physical and when they have to retrieve those things they take spiritual it raises eyebrows. Leaves a lot to be explained

  • @VioletMapanga
    @VioletMapanga 3 дні тому +6

    Evans wekupiko kutomuziva ipapa saGinimbi ndakamuziva zuva rekufa

  • @fungayierickrichardveremu2783
    @fungayierickrichardveremu2783 3 дні тому +4

    Mbavha idzi dzakutowanda dze type yakafera

  • @carlsonjennamk7606
    @carlsonjennamk7606 2 дні тому +4

    Nyaya yenyu haina direction hatisi kutoziva kana kuti evans wacho ndewepi akafa sei nyaya yacho ngaijeke

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 3 дні тому +5

    Ngavaende kunotora zvaanga avanazvo siyanayi nehama makaita izvi muri vaviri

  • @Cathrineziyadinga
    @Cathrineziyadinga День тому +2

    Sekuru ava vanonyepa matsotsi vari kutoda kuba iwe mukadzi wamukanya musavapa kana chii sekuru garwe vanoda kusungiswa

  • @KanaKaendesa
    @KanaKaendesa 2 дні тому +4

    Zinatha kana uchiona vana sekuru vakadai venenge vachiti kudii vari kuipisa chivanhu

  • @ClaraBingura-hg3rh
    @ClaraBingura-hg3rh 2 дні тому +2

    Kodzedu n'ganga dziripi nhymi zvakwangozara vanhu veMalawi neMozambique

  • @lorreenmahachi8358
    @lorreenmahachi8358 День тому +1

    Zinata ita plan kwete kusiya vehurombwa vachitikanganisira chivanhu,type idzi dzidzo dziri kugumbura midzimu yedu

  • @nyashamandizvidza1630
    @nyashamandizvidza1630 2 дні тому +2

    Kuroya is becoming a lifestyle in zim

    • @takudzwashoriwa3032
      @takudzwashoriwa3032 2 дні тому

      It's nonsense we are slowly allowing all opportunists to turn us apart...

  • @winniekarasamungu7575
    @winniekarasamungu7575 3 дні тому +4

    🎉🎉ipapo manje pakunyoresa mazita kunyepa zvinobatsirei kunyoresa mazita kusiirwa zvikwambo kuti vazoita take over

  • @nomoremazarura
    @nomoremazarura 9 годин тому

    Imi vanhu imbavha idzi this story is similar to nyaya ya Kafera.

  • @PATIENCESYMON-u8d
    @PATIENCESYMON-u8d 3 дні тому +5

    Evans wakamama,kuda zvinhu zvausina zera nazvo

  • @simonchindoko2481
    @simonchindoko2481 День тому +1

    Sekuru kwanai imi ko zvamatokura wani😊

  • @deangb8651
    @deangb8651 2 дні тому +3

    Kana mazogara kuMozambique kunorombeswa munhu

  • @FaraiChakadya
    @FaraiChakadya 2 дні тому +2

    Sekuru Garwe dzokerai kumusha kwenyu,ku Mozambique hakuna vanhu here makauya kuzoitira hun'anga hwenyu muZimbabwe???ko iyo hurumende irikuti kudii ne n'anga dzirikukonzeresa kudeuka kweropa?chikwambo chinouraya chinoita kuti vamwe vanhu vararame hupenyu hunorwadza asi imi ana n'anga munopa vanhu zvinhu zvakadaro zvekuti mumwe ararame hupenyu hwakanaka nekuda kwekushandisa vamwe.vamwe ndovogara vachichema nekuda kwenyu musadaro kudenga kuna Mwari muchaionawo zvenyu hondo yacho.iyezvino makupinza hama pamaipanana hurombwa hwenyu vaivepo here.kana munhu afa azvityorera mhiko dzake siyanai nehama vainge vasipo pamaipanana.n'anga dzeku Moza nekuMalawi umwe ne umwe kumana hatichada kuramba tichiondongerwa nyika nemi mabva kure.Tinoda ana Sekuru vanodzikinura vanhu vari muhurombwa vakaita sana Sekuru Achapola,Sekuru Tasvu,Sekuru Mukotsa,Gogo Magumbo vakawanda varikubatsira vasinga rombese ndovatiri kuda ivavo munyika medu.vanoita zvehuroi vese puma.lmi ana Sly musaunze vanhu vasina basa paruzhinji toda muunze vanobatsira vanhu vabatsirike

  • @LydiaDangirana-n2i
    @LydiaDangirana-n2i 2 дні тому +2

    Vanasekuru votyisa avo namatai hama

  • @marygopo7723
    @marygopo7723 2 дні тому +3

    nyaya iyi ndeyekupenga haina musoro this is advertisement

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo 3 дні тому +5

    Makuhwa avo vahwanda mazita ayo kufa kwevanhu kudeuka kweropa.

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 3 дні тому +12

    Vanhu ava vanosvibisa matare zinatha ngai banner vana sekuru vari satanic ava vanoita zvekurombesa vanhu

    • @sithgasa2063
      @sithgasa2063 2 дні тому

      Can some one clarify these traditional healers do they have a retirement age ??? Or if they live to be 100yrs they will still be practicing healing

    • @rejoicechishoka4463
      @rejoicechishoka4463 2 дні тому

      Problem tisu vanhu tinoendako,chero if Zinatha bans vanongotsvagwa nevanhu vachitoenda😢

  • @SarahSithole-x6d
    @SarahSithole-x6d 2 дні тому +2

    But pachokwadi akaromba akafa Soo wai vasara vakuda kubvisiswa Mari pakurasikirwa nemwana wavo vopedza fut vonobvisa zvakare Mari iye atofa ngavangoti varikuda mushonga yaaakasara nayo ko Mari kunge munhu ange akaroorwa paonei apo

  • @winniekarasamungu7575
    @winniekarasamungu7575 3 дні тому +3

    Akazviuraya uyo good akazoponda ndiye mucoffin make hapana chakaipa

  • @NyaraiSvova
    @NyaraiSvova 3 дні тому +5

    Sekuru vacho kunyorova kwavakaita nhym haungambofunga kuti dare ravo rakasviba chivanhu chotyisa

  • @VioletMapanga
    @VioletMapanga 3 дні тому +5

    Munhu abata zvinhu zvake ngaafe iye

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 2 дні тому +4

    Aka katongove ka staera ke n'anga kekudya nako mari dzevanhu. Kafera was on the news saying the same thing not so long ago. This is nothing but extortion. Muchangwara zvenyu madinga

  • @evansmuyendesi5812
    @evansmuyendesi5812 2 дні тому +2

    Wen a rich person dies moti akaroma then wen a poor die moti aroyiwa kooo rufu rwenguva muchiri kuziva here hama dzangu musanakirwe nekutaura mazita evanhu muchida kuita zvemushonga zvenyu zvekupenga

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 3 дні тому +1

    In Nigeria there are so many marine people sent to destroy humans destinies in this world of humans. A lot of them turned into catfish if splashed with water. Musadya catfish like the Bible says not to eat fish without fings and scales

  • @Rasbee-o8c
    @Rasbee-o8c 2 дні тому +1

    Sekuru ava imbavha zimuroi xaaa kuda kushungurudza vanhu vasina mhosva,akatofa torai zvidhoma zvenyu.. interview iyi marara chaiyo,data rangu raendera mahara😢😢😢😢😭

  • @MajuryChadzamira
    @MajuryChadzamira 2 дні тому +1

    Ana sekuru vekurombesa dai vadzingwa munyika, nekut vanhu vapera veduwee

  • @oliverjuniormakawa3601
    @oliverjuniormakawa3601 2 дні тому +4

    Musadero imi masvibisa zita ramukanya wedu this very bad kana muchitsvaga mari

    • @marygopo7723
      @marygopo7723 2 дні тому

      and baba vanopenga vanoziva kuti Evan's haachazvipupurire this man is a scammer

    • @AbigailMakurumidze
      @AbigailMakurumidze День тому

      Mukanya Havana kuromba..true..I second you

  • @medrhochigande7240
    @medrhochigande7240 2 дні тому +1

    Kana akatyora mhiko zvomuuraya chakuvanetsa chii.ngavaudzeka ,vinhu zvavo kuti imwe nhengo yafa.
    Meaning mazita avakapihwa ndomanext kufaka
    Once vangoaona maminiminii acho kumhuri kwavo ngavasungise kamdara ako.
    Kakuita sengozi iri kuda kuripwa

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 3 дні тому +1

    First😊

  • @MajuryChadzamira
    @MajuryChadzamira 2 дні тому +2

    Seiko musinganorombesa vanhu vekunyika kwenyu😊

  • @NicholasChihwari
    @NicholasChihwari День тому

    Please Please taurirai n'anga idzo kuti kana varombesa munhu kana achinge afa ngadzitore zvinhu zvawo in Peace not kuti vasina chawanoziwa wonzi ngava bhadhare Mari iwo waitotambudzwa ne zvinhu izvozvo its not fair and ngawa bvunze mungawa wavo munhu asati afa

  • @patriciamashambanhaka8456
    @patriciamashambanhaka8456 2 дні тому

    Hayaz , hazviko izviiii and mukufonera mukadzi wemufi like srusly now munhu achiri kuchema ,and matare enyu matare hwaiko anogarwa muna November matare hwaikooo😮

  • @LuciaMachimi
    @LuciaMachimi 23 години тому

    Ndi Evanz wepikowo

  • @TarisaiGwenzi-gv3em
    @TarisaiGwenzi-gv3em 2 дні тому +1

    N'anga dzinorombesa ngadzisungwe zvese nemunhu waromba wacho vanhu vofirawo mahara ere nhai idzo n'anga dzinoti ndichamboenda kunotora mishonga Mozambique kana Malawi ndidzo dzakarombera hu n'anga havarapi nemidzimu yemadzibaba avo sei ivo vakazvarirwa muno saka moza kunei ikoko

  • @oliverjuniormakawa3601
    @oliverjuniormakawa3601 2 дні тому

    Evans upi gwekerere ,makore etc which evans are u talking about

  • @evansmuyendesi5812
    @evansmuyendesi5812 2 дні тому +2

    Evans mukanya ayizvishandira kule musanyepere vanhu

    • @marygopo7723
      @marygopo7723 2 дні тому +2

      havatomuzive that guy motivated many aishanda zvinotorwadza

    • @tsitsitunha5001
      @tsitsitunha5001 2 дні тому +1

      vaudzw Dai vati vakamurombesa njere kana Simba tainzwisisa mbavha idzi

    • @shepardtafira7518
      @shepardtafira7518 9 годин тому

      N'anga dzakukotsvaga mari nekufa kwevanhu..evans was hardworking ndaimuona pawarehouse yake...very hardworking

  • @daychawatama8624
    @daychawatama8624 3 дні тому +2

    Hona kasekuru kacho kusakara nekutambura. Mari hakana

  • @ChipoMaruve
    @ChipoMaruve 3 дні тому +2

    Ndokumbirawo kuti mubvunze sekuru avo kuti ko kana zvinhu zvavo zvavanenge vapa munhu zvisinga mupe mari vanozoda mari sei kwandiri ini zvinhu zvavo zvisinga ndipe mari asi ivo vanities vanoda mari kwandiri

  • @CollinMhoya
    @CollinMhoya 3 дні тому +15

    You media people are advertising evil activities. Tsvagai nyaya dzinovaka nyika.

  • @chamunorwamukova5687
    @chamunorwamukova5687 2 дні тому +1

    Matsotsi aya .Muchatadzisa vechidiki kushanda vachifunga kuti hupfumi hunowanikwa nekuromba

  • @GrasperChirume-j5i
    @GrasperChirume-j5i День тому

    Nhema Idzo hapana chobatika chavambotaura

  • @evansmuyendesi5812
    @evansmuyendesi5812 2 дні тому +1

    Nhy sekuru mungati hamuzive kusurname yemunhu wamaishanda naye here mirai kunyepera vanhu weeee😂😂😂😂😂

  • @AbigailMakurumidze
    @AbigailMakurumidze День тому

    Sekuru vanenge varikunyeba avo..hazvina kujeka..chavarikuda imbiri chete

  • @FelixChizeya
    @FelixChizeya 2 дні тому

    Zim it’s lyk Nigeria 🇳🇬

  • @trymorejack077
    @trymorejack077 3 дні тому +1

    Zvirikumbofamba seiko .

  • @ShyletMasendeke
    @ShyletMasendeke 2 дні тому +1

    Mbavha matanga kuda kubira vanhu muchinyepa kana muchigona kupa vanhu mari ingoitai ka imimi muite mari

    • @tsitsitunha5001
      @tsitsitunha5001 2 дні тому

      imagine anaSly vakutengana nenanga Kuti vapihwe Mari nxaa

  • @MariaKonyani-c5m
    @MariaKonyani-c5m 7 годин тому

    Havasi kutaura chokwadi vanoda shamhu dzoda kudzingwa munyika medu dzese n'anga dzinorombesa dzingapedza vanhu

  • @KatlegoMmope
    @KatlegoMmope 3 дні тому +4

    ndiEvans wepi uyu futi nyaya yake handiyizivi

  • @PhildaNjaira
    @PhildaNjaira 2 дні тому +1

    Zvakaoma hazvooo vanhu dai tangotsvaga Jesu better kutsvaga mari uchishupika than kuita izviii

  • @nervisonrugare6331
    @nervisonrugare6331 День тому

    Kunyepa uko pane munhu akatoronga game rekuda kurova Mari kumhuri yekwa Gukwe svunurai inyaya yakagarorwa pasi iyi.Ndonhema chaidzo Makonieman get away Evans ayishanda zvandinoziva ini

  • @MsLadyRose-c6t
    @MsLadyRose-c6t 3 дні тому +2

    Evanzi uyu ndeupi uyu nyaya yake yakaitika kupi tiudzeiwo veduwee

  • @chidobento8988
    @chidobento8988 2 дні тому

    Advertising yamakuita yekuromba not good 😢😢 better kungotaura nyaya without number pascreen or kutaura kwavanowanikwa.

  • @yakiesigauke09
    @yakiesigauke09 3 дні тому +2

    Kurombeswa uku

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 2 дні тому +1

    Dai tambomira kupembedza n'anga dzinorombesa idzi. Zvaukuita kunge tirikudzi advertiser.. It's not right.

  • @claytonclayaz7661
    @claytonclayaz7661 2 дні тому +1

    Ko vari kudi kutaura munhu wacho ari mupenyu this is fake mhani ko why not kutaura waakauya naye wacho pekutanga

  • @TendaiKanonge
    @TendaiKanonge 2 дні тому

    Komukafa Ndo renewer kupi😢

  • @takudzwashoriwa3032
    @takudzwashoriwa3032 2 дні тому

    May you find other stories like entreprenuership or farmers these sekurus from outside Zimbabwe advertising evil have destroyed our society....

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 3 дні тому

    Hmmmm marine world 🌍

  • @fungayierickrichardveremu2783
    @fungayierickrichardveremu2783 3 дні тому +1

    Sekuru ava imboko chavasingazivi chii ivo vari n'anga

  • @Myprinceof
    @Myprinceof 3 дні тому +2

    Pamazita apo hapana kujekeswa

    • @NicolletteGariyawo
      @NicolletteGariyawo 3 дні тому +1

      Urombwa kufa kwevanhu mazita anotsvagei Kun,anga

    • @sithgasa2063
      @sithgasa2063 2 дні тому

      This is like a loan if you don't pay those that are written the have to pay.

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 2 дні тому

      ndovanoshandwa ka nezvikwambo zvacho kuti zviwane simba

    • @jamesmakani
      @jamesmakani 2 дні тому

      Shuwa ko mazita evana nhai

  • @MsLadyRose-c6t
    @MsLadyRose-c6t 3 дні тому +1

    Ko iye munhu anoita marori anokoniwa kubhadhara zvikwereti zvaanenge akakoromora zvehurombwa ngenyi.

  • @DelightChauke-z8f
    @DelightChauke-z8f 2 дні тому

    Sekuru ava naivo vakaromba vanorombesavo vamwe tererai nyaya iyi pakutanga nepakati

  • @JoyceNcube-y9p
    @JoyceNcube-y9p День тому

    END OF DAYS, FIND JESUS BEFORE ITS TOO LATE

  • @MakeTheWorld_a_Better_Place
    @MakeTheWorld_a_Better_Place 2 дні тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂
    Advertising matoto yamaita iyi.
    Kuda kutedzera strategy ya Kafera

  • @lil_blinx_zwofficial8109
    @lil_blinx_zwofficial8109 2 дні тому

    Evans uyu ndeupi chaiye

  • @Amanda-k1n3y
    @Amanda-k1n3y 2 дні тому

    Asi mari isiri yeurombwa ndiyo inoshanda kune vana sekuru
    Vanongotaura. Vanofanira kushandisa mushonga kuti vazukuru ava vadzoke nemari nguva iripo kwete kuzonetsa hama veduwee
    Hama dzinoiwanepi mari yakawanda ivo vasina kuromba....

  • @powermawere4850
    @powermawere4850 11 годин тому

    Ini handini kuipa kwesly media apa iri kuita basa rayo kuti imi muzive kuti zviriko zvakadayi kunze uko zvave kwauri semunhu paudofo hwako kuti unoshara here kufamba nzira iyi mhuri yose yopinda mudambudziko ihwo urombwa uhwu ndehwe varume mbwende dzisina misana yekuzvimiririra muhupenyu varume simbai musiye hugwara hwakadai uhwu hwekuromba mushandise pfungwa nesimba renyu kubudirira pane kubata jambwa rakadayi nhasi iwe wafa mhuri yose yosara ichituka zuva rawakaberekwa nevana nevabereki vako vopera nehusimbe utsinye pamwe neselfishness

  • @BabraDabwa
    @BabraDabwa 2 дні тому +3

    Vanogona kuti munhu aite Mari ko sei Ivo vasina mari yacho uroyi uyu imi syl don't advertise vanhu ava ndimi muri kuto konzeresa

  • @MajuryChadzamira
    @MajuryChadzamira 2 дні тому

    Vanhu vanoromba vanopa mhuri dambudziko n'anga yakuda mari yakawanda kudaro,iye aishandisa mari yake ega nxaaaaa

  • @mariabanda2415
    @mariabanda2415 2 дні тому

    Munhu kana achiromba asaise Zita remumwe plus ngaatipe musaridza wake asati afa asazosira hama nhamo uye jeredzwa reuromba hazvifadzi chose

  • @natifmobile2923
    @natifmobile2923 2 дні тому

    Zvakaoma wena apa zvaari munhu wekuziva nhai mfana uyu ummm guys gutsikana nemari shoma iyoyo zveku blinger nemari dzekuromba idzi ma1

  • @FelixChizeya
    @FelixChizeya 2 дні тому

    Endayi webetting kwaita Mari kwasekuru

  • @luxwellrunesu900
    @luxwellrunesu900 День тому

    Mbavha dzoda kudya padzisina kukohwa

  • @Sarah44557
    @Sarah44557 2 дні тому

    Ko ndikapedza kubhadhara zvinoramba zvichinetsa hre paupenyu

  • @TarisaiGwenzi-gv3em
    @TarisaiGwenzi-gv3em 2 дні тому

    N'anga dzinorombesa ngadzisungwe zvese nemunhu waromba wacho vanhu vofirawo mahara ere nhai

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 2 дні тому

    Sly media vanhu venyu ava gara mavaudza kt ngava pedzerane nemunhu anenge ascoromba ega coz kuzoda kuti zodza nekuripa mhiko dzatisinei nadzo hurombwa no no mhani taneta isu trikufira nyaya dzatisinga zive

  • @ForwardChinyerere-lz3bh
    @ForwardChinyerere-lz3bh 2 дні тому

    😂😮😅 Chitungwiza tava pama1 imagine K&J aiva ma dheu dheu edu now azara .....

  • @SimonSiachalula
    @SimonSiachalula 3 дні тому +3

    Kafera number 2😊